Yangu Maitadza here Mwari? - PROPHETESS MEMORY MATIMBIRE (audio)
HTML-код
- Опубликовано: 14 авг 2024
- Psalm 22:1-7
1 My God, My God, why have You forsaken Me? Why are You so far from helping Me, And from the words of My groaning? 2 O My God, I cry in the daytime, but You do not hear; And in the night season, and am not silent. 3 But You are holy, Enthroned in the praises of Israel. 4 Our fathers trusted in You; They trusted, and You delivered them. 5 They cried to You, and were delivered; They trusted in You, and were not ashamed. 6 But I am a worm, and no man; A reproach of men, and despised by the people. 7 All those who see Me ridicule Me; They shoot out the lip, they shake the head, saying,
Remember to Subscribe
When you subscribe, you will not miss any sermon
yangu maitadza here Jehovhah😢😢😢😢
Jehovah hernia yachemedza Kunashe maitadza here Mwari,, Jehovah hamuna nhorondo yekukundikana
Matii ko Nebasa Mwari wee
Maitadza hre Yebasa iyi
Ko yangu maitadza here Mwari mweya wekurwara pamwana wangu Ethan Mwari weeeee 😭😭🙏 Rangariraiwo amai vangu Mwari 😭🙏🙏
Havana yavanotadza Mwari ava
@@daughtersofvirtue May God remember me ndazozvika pakugumirwa ini 😭😭😭😥🙏I'm depressed
@@pretty_6824aasei Mwana dear
😭😭 nyaya dzangu Mwari
Maitadz a hre yezvikwereti iyi Mwari
AMEN
Please pandinofamba vanhu vandondiziva nokuda kwenyaya dzangu,vanhu vavakungoti hoo ndomayi Vaya Vaya ,ko yangu nyaya maitadza here,ndishambidzei mutumwa ,tumirai kupenya
Hapana chisingagonekwe nemi Mwari
yangu yemunyawiri 9 years maitadza here mwari
May God answer your prayer
Ummmm Mwari ko yangu zvakuita sezvakuto wodza Moyo vamwe varikungopupura ko yangu nyaya Mwari ummmmm prophetess woyeeeee
Havana yavanotadza Mwari ava
Amen pindirai panyaya yangu Mwari
AMEN
Kana Maitadz a yemari iyi Mwari we taurai kuti maitadza
AMEN
Yangu maitadza here Mwari yeku lodger asi hamuna nhoroondo yekukundikana Mwari wangu.Vana vangu ngawawane basa, kupasa kuchikoro uye license ngatiitei muzita raJesu
Havana yavanotadza Mwari ava
amen
Yemba yangu maitadza here jehovha
Veukama,ma church mates ,mashamwari vaakudzungudza musoro
Maitadza here Jesu yangu maitadza
God of Prophetess Memory Matimbire huyai Mwariwee huyai
Sure Mwari yangu maitadza here yebasa randiri kuda
Maitadza here yangu nyaya
Yemwana wangu maitadzawo here nhai Mwari
Yemwana wngu mayidza hre Mwari
Zviitei zvakare pamazuva angu Mwari
AMEN
Yangu maitadza here Mwari
Yanga maitadza here Mwari
2024/05/25 KO yanku nyaya maitadza here
Zvekwangu mazvikoniwa here Mwari
Havana yavanotadza Mwari ava
Musarega zita renyu richinyadziswa nekushorwa nekuda kwehupenyu hwangu
Maitadza ere Mwari yemakumbo angu
Hallelujah
Connected from South Africa
Thank you
Amen yangu maitadza hre amen
Yangu yezvikwereti Mwari maitadza here?ndirikushanda sendinoshamdira ngozi Mwari,maitadza here?
Havana yavanotadza Mwari ava
Yangu nyaya maitadza here Mwari..
Maitadz a hre yemarii Mwari
Havana yavanotadza Mwari ava
😭😭😭😭😭😭😭Lord God hear me yangu maitadza hre
Mazvitadza here Mwari
AMEN
Yangu nyaya Mwari maitadza here.
Jehovah Havana yavanotadza
Nhai yangu nyaya maitadza here Mwari
Havana yavanotadza Mwari ava
Kushaya bsa uku Mwari mazvitadza hre????
Havana yavanotadza Mwari ava
Ko yangu maitadza here Mwari
Havana yavanotadza Mwari ava
Mazvitadza here mwari
Matadza nyaya dzangu here Mwari.. 🤔🤔😢
Havana yavanotadza Mwari ava
Amen
AMEN
Yangu maitadza here mwari
❤❤❤❤Amen
Maikonewa here Mwari yemwana Wangu anzwa nekunyorera English achingobuda nemaD
Maitadza here Mwari
Yangu nyaya maitadza here?😭
😭😭😭maitadza here Mwari
Havana yavanotadza Mwari ava
😭😭😭😭😭😭😭Mweya we nhamo enough
AMEN
2024/05/25 KO yanku nyaya maitadza here
Yangu maitadza here mwari
Amen