😢😢😢mukomana uyo haangambonozviise mujeri just like that pamwe yatove mweya yevanhu vavaifukunuea ivavo yave kutonga paari kuti chokwadi chibude pachena
@MercyTMangisi-cb9pm hanzi maruva atakaisa ndiwo kkkk ko maruva ane basa rei.. Hanty vanongomadzosera vapedza kubvisa baba venyu vaisa umwe vodzosera havo maruva.... Guva ra2022 ndoraunonzwa munhu achiti zvatakasiya zviri ndozvazviri if you ask them kti makambosakura here from 2022 havana even visiting hayo wozonzwa munhu achipupura mastupid chaiwo... Mkomana uya anopenga here aitaura izvozvo
Vanhu varimo here mukakuva , Iwe uri mushandi how did you know all their bossiness plan & the history. Iwe une mhemherero desperete for a job. Those people interviewed pamwe vatengwa. Zimbabwe corruption
This is poor journalism. You should have asked relatives of those 146 who were reburied to find out if they were really reburied. You should have shown the graves.
@missgee1981 Anoenda kuma graves acho. Handiti apa ayenda kuma graves. We want to hear their relatives also. Why would the dead bodies be exhumed from a cemetery. Ndoinonzi balanced journalism
Mukomana uyu ahanga tauuri zvekunyepa veduwee panebzvakaiitika chete vanhu vamwari andiwooni sekunyepa ini
Saka munhu anopenga here arikutaura kuti ndaifukunuka zvakaoma vanhu let's respect vachakabvu
Mukomana uyu ngaaende kumakuva nemapurisa achiratidza paguva rimwe nerimwe pamakuva yavaisevenzeswa kubvisa vafi achinongedza kuti apa neapa kwete kuvhara mapurisa nemari kuti chokwadi chisabuda
Tedious muchapedza matsito haa tompston iro rakagadzirwa nemoyo ❤
Haewawo matengwa here imii vanhu
Ndipewo malikes😅
Ska ainyepa er chinangwa chake chiri chei akatumwa nani or akatadza kubhadharwa kwakubv anyepa er?
Endai motarisa mumvura kwacho kwairasirwa vanhu
Pane zvakaiita zvichabuda pachena
🎉🎉ichoo. Taking us to another level.
❤❤ ndatangawo pano
Lucky you ❤
Mmm zvakaoma, ko kana guva riribhoo asi munhu arimukati asiri wenhu nekuti wenyu akaiswa kuvhura mumwe ovigwa imomo
Nmbr 3💃💃💃💃
Imi amai imi anogoda mari sei achinozvisungisa there's something fishy pamarinda iwayo pamwe aitofukunura kwaive nemakuva ekutanga acho zviripo zvakaitika
Tedious akafa rinhi zvavarikuti cemetery ndeye manje manje panenyaya
Hasi manyepo someone is in prison zvinhu zvakaitika 3 to 4 years ago
He said the freshly buried
Haa amai avo
Muri kubvunza vanhu vakavigwa kare kare yet mukomana uyu akati vanorasa vavigwa same day or a few days ago
Shumba ❤
Imi Mai matengwa imi ndimi muri Kuroda marii tichazvinzwa hedu iye munhu akapinda Basa may
I think pane zvakaitika chete uyu hatingati akupenga kusarudza makuva ivavo kuti arikuitwa mabasa akaipa
Muchangwara zvenyu musi uchapfuka hama dzenyu matengwa here madzimai imi
Amutengesi tinyararirei maromo anenge yekera
Iwew Enduru they is not fire without smoke mapurisa matsotsi
😢😢😢mukomana uyo haangambonozviise mujeri just like that pamwe yatove mweya yevanhu vavaifukunuea ivavo yave kutonga paari kuti chokwadi chibude pachena
Mukoma uye hapenge anoziva chokwadi anoziva zviri mukati ndiyani imi munenge maiswa vamwe
Heard it
Nhoroondo wooiziwa cy iwe wakatanga this year why varidzi veipapo varamba kutaura uye mukomana akati makuva aripo vanhu mukati ndomusina vanhu
Ichoooo
Makuva aya ari kupi chaiko
Le yimihlola yeka izulu likhwame mkoma Andrew pamberi nebasa
Hahaha China yakazogadzira maoriginal kupi
Was looking for this comment 😂😂😂😂
Ummm mukomana uya haangombotamba neizvozvo pavideo raitaura pane saka raiva muchikomo ngatsvagwe ataure futi akanyepa osungwa
Akatosungwa
Ko vanhu varikuuya varikutarisa mukati here... Munhu akavigwa last year ungaziva sei kti munhu arimo ndiye kana kti ave umwe unongoona kunze hauzive zviri mukati nxaaaa
Nhai nzvenyu Saka mukomana uya angatambe nezvaaitaura paya hre hakuna zvakadero chokwadi chichabuda pachena inguva chete
@MercyTMangisi-cb9pm hanzi maruva atakaisa ndiwo kkkk ko maruva ane basa rei.. Hanty vanongomadzosera vapedza kubvisa baba venyu vaisa umwe vodzosera havo maruva.... Guva ra2022 ndoraunonzwa munhu achiti zvatakasiya zviri ndozvazviri if you ask them kti makambosakura here from 2022 havana even visiting hayo wozonzwa munhu achipupura mastupid chaiwo... Mkomana uya anopenga here aitaura izvozvo
@@ColleenChikanya-h5c Havana basa nehama dzavo ungavige hama mutwn mune kumusha hameno zvavo ihama dzavo zvichazonetsa vana vavakubara
@@MercyTMangisi-cb9pm they don't know that kti vafi ivavo vachavanetsa ivo vachiti the grave is intact
@ColleenChikanya-h5c chokwadi dambudziko ravepo mazimba kuda kubatira chirungu padenga kusiya tsika dzedu ndirori neumwe family ine mwana akupenga vanoti ma drugs but iye anotaura zvirikuitika paari haanwe zvinodhaga basa kumupakira mapiritsi anodhaka kuti agare akangorara chete
Mukomanangaauye angonongedzera makuva ese aaibvisa coz ndiye aneinformation yose ngavamubate zvakanaka anotaura zvese
Mkomana uya ahango nyepa guys plus ambuya avo vakuti akadzingwa but mkomana aiti akasiya ega mushure mekunetswa nezvitunha plus hama dze n'anga ngadziuye coz ndicho chitunha chainzi chikunyanya kunetsa nekuruma haaa vanhu vatengwa avo mai avo vakuti vakawana chiguma aenda saka nhoroondo vakuiwana kupi zimbuya repa corner
Sei musirikuda kutarisana ne camera amai munenyaya imi
Taapo mhiripiri inovava sentjohn
😂😂😂kachoro mhiripiri inovava kwete sentjohn😂😂😂😂😂😂
@tatendachidemo1908 kkkkkk kanonaka maningi kambo ikaka kkkkkk
Kside kpi ikok
Nekutyisa kunoita kubata guva imi. .....ko mabhokis acho aiiswa kup ...fishyy somewhere
Mabox vanogona kutotengesa fut
Madii kuuya neaitumwa wacho kuzofukunura anongedza paaifukura nepaainorasira zvitunha
Mukoma akati arikurohwa nevafi imi chokwadi munacho
Vanhu varimo here mukakuva , Iwe uri mushandi how did you know all their bossiness plan & the history. Iwe une mhemherero desperete for a job. Those people interviewed pamwe vatengwa. Zimbabwe corruption
Hapana chiutsi chisina moto, zvichabuda chete
Rest land yacho iri kupiko Shumba report zvinonzwisisaka
Harare
@@TawanaNyasha-j6rkuDz ext Rayham area.
Panenyaya iripo apa
Amai imi chenjerai kuti vese vakafukunukurwa ivavo vachakumukiraiwo nekuti murikumirira manyepo munoti munhu angasarudza kuenda kunogara kujeri mahara
Ko sei kusirikuzara?pa4yrs pachivigwa vanhu zororo yakuzara inzvimbo diki isingazare
Saka muface uya chii chaiti taurira ichochiye
But inga mapurisa vakatsinhira wani
Number rakanynya ❤
Dhonga ngaivuye itiratidze makuva acho
Zvakaoma chokwadi. Kuparira dzinza
Bt kuona ivhu rakaungana zvoreva kuti munhu wenyu arimo here?
This is poor journalism. You should have asked relatives of those 146 who were reburied to find out if they were really reburied. You should have shown the graves.
Anovawanepi ma relatives e 146 vacho
@missgee1981 Anoenda kuma graves acho. Handiti apa ayenda kuma graves. We want to hear their relatives also. Why would the dead bodies be exhumed from a cemetery. Ndoinonzi balanced journalism
@@My-Music0017saka vanhu146 vacho anovawana vakatoungana vese here uye vanenge vaunganidzwa nani
Tedious muchapedza matsito haa tompston iro rakagadzirwa nemoyo ❤