Naiza boom it's my best channel on RUclips ,NB to the world 🌍 can't wait to see sis Cleo, Svinurai,Madzimai Senzeni ,Dhafu,Blackie,Jonga,Solo ,Chapepa,Kissmore and Kapfupi,Paida l was forgetten you 😂😂😂
Kkkk solo na jonga makudakuita hupfumi nevanhu imi😂😂😂 ndagara ndaonakutanga kwaro movie iri kuti ndichaseka kusvika yapera kkkk we all love u guys ❤❤❤❤❤ yr work is good
Tokumbirawo mutiwedzerewo ma minutes Naiza Boom episode makaitawo 19 kna 22 minutes tombowanawo nguva yakareba yekuseka ,ndatenda hngu
In fact hadzisitori 14 dzavatipa cz mune ma advert mukaty fty
Mapihwa 9 mins
Ichokwadi ichocho
Atleast 30mins mufunge
Kupedza nyaya director bvisai maAdvert nekuwedzera maminutes mukaita izvozvo tino liker
Naiza Boom munondiblesser 😂😂😂
Can't wait for another video
Kkkkk chikombi çhoita kukunguruswa nachapape 😅😅
Murikutifaza good job
Myself I love the magic bag one series.
Kkkk Senzeni mweya wako ndewaMwari here unongoudza vanhu zvekufa chete
Kkkkkk anzi na solo togona kutoita accident tikabuda pa news 🤣🤣🤣🤣🤣
😅😅😅😂
The fact about this bus is it will never move 😂😂😂thanks NB❤from Zambia 🇿🇲
11:28
Mwari nguva yamukoma naiza yekufa yakwana torai hnyu ini muvasiye vachitandadza vnhu kusvika 2099 ikoko....
Ndokudai director 🔥🔥🔥
Me more boss😢
Iwewe wambondituka kaa iwewe
@@Lillyonline-gv6sq Ani?
❤❤❤❤❤❤
@@Lillyonline-gv6sqtambai mushe, mukuitana sei kunze uku😂
Ko madzimai havasi vakutopenga here ava muchiti mweya mutsvene😅😅😅😅😅
I can't wait I love this drama🎉😊
Team Dhafela lets gather here,, I left this comment so that anyone akangoliker ndombodzoka kunoona futi bcoz esh ❤
Yaaaa ndanga ndatot nasi ndovata sei ndina kuon naiza boom mandigonera
Chapepa driver yoweee mhayiweee handmade ❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ndakamirira ratononoka 🔥🔥🔥🔥🔥
😂❤🎉🎉
@@PatienceMabelManeswa usandiseke xve 🤣🤣🤣
naiza boom 💥💥💓💓
You,are,right
Naiza ummmmm ❤❤iwewe ndokuda kudarika dzimwe hama dzangu nekuti unondipedza Stress even ndisina kutsamwa ndinonzwa manyukunyuku
Wow ndatononokerwa esh
Naiza boom asingagone kutuka Ndiani aaah ndatenda hangu😂😂😂😂😂😂🙌🏿🙌🏿
Mai weMweya awo wakambobata bhilo neBepa here panyaya dzeMweya apo kkkkkkk panoda fundoo unopedza anhu netsanangudzo yeRufu chete kkkkk Senzeni ichooo 😘👊👊👊👍
❤❤❤❤❤ murikupisa naize ende magara munogona
Haaa naiza munondigonera kani ndatenda zvangu ummm❤❤❤❤❤❤
Modzorerwa naChapepa kurank mukaita zvekutamba 😂😂😂 l'm dead woo
Magic bag director
Solo haaaaa ma1 yooh
Kkkk nhym Senzen mamuwanepiko veduwee kkkk nenyaya yekufa iyi😂😂😂😂
Kkkkkkkk ingotii maUSA muchatiparisa maZig tichatsvaga gold
Naiza boom it's my best channel on RUclips ,NB to the world 🌍 can't wait to see sis Cleo, Svinurai,Madzimai Senzeni ,Dhafu,Blackie,Jonga,Solo ,Chapepa,Kissmore and Kapfupi,Paida l was forgetten you 😂😂😂
😢na dhimba
Nadia,boom,is,the,best,at,acting
Wedzerai maminutes tiseke nguva yakatirebei❤❤
The best of the best
More fire 🔥🔥🔥 excellent
Hoyoooo Well done ✅ guys l love you 😮😮😮😮😮😮😮❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😊😊😊😊😊😊😊😊😊
Can't wait 🎉😅
Wese arikuona drama iri Arikufa horaiti 😅😅😅😅🎉❤
😂😂😂😂😂😂😂iiiiii musadaro 😂😂😂😂
Senzeni mweya wako ndewakwa Mwari here unongoudza vanhu zvokufa chete 😂😂😂
Kkkkkkkk chapepa anotuka vakomana
yowe
Kissmore na dhimba😂😂😂😂
Makuseri director💪
Kkkk solo na jonga makudakuita hupfumi nevanhu imi😂😂😂 ndagara ndaonakutanga kwaro movie iri kuti ndichaseka kusvika yapera kkkk we all love u guys ❤❤❤❤❤ yr work is good
Nyaya yezig yandikwadza mbabvu dzangu😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Takatomirira dai maita 30mins tinganakirwa❤
Kkkkk Solo bhoe here naSinurai
Chapepa fambisa kombi iwe
😂😂😂😂😂haa naiza boom huchii kni
250 zig killed me 😂😂😂😂
Caravan zd30 sekuru isai kumberi😁😁😁😁👍👍
Kkkkkk haaaa iyo iKombi yemapenzii chaiyo
Kkkkkkk chero mondisetsa pamovie iri mandisetsa kkkk big up
Naiza boom huchii😂
Zig wacho akabuda here,,,,,,,,,,,,,zig ariko kubank 😂😂😂
Kkk hanzi na Tete masvingo asi makazvara mwedzi vanyamvhuvhu here kkk ndaseka zvangu nhasi kwauri driver ndinoti kumhanya sandiko kusvika munogona vanhu waMwari
Naiza Doom murichibaba imi ummm
momz yekutengesa myama inosvika nyama yashisha😂😂
Mbinga dzako 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
I can't wait I love it ❤😊
Can't wait
L like it Thank you for your entertainment ❤❤❤❤❤❤❤
Mava kuseri naiza Boom
Cheers to u guys keep it up🎉
Zvituko munozviwanepiko team naiza😂😂😂
😂😂😂😂😂Ndatomboda kuzvi kubvunzawo
Kkkk haa kombi ikutoda
Kandai mamwe madrama .....🌸🍃🌹🌈🌈🌈🔮❤🔮✌🌸🍃🌹🔮🖇🔒😍🌸🌹🌸🍃🔮🖇❤🌈😚✌😍
😂😂😂😂😂 Fambaa Chapepaaaa
😂😂😂😂 1zigi Solo ma1 veduvee
Sodza Sodza ma Zig akamira sei 😂😂😂😂
Vese vasingaone Naiza boom ndaona Mafa 😂😂😂😂
Chaps ndimambo mondigonera king keep the fire burning❤
😂😂😂hanzi tiri vazvere 😂😂😂svinurai kaa aripi mwana wacho
Toita ma celeb solo you finish me oo😂😂😅😅
Another one rapera richinakidza so tipei imwe episode....
Nhaimi nhaimi solo soo😂😂
Y😂😂😂 ichi chakanyanya ichi kkkk tohwa mabayo nekuseka amana yooo haa team naiza munozviwanepi zvituko nhy imi 😂😂😂😂
😂😂😂hanzi mhanyisa tiite accident tibude panews 😅😅😅nhaimi nhaimi nhaimi
Continue guys we will support you
Hoyoo
Wow wow I love you so much guys
Kkkkkkkkk naiza boom Unogona
Watching from 🇲🇿 Moz
😂😂😂😂😂solo kaaa
🔥
😂😂😂😂😂 Next episode 😂😂😂 please
Yu the best guysñ
😂😂😂😅😅😅😅😅 solo solo
Hoyoooo solo togona kungobuda pa news ka 😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Kkkkk solo akuda kubuda panews 😂😂
Imi teererai solo coz zig imari hombe kkkkkk😢
Yessssssssssssssssssdd
Murikuwanza advet
Sesilindile nathi la emzantsi🎉😂
Love you guy's motuka henyu ndabvuma 😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
😅😅😅 solo kaaa anoda zvekubuda panews Haaa munogona naiza keep it up 🎉❤
🎉🎉Nb the best 😊❤
Haaa mukombi munotukanwa umu
Nhasi mirikufa😂😂😂
Kkkkkkkk iti nyoo mdisvikipo chapepa
Kutoshaya hope nhym ndanonokerwa ne nxt episod ini hnk
Well done guys ❤❤ rambai makadaro muchitifadza ❤❤❤❤❤
Naiza boom apa makagona emabus anonyanyakunakidza❤
Keep it up nb will always support you
Senzeni ASI ndiwe urikuda kuuraya kkkkkkkkkk