Winky D behind Passion java Downfall at National sports stadium |Holyten Trying kupedza Winky songs
HTML-код
- Опубликовано: 10 май 2024
- #winkydonline #winkydsongs2024 #winkydlatest #passionjavalatest #passionjavavideos #passionjavanationalsportsstadium #zimrealityeyetv #holytenmusic #holytensong2024 #holyten
Copyright @zim Realty eye tv subscribe our channel for more good music,videos like this - Развлечения
Winky chero akangokosora otokanda pa RUclips .. ndinongo liker😅😅
Ndozvinoita kupenga
Good for you
Wicky D anorema my beloved brother.
Who is he?
@@maiyeukai9346 The best musician in the World from Zimbabwe and Thomas Mapfumo.
Holly ten akambo rira kupiko
kwese
Kkkk vanhu tinoda Winky D❤
speak for yourself
Kana mamuona holy 10 mumuudze kuti bhora haritambwe richidaro... chinongodiwa kuAppreciatawo vamwe. And he is going to devour himself ...
Kkkkkkk anonzi holy 10 ngaasiyane nawinky d muhombe
Nyaya haisi yaWinky D nyaya iripo ndeyekuti panganai haana kuteerera zvakataurwa naFrets Donzvo dai akaunza mabeers aizadza😅😅😅😅😅😅
Sure😂😂🤲
Frets said it 😁😁😁😁😁😁😁
kwanzi na Frets mawonders anotangira mukuzadza imomo
As long as Java aine backup ye zanu.....haaazadze even Gwanzura stadium😅
😂, 😂😂
Haunyepe ipapo 😂
Gwanzura is too big wangu, even Harare gardens haizadzwe naPanga😂
Ruvengo rakadaro kumunhu haruna kunaka.
Where is this 😂😂
Holy ten arikuzvipedza ega nekuda kuyita makwikwi ne chibaba Winky Dee
I can't imagine I've listened to this until the end haaaa sparks kah
Nyaya chaiyo hauna wangu...siyana na Gafa.
Ko sei masong a holy 10 tisina kumanzwa 😅😅😅😅
Ahana basa
Shuwa ini andisikumaziva angu
Musapinze Di Bigman pane vanhu vasina basa.Winky to the world.❤
Haaa king yes ofcause .. vana holy ten vanozviita vanopisa ka but Winky iguru Xaah 🎉❤
Musabheme masamba, Winky D apinda papi
Ndatoshaya kuti VaWinky vakwana papi apa
Ya chematama handina kana one song ya ndanzwa kkkkkkk akaimba kutii
😂😂😂😂😂😂😂😂
Sparks hamusi wrong but dai java aiva atianotozadza chete. Saka zvoreva kuti winky anorema kupfuura java. It's clear like crystal
Wagona pawati va Winky D
winky is the best
Siyanai nava Winky D
Java akaKoporwa uyo😂😂😂kunzi kopo
Java aifanirwa kungodeedza winky pastage then yaiita night of wonders shuwa
Iwe sparks iwe ita mushe siya winky akadaro ticha rega kukufollower manje
Keep on marketing Winky D bro
Xaaa holy ten hapna zvrpo akadhakwa uye ...Wink D ndi Daddy cht
hamuzi makumunyanyira Winky D ko aitei akaimba zvelove yava downfall , akaimba munoti anonyopa Zanu Pf .Winky D anoisa hake zvinhu paanodira aidiluter seiii vamhu ava vamoita zvakasiyana
Passion haaimbe so haakwane mucategory
Haaaah msatinyaudze gaffah raper
Mjaya ma1
Iwe siya Winkyd iyeye
Mufesi auna love naHoly ten iwewe .
Hanzi kana wakamborira pasina MaSongs abuda
100 percent collect my brother, kutukana kupererwa nepfungwa , tinenge tichirodzana pfungwa.
Good analysis chibaba; Bt panganai ndochimwe chinhu chisna basa chatinacho senyika
Java mwana kuna winky d holly ten akurwara nepfungwa
I don't think passion anoita compete na Winky coz uyu night of hwandazi yake yaisina chekuiita nemusic. Asi uyo Holy anongozvishupa hake ngaasiye kutaurisa chete anoenda mberi
Holy ten mupei mapamper nemapedz coz achachaya achabaya kukumwedzi 😅😅😅😅
Wagwan winky d is a hero
Winky D never reply or pay attention to kids stuff ❤❤❤I stand with gafa
Winky🔥🔥🔥🙏🙏💞💞💞
Hauna nyaya kkkkkk
Sparks unozonyepa winky anongoita zvinhu zvake
Java problem yake zvichurch muzim haana mafans zvekudarooo so hazvina winky D mukati......
Guys frets akazvitaura kwakashaya mabeers😅😅😅😅😅😅
Holy ten gara pasi Gava mukurù uyu munorema Prophet
ipfungwa dzako dzokupenga idzo. Winky iGAFA
Holyten anoita zvei
Holy ten kamwana ako
Musakandira Dancehall Igwe muzvinhu zvisina basa
Kkkkkkk mukomana akazadza nevakauya
After all hapana chinemusoro chandanzwa pane zvese zvawataura nhasi iweD.J SPARKS
Haa but zvinemusoro wani
true
Holy 10 akabudisei coz hatina kumanzwa
Haah nakarerwa nemangoma ababa Abraham since 2008 up to now chidodo ska nomira navo
Holy ten ngaambozama ana ally d nana ndunge
Aaaaah zvechurch nemangoma zvo mixer ere sparks
Nhai nhai Dj sparks akutodawo Aqua uyo
A nhai
Wink D hapere
Haaa pliz siyai kucompare Gafa na holy
To be honest kaa DJ ini hangu according to my own view , point yenyu yekuti winky d anga Ari behind the scene is invalid to a greater extent because imi hamungati vanhu vatadza kuenda ku night of wonders bcz paita masongs arikubuda musi wa10...kubuda kwemasongs kunoaffector vanhu kt vadaenda kustadium how?? Asi dai winky akaita show the very same day naPassion Java ndopatingadai tati hongu vaWinky ndovaita kt vanhu vasaenda kwaPassion.
VA wink ❤❤❤❤❤
Gafa I Gafa ❤❤❤❤❤
Asi mapihwa zig kani dj sipakisi analysis yako ndeyekushaya
Winky idhra boys❤
Big opp to u spax
VaWinky vahombe horaiti ❤😂😂😂
Don't compare Winky D nemaboorangoma ana Holy avo
Haiunyep
Maonero angu Java akapinda ne vhai vhai plus anotuka vanhu .
😂😂 Sparks
Winky d chibaba passion java hpna gafa i gafaa
Musaenzanise vanhu vanoitwa recognized internationally nevamwe vane ngoma dzinoperera pawhatsapp😂 kuhukura hakusi kuruma. Gafa to the world❤
song haikutadzise kuenda ku Bulawayo. Unongoendaka uchiridza wakaisa ma ear phones zvakaipei.
Winky muhombe uyu dai mazvisiya
Horo Shereni haana Chainacho chainacho i Barbalaze voice nematama
The reason why vanhu vasina kuenda kwaJAVA it's because akasimbisa musangano and vanhu vavenga musangano akasiya politics rozara
apa watadza kufunga iwe....song yakambovharira event sarinhi
Masongs a holy 10 ndeekt chii ini handisat ndatombomanzwa ini
😢 VA Wink D
Winky ndi baba
Musanyepe dady
Kobòo haaaa Java akakoborwa nevanhu veMuZim Haaa kana zanu yacho iri kuzviona kuti akakoporwa ..... koppoooo !!!
Iwe you are wrong bro hapana panopinda winky pana pashoni akamamira pakutaura and kuti anozadza national stadium
Sparks inini ndakato subscriber page raWinky not raHoly, ndriumwe wevamwe vaAdd maViews aWinky. Fact inoti Winky pano uploader ndoona notification ,handina kumbopiwa mari naWinky ini. Holy ndaakwane kana asingazive kuti algorithm yeRUclips inosenza sei.
Sparks udza vafana vemusic vese kuti kana vakaita mahit songs maviri kana matatu,,kana vachida kubva vanyarara zvachose ngavatsomane na winky,seako kaholy ten,kanonyarara mamanje
Winky really saved Java😂
Saka Winky orega kuburitsa album rake coz Sparkks anozoti adiluter? haus kumaker sense and une mazikuhwa kupfura vakadzi.
Iwe mazishaya leave wink d alone
Muzimbabwe hamuna freedom of speech ita ED haagone kutungamirira nyika uposte
Holy 10 kami sata jealous racho
Obviously
Sparks chopedza😂😂😂
Ahuna chaunoziya iwe iti wakuda akwaya from java
Huh hauna nyaya iwewe Winky ndi mdara
Winky akatongoda kuratidza panga kuti urimwana
Maviews ako atopfuura a uyo uyo mutsvene Gumi😂😂😂😂
Haaaaa uyu anorwara uyu java anga agara adonha ega plus who goes kunoitirwa ma jokes akadaro husiku hwese
For the first time. Mataura zvisina musoro
Sparks uri dakoo iwe usapinza Gaffa panyaya dzisina basa
Gafa igafa
saka Winky ndewei patsvina dzauri kusekerera idzi, kusubscriber dzvii iri?
I never see people who are jealous for each other like my brother's ad sisters fr Zimbabwe ummm
rasta haana mhaka
Winky siyanai naye muhombe uyo
Holly haaa this time zvamuramba.. aiti angapedxe BIGMAN? AAAAH. SIT DOWN CHEMATAMA. LEVEL RAKE ARIZIVA
Panonzi gafa na chamisa musaenzanisa ne zvimwe zvimbwasungata zvisinakana basa kana ED chinozviziva