Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

TICHAONA KUTI ACHARWADZIWA NDIYANI (ZIM COMEDY)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 окт 2023

Комментарии • 344

  • @jusptostudios2885
    @jusptostudios2885 9 месяцев назад +5

    dimba anopedza masports anyone with me raise up your hand

  • @Nally_Vybz
    @Nally_Vybz 9 месяцев назад +11

    Keep on guyzs, tiripano hakuna kwatoenda, cheers vauya nemagumbeze kuzogarira zvichauya

  • @gladiatorthinks
    @gladiatorthinks 9 месяцев назад +13

    Female Body Inspector 😂😂😂❤❤🎉🎉

  • @SOLO_NAIZA_BOOM_OFFICIAL
    @SOLO_NAIZA_BOOM_OFFICIAL 9 месяцев назад +44

    😂😂😂😂😂😂😂😂😅😂😂😂.........Cant wait to see thumps up guys

  • @fernandokuran1636
    @fernandokuran1636 9 месяцев назад +9

    Naiza boom you killed me today 😂😂😂😂😂 dhimba 😂😂😂😂😂😂 chapepa hanzi mukadzi wemunhu hapfimbwe amana ma mbama eish 😂😂😂😂

  • @faithaddy8118
    @faithaddy8118 9 месяцев назад +5

    Im here waiting kkkk l love u guys thumbs up fr NB❤

  • @CarolineMadyariwa
    @CarolineMadyariwa 9 месяцев назад +5

    Chapepa ahh😂😂😂😂 Dhimba zvemujolo uchazvirega hako Black can't get wazoita hr zvaunoda zviye😂😂😂😂

  • @DangerDFilms
    @DangerDFilms 9 месяцев назад +2

    Haaa that song yamunozoisa kwekukupedzisira haaa inondipedza simba

  • @tadiwanashegumbo
    @tadiwanashegumbo 9 месяцев назад +1

    Haaaa blackie ma1 uyoo ane chipoooo @_dhimba muhombe lets gather here for dhimba 🤣

  • @ChristopherMashumba
    @ChristopherMashumba 9 месяцев назад +4

    Female body inspector vs black😂😂😂😂❤ love you guys

  • @LadyMericyRunetso
    @LadyMericyRunetso 9 месяцев назад +7

    Kutaura chokwadi Blackie denga uchaita rekugugula 😂😂😂. Ungambainyengera mukoma Dhimba kuti varohwe namudhara Chapepa zvamunongoziva kty mudhara wemhanza haajairirwe hayah nhasi ndaonesaa 😅😅😅 newevo Dhimba dzikama uchafa nekida mujolo ko kuzozvipa Zita hanzi ndonzi FBI 😂😂😂🎉🎉🎉 ❤ . Bro Naiza thanks ndafara zvangu nhasii 😂😂😂

    • @lukeratuvhunya1116
      @lukeratuvhunya1116 9 месяцев назад

      Kkkkkkkkkkkk ma2

    • @user-wr3gd1hb7v
      @user-wr3gd1hb7v 8 месяцев назад

      😂😂😂😂reaz...achatenga data kut apinde denga😂😂

    • @user-wr3gd1hb7v
      @user-wr3gd1hb7v 8 месяцев назад

      😂😂😂😂reaz...achatenga data kut apinde denga😂😂

  • @MutsawasheKateguru-uq4gb
    @MutsawasheKateguru-uq4gb 9 месяцев назад +3

    Keep it up guys dhimba uchinyanya hnz ,,,FBI😂😂

  • @user-jt5bz1dk4n
    @user-jt5bz1dk4n 9 месяцев назад +4

    Mafans a madzibaba chapepa let's gather here 😅😅😂😂

  • @user-vf1xc9eu8c
    @user-vf1xc9eu8c 9 месяцев назад +4

    Dhimba Dhimba vaka chi master chi game chacho kkkkkk😂😂

  • @bellasvosve4681
    @bellasvosve4681 9 месяцев назад +3

    FBI maroverwa mahara apa kurohwa musingadzosere😂😂😂😂

  • @lily_rose04
    @lily_rose04 9 месяцев назад +7

    Ndandakambotsamwira NB coz of the propaganda but ndadzoka😅😅😅,,,,munogona mhani imi❤❤❤

    • @petronella4012
      @petronella4012 9 месяцев назад +3

      Me too 😂😂😂😂😂😂 ini ndiri kwese

    • @thomaschipinda6952
      @thomaschipinda6952 9 месяцев назад +5

      Kuona hatirege zvedu but ngaabate vamwe zvakanaka. Money has a spirit of changing one’s character

  • @princenapulu187
    @princenapulu187 9 месяцев назад +1

    Ko vapfuura ne saga ndiSolo here avo kkk kuma end end uko

  • @tapiwahlapo9448
    @tapiwahlapo9448 9 месяцев назад +1

    Hanzi handisikuenda apa dzichitoendeswa 😂😂

  • @owendzinamarira3498
    @owendzinamarira3498 9 месяцев назад +1

    NB haipere zvekudaro inotoita more fire

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 9 месяцев назад +1

    Naiza boom zvinhu

  • @CarolineMadyariwa
    @CarolineMadyariwa 9 месяцев назад +2

    Dhimba nyaya dzemababie hauhwini unotonyuramo chete .Wakutoda kuita zvaunodaka😂😂😂😂😂😂😂

  • @zimville
    @zimville 9 месяцев назад +2

    Ndange ndasuwa kanumber ka Dhimba ako😂😂😂😂😂

  • @Starbee370
    @Starbee370 9 месяцев назад +3

    Female body inspector 😂😂😂 chibabuloza

  • @user-xx3xf5ji1m
    @user-xx3xf5ji1m 9 месяцев назад +4

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 dhimbaaaa chibaba guy's

  • @dorcasmukombami215
    @dorcasmukombami215 9 месяцев назад +7

    Can't stop laughing yuwii😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @BatsiraiMuwamba-lb5ie
    @BatsiraiMuwamba-lb5ie 9 месяцев назад +1

    Ndonyanya kuzivikanwa munharaunda munoumu😂😂😂 dhimba soo

  • @tanyaradzwamazuru7330
    @tanyaradzwamazuru7330 9 месяцев назад +1

    I luv the sound of dhimba pliz keep moving

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 9 месяцев назад +1

    Kkkkkkkkkkkkkkk chapepa Muchinda wemari

  • @Ceejay0611
    @Ceejay0611 9 месяцев назад +1

    Chapepa wangu mhayii😂😂😂😂

  • @DangerDFilms
    @DangerDFilms 9 месяцев назад +12

    Yooooo can't wait to see dhimba guys

  • @dadylalah2485
    @dadylalah2485 9 месяцев назад +6

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣💯 I can't stop laughing..
    Welldone guys

  • @user-kp9vt1ll3s
    @user-kp9vt1ll3s 9 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂Zvakaoma haaaa ibasa chairo

  • @JudaMugomba
    @JudaMugomba 9 месяцев назад +1

    Hatina kwatinoenda tiripano keep it up

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 9 месяцев назад +1

    Kkkkkkk nhasi zvangu yooh dzungu rese tsvai

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 9 месяцев назад +1

    Dhimba dzawira mutswanda ka ndokubasa kwako kkkkkkk

  • @amandandlovundlovu9684
    @amandandlovundlovu9684 9 месяцев назад +6

    Dimba to the fullest ❤

  • @winfildatalent1259
    @winfildatalent1259 9 месяцев назад +1

    Basa garifambee baba.

  • @VioletMagutakurima-sw4xc
    @VioletMagutakurima-sw4xc 9 месяцев назад +1

    Dhimba to the world

  • @darlingtonnjererenjerere6371
    @darlingtonnjererenjerere6371 9 месяцев назад +1

    Kkkkkk dhumba muchafira murudo

  • @BeniasMudadigwa
    @BeniasMudadigwa 3 месяца назад

    FBI .mkoma Dhimba 😂 well done Naiza boom👏

  • @julianamubaiwa6708
    @julianamubaiwa6708 9 месяцев назад +4

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥 can't wait bhora mberi Naiza 😂😂😂

  • @arandacabrena9525
    @arandacabrena9525 9 месяцев назад +2

    Minega strekani plosa Blackie💗 first trok meri kasi French kiss meriklo punani🍑🥒🥒

  • @M4k131
    @M4k131 9 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂 inofira mahara

  • @watsonbhadhu4389
    @watsonbhadhu4389 9 месяцев назад +1

    Murinhubu ndakuonai zvangu ende ndizvo chaizvo

  • @user-vl2vx3dv9f
    @user-vl2vx3dv9f 9 месяцев назад

    😂ingoyenda dhimba kana wapedza unogona kuzopinda machena Pana black 🤣🤣

  • @user-tl5su5cv1w
    @user-tl5su5cv1w 9 месяцев назад +1

    Boss dhimba doctor love

  • @user-qe9mo8uk3t
    @user-qe9mo8uk3t 9 месяцев назад +1

    Blackie u're indeed gorgeous 🥰 I think I have crush on you

  • @sabi88184
    @sabi88184 9 месяцев назад +1

    Dhimba to the pipo 😂😂

  • @user-ds8wu5bs5b
    @user-ds8wu5bs5b 5 месяцев назад

    Dhimba uchanzwa nekurohwa hk nekud kwemujolo 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-pm1wz2yy8r
    @user-pm1wz2yy8r 9 месяцев назад +1

    Bho here NB Bhola mberi wangu 🎉

  • @dykemacheke
    @dykemacheke 9 месяцев назад +1

    Now NB akuisa all ma senior members coz paipa

  • @enicanyagume5123
    @enicanyagume5123 9 месяцев назад +1

    Kkkkk Dhimba ma dress achakuuraisa

  • @doctorprimash6197
    @doctorprimash6197 9 месяцев назад

    Shiri yedu Dhimba yazongofa😂😂😂😂😂....Cheers to us who just unsubscribed bt still watching😂😂😂

  • @user-zk8ip3oi8p
    @user-zk8ip3oi8p 9 месяцев назад +1

    hanz ichi chibabloza 😂😂😂😂

  • @waltermabvumba7391
    @waltermabvumba7391 7 месяцев назад

    F. B .I ( female body Inspector) ramain constant guys NB forever ❤❤❤

  • @jaybentura9720
    @jaybentura9720 9 месяцев назад +4

    😂😂😂😂bho here nb urimuhombe 🇿🇼❤️

  • @sashasithole1022
    @sashasithole1022 9 месяцев назад

    Blekky usadaro 🤣🤣🤣🤣🖐️ dhimba uchafira mahala

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 9 месяцев назад +1

    Smile ya Dhimba achikwezvera mukadzi pedyi

  • @FebbieMaipe
    @FebbieMaipe 9 месяцев назад +1

    Kkkkkkkk pakashata apooo namukoma dhimba yooooo

  • @Troshia6280
    @Troshia6280 9 месяцев назад +9

    I can’t stop laughing 😂😂😂😂😂

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 9 месяцев назад +1

    Dhimba wapinda busy 😂😂😂😂😂😂😂

  • @tynosiya696
    @tynosiya696 9 месяцев назад

    Bedzi rapfuura iro ndanga ndaona kunge solo paranga richiuya😂😂😂

  • @bettysamhutsa1662
    @bettysamhutsa1662 9 месяцев назад +1

    Dhimba family body inspectot😂😂😂😂😂

  • @sidanisiwenkomo8505
    @sidanisiwenkomo8505 9 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂 veduwe kz

  • @Gloriapaulo
    @Gloriapaulo 9 месяцев назад +1

    Eu adoro muito suas drama para bens😅😅

  • @vimbaiguvamombe1413
    @vimbaiguvamombe1413 9 месяцев назад

    😂😂😂😂haa dhimba apinda busy...huFBI hwashaya basa

  • @worldgeneraltv9821
    @worldgeneraltv9821 9 месяцев назад +1

    Dhimba dzodenha idzo dzichitya big tym😂

  • @fungaimbizi755
    @fungaimbizi755 9 месяцев назад +7

    I love your scripts Naiza. You are the best.

  • @lovenesschirara3317
    @lovenesschirara3317 9 месяцев назад +1

    Kkkkkkk wakaura Dhimba

  • @PerfectNyamudenga-uf9ph
    @PerfectNyamudenga-uf9ph 8 месяцев назад

    Chapepa is a strong man in Naiza boom

  • @CharlesSwarts-bt7fl
    @CharlesSwarts-bt7fl 9 месяцев назад +1

    Fbi sando dzavo 😂😂

  • @user-xf6hx4hf1w
    @user-xf6hx4hf1w 9 месяцев назад

    Guys ngatirambei tiripano kusvika ana Vovo vadzoka

  • @trymoremudokwani
    @trymoremudokwani 9 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 makanyanya haaaa bhora mberi

  • @febbiechitera1365
    @febbiechitera1365 9 месяцев назад

    Kkkk ndakambozvita kuboyfriend kkkkk haa hazvibude kkkkk

  • @BelodinoSitoe
    @BelodinoSitoe 9 месяцев назад

    Devolve jatiwero 🤙🤙naiza

  • @mildredshoko5520
    @mildredshoko5520 9 месяцев назад +2

    ❤dhimba dhimba 😂😂😂

  • @gloriasithole2206
    @gloriasithole2206 9 месяцев назад

    😂😂😂😂😂unofira mahara dhimba

  • @ireenemupah2931
    @ireenemupah2931 9 месяцев назад +1

    Blackie kaaaa iwee kkk

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 9 месяцев назад +1

    FBI, Female Body Inspector 😂😂😂😂😂kachibata Dhimba

  • @edellinechinyere9464
    @edellinechinyere9464 9 месяцев назад

    Kkkkkkkkkkk dhimba unofira mahara neye kuda vakadzi vevanhu

  • @user-ke8di7fz6l
    @user-ke8di7fz6l 8 месяцев назад

    😂😂😂😂😂dimba anoda zvinhu unofira yabururu

  • @reasonmthombeni2480
    @reasonmthombeni2480 9 месяцев назад +1

    ❤FBI =Female Body Inspector 😂❤

  • @princessmakusha4319
    @princessmakusha4319 9 месяцев назад

    Blackie 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 moyo wako wakaoma chaizvo😅😅😅😅😅😅 dhimba uchazvirega hko zvekuzviti FBI

  • @Mr_brookhavenMG
    @Mr_brookhavenMG 9 месяцев назад +1

    I don't now hiw to read shona shona I only only how to read English and talk English I was born in South Africa

  • @AbrahamMakamure
    @AbrahamMakamure 8 месяцев назад

    dimba kumboramba nhema🤣🤣🤣😊

  • @user-yh5oy1lw4r
    @user-yh5oy1lw4r 9 месяцев назад

    Sei team yeruzhinji,keep it up

  • @user-vi8fh6dl8m
    @user-vi8fh6dl8m 9 месяцев назад +2

    dhimba 😂😂😂😂

  • @fungaizhizha5499
    @fungaizhizha5499 9 месяцев назад +1

    Dhimba and blackie ,chapepa to the fullest

  • @tinashechimuka5248
    @tinashechimuka5248 9 месяцев назад +1

    Dhimba dhimba dimba 😂😂😂😂😂

  • @user-bv1op8qc5w
    @user-bv1op8qc5w 9 месяцев назад +1

    Kkkkkkkkk hanzi ichi ndicho chibabiloza chacho 😂😂😂😂 black ma1

  • @mikenyamupepema2294
    @mikenyamupepema2294 9 месяцев назад

    Kkkkkķ dhumba unofira mahara

  • @sharonmoyo4581
    @sharonmoyo4581 5 месяцев назад

    😂😂😂unourayisa munhu black

  • @user-wr3gd1hb7v
    @user-wr3gd1hb7v 8 месяцев назад

    Dhimba anenge achitoda... FBI 🎉🎉🎉

  • @belligerentkwangwari985
    @belligerentkwangwari985 9 месяцев назад +1

    Potato rinobuditswa mumunda

  • @AnopaBonomali
    @AnopaBonomali 9 месяцев назад +1

    Haaa 😂😂😂😂😂 amana kaa dhimba unokwarira mahara

  • @GladieShirie90
    @GladieShirie90 9 месяцев назад +1

    Kufira mafufu segonzo 😂😂😂😂

  • @kellygands1682
    @kellygands1682 9 месяцев назад +1

    Kkkkkkk dhimba kaaa

  • @rodwellmadhange4261
    @rodwellmadhange4261 9 месяцев назад +1

    ZVARADZA 😅🎉😢😂😂❤

  • @moniamakona6655
    @moniamakona6655 9 месяцев назад

    Chikomana dhimba haa😂😂😂😂

  • @effortsilvastarchiwota2681
    @effortsilvastarchiwota2681 9 месяцев назад +1

    Black anourayisa munhu