Nyathi Family Buys Building Materials for Baba & Mai Kumusha

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 янв 2025

Комментарии • 25

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 День назад +1

    I am glad zvangu maita zvakanakisa Nyathi family ngekukurumidza kurangarira kwamakabva weldone 🙏

  • @OdessyMunyoro
    @OdessyMunyoro День назад +1

    Rambai makadaro Vana ndiko Kuti vabeteki vakuru vakati chirere chozokurera mangwana God bless you Nyati family 🌹🌹

  • @tiriritiri9626
    @tiriritiri9626 День назад +1

    Ndokunzi kugona kwanaita vanangu keep it up basa rakanaka kudai

  • @faithkofi5971
    @faithkofi5971 2 дня назад +1

    Amen god is good ... Keep going kuita zvakanaka Nyati family ukaita zvakanaka unenge wazviitira

  • @sithobekilenyoni5017
    @sithobekilenyoni5017 День назад +2

    Aaa mai nyathi ,mukadzi haagari pa bench apo, no no don't do that

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 День назад +1

    Mai Nyathi musarasa hunhu magarirei pachigara member maifanirwa kunogara naana mbuya Nyathi to the opposite side nevarume

  • @Omega-y4l
    @Omega-y4l 2 дня назад +2

    Thank you nyathi family for taking care of the parents good job may God keep on blessing you in your Life in Jesus' name 🙏🙏🙏😅😅😅😅

  • @loicechinho3160
    @loicechinho3160 2 дня назад +1

    Well done Munogona imi Mwari vakuropafadzei zvikurusa shuwa mafadza vabereki nesuvo tafara nezvamaita

  • @ChikuwiraAaron
    @ChikuwiraAaron День назад

    Thank you so much for what you did to your family I really appreciate for that guys

  • @lainasteele6969
    @lainasteele6969 День назад

    Well done magonesa

  • @sharonchihumbe9132
    @sharonchihumbe9132 День назад

    Mwari ngakudzwe kni

  • @Vee.12d
    @Vee.12d День назад

    Paitwa chakanaka tokuzivai hamushaye chekutaura vamwe vatove biz nokuti sei Mai Nyathi vagara pa bench 😂😂

  • @mercychiguhune2167
    @mercychiguhune2167 2 дня назад

    Mwari vanokuropafadzai zvizhinji Nyathi Family pakuronga kuvakira Baba naMai imba

  • @ruramainhowe
    @ruramainhowe День назад

    Zvabdibuditsisa musodzi ende zvandipa kuti ndite vana 10 andishaye one achandichengeta mangwana

  • @elizabethnyahuye4217
    @elizabethnyahuye4217 2 дня назад

    God Bless you Nyati

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h День назад

    Aaaas makoti unonyadzisa pachigaro panevarume herr uuu

  • @sharonchihumbe9132
    @sharonchihumbe9132 День назад

    Makoti next time unogara pasi Pana amai apo

  • @melodymukundu3692
    @melodymukundu3692 2 дня назад

    Weldone nyati

  • @phillisdube2613
    @phillisdube2613 2 дня назад

    Mwari vakuitirei zvakanaka varopafadze zvose zvamunoita magona zvisingaita

  • @maudiemhukayatadza9647
    @maudiemhukayatadza9647 День назад

    Makoti hamugari pachigara varume mogara kuna amai ukooo

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 2 дня назад

    🙏🙏🙏🙏

  • @MamaAngie-s4c
    @MamaAngie-s4c День назад

    Tokudai adi mai nyahti kumusha togara pasi varume pabench

    • @lainasteele6969
      @lainasteele6969 День назад

      Kare kuya isu togara pabench atadze kusununguka kumba kwavo. Zvakangofanana nokugara pasofa izvi

  • @TinasheChingwende-n6b
    @TinasheChingwende-n6b День назад +2

    ZVAKAITIKEPI KUTI MURORA ANOGARA PACHIGARO NATEZVARA