Akaroorwa Akafa: Muna 1979 Mukuwasha Akapihwa Mushonga NaAmbuya Nhasi Ave Madzudzo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 6 сен 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 51

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Месяц назад +6

    Mkoma Robert Dai Mwari andidzwa shuviro yemoyo wangu nyasha ngadzidirwe pabasa ramuri kuita ndofunga takambotaura tese ndiri kunoSA God bless you mkoma basa renyu rakandikoshera

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад +6

    LIKE AND SHARE GUY'S PLEASE ❤❤❤❤

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Месяц назад +3

    Mabasa 2:38;
    ³⁸Zvino Petro akati kwavari: Tendeukai mubhabhatidzwe umwe neumwe wenyu muzita raJesu Kristu kuti mukanganwirwe zvitadzo, uye muchagamuchira chipo cheMweya Mutsvene.
    Acts 2:38,
    ¹⁸ Then Peter said unto them, Repent, and be Baptized every one of you in the Name of JESUS CHRIST for the REMISSION of SINS, and ye shall receive the gift of the HOLY SPIRIT.

    • @KingabsolomMoyo
      @KingabsolomMoyo Месяц назад

      Ndizvo now kunyangwe vakachitendeuka bho zvinhu zvavo zvapiswa soo bhok

  • @user-tv3wb3mn6x
    @user-tv3wb3mn6x Месяц назад +1

    Munodarireyiko vabereki motitambudzireyi kudaro kana matora zvikwambo ngazvishandise imi kwete ISU Vana

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Месяц назад +1

    Yaah sekuru kanengono vakurovera kuenda❤

  • @chipomashozhera8719
    @chipomashozhera8719 Месяц назад

    Sei vachinyepera kudzingaira havagone kupindura mubvunzo nxaaaaah rovai munhu taneta nevaroyi

  • @AnnaNyahumba
    @AnnaNyahumba Месяц назад +1

    I like yo comment mukoma Robert, yekuti kana kuchuviwa ne vamwe nekubatana se mhuri

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Месяц назад +3

    Uncle Robert 🤣 muno spakwa! kuzipirwa! 😂

  • @KingabsolomMoyo
    @KingabsolomMoyo Месяц назад +1

    Kanengo latest chibaba icho

  • @ClaraKatsuro
    @ClaraKatsuro Месяц назад +1

    Mkoma Robert nhongai zvivaroi zvose
    Imi sekuru Kanengoni zvisotei zvife
    Shit mhani
    Vanhu vatambura nazvo zvivanhu izvi

  • @n.tanyanyiwamarara9333
    @n.tanyanyiwamarara9333 Месяц назад

    Mukoma Robert makanyanya ndinovimba muchandi batsirawo nerimwe gore sezvamurikuita vamwe

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Месяц назад +1

    Hama! Weropa! Shuwa Musaite Utsinye! we Nyoka Inoruma chaisingadyi mazwa!, Blood of Jesus!!, satan hauna zano wadzva, we are Chosen & Loved & Protected by God! (Deuteronomy 7:6 John 15:16 Ephesians 1:4). Hapana Chiripasi Chinorarama Chisinga Kundwe na Mwari!,ndaramba! God says in,
    Jeremia 32:17 & 27;
    ¹⁷“Haiwa, Ishe Jehovha, makaita denga nenyika nesimba renyu guru noruoko rwenyu rwakatambanudzwa. Hapana chinokuomera.
    ²⁷ “Tarirai, ndini Jehovha, Mwari wenyama yose. Pane chakandiomera here?
    Jeremiah 32:17 & 27
    ¹⁷ “Ah, Sovereign Lord, you have made the heavens and the earth by your great power and outstretched arm. Nothing is too hard for you.
    ²⁷ “Behold, I am the Lord, the God of all flesh. Is there anything too hard for Me?

  • @bennynyamudo534
    @bennynyamudo534 Месяц назад +1

    Hey varume munhu ari kubvuma wani. Ari kutaura chokwadi kuti akapiwa asingazivewo saka chikuru kumubatsira. Zvinonetsa kubvuma zvinhu zvausiri kuziva

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад

      Hausikuona kuti zvinhu zvavo vanga vakuzvifarira here nekuti zvakavashandira Saka mudhara uyo akuramba zvimwe zvaaziva zvaanga akuita

  • @marymutyoramwendo750
    @marymutyoramwendo750 Месяц назад

    Mudhara uyo anoda kurohwa sekuru musadererwe

  • @KingabsolomMoyo
    @KingabsolomMoyo Месяц назад +1

    Tasvu haanonoke

  • @tapiwachiguvare2605
    @tapiwachiguvare2605 Месяц назад

    Woromba apa unesox rakaboka Mwari ngaatiitire nyasha

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Месяц назад +2

    3 John 1: 11 - Beloved, do not imitate evil but imitate good. Whoever does good is from God; whoever does evil has not seen God.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Месяц назад

    Saka tonzwa upi kana mese muchitaura ka1 haaa itai order.
    Ko uyo mzukuru arikuti akaroorwa ane 22years atononoka 😅ndiani akati 22yrs kunonoka haaa zvakaoma.

  • @marymutyoramwendo750
    @marymutyoramwendo750 Месяц назад

    Uyo arikuchipisa sekuru rwadzisai muroyi

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Месяц назад

    Manicaland eeish neuroyi ityai Mwari mhani! 🥺 Asi naJeso monyepa Jeso vapedzerana nemi ngiro8vanadzo dzenyama vakukurondai madzva

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 Месяц назад

    Zim Beat Tv News Munotigonera Muri Rudadiso, Your Sacrifice & your Team God Bless & put Him (God Almighty) as you help families learn zviri kuitika Munyika ,Rudzidziso Sema Shona, for life is Spiritual & Spiritual Control the Physical but stay away from all appearances of evil 1 Thessalonians 5:22

  • @joycepanganai4866
    @joycepanganai4866 Месяц назад +2

    Ko masocks amdhara uyo bho here? Zvinonzwisa tsitsi veduwee

  • @NokuChuma-ve2si
    @NokuChuma-ve2si Месяц назад +1

    But vanomboromberei vachiratidzika kutambura kudaro zvondinetsa ini

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Месяц назад

    Kkkk Robert

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 Месяц назад

    Robert isorosta raKanengo iri he is part of the game not a journalist. He is very aggressive in coercing varume ava. The elder one said ndiye akaudza Kanengo kuti akambopiwa mushonga we lucky na ambuya vake. Robert was very quick to dismiss him because he did want kuti zvibude kuti that information was volunteered kwete kuti kanengo akashopera. Remember every information that you provide will be used against you mudare. Mushonga weLucky wapindapfumvu ne matsotsi aya.

  • @beautymutiti3605
    @beautymutiti3605 Месяц назад

    Bought austin Martin car wooow it worked

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Месяц назад

    Mhuri iyi Haina order chiiko chakadro

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa Месяц назад

    Pakadai unonzwa mamwe mapenzi achiti vana vanonemera vabereki huroyi. Zviriko kuti vabereki vanoromba vachitoziva kuti mishonga inozodya vana. Of course nedzimwe nguva vanopiwa vasingazive asi ndivo vanenge vaenda vega ku n’anga ikoko.

  • @tambudzainechiwowe4968
    @tambudzainechiwowe4968 Месяц назад

    Disorder plz vanhu ngavapane mukana wekutaura.

  • @BrightKapururira
    @BrightKapururira Месяц назад

    Mahure noise nxaaa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Месяц назад

    Haaaaa vabereki uuuuu vanotwadza

  • @nyaraichizuzu8303
    @nyaraichizuzu8303 Месяц назад

    Kumanikidza munhu

  • @StellahLameck
    @StellahLameck Месяц назад

    Vanoda kurohwa mbama chte kkk

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps Месяц назад

    Taapo

  • @macdonaldmoyo6569
    @macdonaldmoyo6569 Месяц назад

    Pakaipa zvapo hupenyu uhu 😢

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Месяц назад

    Order mudare

  • @JaineKusemwa
    @JaineKusemwa Месяц назад

    Muroyi anotya kufa ere 😂😂😂😂

  • @dorcaszulu4870
    @dorcaszulu4870 Месяц назад

    Ini ndanzwa nekurota nyoka veduwe😢😢

    • @rasras2263
      @rasras2263 Месяц назад

      Kana irishato and you don't sleep with it ,it's fine mudzimu, fambira nyaya dzacho and good luck 😉

  • @CleverMukaira
    @CleverMukaira Месяц назад

    Zvinhu zvacho soo

  • @user-ix7to9zq7i
    @user-ix7to9zq7i Месяц назад

    Apo socks manje

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 Месяц назад

    Baba musaumburuka kumberi kwemubvunzo wamukoma Robert 😂😂😂

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Месяц назад

    Mkoma Robert muri mkanya here¿? 😂😂😂 chinjai mutupo

  • @ClaraKatsuro
    @ClaraKatsuro Месяц назад

    Irikutononoka mhani GO BACK TO SENDER
    Kanoramba zvakanoziva kamdara ako
    Karikutopota kachiseka zvako
    Haaaa karovei nebheura shit mhani

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Месяц назад

    Hakuna mukanya yakadai kkkk😂😂😂😂😂 yaaa