Chitunha chiri muNgoro kuNyatsime
HTML-код
- Опубликовано: 12 сен 2024
- Video Credit: Bhozhongora FB Page & National FM Radio (No copyright infringement intended)
+263 775 243 364
+263 778 260 666
+263 715 210 457
Brought to you by DMR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr
REGISTER AND TRAIN FOR Earthmoving Machines Training Specialists-Dmr
www.dmrearthmovers.co.zw
0778260666
0775243364
0715210457
No copyright infringement intended
Stock Videos and Pictures are for visual interpretation only
Bhozhongora pa National FM the whole nation on 1 station 102.8
Pooo rikiti bvuuuu
Musangano weiko iwe Bhozhongora unongohumana ...pesepese Zanupf nxaaa
Bhozho wava kukanganisa kuisa politics muprograme yako
Nhy zvinebasa rei zvemusangano anopenga uyu
Thank God vaonesa muporofota aenderwa Kuti hapachina munhu otherwise ndiye aizopomerwa Kuti auraya
Zvinonzi hukuru hwenzvimbo kwete kureva ne Zita rebato Washington u a journalist
musangano ndeweyi pakutapa nhau .unedzungu ndosaka ma videos ako asina quality
IWE BHOZVONGORA ZVEZANU ZVAPINDA PAPI...SIYA ZVEMUSANGANO IWE
Imbwa iyi
Bhozho dai wafonera amai vacho palive
Bhozho hatisi kutaura zvemisangano
Hiii kunyatsime ukasataira zveZanu unogona kubvako wamabhonzo nekurohwa kana wangounganidza vanhu
Ava vanhu ndivana chimwene ngavadzoke malawi
Bhozho pleas don't show pictures of children, protect them
True
Kungoisa zita rekuti zanu zvobva zvatobhowa though zvichisiririsa
amai varikuziva zvaita mwana 😢
nhasi Bhozho wagonesa mabvunziro ako aiwa mnandi
Uuuuuuuum hupenyu mutoro no coment
Bhozho ukunyengerereiko kuzanu inogadzira mazig munyika inegold zvekudaro
How far Ba Esabel
Mai vemufi vanoziva zvavakaita but vakuwomesera vanhu.sei vasiri kuuya ivo
Zvezanu zvapindira papi😢
Ko sei vanhu vachimanya kunotsvaka rubatsiro kumapostori nguvai dzose rather than kuti vanhu vaende nemunhu ku hospital then voenda havo kumapostori murwere ari kuhospital
Kusaziva kwevanhu veduweee kunonetsa ko kana iri bp or heart
Mwana havana kuonekwa kumeso kwake hake even though camera yataridziwa kwaari haana kuonekwa kumeso kwake
Pooooooo rikiti bvuuuuuu vanhu vatomboseka chitunha chiri mungoro 😢
Varoyi sooo mwari avenemi
Pakupinza zanu apo warasika zvinei nekufa kwemunhu 😢
ZvaZanu zvapinda papi ,hamutonyariwo hre kutaura zita rekuti Zanu
😮😮
Ko vakadii kuuya vega mai vacho vaita ivo nemonemo kwete kuda kuisa vanhu munyatwa
Huhuu tibvirepo zanu kudiiko
Hatipenge.Manzwa!
Ummmmm mai vemunhu vakachena here
Ummm mai ava vakutaura shona mwana uyu haana kuroorwa that's y vakudaro
Haaa zvakaoma zviri kumboitika munyika hooo
Mai vemufi ngavasungwe nxaaa vanotozviziva zvauraya mwana
Kungotumira black boots kwamai vacho
@@vivianmasamha9111 ehe ko sei varikungoti Haan Kufa haana kufa varikwavari nxaa
Mhata yako siya chizanu bhozho , i wasn't know kut hauna kudzidza..
bhozhongora dzungu riripo
😢zvakaoma
Munofanira kusungisa vane mafungiro ekupenga.Making money with death.People only need proper care!Zvima porofita izvi sungai!Musatijairira isu!🇿🇼💝5🌍
Pamwe haanaka kuroora mukwasha uyo mazuvano vanhu havadi kuroora vana vevanhu munhu anosvika pakuzvarisa mwana wemunhu vana vatatu or vashanu 13 yrs to 15 yrs nemwana wemunhu unenge uchiti ihasvanzi yako hre pamwe Mai varambidzwa nemurume wavo musapa nyakubereka mhosva
NYAYA YOKUTI ZANUPF ZANUPF haisi nguva YEMA election. Kungoti utungamiri hwenharaunda badzi zvakakosha
Vari kuda mota dziri kupiwa vamwe😂😂😂
@@liniagumbo9339 ehe taura hako chirombe chacho
Pakaoma mkoma Bhozho
Zanu yeiko apa tibvirei
Yaaaa life so umm mwari pindurai
Haugoni interview iwe bhozho
Pasi neZanu pf pamberi nekukubatsirana sevanhu
Bhozho tokufarra bt zveZanu dai wambosiya wena Chivhayo dai aivona kt mukugona basa akatokupai Aqua daresay bt hanei nazvo othws ursei sei Bhozho
Pane vanhu vachiri kutaura nezvemaprofita shuwa nekunyepa kwese kwavari kuita even kumaDNA???????????...KWANAI
😢😢😢😢😊
Zanu pf hatidi kuzvinzwa izvo vane chibatsiro sei vana ed
Pakaiapa ipo
Vanhu Vamwari Pamusoroi Ndirimukomana ane makore 16 Ndino Ector maComedy ndiri mukadzi, Ndokumbirawo mundi supporteiwoo Channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo anhuwee musandisiyawoba anhuwe ndingorine 20 subscribers since December
Ndatouyawo Kuno Kuti mundibatsirewo anhuwee
Tiri kutaura zverufu .respect ipapo
Don't politicize your program
Magona
Akazomuka here
Vakazomuka here
Zvakaoma hama
Finishing ndoo ma1 pooooo rikitiiiiii bvuuuuuu😂😂
Muroyi wambuya xaaaa
Shona culture inoti munosvika, ngakuende munhu ane dollar rekusuma.
Kusvika kumba kwevabereki vemufi mosuma rufu nemari shoma chaizvo.
Amai vacho vane case chete 😮😮
Bozho basa unogona asi zveZanu pf siyana nazvo hazvina zvazvokupa zvinotokupa nhamo.😂
Musangano wei pamhata
Uuuuu zvakaoma
Vakamunonokera uummm
Umm Mai vemufi vanenge varikuda roora ava
Vaigoroodza mukadzi wengozi sei nhasi kana vaizviziva
Ko munhu kubva nezuro achirimo ,mungoro
Eish nhai mwari
Uridako chairo
Ende futi
It’s so sad upenyu hwakaoma
Yoweeeee
Bozhongora is not a journalist kkkkk what haa guys he is chancer akangowanawo mukana wekutaura makuhwa kuZBC😂
Endayi nepolicy kunamai vemufi
Chaaaiiiii
Age irikuti tirivatungamiri veZanu pf shame on you....muchasiira vana nhaka yenhamo
Bhozho wava mhata yemunhu
Sad in deed
Daidzai kanengo go back to center
makadini Kb nabhozho takachibata chimuti tiripacenturion
ZveZanu wazviwana kupi mind your bhizinesi usada pembedza Zanu
Anuwoo😮
Vazomuka here