Mbuya VaPiyasoni Share her top secrets | Marriage |Iife style Background interview with Djsparks zw

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 140

  • @robsonchikarakate2452
    @robsonchikarakate2452 5 месяцев назад +73

    Mukoma Sparks thank you very much for this interview ndofarira chaizvo mbuya Piyasoni asi ndangoti ndikuoneseiwo zvimwe zvinhu zvamanga musingaona. Ndofunga kuti dai muchipawo chiremerewo kana muchiita interview tichiteedzera tsika yedu yechivanhu. Mukutaura kuna mbuya Piyasoni muchiti "iwe". Semunhu akarorwa atori nemurume nevane ndoona zvangu zvakanaka kupawo chiremerero. Angava ani zvake mukatanga ime kupa rukudzo wamunenge muchiita interview kana vaoni nevatereri vanomukudzawo. Ndangoti tibatsirane, pamwe ndiri wrong l don't know

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 5 месяцев назад +2

      Hamusi wrong muri ryt magona nedzidzoso

    • @thunderain
      @thunderain 5 месяцев назад +2

      yeah you are right, hanzi pombi 😮 mukadzi wemunhu aah

    • @TracyMbango
      @TracyMbango 5 месяцев назад +2

      Yah ndizvo chaizvo zvimwe zvese tingaita but munhu wemunhu ngaaremekedzwe

    • @nyashamusonza8888
      @nyashamusonza8888 5 месяцев назад

      Very tru mkuru thanks ipapo respect yakakosha patsika dzedu.

    • @patrickmuzondo5166
      @patrickmuzondo5166 5 месяцев назад +1

      I agree with this point ye respect. We need to uphold tsika dzedu. Hapana wechitema asingazivi tsika dzerudzi rwake.I also think kuti madzimayi kana wakaroorwa zvakanaka kuti utaurewo nezve murume wako eg kana uine zvimwe zvaunoita like a different project which is different from what you do it's good kuti tiri kuda kuita zvakati than kuti NDIRI KUDA kuita zvakati so that vanhu vanoziva kuti you are not single.

  • @NishaChizema
    @NishaChizema 5 месяцев назад +29

    Hezvo ko zvavari mwana mudiki munogonesa mbuya keep the fire burning

  • @kudakwashemusheche967
    @kudakwashemusheche967 5 месяцев назад +7

    Wow, she’s beautiful, cool , calm and so collected. she’s smart too

  • @methusellahchidembo6738
    @methusellahchidembo6738 5 месяцев назад +8

    Chasina kuchinja kuseka chete zvimwe zvese haa she is so humble

    • @cavecollections3801
      @cavecollections3801 5 месяцев назад

      Really talented and I have to admit make up does a lot and I thought it wasn't her but yeah the voice confirms it

  • @tashachirands7897
    @tashachirands7897 5 месяцев назад +8

    Mhamha Vee is a very good person haana godo, jelasi down 🙌🏿

  • @omegamutsvedu1050
    @omegamutsvedu1050 5 месяцев назад +7

    Mbuya vaPiyasoni very humble uye vakadzidza❤❤❤

  • @StavileMbizah
    @StavileMbizah 5 месяцев назад +6

    Also shocked nezera rambuya piason thought tichikuona taiokuisa pazera remunhu mukuru chaiye , munogona ku actor sisi

  • @tapiwachindanya2672
    @tapiwachindanya2672 5 месяцев назад +5

    This lady is intelligent. Chikoro chinobatsira zvakanyanya in making decisions.

  • @Spo7017
    @Spo7017 5 месяцев назад +21

    I want her to be mbuya vaPiyasoni always 😅😅this Kudzai akanyanya kuita muSlay Queen 😂😂 ndoda mbuya vachihwereketa chivhitori

    • @SpiweMuzila
      @SpiweMuzila 5 месяцев назад +1

      Taura hako ipapo

    • @EBB505
      @EBB505 4 месяца назад

      I think she should do both! It shows off her talents. I was shocked when I saw her in a skit with Gamu recently. I thought it was Patricia, but I love that for her.

  • @talentmutanhamanda206
    @talentmutanhamanda206 5 месяцев назад +2

    I like your character gogo,,,keep that standard,,,,munhu unhu wena

  • @BlessingNzembe-wk9ul
    @BlessingNzembe-wk9ul 5 месяцев назад +10

    I agree with you Mbuya vaPP, climbing a ladder of success is very difficult😢 its all about scatch my back first i will scratch yours. munhu ukasashinga zvokwadi unonyura

  • @victoriesmazhata6050
    @victoriesmazhata6050 5 месяцев назад +4

    A point in case made during the interview, I must applaud the level of collaboration and uplifting each other amongst Zimbabwean content creators. Its quite commendable how skit makers flawlessly work together to produce quality and entertaining content. Mbuya Piyasoni is so talented. Keep it up guys.

  • @SarudzaiZishiri
    @SarudzaiZishiri 5 месяцев назад +13

    Mbuya vaPiyasoni zvaari mwana mudiki

    • @gogoatanaka
      @gogoatanaka 5 месяцев назад +1

      Ndatoshamisikawo😅😅😅😅😅

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 5 месяцев назад +6

    Nhai imi.ndimbuya vaPiyason here mwana uyu.imika

  • @beritakhumalo2371
    @beritakhumalo2371 5 месяцев назад +7

    Talented actor in deed

  • @Anotidaishe-m9d
    @Anotidaishe-m9d 4 месяца назад +1

    Mbuya Piya ndokudai mhani😍😍😍

  • @Breezy-j05
    @Breezy-j05 5 месяцев назад +3

    Thnx dj Sparks ⚡️ hoyooooooo haaa heavy heavy gud interview haisi mibvunzo nhando coz nyika yakakura so zvinobvunzwa nevanhu zvakawandisawo yese mibvunzo inotowana ange achitodawo kutonzwawo nezvazvo…. Kp it up…thanx for your time mbuya va Piyasoni … hoyooooooo

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty62 5 месяцев назад +2

    Mbuya Piyasoni, ini ndiri weku Zaka, Masvingo 🇿🇼 ndine mweya wenzvimbo & have always rooted for you esp cause of your deep wezhira , wezhara, wezhowezha accent all the way from Essex, UK 🇬🇧 👏🏾👏🏾👏🏾!

  • @RufaroZiki
    @RufaroZiki 5 месяцев назад +2

    ❤❤❤❤❤❤❤❤ 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 mbuya va piyasoni

  • @NazarethNjangi
    @NazarethNjangi 5 месяцев назад +3

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤mbuya va piya🎉

  • @BlessingSibanda-ih2qi
    @BlessingSibanda-ih2qi 5 месяцев назад +2

    Am shocked nezera rambuya

  • @annabanda6190
    @annabanda6190 5 месяцев назад

    Mbuya piyooo chana chavatete ramba wakashinga uri nyanzvi mhani❤

  • @mwanawemuporofita5610
    @mwanawemuporofita5610 5 месяцев назад

    I love the way you know the bible. As a result, I believe grace and favour is chasing after you.

  • @agnessmakuvise4556
    @agnessmakuvise4556 5 месяцев назад +1

    Mbuyaaaaaaa in my loki 's voice

  • @PatriciaMajaya
    @PatriciaMajaya 5 месяцев назад

    Wow mbuya vapiyasoni love you im a bığ fan watching ın UAE

  • @NyaraiDhenge
    @NyaraiDhenge 29 дней назад

    Akaroorwa here mbuya uyo

  • @FelixChigwida
    @FelixChigwida 5 месяцев назад +5

    Sparks lean to respect married people specially WEMAN don't say uri pombi and remove the wa wa wa it dosent work on shona language redefining on married people

    • @EdithNhema
      @EdithNhema 4 месяца назад

      I agree

    • @Checheche2858
      @Checheche2858 4 месяца назад

      It seems like he was hitting on her,🫣

  • @DendaiNjanjure
    @DendaiNjanjure 2 месяца назад

    Nhaimi kkkkk kozvamuri chimwana mbuya peeee

  • @charlestruecolours-mt7gu
    @charlestruecolours-mt7gu 5 месяцев назад +1

    Thank u dj sparks mbuya vapiyasoni murisei big up wezhira ndokwangu chivi

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 5 месяцев назад

      Haasi wezhira mubocha uyo wataura wani kkkk kumasvingo kuzongokurirako ndoosaka akajoina vana vai vhai hama dzake dzebocha

    • @charlestruecolours-mt7gu
      @charlestruecolours-mt7gu 5 месяцев назад

      @@ThandoNcube-xy2fo maita basa ndandarasika

    • @N.e.n.e.z
      @N.e.n.e.z 5 месяцев назад

      ​@@ThandoNcube-xy2fo Zveku joiner Mai Vhayi hazvinei nekuti they all come from Bocha haaa nah ingori nyaya yekuti vanonzwanana chete remember she also works nana Tyra veku naDziva,ana Comic Elder,Patricia etc havasi veku Bocha ava

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 5 месяцев назад

      Wataura ega munhu uyo kuti ndiri wekubocha ndookumusha dzokerera video kana usina kunzwisisa.andina kumbotaura zvekujoina.ehee vaani joina variko vedzimwe nzvimbo andina kuramba.ini ndataura zvaareva iye kuti ndobva bocha

  • @TsitsiMasikati
    @TsitsiMasikati 2 месяца назад

    Mbuya vakase,jaaaa uuuumm

  • @shadreckpaulo4752
    @shadreckpaulo4752 5 месяцев назад +1

    About Christianity, salvation is personal.Love your show my brother.
    I would have like you DJ Sparks not to go into religion cos noone understands it.
    We end saying things we don't know and understand
    Thanks for the show.
    I am going to watch you

    • @djsparkszw
      @djsparkszw  5 месяцев назад

      Thank yu my brother

  • @pridemurwira8397
    @pridemurwira8397 4 месяца назад

    Diploma in accounting, huyai kuAustralia muite mari ‘time is now sister ✌🏽

  • @Ruv-u2r
    @Ruv-u2r 5 месяцев назад +2

    Nhai mbuya ko vamurangwani varipi na elder chasi 😂😂😂

  • @EdithNhema
    @EdithNhema 4 месяца назад +1

    My favourite 😊❤

  • @willabon8387
    @willabon8387 5 месяцев назад +1

    Beautiful mbuya vaPiyason

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi 5 месяцев назад +1

    Mbuya va Pipi are you conscious that you are beautiful. Zvokwadi dai kusina sekuru va Pipi ka hamheno

  • @RomeoRussel
    @RomeoRussel 5 месяцев назад

    DJ sparks Mati ndozita renyu rekurekwa shuwa here maboss

  • @nyaradzaimudede1479
    @nyaradzaimudede1479 5 месяцев назад +1

    Kudzi you are my hommie Bocha Marange

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 5 месяцев назад +4

    Happy ambuya ...

  • @portiarakabopa
    @portiarakabopa 5 месяцев назад

    Love u mbuya piyasoni my homie

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 5 месяцев назад +5

    Mbuya Piyason you hv really betrayed us. Yhooo

    • @masie1047
      @masie1047 4 месяца назад

      😂 ndakavaona kumasvingo ndikati myb I'm lost munhu wandaivenaye ndakatoti mbuya Piya avo zvikanzi wakupenga

    • @waadhogo9668
      @waadhogo9668 4 месяца назад

      I met her kudhuze ne Junior Driving School n was like ahhhhhhh

  • @TapiwaNyatito
    @TapiwaNyatito 5 месяцев назад

    Mbuya piyasoni you deserve kokora ❤

  • @margaretthomas1177
    @margaretthomas1177 5 месяцев назад +1

    Yowe ini ndiri busy kuits fast forward ndichida kuona mbuya Piyasoni, aaa ko zvamuchiri chibaby manyama

  • @RegisChakanetsa
    @RegisChakanetsa 5 месяцев назад +1

    Kudzie is smart 👌🔥

  • @emmanuelmaroweso309
    @emmanuelmaroweso309 5 месяцев назад

    on spot mbuya ,,, to more success

  • @kundaimationi9508
    @kundaimationi9508 5 месяцев назад

    Sara pavana rinofamba bhazi riya mbuya piyasoni

  • @priscamazoe694
    @priscamazoe694 5 месяцев назад

    Love you mbuya Piya kudzii very smart

  • @PanasheKadziyanike
    @PanasheKadziyanike 5 месяцев назад +1

    haa Mweya venzvimbo shuwa

  • @Stallie-zb7bn
    @Stallie-zb7bn 5 месяцев назад +1

    Mdhara zita renyu rekuberekwa munonzi Dj Sparks kkkkkk

  • @ChipoJamba
    @ChipoJamba 5 месяцев назад +2

    Mbuya makapenga sando dzenyu.

  • @RuthChikwari
    @RuthChikwari 5 месяцев назад

    Heaven is for me and my family.Amen

  • @NigelpanasheNyamura
    @NigelpanasheNyamura 4 месяца назад

    Mbuya vanechipo zvavo koz ka voice kavanorova paugogo kane nharo

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 5 месяцев назад

    ❤❤U mbuya vapiyasoni to the wewewe 😂😂😂

  • @ReehobyaniMkachan
    @ReehobyaniMkachan 5 месяцев назад +1

    Ini ndiri kuona ungati dj sparks vanoda mbuya vapiason in maonerew angu

  • @ShirleyChingore
    @ShirleyChingore 5 месяцев назад

    She is very beautiful

  • @vongaimapengo
    @vongaimapengo 5 месяцев назад

    Tinokuonai chose mbuya vaPiyasoni from Masvingo

  • @cainramajera
    @cainramajera 5 месяцев назад

    Aiwa kwete rekuberekwa but rebasa😂

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 5 месяцев назад

    Mbuya vaPiyasoni ❤❤

  • @johanahnyamande6794
    @johanahnyamande6794 5 месяцев назад

    Mbuyaa ❤❤❤❤

  • @EnnyRungayi
    @EnnyRungayi 5 месяцев назад

    🎉aaa mbuya

    • @IanMurayi
      @IanMurayi 5 месяцев назад

      ❤❤❤❤❤

  • @felix5650
    @felix5650 5 месяцев назад

    Karikutadza kudaira amana skiri riripo kanyika kakadhakwa or let mi say nyika ichakasara so zvofaya mucapital city..nd kunze uku havana mukana nezvinhu and even media haifambi zvekudaro kunze uku

  • @margarethmaroso3150
    @margarethmaroso3150 5 месяцев назад +1

    Mutendi mutendi makanyanya mbuya Piason

  • @LetweenUnyenyiwa
    @LetweenUnyenyiwa 5 месяцев назад

    Mbuya va pee ❤❤❤❤

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 5 месяцев назад

    Mbuya mbuya mai Roki 🤣🤣

  • @lovemoredzindiko5687
    @lovemoredzindiko5687 5 месяцев назад

    Mbuya Pipi isimbi Dj sparks

  • @SusanMudiwa-k8r
    @SusanMudiwa-k8r 5 месяцев назад

    Mbuya aPp l thot muri munhu mukuru l like you so much

  • @Edithmaradzika
    @Edithmaradzika 5 месяцев назад

    Lord am I ready to face your kingdom 😢

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 5 месяцев назад

    Tnx dj

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 5 месяцев назад

    Ehe ndimbuya piyasoni tarisai dama rawo rimwe ihombe rimwe idiki

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 5 месяцев назад

    She knows how showcase her character

  • @nellyville234
    @nellyville234 5 месяцев назад

    Mbuya is beautiful 😂

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai 5 месяцев назад

    Mbuya😂 ibasa

  • @tatendamavunganidze
    @tatendamavunganidze 4 месяца назад

    Chikomo chiremerera

  • @godfreymakonese1181
    @godfreymakonese1181 5 месяцев назад

    At 1st ndatoti mwana waMbuya vaPiyasoni

    • @christinamunjoma4073
      @christinamunjoma4073 5 месяцев назад

      Kana ini ndatanga ndatoti uyu mwana wambuya piyason ka ini

  • @idahchengetaimakoni2476
    @idahchengetaimakoni2476 5 месяцев назад

    ❤❤❤❤

  • @NyashaChirozvi-qk8ek
    @NyashaChirozvi-qk8ek 5 месяцев назад

    Mbuya piyason

    • @gogoatanaka
      @gogoatanaka 5 месяцев назад

      Titende😅😅😅😅😅😅 mbuya va Pearson

  • @EsterMuchimba-z4m
    @EsterMuchimba-z4m 5 месяцев назад

    Wakadzikama maiPiyason

  • @GodieGodfrey-yf3zm
    @GodieGodfrey-yf3zm 5 месяцев назад +1

    Mbuya vaPiyasoni chibaby chaicho

  • @mishtinomedia3496
    @mishtinomedia3496 5 месяцев назад +1

    she was born 14 February 1991

  • @MosesjoeLungu-tb1ht
    @MosesjoeLungu-tb1ht 5 месяцев назад +1

    Zvachiri bhoo wani chimunhu ichi

  • @KaiButteredField
    @KaiButteredField 5 месяцев назад

    I come from a very poor background 😂😂😂😂 zvakaoma hazvo 😂😂😂😂

  • @patrickmusekiwa6683
    @patrickmusekiwa6683 5 месяцев назад

    Mbuya piyasoni ndokudai

  • @MelodyMbanje
    @MelodyMbanje 5 месяцев назад

    Mbuya munodiwa kani

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 5 месяцев назад +1

    Unoziva dj Sparks ndaifunga kuti ndiwe wakapa chipo muchengwa mwana ukazomuramba. Ndobva wakuramba kuchengeta mwana sorry ndaive ndatokuvenga

  • @tsungayifurayi1677
    @tsungayifurayi1677 5 месяцев назад

    Hooo mbuya maiRoki saka ishuwa ndaiti kuActor vaitoenda mhiri nhai paye

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 5 месяцев назад

    Ndoda mbuya piyasoni 😂😂😂

  • @ryanmarware
    @ryanmarware 5 месяцев назад

    Haa mandebvu haana chaanogona

  • @ShirleyChingore
    @ShirleyChingore 5 месяцев назад

    Ko ngozi yebenzi hwfar

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 5 месяцев назад

    Masvingo inoda zvekuchivanhu zvakanyanya

  • @KudziKuku
    @KudziKuku 5 месяцев назад

    Kna asina kurorwa ndipeio mukana plz

  • @MadellineMaruni
    @MadellineMaruni 5 месяцев назад +1

    Mutenti

  • @faithfullnyakudya3642
    @faithfullnyakudya3642 5 месяцев назад +3

    I think there is nothing wrong kupa demon nguva yekutaura nekuti rinoexposa mashandiro aro then as christians mova alert panyaya yaJob Mwari vakaita conversation nasatan

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai 5 месяцев назад

    Nhas akuna maglass

  • @arnoldamato4199
    @arnoldamato4199 5 месяцев назад +1

    Ngamdomonya fasi

    • @Nyamunda
      @Nyamunda 5 месяцев назад

      Mbuya apiyason kufanana nanyari kkk

    • @EdioulerChigodora
      @EdioulerChigodora 5 месяцев назад

      Yaaaah neeh she is talented

  • @melanykupeta8663
    @melanykupeta8663 5 месяцев назад

    Mbuya is married 😮❤

  • @phineasmasori3540
    @phineasmasori3540 4 месяца назад

    Kudai wakamboti mirei takakuonawo

  • @muzvimbiri
    @muzvimbiri 5 месяцев назад

    kunonzi ku Pumula
    not Mbumula

  • @charmainmedzaiMedzai
    @charmainmedzaiMedzai 5 месяцев назад +1

    Makore mune mangani

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi 5 месяцев назад +1

    Mbuya va Pipi are you conscious that you are beautiful. Zvokwadi dai kusina sekuru va Pipi ka hamheno

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 4 месяца назад +2

    ❤❤❤