Macheke tragedy : Vana vaviri vakatorwa nenjuzu

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 345

  • @rudophinachigori5959
    @rudophinachigori5959 Год назад +9

    Stella u are such a good humble reporter. I like the way you ask your questions

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 Год назад +23

    Kubva ndiri mudiki am scared of rivers even ndikayenda kumusha I dont go near rivers everytime I do haana yangu inotanga kurova same applies to everyone stay away from these rivers no matter what kungoti death is inevitable kana zvada kuitika zvoitika 😢may their souls rest in peace it's so sad

  • @usenotfound168
    @usenotfound168 Год назад +24

    well done to the munin’ina aka survivor, he did all he was supposed to do. He tried to help and realised its too deep. And call for help on time. Well done and RIP to vakashaika

    • @GandagobvuTV
      @GandagobvuTV Год назад +4

      Yes he did well.He preserved his life by recognising his limitations.Otherwise vaipera vese

  • @janekwapata8353
    @janekwapata8353 Год назад +8

    Very painful amai nyika inorema ndinayewo wangu akafirawo mumvura ndarwadziwa amai vangu ronda risingapere nanhasi zvinoshungurudza tinopfuudzwa nepakaoma vadikani

  • @prexah8296
    @prexah8296 Год назад +5

    My home area,rest in peace ernest and Tino..may the Lord comfort you the Nhidzas vazukuru vangu

  • @MargaretNgwenya-sz3et
    @MargaretNgwenya-sz3et Год назад +6

    Njuzu yeiko zvidhoma zvevanhu zvinenge zvichigara mumvura iyo Njuzu sei ichingouraya vanhu chete mweya yetsvina vanhu varikubata bata zvinorwadza

  • @tongesaishangwa6859
    @tongesaishangwa6859 Год назад +4

    Very sad indeed.. Thanks Stella for such report, your command of Shona language is impressive

  • @GandagobvuTV
    @GandagobvuTV Год назад +4

    That destiny tv logo on the top right is enough.Zvekuzomwaya screen yese ne logo harisi rava drama here?.Vana ngavazorore murugare.

  • @TendyFrosty
    @TendyFrosty Год назад +6

    36 years no mhuri ooh shem or mybe ayive neproblem.yaimutadzisa kurooŕa plus sei vasina kurutsa mvura pavakabuda

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq Год назад +9

    Haaaa kuita kutsungirira uchivhunza zve njuzu yooo I tsaona iyo😢😢😢

  • @eresinamaisiri7490
    @eresinamaisiri7490 Год назад +2

    Shaaame mai Nhidza elder wekuZaoga sorry mudikani .And mai vaimbotichengeta paCraiglea apo.Nematambudziko mother

  • @melsniks
    @melsniks Год назад +6

    Stella knows how to ask questions and haana kupaparika but sometimes u keep on asking the same question hako but well done

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 Год назад

      She is a very good journalist but in cases like these l wish arege mibvunzo kune vafirwa vacho chaivo baba Ernest nababa Tino they were finding it very difficult to speak

  • @melissarunganga1312
    @melissarunganga1312 Год назад +1

    Ummmmm yah pakafamba satani shuwa, nematambudziko kumhuri yose may you find comfort in the Lord. Hakuna anoziva misi nenguva

  • @LuckyMakhayikhayi-vu8op
    @LuckyMakhayikhayi-vu8op Год назад +3

    So painful
    Kadziva aka ndinenge ndatokaziva
    Ndarangarira rimwe gore shamwari dzangu mbiri dzakatorwa nenjuzi dzikazobudiswa dzichibuda ropa dzakafa
    Apa ndarwadziwa zvangu

  • @Moill8Mandishe
    @Moill8Mandishe Год назад +9

    Believe or not njuzu dziriko asi dzimwe hadziviratidzi panzvimbo, panenge pari zii ende dzinomonya. Zvakaitikawo kwedu 3 vana vakafa 1 tym vaibuda furo rine ropa. RlP nyaradzwayi vana mhama vedu

  • @melsniks
    @melsniks Год назад +7

    I feel for the young brother, he will have nightmares for the rest of his life😢😢

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 Год назад +1

    1 day ndichaisa tambo dzemagetsi mumvura

  • @kudzanaichamboko1686
    @kudzanaichamboko1686 Год назад +13

    Its high time for the villagers in our country to form a community that teaches villagers to swim in case of these situation

  • @diananhidza1608
    @diananhidza1608 Год назад +2

    Mwari ngavatinyaradze munguva yakaoma kudai mum and Dady

  • @margaretchihoro4569
    @margaretchihoro4569 Год назад +7

    Mawonero angu vanhu ava vaisaziva zvemvura kana kutiva kwacho vaisa gona ndosaka vanyura vachikwidza .

  • @JudaMugomba
    @JudaMugomba Год назад +3

    I almost died by water twice first I was young second I was a bit old but also at work in swimming pool I almost died wich is 3 times on my life, and I was served at last, so hapana njuzu apa it's an accident

  • @pamelamadi1493
    @pamelamadi1493 Год назад +3

    Zvenjuzu ndaramba mazuano kwazara kushereketa chaiko

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Год назад +4

    These waters look quiet yet very dangerous. It's hard to know what lurks there and how deep. Some places should be fenced

  • @hey_itsashley.j
    @hey_itsashley.j 3 месяца назад +1

    Shame😢, pamwe vakango nyurawo senzvimbo yakazara nhokwe idzo. Dzinosunga mumakumbo

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Год назад +1

    The lady(journalist) is on point, anoziva zvaanoyita, I like her.

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 Год назад +8

    Its so painful. Rest in peace guys. Ndafarira hangu kuti vanhu variparufu urwu vakageza uye vakapfeka zvakanaka. Thank you Mrehwa south.

  • @PrayerNinja
    @PrayerNinja Год назад +4

    Nematambudziko kune vakasangana netsaona yekurasikirwa nevanakomana ava zvinorwadza ndabatikana zvakanyanya.
    Mumvura munonetsera Kuti mune ma water spirits akawanda plus vanhu vakawanda havana ruzivo nekuti hapana kunopihwa dzidziso yechivanhu chedu uye maitirwo chaiwo anoitwa kana munhu Ava kudhonzwa nezvemumvura. Njuzu mweya uye kune mhando dzakawandisa dzenjuzu. Vana ava vakaparara nekushaikwa kweruzivo rwezvinoitwa zvinodiwa nemhepo dzemumvura. Kuuya kwakaita Christianity kwakaita kuti ruzivo rwechivanhu chedu rupere pakuparara kwakaita madzitateguru edu.

  • @SydneyChimbadzwa-bp6vf
    @SydneyChimbadzwa-bp6vf Год назад +4

    Hapana njuzu apo team raisagona kushambira chete coz means yekupinda nezvigubhu ndeyemunhu asingagone kushambira

  • @Tashar755
    @Tashar755 8 месяцев назад

    Chinjai munhu anoita interview plizzz l beg wooo

  • @leonardmajarira4390
    @leonardmajarira4390 Год назад +3

    To rescue munhu arikunyura zvinotoda training kazhinji muninyura mese

  • @melodymusasanya6247
    @melodymusasanya6247 Год назад +2

    Zvakaoma veduwe 😭😭 Mwari vatikundise shuwa

  • @usenotfound168
    @usenotfound168 Год назад +21

    Stella stop giving vanhu the idea yekuti njuzu, everyone is admitting kuti its an accident wani. RIP to these guys

  • @Tendai-y3i
    @Tendai-y3i Год назад +4

    My deepest condolences to the families may the almighty God give them comfort and strength until Revelation 21:3-4

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki Год назад +2

    Guys vanhu venhau edzai kuti kana paitika zvitiko zvakadi dzidzai kusanyanyobvunza zvaladzikadzika kudai uye tsvagai vepedyo wekubvunza than kubvunza vabereki vafirwa hamuoniwo kuti zvakaoma here wedu weee tisadaro munhu arikurwadziwa kudaro motanga kumubvunza zvinorwadza kudaro please please edzai kubvunza nhau zvinehingwaru

  • @lillysham3395
    @lillysham3395 Год назад +6

    May their souls rest in peace. Though it's not njuzu pakanga pakadzika & that's what happens panenge panemadaka hence force ye gravity will pull you down. It's not njuzu. They were just unfortunate kuti they didn't know how deep the well was. RIP

    • @Spo7017
      @Spo7017 Год назад +2

      Ahiiii tiri veganda demaka, wese afa tinotsvaga chauraya , njuzu nevaroyi

    • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
      @memoryrumbidzaimushapaidze5090 Год назад +1

      But hanzi akatonditi swimmer and then day rakatevera akadzokera zve kuno swimmer so toti day rekutanga akapinda nekusinganyudze here then day 2 akapinda nekwainyudza zvinhu zvacho izvi hauzvinzwisise chete hanzi kana museve woda nyama unodauka dauka rest ini peace boys😢

    • @nnnsandra
      @nnnsandra Год назад

      Very sad story although hapo pasina njuzu.

  • @pillyncube3544
    @pillyncube3544 Год назад +4

    Baba Tino varikurwadziwa shame Rip guys

  • @BernardNyagadza
    @BernardNyagadza Год назад +1

    Hapana njuzu dziwa iro raka dzika boys idzo dzaka dhonzana vaka nyura ende they were not good swimmers may their soul rest in peace

  • @claramolebaleng3953
    @claramolebaleng3953 Год назад +2

    So dam rakasvika pakupwa asi dziva rikaramba kupera ? And living in an area for 20 yrs musingazivi kuti rukova rwakadzika zvakadini?

    • @RosemaryMabuto
      @RosemaryMabuto Год назад +5

      Kkkkkk asi Vanhu chiiko saka imimi kwamunogara munotopinda matsime ese muchiyera hudzamu musazodaro veduwee

    • @ruel1703
      @ruel1703 11 месяцев назад

      Kkkkk nhai kungo it's mandatory to know

    • @ruel1703
      @ruel1703 11 месяцев назад

      Nonsense!

  • @hey_itsashley.j
    @hey_itsashley.j 3 месяца назад

    May God heal this family😢, the pain on baba tino's face breaks my heart into pcs. 😢

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 Год назад +13

    😢😢😢😢 baba Tino's emotions

    • @evernicekapita7786
      @evernicekapita7786 Год назад +4

      Felt sad ufunge iiiii zvinorwadza uchiti wayarutsa and then this aagh veduweee ka

    • @yvonnepakura954
      @yvonnepakura954 Год назад

      Kufirwa nemwana kwakaoma veduwe ndarwadziwa

  • @ssam1430
    @ssam1430 Год назад +13

    When a person drowns their respiratory system experienced trauma resulting in internal bleeding, due to the high pressure under water that blood does not flow out of the persons origicescthis happens when the body is recovered and it experiences less pressure outside the water hence the bleeding and froth not kuti akapondwa nenjuzu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +3

      Dai watsanangudza nechivanhu vanhu vanzwisise sekuti vanoziva zve njuzu

    • @ssam1430
      @ssam1430 Год назад

      anzwa anzwa @@chiyenyumba7135

    • @tapiwachimbangiza9379
      @tapiwachimbangiza9379 Год назад

      Thank u

    • @ruel1703
      @ruel1703 11 месяцев назад

      Thank you ndadzidza

    • @MONICANHIWATIWA
      @MONICANHIWATIWA 9 месяцев назад +1

      Ahhh king chirungu chamukutaura hachipinde pachivanhu

  • @ellykaziee8944
    @ellykaziee8944 Год назад +2

    Mmmm amai vakachengeta a 36 year old asina mhuri kana ivo mai ava kumeso kwawo vakangooma vanhuwe hurombwa hunopera here? Vafira urombo chokwadi

    • @prexah8296
      @prexah8296 Год назад

      Airwara nepfungwa that guy

    • @nomapretty-ei7zf
      @nomapretty-ei7zf Год назад

      Nhai chiii chakadaro ichocho pameso pane hushingi hwakadaro

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Год назад +2

    Hapana njuzu apa vana vakangonyura mumvura

  • @chipomupingashato4039
    @chipomupingashato4039 Год назад +2

    Mwari vanyaradze mhuri iyi 🙏

  • @maibamaiba6128
    @maibamaiba6128 Год назад +3

    Nyaradzwai hama zvakaoma 😢😢

  • @afronews7034
    @afronews7034 Год назад +1

    Dai Mari ichiwanikwakuchiiswa mabohole esolar patina zveseizvi zvinorwadza chose marukova anenyaya

  • @pgambizah4962
    @pgambizah4962 Год назад +8

    Njuzu ndozvainoita guys inouraya tosiye pasi pemvura munhu akafanemvura chete haanyuri pasi anokwira pamusoro pemvura .....sorry zvinorwadza

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 Год назад +1

      That njuzu exists in your head.... Ndozvainoita wakamboyiwonepi iwe

    • @rumbidzaijanemahachi9984
      @rumbidzaijanemahachi9984 Год назад

      @@chiyenyumba7135 nbut it's true zvataura ungazvirambe hako.

    • @mcleemwayera
      @mcleemwayera Год назад

      Panjuzu apa khaaaa munhu akatorwa ne njuzu hamufane kuchema kushambadza kuvanhu zvinofambirwa chinyararire izvi zvavakaita njuzu inotsamwa inomonya and munhu atorwa nemvura paari hapatsikiki pane chando chema ice hapa batiki mukanyanya kumir mira inotsamwa yotomonya ongobuda padenga kwedu kwaka torwa vana 2 vanhu vachimira mu teera asi vakadza kumubata anobuda egaa uyuuu vakamubaya vakatoona ummm kusyina zvko kwenzvimbo nemarwizi acho

    • @mcleemwayera
      @mcleemwayera Год назад +1

      Yes yes kwedu kune akatorwa asi kn akachema kz vabereki vake havana kumutubvura tubvura ndozvinoda njuzu munofana kuzvifambira ku n'anga anouya ega
      Ipapo pamoti padiki diki njuzu inogara pakatera mira

    • @mcleemwayera
      @mcleemwayera Год назад

      Kwedu njuzu dziriko zvekuti dzinototoraa pa gore rega rega tinotoziva kt panotorwa munhu timotodziona

  • @brendamakombe6323
    @brendamakombe6323 Год назад +3

    😢 😢😢😢it's painful rest in peace Sekuru Tino

  • @PellagiaMatsakate
    @PellagiaMatsakate 2 месяца назад

    Ummmm zvakaoma mwari pindindirai chokwadi 😢😢😢

  • @JoyleenChibanda-vu3gp
    @JoyleenChibanda-vu3gp Год назад +2

    Rip asi pamwe haizi njuzu asi mvura yakashata kana usingagoni kudhaira ma1

  • @rudosithole3685
    @rudosithole3685 11 месяцев назад

    Very painful ummm ndarwadziwa varume vakuru vakadai hr veduwe

  • @felistasnzvenga1877
    @felistasnzvenga1877 Год назад +1

    Rest in peace vakomana.I think little brother anoda counceling tsaona yaitika achiona

  • @MonalisaciaraNhidza
    @MonalisaciaraNhidza Год назад +1

    Sekuru maendero amakaita acho ka😢😢😢

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Год назад +2

    Injuzu here kana kuti mabhinya anenge akawhandira mumvura.Kwa honde kune varume mabhinya aidaro vanhu vachifunga kuti makarwe

  • @esnathmasvivi9448
    @esnathmasvivi9448 Год назад

    Uuum sorry mama.. Mwari ngakuyaradzei.. NababaTino...💔😭

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa Год назад +2

    Shame woooooo,may their souls rest in peace 🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️

  • @ReginaldMutumbi-vk9nv
    @ReginaldMutumbi-vk9nv Год назад

    I feel the pain my heart break 💔💔💔💔😭💔 Mwari nyaradzai mhuri iyi

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Год назад +2

    Shem😢😢😢😢😢😢 chemai netariro zvinorwadza izvi

  • @rasmoszivhave3291
    @rasmoszivhave3291 Год назад

    komaizoisirei miti muchitsvaratsvara mumvura. Sezvo vakanga vanyura vasisaoneke kana kuri kufa vakange vatofa maisafanira kuisa matanda muchitsvara tsvara kana dziri njuzu makatodzishaishira

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Год назад +2

    So sad this is heartbreaking😢😢😢😢😢😢😢😢

  • @WinnetMapiki
    @WinnetMapiki Год назад

    Tinoti nematambudziko Mwari vakunyaradzei

  • @Violet-cd1te
    @Violet-cd1te Год назад

    Mwari ngavanyaradze iyi mhuri

  • @miss_connie
    @miss_connie Год назад +1

    The mother had high hopes Lord comfort her pliz give her strength 😭😭😭😭😭😭😭

  • @evernicekapita7786
    @evernicekapita7786 Год назад +1

    Mainterviews aya haazodi vanhu vaviga here vambopedza shungu dzekuchema nhy

  • @memorymutema2178
    @memorymutema2178 Год назад +1

    Zvinorwadza baba Tino varikurwadziwa

  • @yeukaichitambira2015
    @yeukaichitambira2015 Год назад

    Ndovaziva vanhu ava. May their souls rest in peace. Very sorry Nhidza family

  • @Hungwe
    @Hungwe Год назад

    Sekuru vaurayisa muzukuru young brother said it all that's why baba vemuzukuru vachichema wavo chete

    • @prexah8296
      @prexah8296 Год назад

      Anga asiri muzukuru but mushandi

    • @Hungwe
      @Hungwe Год назад

      @@prexah8296 saka varikunyepa ka narration yavo

    • @prexah8296
      @prexah8296 Год назад

      @@Hungwe zve narration yekuti kuwira mumvura could be true,but knowing the family uye kugarisana navo,mukomana mukuru uyo mwana we first wife,avo ndi step mother uye that guy airwara nepfungwa.Uyo Tino mushandi,zvekuti muzukuru pamwe kungoitirawo kugarisana hameno.Kare nyaya dzaitombofamba kuti vakachekeresa mukomana uyu mukuru n baba vacho vaitoita sevasina basa naye munhu aitova nehanya naye ndistep mother avo.mdara wacho anonzi anobata bata

    • @Hungwe
      @Hungwe Год назад

      @@prexah8296 thank ne closure ndakawona hangu kuti something is fishing pa interview iyi. May their souls RIP

  • @janekangara4417
    @janekangara4417 Год назад +1

    Kubvunza munhu afirwa kaa

  • @portiajindu7899
    @portiajindu7899 Год назад

    Uuuummmm ndarwadziwa hangu ini😢😢😢

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl Год назад +1

    Nematambudziko,Mwari ngave munyaradzi wenyu amai

  • @PaulineSachiwo-e2x
    @PaulineSachiwo-e2x Год назад +2

    Cc ava ma beads vanoada

  • @patienceChirunga-lg6sj
    @patienceChirunga-lg6sj 8 дней назад

    Stella wanzwa zvenjuzu ukati uise mabeads mumusoro

  • @melodymshuqwana2684
    @melodymshuqwana2684 Год назад

    Zvinorwadza shuwa mwari ngavaku nyaradzei

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Год назад +2

    Zvakaoma may their souls rest in peace

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf Год назад +2

    Njuzu haidi kti mucheme akauraisa vana because of crying zivai chivanhu chedu hazvichemwi

    • @EvansTafy
      @EvansTafy Год назад

      @Smart u know chivanhu. Munhu akatorwa nenjuzu haachemwe

    • @tatendakuosa2863
      @tatendakuosa2863 Год назад

      True njuzu haidi misodzi

  • @lovenessnhidza4267
    @lovenessnhidza4267 Год назад +1

    Very sad may their souls rest in peace

  • @patak4343
    @patak4343 Год назад

    Stella ita steady njuzu ipi yaunoziva

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 Год назад

    RIP .
    Your heading is misleading hapana njuzu asi vanhu vanenge vasingagone ku swimmer.
    Mumwe anozonyura avakuda kubatsira anenge ava kunyura vobva vanyura vose.
    36 years haasi mwana asi kuti murume.

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq Год назад +1

    Zvinorwadza shuwa mama 😢😢

  • @janemorekativu4031
    @janemorekativu4031 Год назад

    Ndarwadziwa ndokumusha kwedu😢😢😢😢

  • @FrankMuzah
    @FrankMuzah Год назад +2

    May your souls rest in internal peace gone too soon

  • @Mabatho-ds6vd
    @Mabatho-ds6vd 6 месяцев назад

    Aaaa vnhu vasachema kana munhu apinda mumvura ngavazive kut chivanhu chiriko chero kutsvaka mozotsvaka matanga madzifambira nyaya dzacho ikozvino fut vnhu vave kuroya ne njuzi hameno kut simba iroro varikuriwanepi😢😢😢

  • @senzenimoyo
    @senzenimoyo Год назад +2

    Ndinonzwisisa kurwadziwa kwavo nekuti takambowirwa nedambudziko irori.Ndabva kunotora mwana kuHarare mangwana acho vakangoenda kunodhigidha nekubva anyura zvinorwadza hazvo

  • @ruthchirenje2115
    @ruthchirenje2115 Год назад

    Rest in peace Ernest and Tino may your souls rest in peace😢.

  • @mcleemwayera
    @mcleemwayera Год назад

    Yakatsamwa nekuunga kwamakaita kuunza maporofita amakaunzwa and njuzu haigare panzvimbo 1 kumurinda kwamakaita njuzu inotsamwa rest in peace brothers😢😢😢

    • @ruel1703
      @ruel1703 11 месяцев назад

      Rubbish 🗑

  • @kudahtsoka5137
    @kudahtsoka5137 Год назад

    Shame ndarwadziwa sure..RIP Enerst

  • @lovenessmasango7535
    @lovenessmasango7535 Год назад

    So sad . Nematambudziko kumhuri dzose dzarasikirwa

  • @KudzanaiBarbraMurambwa-ix5od
    @KudzanaiBarbraMurambwa-ix5od Год назад

    Mwari akunyaradzei

  • @TichaonaMabhanya
    @TichaonaMabhanya Год назад

    Yooh pakaipa shame shuwa

  • @EdwardManyoka-u2s
    @EdwardManyoka-u2s 3 месяца назад

    Ndarwadziwa 😢

  • @MavisDhliwayoMapanda
    @MavisDhliwayoMapanda Год назад

    Sorry mum and dad Ishe anoziva hake

  • @MwakuMbav
    @MwakuMbav Год назад

    Rest in peace brothers...Communities must come together and educate the people of the dangers and precautions of such situations

  • @evelinesimbabure
    @evelinesimbabure Год назад

    Pamakanzwa mungadai makatanga maenda kun'anga monobvunza zvokuita musati mats aga nematanda

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад

    So sorry family and friends nyaradzwai na Mwari.

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Год назад

    Very sorry vabereki wngu zvakangooma hazvo ini hangu zvenjuzu izvi ndinozvitya

  • @cornellianyatito8275
    @cornellianyatito8275 Год назад +2

    Rest in peace vakomana

  • @tendaibushu7759
    @tendaibushu7759 Год назад

    Awuuu shame zvakaoma chemai netariro

  • @anashe.j
    @anashe.j Год назад

    This is painful

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 Год назад +2

    Iii this is heartbreaking

  • @TropiaMtano-uq1lk
    @TropiaMtano-uq1lk Год назад

    So complicated 😢