Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
We are back now... sound yedu yava sey we believe yagadzirika... kindly share the link subscribe and comment thank you😊❤
Nice tindo sound boe zvkt
Hwfar identity 30
Makaona live yanezuro here😊?
@@creationsvsuals hndina data
sound iri ryt hayo Munin'ina
I didn't know about creationVsiuals all along until i watched infidelity 1-36 in 3 days haaaaa i immediately subscribed i like Tanya and Presley vanondiitira bho nabhudhi😂😂😂
Momz inemoto iyi ndabvuma hangu 1 munhu awachisa Mhofuuuu. Tindo kubva wasvava kuita kamukono ketsambarafuta kakarehwa kwaTinashe Mugabe
Kkkk bhudhi mukadzikama munofa hre 🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂Tindo kugwadamira kusabhadhara rent kkkkkkkk Tindo kuda zvakapfava sehonye😂😂😂
Well done guys keep on shining
Tete ndosaka muripo.mari ngaimbochengetwa kkkkkk
Keep going team
❤❤❤❤ bhudhi bhudhi bhudhi dzikamai imi
Fools day iyiii ine nharooo
Manje mumba munechekutengesekaa here Bae😂😂😂😂😂
Kkk nemi ndapererwawo apa
Kurumidzai kuunza inotevera episode please this is wonderful 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ringori skit chete harina continuation
Kkkk hanzii Jokoniyaa hayas
Bt Tindo wamboyambirwa ne hanzvadzi kt musadyee marii ye rent 😂😂😂😂 imi mikaita nharoo
Anyway good job
I miss Alana naPresley ☺️☺️
BOSS TINDO
😂😂😂😂😂 Tindo masamba amuka akachinja hanzi nguva dzanguvairaaa asi Tete vambokuudza Bae munodhuva dzungu plus nharooo ndozvinoita kuti mureverere RENDE renyu
😂😂😂😂 roja manyama kkkkkkkk zvauri kuseka nhaiwe kkkkkkkk
Mhofela madyaka mari yerent😂😂😂😂
Tindoooooo iweeeeeee hokoyo
Apa tindo wadzungaidzwa 😂jokonia ❤bhadhara rent apo😅
Momz manyama kkk
5.46 Tindo 😂😂…. unotura befu, kkkk Rent inobhadharwa
Mothers iyo yakanyanya 😂😂😂😂😂Tindo next time listen to your sister Tanya kkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣tete munoona zvemberi Mari iri kudiwa Tindo unaterera kana uchiudzwa
Munhu achena musoro kuswera achitaura zva1April anoda vanhu vembanje akaita seni ndaimupedzera kusvika akwana mubhodho
Tindo ukadzikama unofa here 🤣🤣🤣🤣🤣
Mhofela munochema imi nekuda zvemahara yoooooo
Kkkkkk jokoniya ipa mhamha mari yavo iwe
Landlord awaaaa bhooo here Tindo be careful
Mhoms haisi kuda kuzorovesa mfana beans here iyi?
It was just a skit isina continuation
Nhasi ndaseka veduwee haaaaaaa
KO kupusa kwaunobva waita Tindo
Handiti hanzvadzi ambozvitaura vani Tindo kkkkkkkkkk 1st April kkkkkkkkkk
Jokoniya kkkk Tindo mhanya unotsvaga renty😊
Voice ra Moms rakafanana ne voice ra lady neighbor wemu Infidelity, wekudzingisa Moms vaya
😂😂😂😂😂😂 jokoniya
😂😂😂😂💀
Jokonia mhofela😅😅
Jokoniya kkkkkk
Jokoniya 😂😂😂😂😂😂😂😂
Jokoniya 😂😂😂😂😂😂

Mothers iyo yakanyanya 😂😂😂😂😂
Tindo next time listen to your sister Tanya kkkkkk