Chinosimbisa calaz ma critics and ndakamupa respect yekupinda mu industry achitokonya wacho anga Ari pa hit at the same time achikanda ndandi dzainakidza🔥🔥🔥🔥
As i always say....zimdancehall is incomplete without you....seh calaz une kakunakidza kasingapere more life to you star, mabhanditi lets support this ❤❤❤❤❤❤
This is the seh calaz that we all missed 🎉
Chinosimbisa calaz ma critics and ndakamupa respect yekupinda mu industry achitokonya wacho anga Ari pa hit at the same time achikanda ndandi dzainakidza🔥🔥🔥🔥
Ane lucky vashoma vakasurviver with that strategy
Calaz akura zveshuwa ..chingodzosa ka mubhanditi uyu tanga tamusuwa ❤🔥🔥🔥💥🇿🇼
Seh Calaz ichooo... Munopisa Mukuru
Siyanai naye mhani mwana uyo siyay ayende
Aihwaaa ndabvuma Kupera calaz haapere....Track ma1 iri
As i always say....zimdancehall is incomplete without you....seh calaz une kakunakidza kasingapere more life to you star, mabhanditi lets support this ❤❤❤❤❤❤
Kana rikadoka ndisati ndambohwa bandit ndorwara guyz. Iri idhara haizi mafanisi mhani cheq
Mmmm uyu munhu dayi vanhu vango musiya becoz chaka zodzwa🔥🔥🔥🔥🔥
haaa Sunshine was right, if you Provok Seh Calaz ma1. ndomangoma edu chaiwo chaiwo aya 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Wekweduuuu muhombe uyooo riraiwe 🎉🎉🎉🎉🎉😮😮😮rwadzisai dofo iro😮
Ma 1 ayaa sir tawanda
Iweee iweeeee seh calaz musamuenzanisa nezvitotatota anonzi silent killer ndiyani munhu anotaura kwete kushaura bomboclat iwe bhandity ibhuru silent killer urikamwana ,horai takuzokupindira mustudio manje 😂😂😂😂😂 but .... um srs
Bro rovai ngoma 🌡🔥
Uyu anopisa ndati 🔥🔥🔥
Kalasi apa wakabvarura mufanami uya ndikuhwinise bema yakadarika yakayenda na3mbida
Addi streets President 🔥❤👌
Iiih seh calaz old voice.. repana chaminuka chaminuka chairo uyo muhombe
Calaz unopisa wangu 🔥🔥🔥
Uyu munhu anotorine love nemangoma zvekutodaro
Ndiri wengwere zvangu buh apa maida musoro wengwere apaa😂😂❤
One gangsta randoziva paZimba💯
Ndakatanga kufarira seh calaz 2014 until now anondigonera ❤🔥🔥
Jeri remariiiii 🔥 🎉
Hatidi naye uyo ndewedu kusvikira kare
Ma 1 ayaaa
Bhanditi rakatendeka mbudzi iya inonzi java ngaiterere bhanditi richishaura
Boss Yallah 🎉
Yhooo udzai ngwere imbomira apa inofa❤️🔥🔥🔥🔥
Uyu muhombe uyu 💥💥💥💥
Ngoma rine art yakawanda unopedza tawanda
Boss Yala 🔥🔥🫴🏾ma1 aya
This music 💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆🏆 Goatee
Baba ndibaba ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤ kuno takutomira mari naCalaz nekuti ndiye mukuru 🔥
Boss yala 🐐
Hooyooooo chibaba icho
Ndakambochimhanya nemukuru weConquering bvunza kinaa naKille ndiri hot property 🔥🔥🔥
Heboooooooo 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Silent Killer shoko rasvika kaaaaa
bandity boiz ishasha yedu siyanai nayo
Bhanditi ndorida nemoyo zvngu ummm
Indirect diss....Simple solid❤❤❤❤ chakaita.....jeri remari
Ndasuwa vapfana vema clarks ft Calaz
Uyu anogona kudarika wamoziwa
Unbeliveable seh Calaz muri mudhara mhani
Vari kushanda overtime vachirova 1 rym🔥🔥🔥🔥
😂chiripowerful
Yesaya
2024 ndaona taenjoyer trikuda mafireworks bhanditi
Hauyu anogona zvinobhohwa boys
Anonzi Tawanda Uyu,; Pullo
Uyu muhombe kwete kumupa munhu wedombo
Ngweere inofenda
Tawanda muhombe uyooooo
Ma bars hoyoooo
Siyanai naye Tawanda muhombr uyu
Haa ma1 aya mabhanditi to the fullest
Bhanditi ihombe iri siyanayi tawanda
Best song outta zimdancehall dis year
Thanks mukuru vaiti tapera #mabhanditi.... Silent buwe akuda kutoitwa monya rayala koz anofarira zveruzva
Mambo wehondoooooo
Aaaahh iri # rakashata
Siyai tawanda ayende
Haazi mafunnies mhan
Bhanditi harisi diki🔥
Bandit & Master H nhasi ranga riri day rechillaz but nemangoma mahombe amabuditsa, kudhara ikoko ndakadya eazy ndakutogeza kty ndipinde bhangu soo🔥🔥🔥🔥
Callaz kuvanhu
Goma mubhadhiti muhombe
Machimhanya mudhara Tawanda muhombe
Over the past 5 years you have earned my respect sir.
Ma1 ngomaa
Uyuu munomivengereiko
Hoyooo big up seh calaz. For years and years you have been running dancehall business without fears and tears. You are keeping it real 💥🔥💥💥
Siyanai naye tawanda
Yaaaa uyu ndiye calaz vatoziya chaiye Tawanda muhombe❤️🔥💯
NDIRI BHANDITI ZVEKUTODAROO AYA MA1 KWETE ZVEKUNYEPA
Bandit hoooooooyoooo
Vanogona ndivava
Mukuru wemangoma🔥🔥🔥🔥
🔥 🔥 please just drop full
Unstoppable Seh calaz🔥🔥🔥🔥
Wandifungidza kwazvakatangira tichidzitamba idzi STD Hall uchiri naStatic.... Chairman vachirikuti PoPoPo naCrossfire naBaShony 2013, 10years ago Salute Superstar
❤🎉🎉🎉 yalanaizing
Pamupaka takasarudzwa 🎉🎉🎉🎉🎉 Mabhanditi kuvanhu 👏🇿🇼🇿🇼🤩
Boss yala kumberi
Original Zim-dancehall sound..💯
Tawanda Tawanda makaipa
Chopisa icho chisiyei
Congratulations on the new car, I love this song 🔥🔥🔥.
Chakanyanya ichi
Retain of the undisputed living dancehall dada
ngoma nyama last
This man is unstoppable
Kunaka kwengoma rebhanditi kutapirira
The Tawanda I know is BACK!!!!
Cymplex makes complex simple
My GOAT 🐐 nuff respect
Bhanditi Boss
Boss yalla
Mr Something
General yalla
Selly
Tawanda
Seh Calaz
Panofa munhu this vamwe vachapedzwa carrier kunge mayez
Mambo ve Hondo
This is a hit💥💥💥🔥🔥
Pakarohwa ngoma apa 💥💥💥🔥🔥🔥🔥
Ndotanga ndaliker ndisati ndaterera coz ichi chogona
Mr Something aka Boss Yalla the Bhanditi boss reply Ngirozi yetsvina on what happened at cup clash