Uuum ya zera racho ndatya naro plus iko kutengesa muviri ndiko kuri nyore here nhai plus ndakaona kuti madzimai ndiyo weakness yamuinayo asi yambiro yangu hurwere plus kuitwa rough nematsotsi unogona kuuraiwa zvekare saka kutotsvaga rubatsiro wotanga business rako unochengeta mhuri yako
@@manasschibanda I do sir but did you get my worry? I never said don't do your show but since we got kids growing up even if you put a disclaimer there is always a way for them to get to hear this so condemning it strongly may discourage them from going for trials.
Mwarii nekt muri Mwari nunurayii vana venyu hapana chatoziva 😭😭
😂😂😂hanzi ukuda marii konzi wakachihodha kupi ah ab ah kklk😂😂😂
Amai ava ngavakwane zvinemazera izvi indai munotengesa madomas vana vanoti chii nhai imi inzwai kunyara
Hmmmm kwahi kukasika kutunda heyiii🤣🤣🤔vatete nzverai mashoko
Ko mai ava zvavakura yooh ndofunga murume achirimupenyu vaingonyengesa
Ndozviripo nekuti sei vakangofigwa nekumhanya muchihure
Obvious zvaiva zvagara zvirimuropa
Kuva Mai kwakaoma kuedza kuraramisa mhuri kwese uku kupiwa dollar here veduwe tsvaga ye start hama yangu utengese musika zera harichabvumi mudikani
Kuzviitisa uko
Seyi vakafunga kotengesa muviri vasina kufunga kotengesa madomasi zvimwe tisanyepa kuti ndayishaya zvokuyita
May you please blur these people faces they have children and family, 😢please
Truth but mahure haavhunduke
Ivo vanotoda 😂😂😂😂
Ko kubhauwa vanenge vakavhara kumeso here
It's a blessing in disguise kwavari because varikuto advertisiwa,and vakuyita on line Ka
Saka tozonyenga sei vavharwa
Pliz Manas vhara vanhu kumeso coz chakakosha panyaya idzi kuterera chete
Ndanyarira mbuya iyi usimbe moita bsa rekutengesa mheche inotsangadzi isi zvimbuya biyenyu tiri kushanda kusvirorwa dhora sure
Uuum ya zera racho ndatya naro plus iko kutengesa muviri ndiko kuri nyore here nhai plus ndakaona kuti madzimai ndiyo weakness yamuinayo asi yambiro yangu hurwere plus kuitwa rough nematsotsi unogona kuuraiwa zvekare saka kutotsvaga rubatsiro wotanga business rako unochengeta mhuri yako
Vakadzi ngatidzidzei kuzvishandira kwete kumirira murume akafa wakaufunga zvisina basa
Shandai imi gogo makakura kare wani
Iri irimubasa rakashata ndosaka ndichinamata Kuti Mwari handidi zvamgu humbwa hwakadaro
Zera remunhu wacho mbuya nevazukuru chaivo muchadzidzisa vana chii
Ariko madhara ikoko
Kumabhawa kune mazera ese
😂😂😂😂😂
Kunyengerwa 1usd it's not easy mukadzi mukuru akadai chokwadi 1st lady ipai mature aya ma projects vasiye kutengesa miiri
This age 😢 haa kuzviregerera
Kusanyara mazuvano chihure hachichabhadhara gogo tsvakayi zvimwe zvekuita
Eish ndovaziva momz ava ndeveku Epworth, zvakaoma ndozvawave kuita😢
Kounobvunza zita sei. Ingoudzwa nyaya zvisina mazita mkati
Eeeh interview zvayaitirwa pedyo nemasowe nhai inzwai pakuimbwa ma verse emasowe😂
😂😂😂zviomile hanzi am after money
shame zvakaoma zera racho harichade
Haa dai mwari manzwira nyika tsitsi
Ndikunzwa kuyimba paside penyu...
Aaaaah iweka😂😂😂😂😂 ndaseka hnk
Ukanyenga hure ingo hadhara.Muchafira zvisina musoro!Siyai vakadzi avo vanoku hengetsrai vana vamunozvarisa muchisiya!
😂😂😂😂😂 hubenzi hunonetsa muridzi vawo shuva kuomerwa nekufunga chaiko zero rawo varikutamba nevazukuru
Munavharawo kumeso kwema bhishu enyu
Dzirefu dzipfupi dzitete dzikobvu hakuna Shona yakadaro. Tsvaga teacher weShona umboitiswa mupanda usati wativhiringira mutauro
Mai awaibenzi guru yooo ndavanyarira ko kunorima or kutsvaga bsa remumba motinyadzisa isu masingle fokofu mhai
Chibanda chimbotanga watsvaga teacher veShona ukumbire kudzidziswa mipanda usati wapinda papublic social media. Dzirefu dzitete dzikobvu dzipfupi is wrong Shona completely. Usaipise mutauro wedu uchitaura zviri wrong
Iwe waipisa mutauro wedu nekushandisa chirungu pamwe chete neShona.
Asi mwazwizwa!!
Fuck that! Let him do the fuck he was on his fucken channel!
Wrong ndiyo shona yacho here rombe iwe
Life has no balance asi zvimwe zvakuda kukura life is about choices
Ko kunorima kumusha.
Hmmmmmmmm imagine10 usa here 😢
Asi Iwe haunyari HR Iwe urikubvunza ..mai avo izera ramai vako
Inga havanyare amai ava😢😢😢😢
Ukudzidzisei nhaiwe
Saka zvinovabatsirei kutaurira ruzhinji,,imi vatori venhau mashaya bsa zvirikudzidziseiko ruzhinji
Varipakutsvaga masister but yooo inonzi do or die pabasa
Mapenzi ivanhu shandayi uko tsvagayi mabasa
Uyu akarisa, dzosai katete kaye keswiro kechidiki
Hakuna kwatirikuenda senyika shame kutowana nguva yekuzvinanika uchitaura zvakadaro nxaa Mwari dai vatiwanira nyasha tive vanhu cz munhu hunhu
Hupenyu mutoro
Imagine 😢😢 10 varume guys
Judge not uh Mwari pindirai
God have mercy
Hàa moms avo vane matinji akapenga vano naka Mai avo ndeve ku epworth
😂😂😂wakavanzwa here😂😂😂😂😂
😂😂😂 veduwe ka
@@RichardChaoneka ma 1 mom's avo
@@officialfaychi7941 sua zvee
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk 😂😂😂
I will not judge her Ivo vega knows wat she is going through kut vasvike pakutengesa muviri wavo
Uuiu ngatinamatirei vasikana tisiye mabasa akadai
😂😂😂😂amai makura imi rest abeg
How old is she.
Varikuto smiler kuti mavawone zvee varipabasa ndanyara hangu semu singuru
Heya sleep over chihure vaChibanda maita kune vanhu vainditi hachisi chihure sleep over wani
Mbuya awa dont think vane family yoooo.yoooo pazuva kurara nevarume 10 kkkkkk mmmmmm vaneshawi rechihure
Ivo vacho why do they agree to such if they have families to protect and kana vachiremekedza vana vavo uyu presenter is only doing basa rake
Ko vanodya here sinhi
Kutengesa bonde
Kochirikuita kuiti presenter musatsvage mamic angorikowo mazuano aya chinyi????😂😂😂😂riiyiiko iro rakaita zikiti raukutaurisa naro ah ah ah😂😂😂
Ndimi makatosara,u don't knw how good is that mic and the price
Just Google zoom h8 hand recorder then u Will see everything about it
Handitika😅😅😅😂kwakusiri kusatoziya wangu but ingori weirf and funny so but haiwa kukzidza akupera ndakuketa manke😂😂😂
😂😂😂😂😂
@@TendaiMachakacontact me on +263 718 992 800 or +263 771 257 515 just say Microphone
Chidzidzo chipi chauri kudzidzisa mhuri ye Zimbabwe 🇿🇼
Pane pamaona pandakati ndinopa zvidzidzo here? Kana muchida zvidzidzo endai kunovanopa
Kkkk
Inga makuna kuna
Ndimai vangu ivava mufunge
Ko kutsvaga zvekuita zvinopa Mari zvakadii ndepapi pamungarege chihure mave mumba
Don't judge vamwe vana vakatoendeswa kuchikoro
Nhasi mibvunzo yako yanga yakarongeka
Usaite iyoyo
Same answers all the time
Gogo endai kumusha not chihure uuuuuuuuum ndatya zvangu
@user-ez1wn5zr3g taura hako 💯,this lady makore ati fambeyi for this kind of work dayi vapihwa munda kuno rima shuwa.😊
Kunodii??
@@officialfaychi7941 kuno rima nyemba nekuchengeta zvipfuyo neku tandara neva zuku basa rechi bishu haridi kana wapfura a certain age
Ummm zvakawoma hazvo
Kkk dolla
Ko zvairi chembere yatadza kuita musika wemadomasi kana kushanda mumba
Chibanda vhara ma face evanhu iwe sei uchidaro apa ati andizvishambadze pandogara iwe wobuditsa face yemunhu
Saka iwe unoti before interview haana kutaurwa naye here musangware nhema
@@dhereckmherekumombe1945 unonzi chibanda hre duzvii iwe sei ko kuda kunzi unoziva
Wazoziva stereki kudarika ini manje
@@LawrenceLocky ndosaka iri pablic platfom uri dofo kutuka ndokudii uri rema wangu ukawana nguva ukwane
@@dhereckmherekumombe1945bambo shut up
Kusanyara kutotawura zita neeSurname
Endayi munoroya nevamwe kumusha imi, pane zvamuri kuita
Munyika mune simbe zvokwadi
Ko kusanyara kubuda papublic uvlchitaura that nonsense
Anotori pabasa - she is being paid for the interview, i think
Zvakaoma
It feels like you are advertising this coz you had never at any point condemn this, try to loud the disadvantages of this to greater heights
journalist basa rake munoriziva here?
@@manasschibanda I do sir but did you get my worry? I never said don't do your show but since we got kids growing up even if you put a disclaimer there is always a way for them to get to hear this so condemning it strongly may discourage them from going for trials.
Urikutaura chii stupid vana Baba nabhudi vako Uri palive iwe kurima garden here
Imagine chii ichocho chinenge ngozi nhaimi. Vanhu chiiko nhai. Unonzwa kunyarira munhu veduwe
mmm age