When you want to travel to China, try to learn basic Chinese culture. Language is critical. It is only here where we make English special. Know how to greet, how to ask for direction, where you come from, what you like to eat, drink etc. Know the names of animals and birds that you eat etc. This is very crucial.
Much love to you Uncle from Kadoma Highbury
My elder No Engrish here 😂
@@sainttv0321 kkkkkkkkkk shandisa sign language
Mandinakidza Uncle Saint kkkkkkk watching from UK
Ha maChina havagone chirungu avo. Pakaipa uncle apa uchida kubvunza eishh unopinda ma1 chaiwo.
Best Uncle
Ummm uncle Saint maifanirwa kubva nechimukuyu or mufushwa kkkk ndaona madya kitsi ndati ,
😂😂😂
Company irikukura congradulation
Kkkkkkk garai pasi munotivhuna mbabvu
Immmm uncle Saint kaaa muchazengerera china city yese komukutsvageii koko
Confafa munadzo Uncle,ndambokutyirai kuti mucharohwa bt you were busy smiling😂😂😂😂😂
Maenda nenyika the only Zimbabwean Uncle 🥰
uchenjere kudyiswa nyoka❤❤❤
Welcome to China , I’m in China if you need some help let me know
Nhai kunohondeswa zvinhu kwakachipa kunonzi kuchii
Makapinda busy 😂😂😂 sekuru
Imi maenda muchiti mukuenda kupi nhaiUncle vedu kkkk😂
When you want to travel to China, try to learn basic Chinese culture. Language is critical. It is only here where we make English special. Know how to greet, how to ask for direction, where you come from, what you like to eat, drink etc. Know the names of animals and birds that you eat etc. This is very crucial.
Ipapo mataura chokwadi sekuru kusekana kwaana kamba. Mwari akuchengetei sekuru kana modya nyoka netumbwanana ikweyo 😂😂😂😂❤
Haa ma1 enyu Uncle😂😂😂
uncle mungatadza kutaura kuti xeng xing che kkkkk
Pakaipa sekuru ❤
Hie Uncle Saint ndokumbirawo kuitwa interview pamunodzoka kubva ku China🎸😊
Uncle musandodya nyama yese yeseba ikweyeyoba anhuwoye 😂😂😂😂😂 ehooo diko iiiii 😅😅
Nekuti unomarya yekitsi nembwa
A lot of Nigerians speak Chinese so they thought you good at Mandarin. Kkkkk you got your fair share bro.
They are ok havanei nacho
Kkkkkk kurisey kuchina uncle
Munenge muchiendepi😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 big up uncle
Kkkkkkkkk saka muchaita cei uncle
Hamusi kuZhou here uncle
Guangzhou
Shandisai GPS uncle saint. Chirungu hachibude kunzvimbo yamuri iyo
Zvakaoma hazvo
Eish ska ma1 uncle
Haaa uncle Sooo hanzi ndikutoti ndawana vakomana vakangwara😢😂😂😂😂😂
Tell them uncle 😂
Jaaaaaa yeses pakaipa zvokwadi.
Iiii kana chigumisirwa chemumhatso mwamai angu😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅😅 Kusina mai hakuendwe
Uncle saint muri pama1
Seekuru muri ku china apa kuno vazukuru tiri kukweshera
Kkkkkkk mandipedza uncle .kuzotaura chokwadi manje .
They are friendly
Haa its difficult to travel in Asian Countries .At least China has no pick pocket .
Plus Guangzhou has a lot of foreigners so you won’t get lost
Zvayendwa! Ndiko kwamava Kules? 😅 Muvataudze neShona kusvika vave kuchigona😂😂Mipuhwe nepekurima.
Wanda naMadam here
Try try small small.....my friend I'm not your friend kkkkkkk 😂
Kkkkkk Saka pakaipa
😅😅😅 uncle mandibaya nekuseka
Sekuru muchadya matafi😂😂😂
Mundiigirewo something 😂😂
Haaa inga ma1 enyu uncle 😂😂😂😂😂
Tipei update yeku China uncle
Kkkkkk😂😂😂😂 uncle 🎉🎉
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk mazondityora brother . Taurai chuchichui
Be safe ❤
❤❤
Saka mazomii machaina acho madii timanye mhanye tikutumirai mari yekudzoka
Haaa pakashata unoshaya wekutaura naye 😂😂😂
Oh shame very helpful and friendly people only communication is a barrier, kuri SA matotorerwa camera
Kkkkkkkkkkkk pakaipa uncle
But it's fine I enjoyed yr video looks Chinese got Ubuntu
Nihawu uncle😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkk yaaaaa chokwadi uripa China ❤❤❤❤❤ kkkkkkkkkkk they also don't know that place ❤❤❤❤kkkkkkkk English
Language barrier is a living reality Uncle Saint...use Google Translate though it's not effective
Kkkkkk kule muripama one
Unonzwa seunotsva
Kkkkkkkkkkiest uncle
Muchadzoka mane ma hips ikoko
Ma chamber eko ndeaya ekutanangira kunge muri musango
Mazomatii machaina acho
🤣🤣🤣🤣 haaa uncle so in China mucharasika zvekudaro chero English yacho vakataura haunzwi be strong munhu rume harasiki zvekudaro
isai number dzenyu mazimba arikuchina akubatsirei but hazvishandi futi mukabvunzwa kuti muripapi hamuzivi🤣🤣
Ingotii chongsfung
Kkkk uncle
Uncle murikuseri
Kongra unkle
😂😂😂😂haaaàa isu mazimba tosekana shame yooooo
Madzengadzenga shuva
Haisi language yavo uye havana basa nechirungu
Muri Seiko uncle haa mukagerwa apo pakasara apo tingapembere kwete ini ndega yakawanda jokes 😂😂😂😂😂
Uncle 1000
Sekuru Mototitsvagire mbuya ikoko mu China
Be safe uncle🙏🙏🙏
Haa pakaipa 😂😂😂
Kunonzi kugonzo renzou kkkkkk hanzi you know English . Of course he knows English but he can't speak English 😜😜😜😜😜
Chaka chaya CR...
Kkkkkkk pakaipa
Kkkk Dai maita Google translate uncle Saint
Fonerai Mai Loki
Be careful that side, youtube is not allowed and also they dont allow the use of vpns... just use them privately
Vamwe avo vakutoti No english iwe wondiseka kutyora😂
Vane rudo asi machineese vada kuzama kubatsira pazongoita communication breakdown
😂😂😂 no no no English apa kuno kuZim tichisekana chirungu
Saka mazimba takagwara
Kkkk ko hamuna kutodzidziswa kubika imbwa her
Muchakikwa yekwavan dem
English yarambiwaa umm
Sekuru 😂😂😂😂
Uncle that first old man is just asking you, do you speak Chinese? And which country are you from?
❤❤❤😂😂😂
Maiweeee zvkmatofo
Ndozvavanoita kana kuno kumozambique English inovanetsa
Mapinda busy kushaya anogonawo English