DOFO REMANDIRIRI ZIM COMEDY

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 278

  • @empirefamilymusic....
    @empirefamilymusic.... 4 года назад +49

    Kkkkkkk Dafu nhasi wandipedzera wanditora kkkkk nhasi ndiriside rako va dafu isai ka likee

  • @authurmulekanomulekano4916
    @authurmulekanomulekano4916 4 года назад +162

    Dhafu anondigonera isa like kana uchifarira dhafu

    • @raymahupete4603
      @raymahupete4603 4 года назад

      Zimbabwe's finest actress

    • @tkat0079
      @tkat0079 4 года назад +1

      They are an amazing group collectively, I mean they are all different but with their differences they stir amazing presentation and shows

    • @inoquetomas4512
      @inoquetomas4512 4 года назад

      Makanyanya

  • @lungelomagadlela4609
    @lungelomagadlela4609 4 года назад +31

    Ndakamirira team ........dhafu❤❤

  • @edwardmasasa9229
    @edwardmasasa9229 4 года назад +8

    Hanzi ndosiya ndakudzemura pamba penyu😂😂😂😂😂chandibata

  • @paulinepasi4826
    @paulinepasi4826 3 года назад +1

    Dhafu kuseri u make me happy kana ndikatsamwiswa ndongongouya papage rako unoita ndifambire Mberi nemufaro ndiwe happiness wangu love you?wish u kundiperekedza kwandicharorwa😊

  • @Miss_Gamue
    @Miss_Gamue 4 года назад +15

    Dhafu:maindivhairira nehembe dzenyu dzeLabel
    Senzenu:ini ndopfeka ADIDAS
    Dhafu:ini ndopfeka VOVES
    Me:😅😅😅😅😅

  • @admiretapera5704
    @admiretapera5704 4 года назад +45

    TEAM DHAFU KANDAI MALIKES

  • @dylanmbvumirah8950
    @dylanmbvumirah8950 4 года назад +1

    Kkkkkk dhafu 2 da dhafest ....... Jatwel to da Jatest .......Senzeni to da Senzenist munondiitira boe guys can't wait.......

  • @portiashangwa495
    @portiashangwa495 4 года назад +18

    Road show yeDoves infact she said VAVS bhoo here 😂😂😂😂🤦

  • @patinhojulio4434
    @patinhojulio4434 3 года назад +1

    Munogona kani sandodzenhum mari dhoyadisina assy anadzo gakupei good bless

  • @letschatwithmandy3225
    @letschatwithmandy3225 4 года назад +7

    Dhafu so much love sis unondiitira❤....keep the fire burning NB films

  • @leonsandako3129
    @leonsandako3129 3 года назад

    Well done gyz makanyanya henyu kkkkkkkk ndozvidawo izvi

  • @KwaNhete
    @KwaNhete 4 года назад

    Dhafu butsu bhoo here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣I love you wena

  • @kudanungoyvonne6385
    @kudanungoyvonne6385 4 года назад +1

    Kkkk hanz ndosiya ndakurowa pamba penyuu

  • @tafarapraisechireshe2132
    @tafarapraisechireshe2132 4 года назад +2

    kkkkk ndakupfekawo malabels bholatooooo here dhafu

  • @elvzim6046
    @elvzim6046 4 года назад

    Ndosiya ndakudzemura pamba penyu 😅😅😅😅😅🤗

  • @mary-jaymandix1217
    @mary-jaymandix1217 4 года назад

    Kamhanyiro la Dhafu haungambozoti ndidhafu woman but aripo. She has a good young spirit.

  • @yourdeskatyourservice4204
    @yourdeskatyourservice4204 4 года назад

    Hah jerasi dhawuni amana mana makugonesa,Dhafu ukuda kutiuraya nekuseka .Big up.

  • @prudencepurue3135
    @prudencepurue3135 4 года назад

    dhafu you are the best of the mese henyu

  • @teeqtoque939
    @teeqtoque939 4 года назад +1

    She is very good. Keep going. We want you in a movie soon.

  • @feresipfidze6315
    @feresipfidze6315 4 года назад

    Kkkkkkkkkkkkkkk Dhafu bhutsu bhoo here hanzii ndine mavende chete ndirikuda voves inini ndopfeka voves for the one you ravhu

  • @muzvimwenyenge8890
    @muzvimwenyenge8890 4 года назад +3

    Dhafu you deserve kuenda ku nigerian

  • @cynthiamutema5757
    @cynthiamutema5757 4 года назад +11

    Kkkkkkkk dhafu Voves instead of Doves ayassss kupedzera masports Kkkkkkkk Kkkkkkkk sando dzako Dhafu poooooooo rikiti bvuuuuuuuuuuuu 😃😃😃😃😃😃😃😃

    • @leetrix2670
      @leetrix2670 4 года назад

      ayayaaa ayayaaa ayayaaaaa😂 papapapapapa isabel🙌

  • @matira11
    @matira11 4 года назад

    Msadaro amana mkuda kuti ndife nekuseka here asi kkkk...ndafaaa

  • @stellahuragu4435
    @stellahuragu4435 4 года назад +4

    Ndosya ndakudzenhura pamba penyu😂😂😂

  • @pertuniachai9492
    @pertuniachai9492 4 года назад +6

    Dhafu ndiye aneyese😂😂😂

  • @ruthhozheri9377
    @ruthhozheri9377 4 года назад +2

    Dhafu Vavs manje wakapenga .please bring fighting for love

    • @fionakelly6561
      @fionakelly6561 3 года назад

      😂😂😂😂😂 bhafu ma 1 unondiitira

  • @Trockers71
    @Trockers71 4 года назад +6

    Hanzi ndokudzemura 🙈🤗😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @saitasaita3399
    @saitasaita3399 3 года назад +1

    Im a south africa i enjoy this dramas so it was introduced to me by my zimbabwean friend but guys please put english translation i want to hear also by reading that its being said by that fat lady

  • @mafira5162
    @mafira5162 4 года назад +2

    🤣🤣🤣 Senzeni, Dhafu anosiya akudzemura pamba penyu

  • @blessingmuhera4638
    @blessingmuhera4638 4 года назад +2

    Kkkk dhafu makanyanya mufunge wapedza masports

  • @otiliakadzimba8584
    @otiliakadzimba8584 4 года назад +2

    Guys ,you are the best comedians

  • @cathrinehamunakwadi7051
    @cathrinehamunakwadi7051 4 года назад +6

    Haa dhafu one of a kind🙌🙌

  • @vanessakuhlengisa1160
    @vanessakuhlengisa1160 4 года назад +1

    You are the best guys.....everyday I wish not to go to work en watch you videos....😍

  • @kingsdaughtersaltoftheeart8986
    @kingsdaughtersaltoftheeart8986 4 года назад +3

    Aaaa u guys, you never dissapoint. 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @tawandajasi1123
      @tawandajasi1123 4 года назад +1

      Sure but Fighting for love anziiko negenya

  • @Trockers71
    @Trockers71 4 года назад +12

    Dhafu is my favourite...

  • @preciouschasura8401
    @preciouschasura8401 4 года назад

    Kkkk ini ndinemavende pakanzi voves

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 4 года назад

    Dhafu kkkkkk finish .favhusi zita rehembe🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @ethelmuziringa8031
    @ethelmuziringa8031 3 года назад

    Kkkkkmkkkk😂😂😂😂ndaumburuka nhasi Dhafu uri number1

  • @empirefamilymusic....
    @empirefamilymusic.... 4 года назад +4

    But Jati usadaro shaaa wabva wangoenda kana kugadzirisawoka kkkkkkkk pakaip

  • @olivermahedeni7369
    @olivermahedeni7369 4 года назад +4

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙊🙊🙊 Ndaoma hanzi Vaves

  • @jennifertembo9428
    @jennifertembo9428 4 года назад +6

    Dhafu vavs hnzi ndine mavende kkk

  • @kudzaidaisy8310
    @kudzaidaisy8310 4 года назад +4

    boots ya dhafu maiwonawo here team kkkkk chigunwe chiripanze kkkk

  • @owenmkwam9341
    @owenmkwam9341 3 года назад

    Voves 😂😂😂😂 dhafu anopedza kuzopfeka ka bhutsu kakabvaruka😂😂😂😂

  • @moleengwindiri7191
    @moleengwindiri7191 4 года назад

    Dafu urifit ndakuona uchimanya😆

  • @smithphone4116
    @smithphone4116 3 года назад

    Dhafu Mwari awe newe kkkkkll kuita mabayo nekuseka weduwe ka isa like dhafu anopedza ma sport kani voves kkkk kkkk kkkkkk

  • @adiolamatenhese8922
    @adiolamatenhese8922 4 года назад

    kkkkkk ndosiya ndakudzemura pamba penyu

  • @linniepaulosi3387
    @linniepaulosi3387 4 года назад

    Voves kkkkkk dhafu so zita rako unofanira kuti vafu since usiri kugona d

  • @bridgetgweshe2905
    @bridgetgweshe2905 4 года назад

    Dhafu wangu🤣🤣🤣🤣❤❤❤

  • @ashleighshandelin5727
    @ashleighshandelin5727 4 года назад

    Senzeni kkkk hanzi ugadzirise mavende enyu aya 😂🤣🤣🤣🤣

  • @evyphiri1260
    @evyphiri1260 4 года назад +1

    Dhafu wandinakidza nhasi kkkkkk ndichiri kungoseka

  • @Beveck1
    @Beveck1 4 года назад

    Ndashuva matsanga hangu I'm just re_watching pamai actor namatsanga

  • @empirefamilymusic....
    @empirefamilymusic.... 4 года назад +1

    Senzeni kamutukiro wakaka wanepiko thats why ichituka amwene kkkkkkk

  • @emmaemma8674
    @emmaemma8674 4 года назад +1

    Dhafu akachena kkkkk mbama pwa kuna Jati

  • @noreentatendamachingura8975
    @noreentatendamachingura8975 3 года назад

    Dhafu you're your natural unogona sha

  • @chipokazondo4033
    @chipokazondo4033 4 года назад

    I love dhafu anombotaura chibudya😍

  • @allantavonga3936
    @allantavonga3936 4 года назад

    Mmmmmmmmmmmmm dafuuu boe hre smart

  • @tafadzwadhumbura2121
    @tafadzwadhumbura2121 4 года назад

    Kkkkkkk dhafu unondi spakaaaaa😂😂😂😂😘

  • @thinamavhinga2685
    @thinamavhinga2685 Год назад

    Well done Naiza boom

  • @ashleighshandelin5727
    @ashleighshandelin5727 4 года назад

    Haa Dhafu anopedza masports voves here Dhafu

  • @dudzaitanya6882
    @dudzaitanya6882 4 года назад +3

    Kkkkkkk for the one you love kkkk dhafu

  • @hughmandara2070
    @hughmandara2070 4 года назад +1

    Hanzi"ticha sangana mu road toona kuti ndiyani anenge achiema " dhafu usandipedze aa 😂😂

  • @RobbieG91
    @RobbieG91 3 года назад

    Kkkkk kna chimudhara Jati cha surrender Dhafu. Dhafu chimwe chimushini

  • @wilfredbasikoro5412
    @wilfredbasikoro5412 4 года назад

    Kkkk sisi dhafu ndinemi

  • @melohmelanin7570
    @melohmelanin7570 4 года назад

    Dhafu hanzi for one luvs😂😂😂😂😂😂😂ndopfeka vavs😂😂😂😂

  • @raymuleya2378
    @raymuleya2378 4 года назад

    salute ...............mabata mabasa

  • @judychinyoka379
    @judychinyoka379 4 года назад

    Kkkk dhafuuu unondiitiraa zvkooo aaaaa munogon guyz jealous down

  • @Anthony-ds2tk
    @Anthony-ds2tk 4 года назад

    King jaty ndizvo

  • @synodiachapepa9876
    @synodiachapepa9876 4 года назад +1

    😂😂😂😂😂😂dhafu yu make my day😂😂

  • @mancubenyax9988
    @mancubenyax9988 4 года назад +5

    Dhafu I love you ❤❤❤❤❤

  • @portiashangwa495
    @portiashangwa495 4 года назад +3

    Ndatogara ndatoseka nechekare 😂😂😂😂

  • @societypaghettotv191
    @societypaghettotv191 4 года назад

    dhafu dhafu kkkkk
    👏👏👏👏👏👊👊👊👍👍👍

  • @tariromukazi1812
    @tariromukazi1812 4 года назад

    Kkkkkkkkkk dhafu atori nemazino hre weduwe

  • @bridgetkwenda1593
    @bridgetkwenda1593 4 года назад +7

    😂😂😂after vavs hanzi ndosiya ndakudzemura kkkk dhafu my luv

  • @ashleighshandelin5727
    @ashleighshandelin5727 4 года назад

    Umm Dhafu hanzi hanty ndine mavende ndukuti voves

  • @munashemudadi6804
    @munashemudadi6804 4 года назад +1

    Apedza masports dhafuu is a like

  • @mary-jaymandix1217
    @mary-jaymandix1217 4 года назад +1

    Usambogadzirisa mazino... that's your logo nehudhiniwe which makes you the best. Once waagadzirisa unenge usisanakidze

  • @hazelmatika6659
    @hazelmatika6659 4 года назад +1

    Doves-vaves
    Dhafu-vhafu
    Chaii Kkkk

  • @portiashangwa495
    @portiashangwa495 4 года назад +1

    Hopefully jaty haacheme nhàsi kkkkk ...who hope so too

  • @ghettofuturerecordsstudio1747
    @ghettofuturerecordsstudio1747 4 года назад

    Hanzi ini ndinemavendee 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @sarahtizora8774
    @sarahtizora8774 3 года назад

    Kwaaa zvanzi ndosiya ndakudzemura pamba penyu

  • @stonafyaha.k.amuchiecomman2817
    @stonafyaha.k.amuchiecomman2817 4 года назад

    Dhafu anopedza masports sure 😂😂😂😂

  • @dorothydorie5897
    @dorothydorie5897 4 года назад +1

    Keep it up guys 💓💓

  • @waadhogo9668
    @waadhogo9668 3 года назад

    Ndosiya ndakudzemura pamba penyu kaaa

  • @racheljosheba9595
    @racheljosheba9595 4 года назад

    Wapedza ma sports 🤣🤣🤣❤️

  • @rufarozhuga8729
    @rufarozhuga8729 4 года назад +1

    Ko hair stlye hanzii dhafu🤣🤣🤣🤣🤣

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 4 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣 Jatiwero une godo nekuti Dhafu akachena nehembe yake yeVavs kkkkkk

  • @samanthasummerpride2426
    @samanthasummerpride2426 4 года назад

    Kkkkkkkkkkkkk voves u guys unondigonera

  • @rumbidzaipenelopemunyavi9784
    @rumbidzaipenelopemunyavi9784 4 года назад +3

    Count down inorwadza honestly

  • @tendaichakwenya7650
    @tendaichakwenya7650 4 года назад

    Kkkkkkkk dhafu amana yakanzi doves feneral kkkkkkkkkkkkjjjkkj

  • @portiapongweni1236
    @portiapongweni1236 4 года назад +2

    Kkkkkk Dhafu wapedza masports, unorema

  • @portiashangwa495
    @portiashangwa495 4 года назад +9

    Mavende here anoita kt uti Vavs here nhai sisi Dhafu kkkk😂😂😂😂

  • @sarahchavhuma8603
    @sarahchavhuma8603 4 года назад

    Dhafu kastape bhoo here😆😆😆

  • @phillipsimbeva6233
    @phillipsimbeva6233 4 года назад

    Vavs kkkk dhafu mavende ngaasakudaro kkk senzeni hairstyle on point 👌🏼

  • @idahkefasimasuka181
    @idahkefasimasuka181 4 года назад

    Ko Jatiwero ndiye atove dofo nhai

  • @alexmtsava9106
    @alexmtsava9106 4 года назад

    kkkkk dhafu vhafusi wandityora hako

  • @vongaievangelistar2932
    @vongaievangelistar2932 4 года назад +12

    Ko fighting for love this week hanxii

  • @emmanuelchawarika7131
    @emmanuelchawarika7131 4 года назад

    kkkk aaah dhafu wapedza masports

  • @kudzaiishekadye2340
    @kudzaiishekadye2340 4 года назад +1

    Dhafu anopedza masports

  • @gladysmufandauya947
    @gladysmufandauya947 3 года назад

    Ipai Dhafu imwe hat kkkk Vhaves kkk