OFFICIAL✨✨ VIDEO (KO YANGU NYAYA MAITADZA SEIKO😭😭) IS NOW OUT.....

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • Uyu mubvunzo kumatenga, Kuti inga Makomo ndinokwidza Mitsanyo ndichibata, Zvipo ndichiendesa
    ko Yangu Nyaya Maitadza Seiko,Nekuti Mwari unenzeve uye anemaziso ekuona,This is a powerful song and its there to uplift all prayer warriors...
    One day God Will answer us, Our fastings and Prayers will not go in vein

Комментарии • 120

  • @sarahelvas-dq3qm
    @sarahelvas-dq3qm Год назад +13

    37years ndisina mwana 😭😭😭😭ko nyaya yangu nhai Mwari inga makandipa basa wani kunyangwe ndakakura ndirinherera wani Mwari😭😭😭makandipa murume akandisiira kusazvara asi makandidzosera murume wangu wani Mwari ko nyaya yembereko maitadza seiko Mwari😭😭😭😭

    • @miriraiprudencenhau4385
      @miriraiprudencenhau4385 Год назад +3

      Keep on praying Mwari havana chavanotadza dear .Put your trust in Him 1 day you will testify His goodness.

    • @user-hd6uu1so3y
      @user-hd6uu1so3y Год назад +1

      Mwari variko mudikani havakuiseye wega ....zvinoita sezvanonoka asi nguva ichakwana chte

    • @user-lo9he1hw1m
      @user-lo9he1hw1m Год назад +1

      It is well sis keep praying 😢

    • @mirriammafoti7538
      @mirriammafoti7538 11 месяцев назад +1

      It is well sisi God is not a man that should lie whatever promises he is going to fulfill

    • @arthurmarko5336
      @arthurmarko5336 3 месяца назад

      I pray, May this song bless you with as many children as you want. A

  • @nomatterngirazi9149
    @nomatterngirazi9149 3 месяца назад +3

    Is really heavenly father watching over me sure😢😢😢,takutozikanwa kuti ndisu vaye vekukwira magomo everytime, vanotsanya every monday, Thursday and every 3 last days of every month but mwari hapana chiri kuchinja zviri kuiita worse🥹🥹😭😭yangu nyaya mwari ndiyo matadzawo here, inga vamwe makavaitira wanii, tangova chiseko chenyika mwari hanzi zvamunonamata wanii ko sei zvisiri kukuitirai in life😭😭😭😭.Lord im really heartbroken

    • @mirriammafoti7538
      @mirriammafoti7538 2 месяца назад

      God 's time is always the best dear don't give up

  • @selinadzingwena6182
    @selinadzingwena6182 2 месяца назад +2

    Ndachema Mwari ngadzirisaiwo nyaya dzangu Jesu Restoration Mwari yehutano wangu 😢

  • @Akybabes
    @Akybabes Год назад +6

    Ko yangu nyaya maitadza Seiko nhai mwari. Handina kana mashoko ekutaura asi onaiwo through my heart mwari. 😢😢😢 Mwari ndisimbisei nekuti tariro yakutopera.

  • @gratitudenhongonhema3883
    @gratitudenhongonhema3883 11 месяцев назад +3

    What a touching song, inonamatisa, Jehova daviraiwo mugadzirise nyaya yangu Mambo verugare. The best song /prayer ever eish.

  • @user-ur5rk4nj2i
    @user-ur5rk4nj2i 2 месяца назад

    Pane zvinofanira kuitwa na Mwari muupenyu hwangu ❤❤❤❤

  • @Angela-fz9ht
    @Angela-fz9ht Месяц назад

    Yangu nyaya maitadza neiko mwari ..nhai magona zvese

  • @abelmakumbe5053
    @abelmakumbe5053 3 месяца назад

    Amen amen yangu nyaya pindairayi ishe

  • @user-fe6je7tc3c
    @user-fe6je7tc3c 21 день назад

    Mwari chinjaiwo nyaya yangu

  • @DorothyKwanisai
    @DorothyKwanisai 11 дней назад

    L love this song as much powerful ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @kayiemakonese
    @kayiemakonese 3 месяца назад

    This is deep more grace to you Apostle 🙏

  • @neliaphiri1078
    @neliaphiri1078 Год назад +2

    Yaaa Mwari my Rock of Ages ..muri nhare yangu Jehova ndotaura nemi pandinodira Jehova ndokumbira kusimuzdirwa Nyasha zdamakawanira Ruth mumunda ma Boaz zvizdokorereyi Pandiri Nyasha izdozdo Mwari sandurayi hupenyu hwangu Mwari …AMEN

  • @JosphatGwekwe
    @JosphatGwekwe 6 месяцев назад +2

    Ohh yes APOSTLE this is powerful song wat a touching song😭😭😭

  • @miriraiprudencenhau4385
    @miriraiprudencenhau4385 Год назад +2

    Ko yangu nyaya ndiyo yaita sei ?Ndinoziva ndimi muripachigaro ndimi munotonga.Ndinzweiwooo my Lord.🙏🙏🙏

  • @user-ir3df9cu5j
    @user-ir3df9cu5j 11 месяцев назад +2

    Emotional 😭💔😭 song yangu nyanya Mwari yaita sei mirai neni nyika yondiseka inzwai kuchema kwangu Tenzi

  • @tariromapitse4789
    @tariromapitse4789 3 месяца назад

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭ndachema ishe yanku nyaya maitadza hre ndogara munyika yevatorwa ndisina bsa ere ko vana vangu namai vangu vanochengetwa nani kumushaaa kuti ndingoitwa chiseko chenyikaa bedz

  • @MindfulMercy
    @MindfulMercy Год назад +2

    Nyaya yako ngaigadziriswe naJesu nhasi uno.

  • @lincolnbipititv
    @lincolnbipititv Год назад +7

    Thank you munhu waMwari for such a wonderful blessing

  • @cherrykembo1626
    @cherrykembo1626 Год назад +2

    KO yangu nyaya ndiyo yaita Seiko...🙏🙏🙏 This is so powerful.

  • @keithmutsvandiani7753
    @keithmutsvandiani7753 3 месяца назад

    Ohh Powerful Song

  • @honourchinoitezvidonel3638
    @honourchinoitezvidonel3638 3 месяца назад +1

    yes yes Nothing is too hard for you Jehovah

  • @HayatOsman-pp1oo
    @HayatOsman-pp1oo 4 месяца назад

    What a powerful song 😭😭🙏🙏

  • @user-lo9he1hw1m
    @user-lo9he1hw1m Год назад +1

    Yangu nyaya ichaita riiniko nhai Mwari were😢 ndimi muripachigaro chekutonga tongai muhupenyu hwanguwo 😢

  • @lincolnbipititv
    @lincolnbipititv Год назад +4

    This has developed a passion for kingdom work. I believe in God

  • @user-wf4nk2cn4v
    @user-wf4nk2cn4v Год назад +2

    ko yangu nyaya maitadza seiko,thank you this is so powerful song🥰

  • @sheilakufa4142
    @sheilakufa4142 5 месяцев назад

    Yangu nyaya maitadza here Mwari

  • @blessedganya199
    @blessedganya199 Год назад +4

    Wooow powerful Thank you so much Man of God

  • @moreblessingchatitayi5995
    @moreblessingchatitayi5995 9 месяцев назад +1

    Ko yangu nyaya ichaita riiniko mwari aripachigaro changu tonga😢😢😢😢

  • @Film-Update
    @Film-Update 9 месяцев назад +1

    💯

  • @PenelopeChigamanda
    @PenelopeChigamanda 3 месяца назад

    This song is so powerful

  • @MelodyMasuna
    @MelodyMasuna 8 месяцев назад

    Very powerful 🙏

  • @pamelakativu
    @pamelakativu 3 месяца назад

    Powerful song

  • @BlessedMugonda-l6p
    @BlessedMugonda-l6p Год назад +2

    This is powerful, Amen mutumwa waJesu

  • @sheges09
    @sheges09 11 месяцев назад

    Powerful

  • @tinasherukwati6845
    @tinasherukwati6845 Год назад +1

    Ko yangu nyaya Jehovah 🙏🙏🙏

  • @VirginiaMakore-ph7zt
    @VirginiaMakore-ph7zt Год назад +1

    Nyaya yangu maitadza hr mwari tibatsirewo

  • @livyjoe22
    @livyjoe22 Год назад +1

    What a powerful prayer 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @TINASHEDAVISONSANYANGA
    @TINASHEDAVISONSANYANGA 11 месяцев назад

    Thank you Grandfather

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад +1

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭inzwaivo kuchema kwangu
    Basa matadza hre
    Imba yangu maitadza hre

  • @TracyMabizq-gb2qp
    @TracyMabizq-gb2qp 5 месяцев назад +1

    Ko yangu nyaya maitadza seikoo😢

  • @sparrow29speezy
    @sparrow29speezy Год назад +2

    Thanks for this one appstle

  • @EstherMoyana-q2e
    @EstherMoyana-q2e Год назад +3

    God bless this song is wonderful ❤

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Год назад +2

    Amen and amen powerful words

  • @tafadzwa9589
    @tafadzwa9589 Год назад +2

    This has touched my heart 😢

  • @kudakwashekatsande6910
    @kudakwashekatsande6910 Год назад +2

    Yangu nyaya ngaichinje mwari

  • @TanakaSith
    @TanakaSith 10 месяцев назад

    Amen

  • @veneciamunemo-6862
    @veneciamunemo-6862 Год назад +1

    Thnk man of god you heal th nation w yr song

  • @susansuwari2311
    @susansuwari2311 Год назад +1

    Powerful massage ko yangu nyaya

  • @BazelChiroodza-oz8ul
    @BazelChiroodza-oz8ul Год назад +3

    So touching and put me in spirit

  • @isangmorudu7138
    @isangmorudu7138 Год назад

    Amen😭😭😭😭😭😭😭

  • @ValentineDope
    @ValentineDope Год назад +1

    Glory to God 🙏

  • @tryoncemamombe121
    @tryoncemamombe121 Год назад

    Mwari ndinoziva yangu nyaya hamuitadze ari pachigaro cheushe Tonga

  • @user-nn7sb7kb7t
    @user-nn7sb7kb7t Год назад

    Powerful yangu nyaya hamuitadze jehovha

  • @user-dg4ll1ey7x
    @user-dg4ll1ey7x Год назад +1

    Ko yangu nyaya Mwari😢

  • @primmutodi9510
    @primmutodi9510 Год назад +1

    Ko yangu nyaya maitadza here Mwari 😢

  • @selinafenjure5025
    @selinafenjure5025 Год назад

    ❤❤ ❤ameni 😢

  • @user-sd1kb3gd2i
    @user-sd1kb3gd2i 2 месяца назад

    😭😭😭😭

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭gomo ndinokoira wani
    Kutsanya ndinotdanyaa
    Maseeds Mwari wee 😭😭😭😭😭😭😭😭

  • @user-wr4ux2fe3i
    @user-wr4ux2fe3i 11 месяцев назад

    What a poweful song..have mercy on us oh Lord

  • @user-vl4ff5ih5t
    @user-vl4ff5ih5t Год назад +1

    Amen, God hear our cry😢😢😢

  • @ConstanceNindi-gq6ct
    @ConstanceNindi-gq6ct Год назад +1

    So emotional

  • @MuvhangeriVabvakure-rp5xh
    @MuvhangeriVabvakure-rp5xh Год назад +1

    ❤❤❤❤❤❤amen its powerful prayer

  • @shamisomuchinani
    @shamisomuchinani Год назад +1

    Powerful Ministeration

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Год назад +1

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤Amen

  • @gracemashonga8358
    @gracemashonga8358 Год назад +1

    Amen this song is so powerful

  • @keighjahrich779
    @keighjahrich779 Год назад +1

    Amen powerful

  • @user-fy4xd3mv8v
    @user-fy4xd3mv8v Год назад

    Ko yangu maitadzawo hre Mwari

  • @nothandomakumbi
    @nothandomakumbi 8 месяцев назад

    Yangu Maitadza here Mwari 😢

  • @blesssmorehama754
    @blesssmorehama754 Год назад +2

    🔥🔥🔥🔥💓🙏

  • @p2tundu669
    @p2tundu669 Год назад

    Ameen yangu nyaya maitadza here mwari

  • @bridgetzata-op1mj
    @bridgetzata-op1mj Год назад

    Koyangu nyaya Mwari maitadzawo here

  • @user-ij6wb4hb2o
    @user-ij6wb4hb2o Год назад

    Ko nhai mwari yangu ndoita seiko

  • @albankambira8506
    @albankambira8506 Год назад +1

    🔥🔥🔥🔥

  • @esterymoreblessing8981
    @esterymoreblessing8981 Год назад +1

    Power ful

  • @user-be5dv3pt9v
    @user-be5dv3pt9v 11 месяцев назад

    Amen powerful song

  • @ianmugari3286
    @ianmugari3286 Год назад +2

    This is awesome man of God

  • @patiencemakoni353
    @patiencemakoni353 Год назад +1

    Powerful baba ❤❤

  • @caltinecele4630
    @caltinecele4630 Год назад +1

    ✨🙌

  • @preciousmbondo1359
    @preciousmbondo1359 Год назад

    🔥🔥🔥🔥🙌🙌🙌🙏🙏🙏 Amen 🙏

  • @josephinefortunate5251
    @josephinefortunate5251 Год назад

    Amen and Amen

  • @lisamwenye9316
    @lisamwenye9316 Год назад

    Powerful n touching ministration 😢😢😢😢

  • @Tycee97
    @Tycee97 Год назад +1

    i was about to look for help from anyone who can help (whoever can help but ) ndazongodarika nepanapa Yangu nyaya ayitadza here chingava chivi chipi chandakaita chaita ndisangane nezvinogodora zvelevel iri asi Ko yanku nyaya maitadza here yangu nyaya mwari ndoyaitasei yanku iyi inoda imi moga

  • @user-jp2rd5ey8n
    @user-jp2rd5ey8n Год назад

    ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤Amen

  • @tanakazindi8185
    @tanakazindi8185 Год назад

    Oh yes Lord..

  • @tabethmachengo3632
    @tabethmachengo3632 Год назад

    Amen amen

  • @kudakwashekatsande6910
    @kudakwashekatsande6910 Год назад +2

    Wow this is powerful apostle thank you so much

  • @bestbestavo-rq9bn
    @bestbestavo-rq9bn Год назад

    Mwariwe

  • @user-qk2hy9vy6v
    @user-qk2hy9vy6v Год назад

    ❤❤❤

  • @mytmilo
    @mytmilo Год назад

    😭😭😭😭😭😭😭

  • @saviourmafuu9814
    @saviourmafuu9814 Год назад

  • @user-gw1qj8hx3o
    @user-gw1qj8hx3o Год назад

    Amen

  • @blessedganya199
    @blessedganya199 Год назад +2

    Wooow powerful Thank you so much Man of God

  • @TINASHEDAVISONSANYANGA
    @TINASHEDAVISONSANYANGA 11 месяцев назад +1

    Thank you Grandfather

  • @jayjay2803
    @jayjay2803 Год назад +1

    Powerful

  • @WenyashaMoyo-lx7lx
    @WenyashaMoyo-lx7lx Год назад +1

    Powerful song

  • @NicoleChakwizira-fv5fp
    @NicoleChakwizira-fv5fp 9 месяцев назад

    😭😭😭😭😭

  • @inspired_africa
    @inspired_africa Год назад +1

    🔥🔥

  • @thomasngwaru5872
    @thomasngwaru5872 Год назад

    Yangu nyaya inoda mwari

  • @ruthrudorwashe173
    @ruthrudorwashe173 Год назад

    😢😢

  • @ngonidzashemukunyadze1433
    @ngonidzashemukunyadze1433 Год назад

    😭😭😭😭😭😭😭