THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 6 EPISODE 19
HTML-код
- Опубликовано: 12 сен 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 6 Episode # 19 CHITUNGWIZA UNIT N
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
Thank you mainini for making our gender proud nekumira pachokwadi.Bamukuru sando dzenyu for your wise words
Mawinner ka.
@@elisharovha6115 ehe wena takawinner apo
@@gloriamarvellousmutindivar5349 men can be so cruel sometimes hey
Mainini seems a calm, collected and respectful individual. Married men must stop wooing young girls and then act up later when results of their actions come.
She was very humble and having confidence zveshuwa kuti mwana ndevake also thanks to bamkuru vanoziva kutaura zveshuwa vapadzidziso yakanaka i like that 👏
Say it louder
Kukanganisa hupenyu hwevanhu it's a, cruel thing to do. Apa akanzi maintenance haadi akanzi mwana wako hoyo haadi zvakare... Selfishness
Lĺlllĺĺĺ
amen
This lady shes beautiful. natural beauty ...she must be our next Miss Zim
True akanaka natural beauty chaiyo
Good girl. Well done baby girl for shaming the gossip peddlers.
Well done hake mwanasikana but aiziva mukadzi wemurume uyu zvinova zvinorwadza every woman better someone u don’t knw
Ehe hazvo but akatokanganisa life yake
@@luckymazhambe8211 haana akapasa DNA sare kutora course yedzidzo
@@Fayrwa06 hooooooo nhai
@@luckymazhambe8211 how many girls got on top after wrong first encounters with losers
Big up to bamukuru standing up for gender after all parents encourage dna not feuds thank you Mr DNA for the closure.
You think the first wife would agree with your comment kkkkk
Blaz ava itsotsi he took advantage of an innocent honest girl.
Bamkuru is a good person and he is more happy with how the results turned out than the biological father.
Sure iyoyo
She is a very pretty young lady, you deserve your own single man kwete wekunyeba achiti haana mukadzi. Murume zitsotsi. Mai vake havakude futi
You are not fit to be wife number 2 wezhira.
You can do better, you are very calm and down to earth but please learn to speak for yourself.
I know our culture yekudzinga mwana ayita pamuviri.
Dzokera hako kuchikoro kwete kutambiswa nezidofo rerume. Achapedza vasikana vose murayini
Wezhira mhanya 🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️
You are pretty mainini you deserve murume akaita sabamukuru avo nt that baby father a player
Chokwàdi mhanya wezhira tiza murume ane earing uyooo
@@mitchellguta9153 wezhira tiza zigudo iro harikodzeri baby rakanaka sewe
She's beautiful and full of potential to do better
Dzikakona kumuwana uni ndrikutondomutsvaka ndomuwana ndimene
@@tafadzwa6712 ndokudzingirira kwaZisoup ndokwedu
Thank you bamukuru
Exactly
@@mzee5533 unenge uchindidzingirirei
Murume ngachengete mukadzi nemwana wake. Hapana munhu asina kumbotadza but this a potential good wife and can built an empire with her
Married men should really stop deceiving and manipulating innocent young women into immoral relationships. Chihure çhacho chanyanya, I hope both women will wake up soon and move on from this toxic man.
Having known that he was once married she should have been careful being fooled kuti mukadzi akaenda it's married men's masterpiece
@@lloydmashavira4009 you would think that but unfortunately some women are gullible and easily fooled.
Noone is manipulated, people just go about engaging in activities where there is no accountability.. Ma side chick=no accountability, it goes both ways
SHE IS ONE IN A MILLION THE LEVEL OF HONESTY 🤯
I wish i have the brother like this who will support me in times like this. kudos to babamukuru
I know her from the village in Zimuto. She's a kind and well-mannered person. Unfortunate that she may have made wrong decisions at one point in her life which are manifesting now. I wish her well.
I also know her. We were in the same class ku high school.
she didn't make a wrong decision, the married idiot fooled her
@@believechikwape8016 asi zvinongooneka kuti kuchikoro hapana chaakabuda nacho musikana uyo.
@@babava2263 Kkkķk
@@babava2263 haya 🤣🤣🤣😂
At least we still have that one reasonable man towards women in Zimbabwe, babamukuru. 👏🏾👏🏾
But is he working in maiguru's favour????
Thank y bamukuru for your wise words .Mr Mugabe more thanks again 👏
The only reason why you say ge is wise is because he said man should take care of children even if they are not his even if she lied to the man that the child was his that is not wise
Babamukuru ndava farira ava, great advice, proof that there's no substitute for experience. Mainini ndavafarisa chaizvo. She was honest; I had a boyfriend but I wasn't dating him anymore. Munin'ina achiri mutete, asi zvichanaka hazvo. Word of caution for boys dzangu: don't take Ayi Kwei Armah literally when he says The Beautiful Ones are Not Yet Born
Mainini musafuririke zvebarika you are still young move on with your life. Babamukuru thank you for your support 🙏!
Kumuridzi wemwana South Africa haishamisire dzikama mwanakomana zvininipise... Mhete dzauri kuda kuita kunge mazulu idzo kkkk ndaseka zvangu..... Kune mwanasikana ndinoti improve yourself usamirire benzi iro... U can change your life neyemwana wako..... Wish you the best
Such a beautiful young lady, I hope she raises her bar and finds someone who really loves her.
Beautiful woman , boorangoma yemurume. Wish you well girlfriend. Find someone who deserves you and will treat you like the beautiful Queen that you are.
Babamukuru vanofarira mainini vavo big up babamukuru💕💕💕
So sweet mufunge hako Tatenda , bamukru is a man enough shame
I'm proud 👏 also coming from Zimuto,
Just worried about maiguru cz these two are still in love 🥰.
Kkkk true
Ngiyamthanda lumama. She is beautiful, calm and respectful.
Babamukuru is a good brother to the alledged father and a good brother in law to amainn. He is truly God sent to his family. The girl is beautiful, well cultured and very down to earth wife material. Vabereki musapindire nyaya dzevanodanana. The fact yekuti pane mumwe does not stop kuti ava varoorane. Nzou hairemerwe nenyanga dzayo.
Thank you Babamukuru for being a standup guy
"Ukudya uchiguta here" 😥. God bless all mothers aah this got me eeeh.
So true. Bless her
Ehee wena shame
I wish if my mom is alive
Made us proud 👏. You are beautiful and composed. You went through alot and yet you remain strong. May God give you wisdom to choose the right path for yourself
Sick and tired of all these stupid excuses of men who suddenly remember they have wives when the side chick falls pregnant.
U cn say that i again
Ko madzimai varikupa vanhu nhumbu dzisiri dzavo, munotii nazvo
The morals and mindset of zim men is scary..baby here. Side chick here..wife here.
@@gwangwanijackson7636 parikumbotaurwa nezve varume vane hutsinye hwekumitisa mwana wemumwe munhu usina kumuudza kuti uri married wozoda kumushainira hee ndine mhuri yangu kana aane nhumbu...zvevakadzi varikupomera mimba kuvanhu vasiri ivo tozozviona mumwe musi 😀
@@gwangwanijackson7636 bvunzai zvenyu???
Bamkuru kudos 👏 to you you deserve a Bell's. Mugare makadaro muine hunhu hwenyu hwakanaka. Amainini you made our gender proud 👏 🥲 🥰
This guy is a good example of crazy.He wanted to change mitemo yekutizira to fit his own terms 😡 waida vagare nemukadzi wemunhu.
Inin hangu semunhu mukuru kana mface asisade mukadzi regai ndimutsvake cz she's beautiful 💞💞
Enda unomtora she is so humble ndatoti ndiine brother taitora
@@masibanda2676 yahh I'm appealing to the public if there's anyone having information where I gonna get her. She deserve to be loved 😍😍
Itomanyai hanzvadzi.....
Baba disappointed ne 99%, ma1. She was supposed to be just a hit and run, manje pane mwana!
But Mai should run and never look back. She still has her life ahead of her!!
I don't think Baba Havana kufarira the results, vamafarira chose mukati Kati but he is trying to balance from his wife and more importantly his mother. Kuna amai ndiko kune yese! Mukoma is a bit neutral because sandiye muridzi venyaya saka anogona kutaura independently. These people will stay together! They still love each other. Ngaazogone kuchengeta mwana uyo, kakadzi kadiki but mentally mature!
Ndozvinoitika kana ngochani dzemhete idzi dzamitisa vana vevanhu, Ko kuda kutozoita barika revakadzi iwe utoriwo mainini pachako🤣 Respect to Babamukuru, and well done Mwanasikana, chenjera kuitiswa nekarume nhando aka.
The lady is very very honest its only akavharwa nemagumaguma ekuno kujoni, we wish you all the best our sister from another mother
Wezhira wezhara wezheve wezhowe zhowe ane mhete joni yenyu iyi😂😂
Aah nhai hako iwee..kutozonobvisa mari kugirlfriend ndochii ichocho
@@maiyeukai9346 kubvisa mari kwanga kwakaipei iye anga akanganisa mwana wevanhu
Kusasvoda kwacho nhai 😂
@@tsungigudza8803 zvakaoma hazvo
Wezhowe zhowe anomam*ra kuya
such a good and beautiful young lady how did you fall for this guy?anoisa mhete??signs signs signs???
Mhete dzine basa reiko munhu anopfeka zvaanoda pamuviri wake shuwa mukore uno muchiri kujaja vanhu based on their preferred style of fashion kurai please get out out of the 90's you're decades behind
Babamukuru ma1. Vakapa mwana zita raSekuru vake. Pedzezvo voti haungatore mwana uchisiya mwana. Handione vachiwirirana naMainini vakuru vari kuSouth.
What a peaceful episode.Thank you DNA crew,loving you from Malawi🤗.Babamukuru vanovaka,bless you.
Well done mainini mamira pachokwadi. To you bamkuru thank you nemashoko akanaka munin'na wenyu ngaadzidze hunhu kubva kwamuri.
I know these people personally from our rural area. I can testify mfana uyo( babamukuru) is now a grown up man who is reasonable. Thank u ignitus
Bamukuru vatori newawo vana vavasiri kuchengetawo
I loved mashoko amukoma ayo vanoumba .Hanzi munin'ina hautore mwana uchisiya mai vacho . Let's also learn something from him .Thank you bamkru .mukadzi uyu she is very honest.
Hahaha remember kune umwe mukadzi ku SA, panofiwa wangu
Tinashe looks happy with the results 😅
Tinashe never disappointed thank you DNA man thumbs up to you
That moment when the alleged father is narrating his story obva ati ane mukadzi kare🙄. Munorwadzisireiko vakadzi vari kumba?
Inhau yevabereki vanoita sevaroi vasingade varoora toiteiko nana amwene vasingade varoora vavo
The woman is beautiful
He's a married man busy cheating on his wife but getting angry on hearing the person he's cheating with is also cheating.. this life no balance 🙌
Vana bhangu ndeve ma double standards
Varume vanobvumidzwa kuita barika 😂😂😂😂😂
Tinashe thank you, wavaka musha uyu in a Godly way thank you, ndaaneshungu yekukuonawo face to face and share with you my feelings about your impact in our community and lives in general, thanks for the good work not sure if i need an appointment
The way man casualy say inini ndine mkadzi zvangu apa akamitisa girlfriend mmmm ndinotya nazvo
Well done beautiful girl. Hats of to a wonderful babamukuru nemashoko anovaka. He is not biased. If this guy is afraid of his wife and his mum why did he make this young lady pregnant this Man needs to man up and take responsibity of his 2nd wife and baby.
Ini mwana webrother yangu takatozotumirwa munhu kunzi torai mwana wenyu aakufa nenzara ill-treatment yacho was beyond amwene vaisa da kumuona tikatora
Thank you mainin for being faithful..babamukuru thank you also for standing up for the truth,
🤞🤞🤞 Salute you Mr DAN man for your service.
Mama please, don’t fall for what bamukuru has said..move on with your life and find someone who will love you wholeheartedly
Just co-parent nicely chete
Just because you have a child with that person it does not mean kuti you need to be second wife.
Nothing wrong with being second wife..... Mwana iyeyo can have a hard life kuimwe marriage its tough.
@@chiyenyumba7135 vaudze kuti uri 3rd wife and you are happy.
@@babava2263 I am a man who believes in keeping my blood together. Y people bite more than they can chew....y start what they can't finish. Kuda kuzviyedza gamba then crumble when faced by consequences. Ngaatore mukadzi vake nemwana achengete.
@@chiyenyumba7135 the child can go and live with his dad if that does happen..
he never loved her in the first for him to treat her the way he did.
He can have his child not the mother, she clearly deserves better and l don't see her being happy being a 2nd wife because it seems the man only wanted her as a girlfriend not as a second wife that's why he went quite on her after she got pregnant.
I'm confused though nekunobvisira kwaakaita, maybe Mr Mugabe was supposed to ask him what that meant.
Mwana Sikana anorwadza, hupenyu kungotambiswa neBoora ngoma.You can see the pain in her without explanation.
Unoita kunge watora mashoko mukanwa manngu
True wasted her future neBoora ngoma she deserves better
'munongozivavo sevarume", kuziva chii that men cheat? I have struggled to understand this school of thought. I don't condone cheating but see now that men are going through cheating wives and they kill themselves??? Its really sad. We all have the same blood flowing through our veins hapana munhu anoda a cheating spouse male or female, I think we all need to get that right and do away with talk such as "bhuru" etc. Its so pathetic!!!!
I was about to say ku Masvingo it's 0.000% . Well done amai you know the father. My brother 2 wives pfee..
Babamukuru is a good man. respect!
Kkkkkk u think so kkkk what you see is not real
Correct me ,the main wife doesnt have a child with the guy ? .And this baby mama has a kid and its now a family thing to push him to take the one ane mwana .?
Ndapabatawo ipapo, Maiguru being sacrificed coz hapasati paiita mwana, but to Mai Sister siyana ne barika , the guy is a cheater will cheat on u again
Kudos to the young girl and babamukuru ❤️❤️
You are so beautiful kid cc, bmdiki ava vari under pressure ye promise yavakapa hama dzavo nemukadzi yekuda kuramba mwana bt vachiziva havo , also kaziso kavo kanoratidza vanoda vanokuda bt anotya fmly dats all. Wadadisa mupfana wngu💫
Alledged father the result wasn't exactly what you hoped for 😂😂😂🙄
True he is not happy with the child
Kkk APA unenge uchitoudza mukadzi Kuti mwana haasi wangu Mira uone arikundinyeper zvodai ma1
@@rejoicetakaidza9794 kikkkkk ivo vakadzi vachinyanyawo kubvuma kuyitiswa..... Munhu anofadzwa nenhema zvinhu zviri pachena
Pressure from head office kani...achirikuda mainini
Vavhunduka panzi 99,99% vabudisa ziso rekuratidza kusatarisira result yakadaro🤣
mukadzi uyo akanaka..natural beauty 💯💯💯💯💯💯
Nemiwo vasikana musangovhura makumbo pese pese take your time to know someone, roorwayi zvakanaka chatayi sevamwe bota will always be there for as long as ever
Bamkuru is a real man, he knows life as it is
Bamukuru is a great and wise man.
The alleged father too much confidence and trying hard to be smart. Hatidi dzungu hanzvadzi muchikanganisa vana vevamwe it's bad. Apa amai vemwana munhu bhoo haana speed zvake. Feel sorry for her.
Taura hako ane dzungu..Dai Mai vemwana vasiyana havo naye he doesn't deserve her at all
Beautiful lady.You deserve better!
First positive result after a very long time on DNA show
Another great one from the DNA man. Very beautiful girl wezhira. You
deserve much better and thanks Babamukuru. You’re a principled gentleman. God bless you abundantly 🇿🇼🇬🇧
Bamukuru vatori nedzawo
Sweetness pliz don't go back to that guy.. u deserve better beautiful young lady.
The sound is Good.thanx to the engeneering team.
Thanx babamukuru.a biblical solomon wat a wisdom in you
Well done masvingo ✅✅ wanyadzisa mhete lol
Kkkkkkkkkk
@@emmahmahove7861 iwe 🤣🤣
🤣🤣🤣
@@thandychipfunde7090 🤸🤣🤸
Babamkuru big up . Mashoko enyu nemunhu mukuru. Uyo mfana wenyu ari kuwanza mjolo kuJozi uko hapana chimwe.
Bamukuru wise words and intelligent as well, big up
Well done musikana you deserve better you real defination of natural beauty
Thank you baby gal wadadisa
apa akatambiswa nemunakiro uyo vanhu vasadro
Type dzana Stunner idzo ma1 . I wish you all the best my sister. You made us proud sevakadzi hauna kuti nyadzisa
well done mainini ,u made us proud ,yah mrume didnt expect the results akaura toko wanted to make an excuse yekuti married etc.take full responsibility tsotsi
🤣🤣😂😂😂😆😅😅you make me laugh kuti akaura toko
@@nyarariraikakomwe8955 nhai aaah echa🤣🤣🤣
Thanx mainn nekumira pa chokwadi, big up kuna bamkru, varume vakaroora musapote muchipoya , respect your wife please
Thank you camera man kuti gaa panzeve ndangachifunga ma earphones ndazoona kuti imhete
Kkkkk I also thought the same but ndazoona kt imhete
Bamkuru thank you for your maturity semkoma and wisdom.
Mainin thank you for your faithfulness making us proud as women. Sorry henyu kunyeperwa kuti mkadzi akaenda.
Bamnin tipeiwo maserious. Munoda zvipi.
DNA man muri kurova basa
Can't expect much from a man who can't fix his collar and wears earings... Sigh
Stewart ma braa kkkkkk nhasi wandipedza wena maiguru Connie vakuzvitambira cy nhywee aaah
@@shychimedza6807 kasi unovaziva kkkk
Bamkuru is my guy. I was his pastor, proud of you Gina
Watching from IRL. Its good mainini vakavimbika & bmkuru vari fair and mature. Ko bmnini apology kuna mainini irikuramba kubuda sei zve?😏
You are on point!I concur!Watching too from IRL!
Thank you bamkuru. You have wise words. You are a peace builder. Sister you went through hell. Sorry for that, at least you were honest.
Baba vemwana makarwadzisa mukadzi wenyu. Makazvigokera moto muziso.
To all the ladies out there take my advice ukangonzwa anoti takarambana nefirst wife run 🏃♂️ zvakamytadzisa pekuta will do the same on second marriage
Tinotenda DNA crew naMr Mugabe, keep it up! Yadeuka yadeuka mvura yemuchirongo haidyorerwi! Bamdiki vanoratidza kuda barika ravo nemhuri yakakura. Mashoko angu ngavachigara pasi nemadzimai maviri aya votaura kumadzimai kuti ndinodawo barika zvinekuwirirana. My tip kuna bamdiki, itai kuti madzimai ose aite mapfihwa. Uyu ake uyu ake, tsvagaiwo mari yakati wandei kuti madzimai nevana ava vasatambure nekuti kuita barika kunodhura kana mose murivatatu masarudza kuve mhuri imwe. Amainini mudzimai anoratidza kudzikama. Torai VaNyachide bamdiki kana Vahosi nehama dzose vakusunungurai. Apa kwaakutongoenda mberi sezvazviri, vakuru vanoti "Ateya mariva murutsva haatye kusviba magaro"
Bamdiki chasara kuenzanisa dzimba mbiri. Goodluck
I like bamkuru's advice very much, the man is wise, respective and constructive. Tinotenda. Dai zvachikuitirai kubva pano apa
💯 % Idama iroro
Chokwadi
Mukoma knows zvakaitika
Vabereki vakauraya marriage yevana
Well done girl, baba veear ring havaite zvakanaka,vabereki ngavasapindire nyaya dzavanhu vakaitisana mwana, I'm happy for you girl you make our gender pride
No dear ma parents anga ari right kuratidza kut vanoda muroora wavo wekutanga
Inini ndongowira kasong chete will vote for this song to be song of the year
Such a beautiful young lady may you find a good man
Thank you 2000 girl you are number 1 very honest I love you and you are very beautiful 💕 keep on shining wish you the best 💕🎈❤️🙏🌹
Mr Mugabe thank you so much you are so patient .no tember you are blessed
We are here to heal each others this is a good girl she represent good title for other woman
kudos kuna bamukuru,hes Goldly sent the way he always presents himself ,,,i wish to be like him
Thank you my gender for nt dissappointing
Mwana wevanhu akazvinakira hake it's sad she messed up her life nababa ava
Lets teach our sons responsibilty and respect . Kuita hwenyoka inruma chaisingadyi hazvina kunaka. Ini it gets to me bad varume ivava vanomitisa kunze vaine vakadzi, the way yavanei voita sekunonzi the other gender ndoine mhosva nekuti akamitiswa,kuvaregerera this behaviour is appaling . Varume vari married behave, vakadzi vari mumba see through your husbands nekuti shuwa nyaya idzi haziperi.
Idzo mhete idzo ndodzirikumufurira. Well done mwana sikana. Bamkuru doesn't like mainini varikuSA. Maybe ndevechijoki joki
Iwe Stewart manje hausi kusvoda here?zimbuya repakona ngaridzikame uko vana vemuraini havaite kudii kwacho???thank you bamkuru nekumira namainini🤝
Mfana akutosheka sheka makumbo akuda kutonomitisa slender yedu zvakare. Bamkuru big up you are a good man
She is so beautiful 😍🥰❤️zvirume zvine mhete izvi manyowa izvezvi chirikutodanana ne mumwe munhu
Taura hako dear aaaaaaah zvakaoma I rubbish iyiiiiiiiiii
Ndakazvitaura shuwa vakadzi muZimbabwe we are honest tarisai muone.😂