There is a big difference between live show and recording album mustudio this album ririkuita se live show kaimbiro that Jonas stop that bass ngarive nelimit not kubvarira vamwe plus kaimbiro kaka macheso this time wakamamira rega kuzviitira zvinhu gadzira music upe vanogona kusanganisa sound manzwi everything plus bvuma macorrections Music yakare yaibuda bhoo bcz waiudzwa kuti izvi no izvi yes now wakungoita music mumba mako wega zvakubhowa mbodza chaiyo
Exactly what i saw as well...plus on Zvichada hama, Jonas was making a lot of noise. It wasn't necessary to say out names of each guitarist. Wani panaGungwa pakarohwa marhythm guitar anenge 4 but hapana kutaurwa mazita..the last part yakazoimbiwa discord naJonas wasn't necessary in my opinion..chanting inoda control, akazvinyanya pasong iyo. Those close to Macheso should tell him the truth if they love him as much as we do. Sound quality is very poor on this latest project. Positive criticism haina kumboshata.
Gadzirisai voice even mukutaura chaiko zvinoita murikuita semakabatwa ndopafira bhasikhoro. Ingotaurai sematauriro amaiita muchiri kutanga. Voice projection will help you retain your original music.
Problem is hero worshipping, you can't compare Zvakanaka Zvakadaro with this rubbish!! Tuku chaiye akamboimba Chirimupoto. Every musician goes through a Down Low phase. Horses with Blinkers never see ANY other direction......
dats tru, so bcos of fe good music dat he gave back in de days doesnt i should praise him wen he flops. now de old man is floping. latest songs are rubbish indeed as compared to all his old album
i give much credit and respect kuna mdara.. Its an element of poor recording yakaitwa on the last 2 albums Tinosvitswa nashe and kupa kuturika.. Shungu dzenyu mdara dzeku recorder mu studio yenyu dzakanaka ,,if possible buy analog equipment which recorded all other previous albums and leave digital recording.Analog has the best quality then motora mdara Bothwell to record for you and do everything himself upto mastering as he did on all your projects..for the sake of us your fans mdara ,tiriku chemawo ne quality yakadhakwa zvakaitwa nevakomana vaka recorder. Chokwadi mdara Alick ,,may you retire the guys who recorded you..musava nyare ,vari kuto konzeresa. May you take zvakanaka zvakadaro ,zvido zvenyu albums etc and compare the sound with kupa kuturika ,,listen to them mu motor and hear the difference. new album was set with live like settings
Tell macheso kuti anogona but mustudio ndomuri kukanyiwa producer haasi kubudisa quality in terms of coherence and voice.... Please baba Shero dzorerai ma song ayo mustudio muchinje producer tereraiwo zvichemo zvedu kana muchiti iband revanhu please
Kubhora ikoko Spain 🇪🇸 inozivikanwa ne standard yebhora ravo since and tose torifarira generation after generation Even music Hatisi kuti ridza charakupa again but tirikuti the standard must be the same Not kuita live show paalbum Vanhu varikurumbidza this nonsense album hamuvaki munhu This man muimbi not engineer or producer or what ever ita pako wopa vamwe vanoziva basa rimwe Problem pakuda kuzviitira apa
Management iripo iyi yakaneta ,why vakarega macheso ari recorder kuAlima studio. Tagara tichiziva kuti Cheso anoshanda naBothwell dai pasina drama rese iri
Mukuru hati dyire uroyi nekunyara. Basa renyu raka dzikira mukuru. Makuita kunge upcoming. Izvi zve this time maka bika mbodza accept the fact and work on it
Wese arikuopoza ndewekwagwazi without baba shero we can't go anywhere
Mudhara nzou haimiswi nekuhukura kwembwa, famba zvako we are behind you keep it up, thanks Mberikwazvo
Isu tikuchemera voice magita enyu bhoo asi voice haaa ramauraya mudhara
Mutoriro or maherbs!!!
Akuunza ma style e live show pese pese,,,mdara wakura chipa vana vako mukana vanyorere 😂zvese ivo voimba iwe wakahwanda
Macheso is the best
Pakapakapakapaka joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe cheso power ❤❤❤❤❤❤ chokwadi bhora mberi tinotenda
Quality yadzika avakuiita kunge upcoming artist. Ngaamboedza live recording hameno zvavakuitika kustudio uko. Plus angova machants oga oga.
😂kavoice kakubuditswa nekekupenga
Macheso is not done
Touch yaana Samuel Mugede iya ma1. Dzimwe hadzitoridzike live
There is a big difference between live show and recording album mustudio this album ririkuita se live show kaimbiro that Jonas stop that bass ngarive nelimit not kubvarira vamwe plus kaimbiro kaka macheso this time wakamamira rega kuzviitira zvinhu gadzira music upe vanogona kusanganisa sound manzwi everything plus bvuma macorrections
Music yakare yaibuda bhoo bcz waiudzwa kuti izvi no izvi yes now wakungoita music mumba mako wega zvakubhowa mbodza chaiyo
Exactly what i saw as well...plus on Zvichada hama, Jonas was making a lot of noise. It wasn't necessary to say out names of each guitarist. Wani panaGungwa pakarohwa marhythm guitar anenge 4 but hapana kutaurwa mazita..the last part yakazoimbiwa discord naJonas wasn't necessary in my opinion..chanting inoda control, akazvinyanya pasong iyo. Those close to Macheso should tell him the truth if they love him as much as we do. Sound quality is very poor on this latest project. Positive criticism haina kumboshata.
Kana uchifarira munhu unomuudza paanenge aresva zvese ne paanenge agona. Kwete kungorumbidza zvese. Nemiwo Baba havasi vese vanopikisa vanenge vari vavengi. Kumwe kupikisa kuedza kubatsirana. Akuruma nzeve ndewako
Cheso power
He has to go back to studio qnd start from the scratch. We have been knowing him as the one who never fails to nail it
Zvichada hama ndiyo ichabata number 1 top 50 wait and see 2 mutambi 3 ngwazi
Just post the remaining 2. We love you mdhara
Gadzirisai voice even mukutaura chaiko zvinoita murikuita semakabatwa ndopafira bhasikhoro. Ingotaurai sematauriro amaiita muchiri kutanga. Voice projection will help you retain your original music.
Ngaachizorora mudhara ❤ from SA❤
Why
Zvakaoma kufadza munhu wesebaShero isu vamwe yakatinakidza zvekudaro
Don’t listen to them you are a star 🎉hvy album
Problem is hero worshipping, you can't compare Zvakanaka Zvakadaro with this rubbish!! Tuku chaiye akamboimba Chirimupoto. Every musician goes through a Down Low phase. Horses with Blinkers never see ANY other direction......
dats tru, so bcos of fe good music dat he gave back in de days doesnt i should praise him wen he flops. now de old man is floping. latest songs are rubbish indeed as compared to all his old album
This time makatirasisa
VaMacheso haa kuti nditi ndimi makaimba kana kuridza haa apa makarasika zvakaneta izvi baba va shelo ndinovada bt apa makatadza ndoo chokwadi kwandiri hangu handidi kukufadzai nenhema
Music yavo inoita mature with age like wine.
Muchaita believe henyu kana zvanyatsoti ngoooooo.
Nyanduri hamusi kumuziva imiiiii
Voice raurawa nembanje
Ini gyz ndiri fans rababa shero kwete rekufungidzira handidi mack ngwazi apa haaa harina kuridzwa zvakanaka to be honest
Voice ndiro rawabhaiza mudhara magitare bhoo zeve zeve no taramba
Chesology siyanai naye 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mdara anogona but music yake yawandisa mazidrums, plus base rangova pesepese music yacho yasiyana neyakudhara iyi taimbonakirwa nababa Shero guys
Musaterere hazvimanikidzwe
😂😂😂😂😂😂@@lavicknguwo2781
@@lavicknguwo2781Rega vanhu vataure zvavanonzwa ndivo vakaimbirwa
Anogona uyu
Baba Shero hoyeee
G.O.A.T asi panga pakadhakiwa apo ziso raivhurwa iro ndati ndachema hangu
Legend rave kuwanza mutoriro these days .say No to drugs mudhara
Legend raa kuwanza mbanje these days
Anorova bronco I know that
Akunetseka nekudhakwa
Say no to drugs
Kupera mapera
Wakadhakwa 😢
Baba Aleck Chisale Mwayanela ❤. #Chikwelachamatiko a.k.a Shasha Yenyika Dzose. Only n just listen to #CC (constructive criticism).
Vanhu vaingotaurira paSound chete but otherwise zvimwe zvese bhoo zvekuti
Mudhara hamucha nyori mashoko mava kuimba zvamenge muchiridza kuma show
Vane Jealous nemi Cheso.murikumberi secheya yaprophet Fredy
We want new album for Christmas
Macheso chiregedza kubhema mbanje wakura iwe
Haaa bikazvinohwikwaiwe usadakudya maridzavanhu mahara hapanazviripo
Aapera mdra uyu
Ukada kuoma musoro kunge Bob
Point cheso logy
Nehanda people,
voice rakupesana ne beat mdhara .titori ma fun's enyu but voice ne magitare ngazvienzane
Accept dhara wakabhaiza apa
i give much credit and respect kuna mdara.. Its an element of poor recording yakaitwa on the last 2 albums Tinosvitswa nashe and kupa kuturika..
Shungu dzenyu mdara dzeku recorder mu studio yenyu dzakanaka ,,if possible buy analog equipment which recorded all other previous albums and leave digital recording.Analog has the best quality then motora mdara Bothwell to record for you and do everything himself upto mastering as he did on all your projects..for the sake of us your fans mdara ,tiriku chemawo ne quality yakadhakwa zvakaitwa nevakomana vaka recorder.
Chokwadi mdara Alick ,,may you retire the guys who recorded you..musava nyare ,vari kuto konzeresa. May you take zvakanaka zvakadaro ,zvido zvenyu albums etc and compare the sound with kupa kuturika ,,listen to them mu motor and hear the difference. new album was set with live like settings
Tell macheso kuti anogona but mustudio ndomuri kukanyiwa producer haasi kubudisa quality in terms of coherence and voice.... Please baba Shero dzorerai ma song ayo mustudio muchinje producer tereraiwo zvichemo zvedu kana muchiti iband revanhu please
Kavoice pamastering apa ndekekushaya
Kubhora ikoko Spain 🇪🇸 inozivikanwa ne standard yebhora ravo since and tose torifarira generation after generation
Even music Hatisi kuti ridza charakupa again but tirikuti the standard must be the same
Not kuita live show paalbum
Vanhu varikurumbidza this nonsense album hamuvaki munhu
This man muimbi not engineer or producer or what ever ita pako wopa vamwe vanoziva basa rimwe
Problem pakuda kuzviitira apa
Macheso kuimba dzangove nharo😅😅, hapana chikuzikanwa
Management iripo iyi yakaneta ,why vakarega macheso ari recorder kuAlima studio. Tagara tichiziva kuti Cheso anoshanda naBothwell dai pasina drama rese iri
Positive criticism haina kushata. Sound quality yakati dhakweyi zvayo.... magitare akarohwa but hazvibyatsobuda,
Ahana kupera asi akura music ine generation ngachisiya
Taura zvonzwikwa iwe voice renge remhondoro
😂
😂😂😂ah
Mukuru hati dyire uroyi nekunyara. Basa renyu raka dzikira mukuru. Makuita kunge upcoming. Izvi zve this time maka bika mbodza accept the fact and work on it
fact
Akapera kudhara uyo. Kubva pa razor wire ndipo paakapera
One probremu chete musashandisva nevatengerwe enyika
Hakusi kuopposer kutaura zviripo pakuimba chaipo baba vadzikira
Shuwa iyoyo, chaibva chaora😂
No wakaridza svina macheso wapera haaa magitare hauchazivi l think mujintu Na lucky Na Franco vanodiwa guys
haaa voice makatadza henyu baba Shero ,but ma drums manyama .
Wapera mudhara
Kana kungoridza muridzo chete swerere ndotonakirwa nazvo as long waridzwaa nabaShero😁
Honestly Baba Shero needs to do something, he is no longer as good on both instruments and voice. He needs to go back to Zvakanaka zvakadaro levels.
Crisis management
Wapera mudhara iwewe hapana hapana huzukwende
Haaa hapana masongs Aya huchi vanhu vakuda attention Yako mdhara ......uri simbi
siyanai nekuteerera mashoko mudhara
Huzukwende 😂😂😂
Mdara itai yamuri kuita boe, zvakanaka zvakadaro, chitima hachimiswe nebhasikoro
Mdara wapera uyu
Apera mkadz wako
Mdara apera hake uyu uri right hako iwe
Apera kuti pererererere
Kusiya hasikuzosiya kusvika amen 😂😂😂 munomama mahaters
😂😂😂😂😂 mhinduro dza mdara
Kudhakwa ikoko ukuwanza mudhara iwewe voice ahuchina bvuma wakanyora nyemba I'm your fan but this time around you let me down siya mbanje nemasese
Munhu hauna mugoni
Mudhara urishasha chigame ichi unochiziva vadzvenge vana muronda tsimba show them always kut urishasha
I do find this interview unnnecessary.
Dofo iri 😂
😂😂😂😂😂😂😂