@@shakundrazhantel yes voice raMitchie rine ka vibe kebishu and no I'm not saying Mitchell ibishu in any way shape or form even though she might be acting as one and Mitchell if you come across my comment please forgive me and I'm not trying to be disrespectful to you coz truth be told nditone ka crush newe nway back to your voice it reminds me of this bishu I used to hang out with back in day aiti kana adakwa ne black label orange kusvuta Madison her voice kinda sounded like yours and zvinondiitira bhoo hangu 😆 🤣 😂 😹 😆
@esinahladye4089 taura hako 💯,apa ndiye aisaiza Jati kuti haagone nyaya dzemujolo😂😂😂😂😂😂😂😂,but iye ndiye akutoda kuzvi vharisira zvinhu asi Jati phone inoiswa paflight mode kana uri paden unoto fanirwa kutoita pilot 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kana uri around madam saka chingomukanda pakitchen Mishi uyo😊.
uuuumm bamuni bhemudha wakanyarara yooh kana maiguru vacho kusanyarawo hanzii keep it up bhemudha kunyarara kwakanaka asi munodii kumboudzawo mukoma mabatirwo amunoitwa kana vasipo
Nhai ma small house handit mukaona munhu asiri kudaira fone kureva kt madam varipo hre ko kuxoramba wongobaya call ndokudii ikoko manje chifinhu hre nhai
For mitchy let's gather here 💪💪🥰
Malikes neloves kunaVhovho
Kune vose
❤❤asi ahana kufitwa nerole yaaplayer maonero angu hangu
Mukadzi wa Jati mudzimu chaiwo. Actually Shavi chairo rinesefa pahuro zvakawonekwa na Matavire
Love husahwira hwa Ozemwa ma Mitchie
Muroora uyu akuenderera mhani ndipei chance ndimbo dealer naye
Ko iww Mitch unoramb uchifonera mnhu sei😂😂😂😂😂😂
To those who likes Mishis voice
@@shakundrazhantel yes voice raMitchie rine ka vibe kebishu and no I'm not saying Mitchell ibishu in any way shape or form even though she might be acting as one and Mitchell if you come across my comment please forgive me and I'm not trying to be disrespectful to you coz truth be told nditone ka crush newe nway back to your voice it reminds me of this bishu I used to hang out with back in day aiti kana adakwa ne black label orange kusvuta Madison her voice kinda sounded like yours and zvinondiitira bhoo hangu 😆 🤣 😂 😹 😆
Jati drama risazonzi final mishy asati apinda musvitsa pliz ngauye adzidzise dzvuke chinonzi muroora chii
😂😂I am with you ipapo...dzvuke must be taught a lesson
@@gracemusizvingoza4549 kkkk anotambudza mai vasina mhosva
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi dzvuke kkkkk
Uuum dzvuke anohwisa hasha 😮
Kkkk 4 seasons murikumberi makapenga l love you mishi naJati naOZEMWA.
Kkkkk usatya hako maikuru wanga waripo kkk mishi unouraisa jati usadaro
Jati wakunyanya hu soft kumukadzi xaa
Takatochimirirara ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 4 seasons kuseri
Vovo is the best ❤❤
vovo likes❤❤ kanda ka ❤
Vovo unenge wapora active yako uchida kuziva mhosva yawakatadzira muroora kaaa😂😂😂😂.chimboendeswa unoswera kwa Mishy uchidya wakasununguka
Jati ngaachipinza Mishy mu Kitchen uyo ari kunetsa kumba achidzingwa
Excellent Mishy & Vhovho . Jati mkadzi wako Gindergoria potoda hugandanga Chicky chaiyo uroore Mishy.
Jati munhu wekubsa anonetsa hre 😂😂😂😂😂😂😅
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk vhovho wapenga wavakuda muzukuru
Mitchy ukawon munhu asiri kudavira ziva kut parikupisa😅😅😅😅
É verdade 😂😂
@esinahladye4089 taura hako 💯,apa ndiye aisaiza Jati kuti haagone nyaya dzemujolo😂😂😂😂😂😂😂😂,but iye ndiye akutoda kuzvi vharisira zvinhu asi Jati phone inoiswa paflight mode kana uri paden unoto fanirwa kutoita pilot 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kana uri around madam saka chingomukanda pakitchen Mishi uyo😊.
@@ShortCircuit05445 uuuuu Jati arikutya Madam yake uyu regai tione sezvo mitchy atii wakugara pano🤣🤣🤣🤣ngavangotipa 2 maepisode paday
😂😂😂 Mitchy wacho ane moto. Eeeh
Guys you are the best😊😊😊😊
Kkkkk amwene vapora vakuda mzkuru
Heyaa makoti haana mwana achiwanza pamuromo kudaro ngaaende kumusha toda muzukuru
Ndakamirira chisvike
Murikubviraa❤❤
Itai fast jati namishie muroorane ❤❤
uuuumm bamuni bhemudha wakanyarara yooh kana maiguru vacho kusanyarawo hanzii keep it up bhemudha kunyarara kwakanaka asi munodii kumboudzawo mukoma mabatirwo amunoitwa kana vasipo
Kkkkkkkkkkk Vhovho ita mushe iwe kana yaitonzi maswera sei vaimbwa kkkkkkkk
Gogo vanenge vasimba manje cz manzwi akubuda kkkkk
Waiting 🎉🎉🎉🎉🎉
Mishi wow the best one 🔥
Kkkkkkkk Gyz mobvira chimbotipai ka seprise ke 20 minutes tichiona hedu
😂😂😂😂😂😂😂😂datya rakatsikwa nemota kkkkkkk
I love you guys keep it up
Ozemwa Na Mishie kkkk I like u guys and Mishie u are beautiful from Jane South Africa
You are the best guys
Nice nice more videos plz
Mitchy anogona ❤❤❤❤
Vovo welldone gooood ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mish 😂😂😂😂 wazomupedzera nyamhanza uyo
Michelle chasara ndiwe uchava Mai matemai
IZVOZVI MAVEKUKASIKA KUKANDA NDOKUGONA MANJE UKU ❤MISHI CHAKANAKA NDOCHIDA INI😂
@@wilsonmabhizamabhiza2867 ucharohwa naOzizi mukadzi wake
mai vaporaaa manjee hoyoooo 🔥🔥🔥🔥
Guys , you are so excellent
Makoti urikupemberi nekusvota koita bota monzi tozodya na3 haaa pakaipa
Imagine 😢
Kkkkk hanzi iwewe daira yako😂😂
muroora uyu akuyenderera disrespect yacho ah
Please musapedze series iyi Mishi asina kuroorwa uuyo arikumba arambwa coz i dzungumwati chairo.😊
🤣🤣🤣🤣🤣hanzi ndakunda muzukuru vhovho akunda muzukuru pengai amai sorobi
Ichooo mama Mitchel... Chaisa mutemo😂😂😂😂Hanzi hapana kumba kwako kwauchadzokera😜😜😜
Kwanzi zvedzedze ririkumba ukooo ozemwa to the fullest 😂😂😂😂
Mitchy i love you
😂😂😂😂😂 Jati mukanwa mako makumburukwa nechidembo haaa ndodawo kushutawo nemi guys
Chimuroor ichi chipenzi chaich aaaa rough ndeyeiko
Yaaaa Four Seasons Media muri kusota! ❤
Ozzie na mish muri matruly friend sure
Hanzi muroora ngaapedzere simba kuzvinhu zvine msoro 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Sando Kuna ozizi/ozemwa 😂😂😂
Wapinda mishie.idya Mari wakanyarara chete.asi kana mozofadzirwa zvenyu
Four seasons media munogona keep it up
Kkkkkkkkkkkkk
Haaaaa Mitchie apa wandigonera wakurwadziwa nekugara pa den pako 😂😂😂😂
Chero imbwa yatonzi maswera seyi kkkkk
Welldone guys ❤❤ you're doing great
Was waiting for this episode magona ramba makadaro❤
Kabuye umzukulu vovo kkkkk
Vovo is on another level 😂😂😂😂❤️❤️🔥🔥🔥🔥
Ma 1 ekufonerwa uri pa side na madam boe here
Akamutora mubhawa anhuweee mhayiweee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Guys you are the best love you❤❤❤❤❤❤
Pengai mai jartwell Tamurova maurru avo ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mishy's character 💯💥
Hanzi mkadzi wako ane kahunhu kehunjapisi njapisi 🤣🤣🤣🤣🤣 mama Vovo vataura
Kkkk hanzi maswerasei vaimbwa😂😂😂
Jati ngaatengese imba wotenga imwe
Hoyo Ozemwa uyoo jartwell ari kutsva mumoto chaimo namadam kumba😂😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂🎉🎉🎉
Kkkkk Mitchell unouraisa Jat kkkkk
Ichooooooo
Nhai ma small house handit mukaona munhu asiri kudaira fone kureva kt madam varipo hre ko kuxoramba wongobaya call ndokudii ikoko manje chifinhu hre nhai
Waiting ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Please can youdoyerukawo 4season tadzidza chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢😢
Kofone isiyako unooidiiko ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkk.Mishi.atochinja.masamba .kkkkk hanzi.auchaendikumbakwako.
Mitchell gooood one ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Vhovho anofanirwa kusajairirwa nemuroora
😂 mishi ramba wakanzwanya weldone
Jartwell haaa sory vakomanaa
❤
❤
❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Murikugona ❤veduwee tokumbiravo kupiwa rimwe na 8 uuummm makanyanya
4 seasons nhasi matikudiii nhasi pa part 9 apooo meso akangobuda
haa jata ngaroore mishi kani iwe
Peshy usarambe uchidzokorora kutaura chii 1 "ndakati munodya na3 lunch pano chete" kwete kuramba uchitaura 1 thing. thank you
Mitchell Mitchell ngazviende mberi hanging bvisa chikorobho
😅😅😅😅😅 Mitchell murum vemunhu anonyepa xaaa ahadaire fon kan Ari padhuze namadam wank but uye kan anew anodaira madam vakafona unotonzi nyarr 😅😅😅
Dzidziso kuvanhu rume kana mafunga kuita ma girlfriend enyu musanyeya vahosi nemwasikana wenyu zvinopa kut girlfriend rishaye respect
Keep the good work up❤
Waiting guys
Jat please tell me where did you get your wife exactly 😂😂 Mhamha vaJat
Muroora anondipa hasha haa dhemeti mhani
Kafunga kuchibvondora
Vhovho azotaura zviripamoyo pake 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 japisi.japisi kkkkkk
Vovo ngaapfeke dhuku