The gospel preaching Apostle TFC Chiwenga harinzwiki kune vasina kudanwa mu mharidzo dzavo. Zvirinyore kurasika or kutadza kuvanzwisisa nokuti mharidzo iyi inevashoma vakadanwa mairi
hazvirevi kuti kana munhu akaprofita akutonzi prophet, Apostle TF Chiwenga vane zviprofita zvavakapa kubvira kare zvimwe zvacho zviri kuzadzikiswa zvimwe zvakatozadzikiswa, than vamwe vanopa maprophecy according to the situation vaona zvikuitika panguva iyoyo. Apostle Chiwenga vakapa kare zvakuitika izvi vamwe makazvigamhira mudenga, now it come to pass makuramba, haikona kunakirwa nekungovenga munhu pese pese
Munangagwa akaita problem yekushaiwa zuva rimwe chete raanoterera chiporofta akazviudza kuti Mwari anotonga kudenga iye anotonga pasi haana kuziva kuti Mwari anotonga ega nyika yake
Saka pamagenerals vakafa avo ndiyo prophecy yacho kkkkkkkkk. Vakomana musatambe naMwari imi .apostle chiwenga is not a prophet, havana izwi rinobva kuna Mwari ravanonzwa .kufungidzira uku
Joab or Adonija were induviduals not a group. Stop twisting facts. postle Chiwenga is not a prophet. I will say this untill this sinks in everyones mind
Hazvina basa kuti zvakataurwa here kuti vakawanda kana vashoma. The point is the death of these generals is clearly not natural, and whether you like Chiwenga or not, he saw it before it happened and he said it. Dai zvakataurwa naMakandiwa izvezvi muchiti he is a ‘Seer’, stupid idiots. Your hatred of Chiwenga will not make him a fake Apostle. Chiwenga never said Joab represenrs one person, imi mune wenyu one wamaida kuti afe, saka muchaita sei?
lol 😂so you think you can twist the story according to the current situation. Zvakaoma sure. This is a failed prophecy being given by a bitter evangelist who thinks he can give prophecy. Chiwenga sees nothing and that’s okay haisi mhosva
Are you not a madman? Was not Joab an army general, did he not die after the coup? If more than one general has died, suspiciously like this, then how is it a failure? Can you hoodwink us to hate Apostle Chiwenga by ignoring facts like you? Poor you. Who knew that hatred can cause you to become an idiot at the same time. Inga une nhamo nhaiwe
@@derrickalexmoyo9905 However, it seems that he only gave the ‘prophecy’ after 3 (4 if you include SB Moyo) generals had already died within a short space of time. Therefore, there was already an established pattern which would cause one to deduce that perhaps more generals would die under suspicious circumstances. I can tell you right now that more are likely to follow, but that does not make me a prophet.
@@Carpediem_76prophercy yakapiwa long back vamwe vakatbobvunza kuti sei zvisina kuitika coz pakanzi vanhu vachaviga umwe after umwe zvichiende zvakadaro
Apostle is one of my best preachers vanoziva magwaro chaizvo asi panyaya dzeprophercy ngavasiire vamwe
Well said ,no Joab mnangsgwa is not going to survive
The gospel preaching Apostle TFC Chiwenga harinzwiki kune vasina kudanwa mu mharidzo dzavo. Zvirinyore kurasika or kutadza kuvanzwisisa nokuti mharidzo iyi inevashoma vakadanwa mairi
Pray for that Joab. Munongopiwa prophecy isina kundiso here vaTalent Chiwenga. Pray for everyone not to die
ma prophecy munonyatsomanzwisisa hre mukuru
Well Spoken 🎉🎉❤❤
I pray for Chiwenga . God, let him live
Joab died a long time ago.....'the situation in our country has reached another level '......that was Joab
hazvirevi kuti kana munhu akaprofita akutonzi prophet, Apostle TF Chiwenga vane zviprofita zvavakapa kubvira kare zvimwe zvacho zviri kuzadzikiswa zvimwe zvakatozadzikiswa, than vamwe vanopa maprophecy according to the situation vaona zvikuitika panguva iyoyo. Apostle Chiwenga vakapa kare zvakuitika izvi vamwe makazvigamhira mudenga, now it come to pass makuramba, haikona kunakirwa nekungovenga munhu pese pese
Taura hako 2017 vakataura kuti Mugabe muchamudemba wamurikuti akaipa 2018 akati muchaenda kusarudzo asi hadzina zvadzichashanda
Nhamo yatinayo nhc vakaitaura kudhara
Only true men of God.
Title of the sermon?
Apa pairehwa Perence Shiri
Haisi prophecy iyi
The 47 Ronin. They were all sacrificed by death after having achieved for the Autocrates
Apostle, how did you find out for certain that these generals were sinners?
I think he publicly made the record straight and he confirmed that it was fulfilled. I don't know what is pushing you to republish this
Munangagwa akaita problem yekushaiwa zuva rimwe chete raanoterera chiporofta akazviudza kuti Mwari anotonga kudenga iye anotonga pasi haana kuziva kuti Mwari anotonga ega nyika yake
Ian Ndlovu said because of hatred in the prophet these prophecies are invalid
Kanenhema ako
Adonija represent Chiwenga, Joab represent Perence Shiri
Hapana chiporofita paya that’s guess work
Hapana chinonzikwa naBaba ava
Varikuuraya vanhu
In the biblical prophecy.a tree was used to represent religious sect.bere kana mhumhi was used to represent human.whats the difference now
Katsotsi kaChowenga ako
Saka pamagenerals vakafa avo ndiyo prophecy yacho kkkkkkkkk. Vakomana musatambe naMwari imi .apostle chiwenga is not a prophet, havana izwi rinobva kuna Mwari ravanonzwa .kufungidzira uku
It's not a prophecy bro, it's just clever talk to make you think there's something spiritual, this is a lie
Go to the 2018 prophecy before the events unfolded.
Apostle vaitoreva Chiwenga avo not tumwe tuma general twese utu
Hapana kana chiporofita apo nhema dzoga dzoga idzo
Joab or Adonija were induviduals not a group. Stop twisting facts. postle Chiwenga is not a prophet. I will say this untill this sinks in everyones mind
Netanyawo is better than this cruel mnangwangwa zanupf murders.who are loved by mbeki.zuma and baffalo phalalaphala mafia big nouse.
Haiwa Chiwenga is not a prophet and does not prophesy
Kana prophecy one yati yazadziswa mafake prophet ayo
Vakangwara Havana nhamo why usina kutaura that time kuti it's not an individual
Hazvina basa kuti zvakataurwa here kuti vakawanda kana vashoma. The point is the death of these generals is clearly not natural, and whether you like Chiwenga or not, he saw it before it happened and he said it. Dai zvakataurwa naMakandiwa izvezvi muchiti he is a ‘Seer’, stupid idiots. Your hatred of Chiwenga will not make him a fake Apostle. Chiwenga never said Joab represenrs one person, imi mune wenyu one wamaida kuti afe, saka muchaita sei?
Isu mafuza tine nhamo
@@derrickalexmoyo9905 i agree with you hama,
Haaa feja feja chaiyo😂 maida kuti Ed afe manje haana
Mmm hakuna Joab ikoko
lol 😂so you think you can twist the story according to the current situation. Zvakaoma sure. This is a failed prophecy being given by a bitter evangelist who thinks he can give prophecy. Chiwenga sees nothing and that’s okay haisi mhosva
Are you not a madman? Was not Joab an army general, did he not die after the coup? If more than one general has died, suspiciously like this, then how is it a failure? Can you hoodwink us to hate Apostle Chiwenga by ignoring facts like you? Poor you. Who knew that hatred can cause you to become an idiot at the same time. Inga une nhamo nhaiwe
@@derrickalexmoyo9905
However, it seems that he only gave the ‘prophecy’ after 3 (4 if you include SB Moyo) generals had already died within a short space of time. Therefore, there was already an established pattern which would cause one to deduce that perhaps more generals would die under suspicious circumstances.
I can tell you right now that more are likely to follow, but that does not make me a prophet.