Behind Bars With Tete Tilder as we interview Garikai. [REPEAT]

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 янв 2025

Комментарии • 471

  • @noahvinti6725
    @noahvinti6725 4 года назад +79

    Our Justice system is failing dismally.100yrs no proof hayi marn this is sad soooo sad.Only DNA will save this man.Tete Pliz pliz assist him ne DNA Global.

    • @aleckwalusa6548
      @aleckwalusa6548 10 месяцев назад

      Unotopenga ndiwe nxaaaa…kupusa zvekungobvuma nokuti munhu ataura kuti andina kuzviita

    • @francisnherera477
      @francisnherera477 6 месяцев назад

      Tinashe mugabe ngaabatsire free dna please

  • @productpuche2171
    @productpuche2171 4 года назад +13

    Upcoming lawyers this is yo tym to shine "ndopekugadzira mazita enyu apa" batsiraiwo baba ava in Jesus's name... Tete Tilda tikuda part 2 concerning this issue

  • @julietmurumbika7631
    @julietmurumbika7631 4 года назад +21

    Uuuuummm ndarwadziwa tete vabatsireiwo 100yrs hre makambouonepi mutongo wakadaro munhu akauraya chaiye hasikumbotongerwa mutongo wakadaro

  • @favorchibanda2221
    @favorchibanda2221 4 года назад +34

    Tete plz batsiraiwo baba ava paitwe DNA test he sounds not guilty at all especially pawati ndotoona sokuti jere rizere vasna mhosva💔💔

    • @factworld551
      @factworld551 4 года назад +2

      Tilda is just doing this for the publicity not to help. She won't even respond to comments.

    • @TalentChifamba-hv3rt
      @TalentChifamba-hv3rt 3 месяца назад

      true dia vazhinji Havana mhosva...

  • @mrgrenfell2948
    @mrgrenfell2948 4 года назад +27

    Good work sister! But can we get feed back on how this case progressed. Did the man get financial support for DNA

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 4 года назад +13

    Varume dzidzaiwo kungowana vakadzi vepiri ava,I have listened to so many stories dzevanhu varimumajere vasungiswa nema second wife.

  • @christinewashaya7093
    @christinewashaya7093 4 года назад +6

    Yaaa majeri azere nevanhu vari innocent, mbavha me mhondi nembwende zvichifamba Scott free, Zvinorwadza izvi.

  • @tinashegamanya979
    @tinashegamanya979 3 года назад +19

    Any updates on this case? This really touched my heart and made me question our justice system more than ever! The child is born and surely that provides potential hope for this man through DNA tests. Shocking that the system hasn’t done anything to try see if this man is innocent or not, seems once you’re locked in they just forget about you.

    • @maxchixk7355
      @maxchixk7355 Год назад

      There is no justice system in Zimbabwe.

  • @moseschakabvapasi439
    @moseschakabvapasi439 4 года назад +31

    Gentlemen let’s help this man.The Lord is saying he didn’t touch the girl in any way ,shape or form.I wonder what the jury was thinking

  • @12ease
    @12ease 4 года назад +8

    Zimbabwe is that bad!! We don't say he's serving time, he's been condemned by a ruthlessly corrupt system!

  • @ryfo_9733
    @ryfo_9733 4 года назад +23

    Please Tilder enlighten us if there is any progress regarding this man's case.

    • @lawrencemupuwi2720
      @lawrencemupuwi2720 4 года назад +1

      Tru hama I know this man ndarwadziwa

    • @ryfo_9733
      @ryfo_9733 4 года назад

      @@lawrencemupuwi2720 His honesty and innocence can be seen right in his eyes. It's so sad

    • @mugauriwatie
      @mugauriwatie 4 года назад +3

      lets help ths guy fo dna pliz

    • @GEORGEKARANI-d5p
      @GEORGEKARANI-d5p Год назад +1

      Any progress on this one?

  • @zaneletabane3724
    @zaneletabane3724 4 года назад +36

    I am also willing to help financially if there is need for financial help in terms of the DNA testing please I feel for this guy shame. Hope he is telling the truth

  • @rejoicemhare9368
    @rejoicemhare9368 4 года назад +7

    We need a revamp when it comes to Judicial system of Zimbabwe

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 Год назад +5

    This man sounds genuine, I really wish there was a way to help him.

  • @buthobign3912
    @buthobign3912 Год назад +13

    Hello sis Tilder ....its been 9 years ....this episode touched me😭....pliz engage Tinashe Mugabe for a DNA test and get to the bottom of this.....surely your partners can do something

  • @barbaramapfungautsigwesu9690
    @barbaramapfungautsigwesu9690 4 года назад +18

    DNA is the only solution here. Please please Global DNA help this man

  • @natashatinashe8321
    @natashatinashe8321 4 года назад +14

    Mukadzi uyu just wanted to get rid of the husband to acquire idzo mombe nembudzi dzataurwa nemusha. Its very fortunate kuti she made him go to jail otherwise the other option was to kill him. Ndizvo zvinonetsa masecond wife probably she is still young and got bored of the husband ukaona mukadzi achisungisa murume or kuuraya anenge aita chikomba.

  • @sandramanyimohungwechasura7982
    @sandramanyimohungwechasura7982 4 года назад +8

    Tete Tilder batsiraivo babaavo ndarwadziwahangu 😢😢

    • @beatricemupinda6827
      @beatricemupinda6827 4 года назад +1

      Baba ava is saying the truth. I actually have a similar case in my house hold. This kids ey lie a lot and ey like varume zvakanyanya. Its so unfortunate how ppl believe vana ava vachinyepa. Pamberi neDNA.

  • @pastort9371
    @pastort9371 4 года назад +13

    Please Tilda let's help this man. I'm willing to help with the little I have to find the DNA test. We live once and 100 years is not a joke

  • @charitysibanda7525
    @charitysibanda7525 4 года назад +6

    Tete nyaya iyi ngaendere mberi todha kuona maDNA acho pliz todha part 2

    • @seipeimokalapa9864
      @seipeimokalapa9864 4 года назад

      Chokwadi nekuti vanhu varikudzwinyirirwa marights avo ko vanogotonga munhu vasina humbowo hwakazara

  • @evelyntsitsi6251
    @evelyntsitsi6251 3 года назад +2

    Hello tete Tilder....can you plz update us nhau yaGarikai

  • @mrbmrb6982
    @mrbmrb6982 4 года назад +6

    This is Karma,,,,,,now the first wife is the only one coming, 2nd wife yagadzira nyaya kutora zvinhu........I'm sure he is having regrets

  • @charityandrianamoyo644
    @charityandrianamoyo644 4 года назад +16

    Eish tete please do something for this man, this is so painful 😭😭😭😭

    • @mutumwa
      @mutumwa 4 года назад +1

      True justice need to be done

    • @prizoncuchamano4055
      @prizoncuchamano4055 4 года назад

      Do something Tete

    • @nomamakhubu6379
      @nomamakhubu6379 4 года назад +1

      Tete batsiraivo pliz hupenyu bwemujeri haWusi nyore veduwe. And kana chirichokwadi kuti havana chavakaita. Zvinenge zvichireva kuti mukadzi aida pfuma yababa ava asi vakadzi musadaro

    • @MaureenNdlovu
      @MaureenNdlovu 2 года назад +1

      This men not guilty neibourhood brother for wife ndovakaita madhiri ekuti vagovane fuma zvorwadza munhu Hana mhosva

  • @georgereason624
    @georgereason624 4 года назад +56

    Can we crowd fund this man for DNA tests and shame our judiciary system for this rubbish

    • @samsonkaziko544
      @samsonkaziko544 4 года назад +5

      Ko nyaya ye crowd funding iyi yakazofambao sei

    • @ashtonchiteke7746
      @ashtonchiteke7746 4 года назад

      Yes need to contribute as well. Pane mumwe wekunzi abata chibhato mwana wake. Any feedback for us

    • @georgereason624
      @georgereason624 4 года назад

      We just need someone who is responsible and can be trusted. If we don't help ourselves guys, no one will help us

    • @Kimberly2332
      @Kimberly2332 4 года назад

      Please someone do start a go fund or something

    • @beularmukozho7839
      @beularmukozho7839 2 года назад

      ko vakaziva sei kuti akarepa ka 5 ko vakoma nehama dzenyu ngavaite muende ku DNA mwana atariswe zvinowonekwe ... varume munozvinyanyawo dai makagara nemhuri yenyu yavahosi dai musimo mujeri

  • @tobiasmangoma9566
    @tobiasmangoma9566 4 года назад +5

    I once went to jail. You really need private lawyers to get a fair sentence. This guy is a victim of poverty. If he could afford lawyers I don't think he would be telling the sane story

  • @noriasheridan9315
    @noriasheridan9315 2 года назад +1

    An update pastory iyi Tete Tildah?

  • @admiresigauke846
    @admiresigauke846 4 года назад +1

    Its so sad , hw can we assist mdhara uyu pliz tete Tilda give us updates m ready to chip in

  • @catherinesiziba6729
    @catherinesiziba6729 4 года назад +1

    Tete batsirai shuwa baba vaburitswe mujeri this is so sad, mapurisa ngavashande basa ravo nemazvo kwete kutambudza vanhu, izvi zvinorwadza

  • @naomie_0515
    @naomie_0515 4 года назад +5

    We want Justice for this man tete Tilda..am so 💔

    • @aleckwalusa6548
      @aleckwalusa6548 8 месяцев назад

      Justice ipi yamoziva imi…Wakaita law kupi iwe

  • @gr_techz6390
    @gr_techz6390 4 года назад +3

    Any update on this story. I am willing to help

  • @zahmahlangu8407
    @zahmahlangu8407 4 года назад +3

    Hmmmm there is no justice in our country😭😭many innocent pple languish in jails !!!

  • @shoraichigutaa4150
    @shoraichigutaa4150 4 года назад +8

    Nyaya dzakawanda dzerape pliz dzinoda kunyatsotsvagurudzwa dzimwe ndedzenhema saizvozviizvi. Baba help is on the way .ndarwadziwa sure Tete Tilda pliz help

  • @momoemadondo9002
    @momoemadondo9002 3 года назад +6

    Hie Tete, we are still in the dark, we need to know if this man was innocent.

  • @ChisharirwaMarava
    @ChisharirwaMarava Год назад

    Ndarwadziwa nemunhu wekumusha kwangu

  • @wizzymajinjiwa164
    @wizzymajinjiwa164 7 месяцев назад

    Im here May 2024 ndichida kuziva kuti baba ava vakazobatsirika here, its a shame zvirikuitika ummm. Rape yakushandiswa zvisirizvo against men, zvakaoma

  • @melodychikosha8940
    @melodychikosha8940 4 года назад +1

    Tete tildah pliz update ava kuti baba ava zvakazomira sei shame some of our judges are heartless sure mwana uyu ane shavi chokwadi amai vake vatoriwo nemweya wetsvina

  • @ChisharirwaMarava
    @ChisharirwaMarava Год назад

    Makazodii nenyaya iyi tete tilda any update ndaiona nhasi akazotestwa here ?

  • @mabledanai6823
    @mabledanai6823 4 года назад +33

    All i can say is i see honesty in this man

  • @georginaraseroka9081
    @georginaraseroka9081 2 года назад +3

    Please help this man he is innocent, let's pray for him, let the truth be revealed

  • @yvonnemaramba5714
    @yvonnemaramba5714 4 года назад +1

    So sad tete batsirai baba ava heyi ndarwadziwa veduwe😢😢😢😢

  • @anythinganytime-e3v
    @anythinganytime-e3v 4 года назад +7

    10:32🤣🤣🤣🤣🤣 mdara ataura neshona shuwaaa aah

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 4 года назад +11

    Zvanzi ayiba anenhumbu , nhumbu inoda zvinonaka kaa

  • @gilbertfanzayi9899
    @gilbertfanzayi9899 4 года назад +1

    Zana,waya,bhemba,bara,kwete ngavadzore mwoyo,DNA is the way to go😓😓😓

  • @steabara3468
    @steabara3468 4 года назад +8

    Tete let's help this man by means of DNA.

  • @percy_97-u6r
    @percy_97-u6r Год назад

    Kusaziwa kufa. On the contrary he should ask for an appeal and reopens the case. Hearing stories like these i really wish i was a lawyer

  • @rodwindeda8352
    @rodwindeda8352 4 года назад +2

    Ma courts emu zimbabwe ane problem. .no evidence about tht case.zimbabwe judges need to be trained by international judges.because varikuitei vanhu mumajeri vanhu basin mhisva.murume uyu is innocent.why they do not do DNA

  • @sandramatindi2401
    @sandramatindi2401 4 года назад +12

    Baba Ava ngavatwe maDNA veduwe vamwe vakadzi inyoka

    • @sherry4535
      @sherry4535 4 года назад

      How do you know he’s not lying??

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 10 месяцев назад

    😭😭😭andina chekuita uye andiziwe kuti chii chakazoitika kuna baba awa .Vachiri mupenyu here or vachiko ku jeri.Asi ndatumira munamato Mwari wee sunungurayi muranda wenyu .😭😭😭

  • @ayandaMaphosa-dc8ud
    @ayandaMaphosa-dc8ud Год назад

    Eish ndarwadziwa kani

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 4 года назад +1

    Nyika inonzi Zimbabwe handizi kuziva kuti ichasvikaa papi chaipo this father i believe he is not guilt definitely.

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 3 года назад

    Iyi nyaya ngaifambirwe tete zvinorwadzisa tete please

  • @qs3162
    @qs3162 4 года назад +14

    I'll help contribute to the DNA test, this man was made to plead guilty under duress knowing full well he was illiterate. If a crowd fund is started please drop me a line.

  • @aloisgova5094
    @aloisgova5094 4 года назад +1

    this is a very touching story and on behalf of him please tete help that man ,he is innocent

  • @lavugee7738
    @lavugee7738 4 года назад +1

    Please get in touch. I'm willing to contribute.

  • @ricardochiguri1535
    @ricardochiguri1535 4 года назад

    Asi this story is very sad .........God will surely intervine just pray Baba

  • @animallovecollections5435
    @animallovecollections5435 4 года назад +4

    men should learn kusashungurudza first wife, pabatei ipapo. Varume are selfish when you do zvemabarika enyu aya you forget pane munhu ari kurwadziwa and cursing

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vu 9 месяцев назад

    Makwenzwe i DNA please baba makaphume kubuhlungu lokhu kakhulu ubunceda ukugcina umtana womfazi now it end in😢

  • @TheGameDaddy-v8w
    @TheGameDaddy-v8w Месяц назад

    Yakazofamba sei nhau iyi pliz

  • @maryleanmavherudze1029
    @maryleanmavherudze1029 4 года назад

    Lord have Mercy ummmmm ndarwadziwa hangu INI ndosaka vanhu vachizoita minyama yavasingazivekwayabva nako ummmmm zvorwadza izvi

  • @electonpowerengineers2599
    @electonpowerengineers2599 4 года назад +24

    I really wish paitwe maDNA tests

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 4 года назад +1

    aaaaah shame so sad mani 100yrs rape murder less yrs wotoshaya kuti zviri kufamba sei💔💔

  • @brendakurima8240
    @brendakurima8240 4 года назад +1

    This is so sad. VaMugabe ngavati batsirewo. Chidzidzo kuvarume gutsikanai nevakadzi vengu ana mainini vanouya kuzoparadza. But not vese ana mainini vanehuysinye

  • @shamisochiguri1554
    @shamisochiguri1554 9 месяцев назад

    Any updates on this case

  • @ZimbosPodcast
    @ZimbosPodcast Год назад

    How is this man doing if anyone has any updates please?

  • @blessingmkudu5727
    @blessingmkudu5727 4 года назад +4

    I think there should b interpretors for sign languages in courts, hospitals, police etc

  • @qinisosbu1028
    @qinisosbu1028 4 года назад

    Ndoosaka muchizoona varume vachiti vakadanana nemvana dzinevana kunyanya vana sikana anoti mwana ngaaende kwababa vake ndizvo izvi tsitsi dzinotsitsira vakadzi tisadaro sure 100yrs sure nyaya yekunyeperwa😭😭😭😭

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vu 9 месяцев назад +1

    Justice for Daddy

  • @berthamadeu6633
    @berthamadeu6633 Год назад

    Ndomubairo wekusiya mukadzi mukuru wawakashanda hupfumi unochinotora mumwe .Varume dzidzayi kugara panzvimbo one , pakangoita kamari wakutoita zvevamwe Madzimai wokanganwa mhuri vana ma school fees hapachisisina kunotorera mukadzi mukuru zvese apa nhasi makuda kubatsirwa ne vaye vamakatiza gara imomo iwe Garikai uri nhubu .

  • @RaicaChipendo
    @RaicaChipendo Год назад

    What happened to this man ? Any update?

  • @blantinaayisa235
    @blantinaayisa235 4 года назад +1

    Zvakangooma.. apa unenge usati wambosungwa uchingonzi ita chakati kuti uzive kuti zvauri kunzi signer unoda kutanga waverengawo kuti uzive kuti zviri kunzi kudii.unongonyora zita uchizvisungirira

  • @patiencesadzauchi-tf1zc
    @patiencesadzauchi-tf1zc Год назад +1

    Can't Tinashe Mugabe help in cases like this. This is so heart breaking 💔

  • @faraisithole7751
    @faraisithole7751 2 года назад +1

    This is so sad 100years its way too much even 2 accounts of murder will not as high as tht
    If he is saying the truth , eventually the truth will set him free in no time.... What has happened to my country?

  • @lizzyjones2689
    @lizzyjones2689 4 года назад +5

    How can we help this man people

  • @rangariraishanterozvinonet9767
    @rangariraishanterozvinonet9767 10 месяцев назад

    I'm a woman but I feel for this man I believe he's innocent...DNA must be done and he needs to be represented by a lawyer....God intervene🙏🏿

    • @benykays9710
      @benykays9710 10 месяцев назад

      I think ivo vanotonga ndivo vane dambudziko. Mutongi haasi kuvepo kungoendesa vanhu kujeri ka nhaimi. Aripo kuongorora nyaya yaari kutonga. Apa anenge afungawo here kuti munhu uyu anogona kunge ari kunyeperwa.

  • @carolinesiby9831
    @carolinesiby9831 2 года назад

    Aaaah 100years its to much pliz Tete APA parikuda ma DNA

  • @elizabethchokuda6792
    @elizabethchokuda6792 3 года назад

    honestly this man is innocent from what i see hangu ini , and 100 years honestly in a justice system that allows Tapiwa Makore case to just be pending is so unfair , Did this man get a lawyer . second wife iyeye mwari amuone .
    1) this child was now an adult , im sure the circumsatnces are different for rape yema adults
    2) if this child was being raped since childhood , why did she only fall pregnant now
    3) ko ma witnesses aripi
    And to think there people who actually get raped by people with money and no justi
    ce is served

  • @musharukwajohane8352
    @musharukwajohane8352 4 года назад +6

    So far kubva zvaitwa mainterviews emujeri natete Tilda vachi interviewer vanhu vanenyaya dzerape handisati ndambonzwa kana munhu 1 zvake anobvuma kuti ndakaraper vese vanongoramba vachipamastory

    • @angeltembure8437
      @angeltembure8437 4 года назад

      Ndakazvionao

    • @cdechirume2979
      @cdechirume2979 4 года назад

      even ve murder. kkkk

    • @musharukwajohane8352
      @musharukwajohane8352 4 года назад

      @@cdechirume2979 vemurder vanobvuma 90% of them

    • @emptyyourheart9086
      @emptyyourheart9086 4 года назад

      @@musharukwajohane8352 ehe vanoti ehe ndakauraya

    • @musharukwajohane8352
      @musharukwajohane8352 4 года назад +1

      @@emptyyourheart9086 manje verape vanoti ndinonzi ndakarape votanga kutaura dzimwe nhorondo dzisinganzwisisiki. Am not judging anyone but listen closely to the language used nemdara uyu ineng vulgar inengeyi. Hausimutauro we munhu mukuru

  • @matchmorekalizi7635
    @matchmorekalizi7635 Год назад

    Yakazoitasei nyaya iyi nhai?????

  • @caltinecele4630
    @caltinecele4630 Год назад

    Is ther any progress on this case aunty?

  • @takudzwamutore9199
    @takudzwamutore9199 2 года назад +1

    munute 10:29 ndaona yakanzi most replayed

  • @risiasganana2040
    @risiasganana2040 Год назад

    Tilda plz do something for this elder of my nation

  • @briansanyika5535
    @briansanyika5535 Месяц назад

    How far murume akabuda here uyu

  • @KwaNhete
    @KwaNhete 4 года назад +5

    Please is there any way we can help this man even financially for the DNA I'm in SA

    • @shumiraincube7254
      @shumiraincube7254 2 года назад +1

      Sure Tete tilda do something abt this man we a willing to contribute funds for e dna

  • @kudakwakebonzo2561
    @kudakwakebonzo2561 3 года назад +1

    Makambenge matiza chiiko. kumukadzi wenyu mukuru..mwari arikukurangai hamuzvipamhi

    • @evelyntsitsi6251
      @evelyntsitsi6251 3 года назад

      I just saw the interview yefirst wife nefirst born....umh baba vakaita hutsinye....karma ka

  • @sethumpofu9248
    @sethumpofu9248 4 года назад +4

    Zvakaoma....Shuwa DNA is the best

    • @thobekilempofu4198
      @thobekilempofu4198 4 года назад +1

      Hey cc same surname

    • @musharukwajohane8352
      @musharukwajohane8352 4 года назад

      Vakoma hakuna munhu werape anobvuma kuti akaraper vese vanongotaura mabecause

    • @sethumpofu9248
      @sethumpofu9248 4 года назад

      @@thobekilempofu4198 yes and i have a niece called Thobekile..

  • @kundaihuchu9522
    @kundaihuchu9522 2 года назад

    HAA NDAOFOLLOWEER THE NEXT EPISODE BABA AVA HAVANA KUKWANA..VAKASIYA MKADZ WEKUTANGA VAKATORA ZVINHU ZVESE HAIWAWO NGAVAGAREMO .....VAKABATA MKADZ RHAFU KUMUSIYA ACHIRWARA KUBVISA NEMADOOR...IBENZI

  • @chenaimambure9381
    @chenaimambure9381 3 года назад

    This is heartbreaking...........saka ma-DNA tests akazodii nhaimi. Chii chakazoitika kuna baba ava veduwee. he sounds innocent DNA please. 100 years shuwa..zvakaoma

  • @benaiahfx
    @benaiahfx Год назад

    Any update on this?

  • @siphiwechabata2394
    @siphiwechabata2394 4 года назад +4

    Hamusi modzokorora here tete munenge makamboiisa last year iyi 🤔

  • @veejayzw
    @veejayzw 3 года назад +3

    may the lord assist this man

  • @patrickmakanjera4232
    @patrickmakanjera4232 3 года назад

    Kana ini ndichinyepa mushini unganyepawo here?

  • @tadiwanashemazungunye7835
    @tadiwanashemazungunye7835 4 года назад +1

    Tete tilder tokumbirawo help this man he is innocent

  • @bakelink8974
    @bakelink8974 Год назад

    Please Zimbabwe's can help this man

  • @Smalllstufffff
    @Smalllstufffff 4 года назад

    Mwari pindirai...ndarwadziwa

  • @lindamutanda1721
    @lindamutanda1721 4 года назад

    Zim justice so 100yrs kumnhu ane 25 yrs hre vakomana apa panodiwa DNA tete Tilder hlp plz😭.

  • @Hungwe
    @Hungwe Год назад

    Dzakakwira idzi through dzisina kumitisa

  • @ndumisotshuma7100
    @ndumisotshuma7100 4 года назад +2

    The way akhuluma ngayo it shows ukuthi ukhuluma into ayaziyo kacabangeli....Yazi uSatan mubi ....Qina ngemithandazo malume uzaphuma kuphela ejele...The voice of the Voiceless is there to help and that is Tete Tilder and team fear not kuzolunga

  • @ishy1294
    @ishy1294 3 года назад

    Tilder Foundation yacho munoisirei if no one cares to respond to commends after you post. Many people asking on update and willing to assist but nothing nothing

  • @durokanj7705
    @durokanj7705 4 года назад +5

    Sekuru Ava vakangwara chaizvo if truly he was framed angadai akaita fight chaiyo 100yrs is a longtym. Pane chavari kuvanza

  • @nickb1875
    @nickb1875 4 года назад +4

    Sometimes I wonder what forensic is being used for, when only theory is being used to judge suspects.