Please guys ndokumbiravo chikumbiro chihombe ngatisuppotei vanhu ava inga vanogona wani just like inobvisirwa mari here 3thousand and something just just seven hundred something like let's support our family guys please vanogona Magtome iyi just like les than one second chaiyo
Ndini nani nani aniisa like magtom media asati aona kt pabikwei❤😂😂
Tiripo tiripo❤❤❤❤
I like before watching who else does the same just like
You guys ever thought about doing a movie on Netflix
Same as to me ❤❤
Mudhara mahuchi ma1 ❤❤❤❤❤ Big up
haaaa Mahuchi kana haaa doro vanorova zvavo
Aaaaah Mahuchi kkkkkkkk hanzi nyangwe ukarota uchida something from me consider it done 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Please guys ndokumbiravo chikumbiro chihombe ngatisuppotei vanhu ava inga vanogona wani just like inobvisirwa mari here 3thousand and something just just seven hundred something like let's support our family guys please vanogona Magtome iyi just like les than one second chaiyo
always l like nekucommenter zvese
Kkkkk Shamain kuteya huru ,you gonna play your roll nice thanks guys
Hoyo Slimmie ovhunikira lodge 😂😂😂
Slimmie usadaro mwana anga azvibatira cake rinohamba,iwe kwakumuite deny. Usazodaro ndapota. Dhibhobhoni aendesa seeding yekuti ahwine baby
Kkkklkkl asi you are in to busyness ere kkklkkk . Mahuchi bhoe erre
Weta😅in mahuchi's voice...'waiter'
Magtom zvave zvinhu❤
Number 1 magtom media to the world makaipa yoo keep fire burning
Rass Dee munotoziva kubvisa chegumi aiwa Titende. Murevhi vafara kani
Murevhi Dexter❤️
Ndanonoka asi chakakosha ndechekuti ndauya🤗🤗🤗
Ichi chaida nechirungu director chero henyu makambowana chiri 1 chamomborova nechirungu kana kunyora pascreen
Haaa inini magtom inondiitira, haa mushonga we stress zveshuwa
Haa slimy nice sounds bro❤❤❤
Magtom always the best
First to comment and even liking before watching...ndipeiwo ma likes😢
I always watch magtom haaaaa slimy chidhara kkk
Slime ma 1ayooo guyz zvazvhinhu💕💕💕👍👍👍👍
😂😂😂😂 mahuchi mahuchi
Weldone Magtom. Thanks for the entertainment.
Keep up the good work ❤
Slime itsotsi atonyengerera shamie katovharwa PGS😂😂
Ichoooo❤❤❤❤
Ichoooo well done mkoma slimie
Well done magtom media munogonesa team
Looks like the Legend Thomas Mapfumo Ruster manyama
Kkkkkkkk Slimie kaaa hanzi. Wakajamba stage yekumakwenzi hr kkkkkkkk❤
I can’t wait to see kuti chiii chakazoitika in the next episode❤❤. Love you Magtom Meddia , munondigonera pa zvese
Ini ndongoisa ma❤❤❤ nema like chete
Mahuchi 😅😅😅 is such a natural ...love him
Magtom media it's a big channel
Zvamanje manje Magtom mune chimuti.Who else supports me
😂😂😂 ndanga ndakutoita mafeeling newe pamwe togona kuzoroorana haa slimy kaaa anywhere keep the good work munobika zvinonaka 😅
You guys are my favourite ❤ keep it up slimie
Slimmie and team keep going excellent 👌 work . entertaining and teaching.
Kkkkk haaaaa slim zitsotsi chairo kkkkk kujuta mwana anga apinda nemoyo hanzi ndnga ndkutoita mafeelings newe🔥🔥🔥🔥🔥🔥mopisa guys thanks
Ma rasta mamyama wagwani 💪💪💪💪💪 20:51 20:51
Weldone Magtom ❤❤
Magtom media Shamu yestress rambai makadaro
. yeah sound master Slimie makanyanya henyu asi chiregai mwana apinde nemoyo tione kuti chii chinoitika
Regai mwana apinde ne mwoyo .
😂😂😂😂😂😂Aiwa anozoburitsa gure rese manje😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Mahuchi weNanzvi
Hanzi naMahuchi Heeeeeeee Hmmmmmmm😅😅😅😅
Watondiona Dzinza rese ragarika😂😂😂
Great works, keep it up guys
Chibatawo mnhu 1 guys magarisa ahh
Can't wait for the next episode 😊
Magtom never disappoints 🔥🔥🔥❤️❤️
Magtom media mashasha
Slime mwana akukuda uyo😂
Slimy siya Shami aroorwe amana chii chakadaro kkkkk
Anomuda uyo. Chero iye Charmaine anoda slimmie
Malachi master chigame ichi keep e good work guys munotigonera
Haaa Guys tokumbirawo Fovour mungoisewo ep 5 nhasi matisiya nenyota mapendza nzara chete 😂😂😂😘
Let's concentrate neBusiness Tidhle mari😂😂😂
Ummmm ndirikuona.mabviriri apo
Shami anga anyura akarohwa nePGS
Like, share and subscribe
Good work guys uuum Shammy Shammy don't trap mahuchi like this mahuchi akat unonyepa haungoendi
Mahuchi 🔥🔥🔥
Murikumhanya nacho chimuti team Magtom
Tauya maswera cy family
Mahuchi ndichauya ne book n pen
Acting ndezvimwe but pa real Kim angori bo soo
Mahuchi always drinking beer 😂 DrunkenMaster 😅
Kwaaaaaaa dhiiiii sua
🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️ Magtom media magetsi shem
Charmaine our model slander manje i wonder i why ndichiti ndikaona kuti ndakusimba ndoenda pa diet kkkkkk 😂
Ini hapana video reMagtom rinondipfiura haaaaa ipapo handikanganise❤❤❤❤
Business raramba 😂😂😂😂
😂 Charmaine akuda love veduwe, kungonzwa kuti love akutoenda ikoko
Mahuchi kuseri guyz
😂😂😂Kim mhinduro yoooh
Mahuchi wenanzvi aramba kusiya nanzvi yake
Ndavapo😊
gyz ma likes ngaawande sema viewers ❤
Munogona vanhuvimi🎉
The best
Ko kana anyura
❤Kim ari rude zvandinofarira
Kim and slim are love it munondingonera. Well done
❤❤ nice boss magto Media manake chete like chete
Manyama kkkkkk unoseka kudambuka mbabvu chaiko makaipa unongoona munhu achingotenderera ne magtom inodzora panzvimbo shamhu yema stress rasita vakufambira nyaya dzacho
Kkkkkk ndohunhu hwevakadzi exactly 😅😅...patopinda ma feelings
Magtom media kumberi guys haaaaa ndozara nemi
Mahuchi nedoro nhaimi kkkkkk
Takukuda kwacho dhibhobhoni
Hmmm makanyanya baba Muzondiwa neteam rese
Charmaine ashandisirwa pgs chete yooooo dei watoroorwa nadread 😂🤣😂😂 hanzi naMaHuchi uriwemuzera wangu chaiwo
😂😂😂😂😂😂
Musava bereka ahuwa munotyorwaa remember makatsikirira mutii
mahuchii kkkkkk anoda vakadzii sa easy
Kkkkkk usabvisa focus aaaaa Slimmie ma statement ako so
Kkkkk Haa Slimie bby rikuda kuroorwa 😂😂😂😂
My love ❤❤❤
Me first
Luv yu team mondigonera❤❤
Ha ha ha maziso angu akavhurika kudhara handisi kuda kuoneswa
Mahuchiii u nailed it🔥🔥🔥🔥
Charmaine ane ka celebrity vibe🤩😎
Can't wait fo the next episode
Lv u guys keep it up
Mahuchi mahuchi hw many times did l call you kkkkkkk
Dexter nekusimba kwako hanzi munoziva kusambisa kwangu 😂😂😂
Ummmm