CHIEF NYAMAROPA MUKWASHA WA MAI MUJURU OKWIRA DARE NENYAYA YEDHODHI RAITSVERA ZVIRIMWA REMUVAKIDZANI

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 29 окт 2024

Комментарии • 32

  • @tichaonatembenuka256
    @tichaonatembenuka256 2 часа назад +2

    Nyamaropa to the world !

  • @ceciliamamekaphohlo
    @ceciliamamekaphohlo 3 часа назад +1

    we need more Chief Nyamaropas in Zimbabwe

  • @St-G2
    @St-G2 Час назад

    Loved seeing this. This is how you settle disputes sevarume kurwa hakubhadhare💪💪💪

  • @josigurupira9905
    @josigurupira9905 3 часа назад +1

    Well-done Chief Nyamaropa...

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 4 часа назад +3

    Nhasi tirikunzwa nyaya yemadhodhi mudare raNyamaropa?

  • @YvonneNyamayaro-vz3uy
    @YvonneNyamayaro-vz3uy Час назад

    Ko mudare rechivanhu mobvumidzwa chirungu hre 😂😂😂😂😂

  • @andrewtaderera9791
    @andrewtaderera9791 Час назад

    Kuchengeteswa mwana asiriwako kwakaoma ngavabadare chikwereti

  • @MunyaradziKaseke
    @MunyaradziKaseke 7 минут назад

    Baba ,mai mujuru orvamujuru kukwasha wamai Mujuru .Mukwasha wamai Mujuru whatever bhadhara chikwereti ,uye uchengete mwana wemukadzi .ubvise zvibvudzi izvi ndozvinokupa manyawi asina basa

  • @SithembileKambezo
    @SithembileKambezo 2 часа назад

    Bhadharai chikweret anambwa imi makutsvaga nyaya pasina nyaya amunyare

  • @couragempala783
    @couragempala783 Час назад

    Handisati ndamboona rasta akadhakwa kudai ,he mst pay his money yekutakura mwana kwaakaita

  • @ruthmuchemwa8953
    @ruthmuchemwa8953 36 минут назад

    Rasta akuda kungonyadzisa muhara uyu chete akundwa chete kuita production papurazi

  • @Fundeck43
    @Fundeck43 Час назад

    Vaitonga zvakanaka Mambo Nyamaropa.

  • @BlaSolo153
    @BlaSolo153 4 часа назад +1

    Ukatadza kubhadhara mari yekutakura mwana wako unenge uchida kuti ndiitei, ndinenge ndatoo baba vevana ka ndomunyenga mukadzi unenge wandipa vana ka

  • @abigailpetro5955
    @abigailpetro5955 2 часа назад

    Bhadharai chikwereti pliz

  • @CarolinaMachipanda
    @CarolinaMachipanda Час назад

    Noise kani

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 3 часа назад +1

    Vanhu vekuChesa are Makorekore, vekwaZvimba are Zezurus

    • @priscillamurenjekwa539
      @priscillamurenjekwa539 Час назад

      KwaZvimba takasangana mazezuru nemakore kore uye makore kore ndiwo akatowanda ndiko kwandobva

    • @marvelouszinyemba9736
      @marvelouszinyemba9736 Час назад

      Chesa it depends neside mumafarms takawanda makaranga Masvingo line then makore kore akawandira mumaruzevha Nyombwe karanda uko

  • @couragempala783
    @couragempala783 Час назад

    Ko vechirungu ava kwanzi chii

  • @ZvikomboreroMtemasango
    @ZvikomboreroMtemasango 2 минуты назад

    Pupu

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 2 часа назад

    Kumatepatepa takamboita ita chihure chapedza tara

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 4 часа назад +1

    Ko avo vazungu ndevapi ava

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 4 часа назад +1

      Mwana wamai Mujuru

    • @GodfryChibaya
      @GodfryChibaya Час назад

      Saka kuita Mwana wamai Mujuru ndiko kunoita ataure churungu mudare ere😂

  • @MosesNadyira
    @MosesNadyira 4 часа назад +1

    Uyo mudhara aneruchiva,chokwadi anedaka nemhuri iyo zvikuru sei paakarambwa nomukadzi wemukwasha wamai mujuru.Arikunzvenga nokuti ndonamata but pane nyaya apa

    • @TheChekas
      @TheChekas 4 часа назад +1

      Asi ndimi madzibaba vekupa vanhu mazai kani

    • @MegaMukunzi2003
      @MegaMukunzi2003 3 часа назад +1

      ​@@TheChekasNdivo😂

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 4 часа назад +1

    Musataura mazita emachurch totobva taona hunhu hwenyu

    • @livy38
      @livy38 Час назад

      Hunhu huru pamunhu sisi kwete mu church

  • @MichaelShumba-e2f
    @MichaelShumba-e2f 3 часа назад

    Church yamudhara uyoo uuuum