Tsano murikuno

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 184

  • @graciousmangei7740
    @graciousmangei7740  2 месяца назад +18

    Thnk u so much fr yr love and support like share subscribe

    • @yuvonnetengende2345
      @yuvonnetengende2345 2 месяца назад

      Tiripo🎉

    • @prosper.musipa
      @prosper.musipa 2 месяца назад

      Can i cat wth guys im proud of u plus ndinotogona vhura academyndiuyewo guys

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 2 месяца назад +21

    Mukadzi musvuku uyu ndomufarira

    • @simbarashechikwari86
      @simbarashechikwari86 2 месяца назад +5

      She is extremely and naturally talented.

    • @MakahManiki
      @MakahManiki 2 месяца назад +1

      Kna ini wena ndomuda senge akazosangana na Gamu 🔥🔥

    • @natashahweru9479
      @natashahweru9479 2 месяца назад +2

      @@MakahManiki haaa akasanga naGamu haa ndonzwa kufara zcisingaite

    • @hoto-vg8we
      @hoto-vg8we 2 месяца назад

      Uyo ndakabva naye China paanoti daddy ane kà that

    • @bbzim6185
      @bbzim6185 2 месяца назад

      Me too
      Wats her name??

  • @TopotaTv-zimcomedy-musiczw
    @TopotaTv-zimcomedy-musiczw 2 месяца назад +14

    Lets gather here for Dan and Tsano🎉🎉

  • @sir_kay
    @sir_kay 2 месяца назад +6

    With the way Nyarie supports hanzvadzi yake, no amount of money will stop Lee from telling Nyarie😂😂😂😂😂

  • @ChillswithMaestro
    @ChillswithMaestro 2 месяца назад +2

    reaction yaDan naLee pavaonana was on point ...i knew something was wrong somewhere somehow...keep it up guys

  • @yuvonnetengende2345
    @yuvonnetengende2345 2 месяца назад +9

    Ziso ra Lee papinda Dan ndangoziva kuti chatsva. Keep going 🎉

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 2 месяца назад +11

    Lee chero mukamupa Mari sei anotaura zvose 😂😂😂😂😂

  • @margaretthomas1177
    @margaretthomas1177 2 месяца назад +1

    Haa Dan yawatanga iyika yekupa Lee mari Dai watongoenda zvako wanodyiwa naNyarie zvapera

  • @shadreckkufaigore4998
    @shadreckkufaigore4998 2 месяца назад +13

    Pakuda part 2 apa 😅😅😅😅😅

  • @mdarabusquets475
    @mdarabusquets475 2 месяца назад +4

    You guys are so good!!!! This deserves more recognition than you are getting. Tsano pakaipa apa🤣🤣😅😅

  • @user-ce7mu2fj9e
    @user-ce7mu2fj9e 2 месяца назад +1

    Good one 😂😂😂😂😂

  • @user-lp4nc6ds1v
    @user-lp4nc6ds1v 2 месяца назад +1

    Ndo proof ka ndozoita kunge muimbi ndichisasa nyaya dzandisingazii😂😂😂

  • @MakahManiki
    @MakahManiki 2 месяца назад +4

    😂😂😂😂 kna ka million ndo comment apa ndafa nekuseka nhasi

  • @user-cu1lo6mc2x
    @user-cu1lo6mc2x 2 месяца назад +1

    I like nyari and lee ndozvandondita wth my bro i tried kuti ndisamudefendr but moyo wangu unorwadza

  • @user-et5zk4tj3p
    @user-et5zk4tj3p 2 месяца назад +1

    Tsano🔥🔥🔥🤣🤣🤣🤣🤣

  • @P.E.L.C
    @P.E.L.C 2 месяца назад +3

    Zva nyanya ndati zvanyanya

  • @makufamadondo4544
    @makufamadondo4544 2 месяца назад +1

    Unonga uripamahwani mkwasha apooooi

  • @beatricekayiya9270
    @beatricekayiya9270 2 месяца назад +1

    Matobatwa kudhara chitongoswerai pano

  • @acklinegovha5325
    @acklinegovha5325 2 месяца назад +1

    Zvanyanya tsanooo...part two pana Nyari manje haaaaa

  • @munyaradzimupesa720
    @munyaradzimupesa720 2 месяца назад +1

    Igorambaaaa

  • @vimbainashemativavarira627
    @vimbainashemativavarira627 2 месяца назад +4

    Murikuno kkkkk statement iro ma1 pakuzotora Mari yese muwallet necard futi ma1

  • @TadiwanasheMunjanja
    @TadiwanasheMunjanja 2 месяца назад +5

    Go far Dan Grego l will be happy working with u

  • @it3788
    @it3788 2 месяца назад +1

    Hanzi daddy❤😂😂😂🎉

  • @sitokodzilechewura5567
    @sitokodzilechewura5567 2 месяца назад +1

    Maiweeeee mari yose tsvai na Lee 😂😂😂😂😂😅

  • @luciatachiona690
    @luciatachiona690 2 месяца назад +1

    Hanzi Nyari anotuka manje😂😂😂😂😂

  • @priscamazoe694
    @priscamazoe694 2 месяца назад +1

    😅😅😅😅😅kwakutobatana natsano kuenda Kumba 😅

  • @prosperCharuma
    @prosperCharuma 2 месяца назад +1

    😂😂😂 tsano vabatwa natsano

  • @mazvie
    @mazvie 2 месяца назад +1

    Dan naLee😂😂😂😂😂

  • @tonderaipkunaka4788
    @tonderaipkunaka4788 2 месяца назад +1

    Irambe Lee Lee wakanyanyisa kkkkkk

  • @mrphronesis64
    @mrphronesis64 2 месяца назад +1

    Nhasi tsano Lee vahwina

  • @munyaradzimakwakwa6582
    @munyaradzimakwakwa6582 2 месяца назад +1

    Kkkkkkkk tsano Lee kuseri😅😅😅

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 2 месяца назад +4

    Kudzikama nhasi nekubvunzwa makuno😂😂😂

  • @kudezywatta2188
    @kudezywatta2188 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂haaa zvegore rino apa mavharisa welldone

  • @Kbkariso1365
    @Kbkariso1365 2 месяца назад +1

    😂😂😂Ndokuti nyaya yacho inyatsobuda itongeke

  • @rudodhliwayo596
    @rudodhliwayo596 2 месяца назад +1

    ........ndati zvanyanya..... zvanyanya zvanyanya 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @roseychikoti3913
    @roseychikoti3913 2 месяца назад +1

    Siya murume waNyarie kkkkkkk

  • @LewisSithole-zq6ps
    @LewisSithole-zq6ps 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂 hanzi saka zvaita

  • @user-zx5op3yk5n
    @user-zx5op3yk5n 2 месяца назад +1

    Im sure ma zvinhu zvanga zvichitengeswa zvatotorerwa mukoma Dani paden

  • @TabethRutendoMapfumo
    @TabethRutendoMapfumo 2 месяца назад +4

    Ndini nani tiri kuti Lee arikutengesa hembe dzaDanie 😅😅

  • @StilloSaxOfficial
    @StilloSaxOfficial 2 месяца назад +1

    Uyu muhombe😂😂

  • @jettinanyamadzavo2863
    @jettinanyamadzavo2863 2 месяца назад +1

    Tsano maita mari😂😂😂

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 2 месяца назад +5

    Iyee wamunotii Lee haa i surrender 😂😂😂😂😂

  • @TindopMukaro
    @TindopMukaro 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂ikangorqmba chete bhoo ... haaa leee you're best alongside mukoma Dan ❤❤❤

  • @kudezywatta2188
    @kudezywatta2188 2 месяца назад +1

    Ko Lee kuzovhunza hanzi saka zvaita😂

  • @user-xz1wo4bw3r
    @user-xz1wo4bw3r 2 месяца назад +2

    Kkkkkkkkkkk tsano hanzi zvanyanya zvanyanya

  • @taonabobo7747
    @taonabobo7747 2 месяца назад +1

    Zvanyanya

  • @batholomewmatambanadzo8355
    @batholomewmatambanadzo8355 2 месяца назад +1

    Lee ❤❤

  • @SamazZim
    @SamazZim 2 месяца назад +1

    Mmmmmm pakashatisa

  • @tinashe.nopeya7769
    @tinashe.nopeya7769 2 месяца назад +1

    😂😂MA Associates manyama 🔥

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t 2 месяца назад +2

    Dan Dan Dan wabhaiza 😂I 😂😂😂😂 Lee hatina zera naye yeeeeeeee

  • @norahmudambo9191
    @norahmudambo9191 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi zvanyanya 😂😂

  • @jescachafuka2813
    @jescachafuka2813 2 месяца назад +2

    Ko munoitirwei kunzi Daddy kuchihure .

  • @simbarashechimusimbe1276
    @simbarashechimusimbe1276 2 месяца назад +1

    Kkkkk,Lee arikupopota ari uko 😂😂😂

  • @PassmoreNkonde-gv4ph
    @PassmoreNkonde-gv4ph 2 месяца назад +1

    😂😂😂tsano lee kaa

  • @alvintheguide666
    @alvintheguide666 2 месяца назад +1

    Irambe😂😂😂😂

  • @JamesPhiri-ib5tb
    @JamesPhiri-ib5tb 2 месяца назад +1

    Ko murikuno kkkkkkk😂😂😂

  • @vincentchirambwi5080
    @vincentchirambwi5080 2 месяца назад +1

    Combination iyi mahora 🎉🎉🎉

  • @user-pt4df6nz4c
    @user-pt4df6nz4c 2 месяца назад +1

    Lee haana Hana uyu kkkk

  • @EnnahGeza
    @EnnahGeza 2 месяца назад +1

    Kkkk ndaseka zvangu

  • @Drywer8RBVERVOER
    @Drywer8RBVERVOER 2 месяца назад +1

    Kkkkkkk mukubvama ka kuti ndimi😂😂😂 vakomana ava chimbovapayi cheuviri😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 2 месяца назад +1

    Danie Lee haumugone yoweee❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @NomsaMuzenda
    @NomsaMuzenda 2 месяца назад

    Leee atina zera naye veduwee 🙌

  • @user-lm3uc4vs4t
    @user-lm3uc4vs4t 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂 zvanyanya zvanyanya Lee
    Well done guys

  • @princemupfurutsa1156
    @princemupfurutsa1156 2 месяца назад +1

    Lee ndi baba venyu

  • @beatricevingi2615
    @beatricevingi2615 2 месяца назад +1

    Kkkkk hanzi kuti zviite proof kerekeche 😅

  • @forgivetavada3252
    @forgivetavada3252 20 дней назад

    Ndati zvanyanyaaaaa! 😂😂 chiLee chibenzi icho

  • @thomaskarekeni
    @thomaskarekeni 2 месяца назад

    kkkkkk you killed me on this one,keep it up guys

  • @TabethRutendoMapfumo
    @TabethRutendoMapfumo 2 месяца назад +2

    Imagine pamwe Lee Ari kutotengesa hake hembe dzaDanie😅😅😅😅 tipeiwo part 2 please

  • @moreblessinggweshero2096
    @moreblessinggweshero2096 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂😂 June ichaparira vanhu, Mai takawira munemabasawo kkk tsano vachambosara vachivakirwa muteuro hahahahahah

  • @faraimagwaza4865
    @faraimagwaza4865 2 месяца назад +1

    Haaa munondigonera

  • @pluckyzunza7604
    @pluckyzunza7604 2 месяца назад +2

    Blackmail for life naLee haa better kubudira Nyari pachena

  • @stevenruzvidzo5570
    @stevenruzvidzo5570 2 месяца назад +1

    Kkkkkkkkk😂😂😂😂😂ndaseka pa 210 apo

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 2 месяца назад +1

    Hanzi chikwasa kwasa 😂😂😂😂zvichiriko here?😂

  • @taonabenza3841
    @taonabenza3841 2 месяца назад +3

    Good going guys, great way to start a Monday.

  • @tinotendanmufudza3747
    @tinotendanmufudza3747 2 месяца назад +2

    Ndapota hangu muzoite nepart 2. Ko Lee waakushanda nhai.

  • @beatricekayiya9270
    @beatricekayiya9270 2 месяца назад +1

    Imi kwasa kwasa dzichiko nhai? 😂😂😂

  • @beckynhepera9380
    @beckynhepera9380 Месяц назад

    ana Tsano ava munondinakidza...

  • @AbelMumba
    @AbelMumba 2 месяца назад +1

    Ndati zvanyanya 🤣😂😂😂😂🤣🤣😂😂😂🤣🤣🤣😂

  • @kudzainorleenmawere
    @kudzainorleenmawere 2 месяца назад +1

    Zvanyanyaa😅😅😅😅

  • @lydiamazengwa703
    @lydiamazengwa703 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂hanzi zvanyanya

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 2 месяца назад +1

    Dan wapinda busy na tsanoz vako ava😂😂😂😂

  • @MunyaradziMugadzaweta-ob5dz
    @MunyaradziMugadzaweta-ob5dz 2 месяца назад +1

    DAN GREGO 😂😂😂

  • @tapiwabilliard4212
    @tapiwabilliard4212 2 месяца назад +1

    😂😂😂😂😂hooo makuno 😂😂😂

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 2 месяца назад +3

    😂😂😂😂 More fire 🔥

  • @supastar25
    @supastar25 2 месяца назад +1

    Haa iwe Dany futi soo...une ma den manganiko 🤣🤣🤣

  • @theeSonofGrace
    @theeSonofGrace 2 месяца назад +2

    😂😂😂apa na1pm tikuda part 2 straight away no compromising

  • @petervirimai8780
    @petervirimai8780 2 месяца назад +1

    Dan chawakaroorera Nyari😂😂😂😂😂😂 unochiona zvokwadi naTsano vako

  • @TendaiSakabuya
    @TendaiSakabuya 2 месяца назад +1

    Huyai ne part 2

  • @dailyshowtelevisiondstv5585
    @dailyshowtelevisiondstv5585 2 месяца назад +2

    Ndazoseka😂😂😂

  • @DephineDzadagu
    @DephineDzadagu 2 месяца назад +1

    Ichi choda part 2 lee asvitsa kuna sisi

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 2 месяца назад +2

    Apa paipa pane anobata mumwe nemhosva here

  • @timothygumbi424
    @timothygumbi424 2 месяца назад +2

    Ndokuti ma one chaiwo

  • @georgechiweya1082
    @georgechiweya1082 2 месяца назад +1

    Kkkkkk lee ibasa

  • @cynthia2570
    @cynthia2570 2 месяца назад +3

    Already liked coz know it’s 🔥🔥🤣🤣

  • @pedzisainyamayaro
    @pedzisainyamayaro 2 месяца назад +1

    Haaaa Lee to the world haaaa pane basa pamunhu anonzi Lee 😂😂😂😂😂

  • @MajorLife96
    @MajorLife96 2 месяца назад +1

    parikuda part 2😂😂😂😂

  • @burmanmringi1719
    @burmanmringi1719 Месяц назад

    The is great

  • @TendaiSakabuya
    @TendaiSakabuya 2 месяца назад +2

    Kkkkk tsano ndakakutadzirai chiyiii chando chino

  • @tintakzee
    @tintakzee 2 месяца назад +1

    😅ndati zvanyanya😝

  • @ruthchimuka8784
    @ruthchimuka8784 2 месяца назад +1

    Zvanyanya in Lee's voice 😂😂