Doing a great job Mukanya veHwedza. asi musavenge criticism. Weigh all comments and apply zvinokuvakai morasawo zvinenge zvisina basa. inga maivepo wani pakarongwa zvekuti ateya mariva murutsva haatye kusvibirira magaro. tirikutodzidzawo zvakawanda kwamuri asi nemiwo dzidzaiwo kwatiri. hapana munhu angazive zvese chero ari mambo
Sengikhona listening to headman Chigodora traditional couts. Amavuko Amavuko kuye wonke obukeleyo. Watching from here kwabBulawayo
Kunjani Khums
Siyavuka sthandwa, Sibonge 🙏
@@justicemunyoro5408 Ngikhona wakwethu singabuza ngakuwe dankie dankie
@@siphidube9811 Nami ngiyaphila impela
Kunzimaaa
Sàlibonan lonke mazimbabwe amahle baba chigodoro keep up we love you baba godbles u
yeboo
Unjani siwakhe 🤝
0iij. 😊9nnop
Heandmen well done munogona kutonga💕💕💕💕💕💕💕💕🙏🙏🙏💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕
Head chigodora vanogona kutonga mukadzi anoripa chikomba choripawo Good❤ kudai bushu achiita seizvi
KwaBushu i think mukadzi nemurume vanotoita plan yekutsvaga chikomba😂😂😂
I miss you headman basa ngarifambe❤ u are the best vanhu vanotaura asi musadzora tsvimbo keep it up
Idi iroro
Ndaita munyaviri@ headman Chigodora,, ndinemubvunzo 1
SAKA VANA NDEVANI?????
Ngaende zvake kumba kwake mukadzi uyo,
Mmmmmmmm ndabatikana hangu, 👏👏👏 makadiniko headman Chigodora nemakurukota enyu nemhuri idzo. Bsa batai chaizvo. # gadzirisai nyika.
Mukanya munogona rambai muchichenesa musha 👏👏👏
Kkk hanzi makambopenga hr
Nganake mukadzi wacho 😢😢😢
Ummmmm just wanted to comment the same she is cute shame, I can feel her regreat mikadziuyu
Vakatanga kudanana asati aroorwa akarerwa kwasekuru sokuona kwangu
Sorry akarerwa kwasekuru akatanga kudanana naye kare kare asati aroorwa .
Vakomana vanobvunza mubvunzo nhando vanofanira kuenda kovhiya mbudzi kwete kungotaura
Nhasi ndiri zuva rekutanga kunzwa kwaChigodora kuchitongwa nyaya dzechihure
Wakanganwa chabodo namatutsa
Kwakanyanya huroyi toomuch
Makajambwa neyachabodo namatutsa asi
😂😂😂😂😂😂😂😂
Headman batsirayi mwana uyu, pane zimhepo riri kuvuvuta kumusana kwemwana sikana uyu. Ndaisa miviri yangu kuti betserayi mwanasikana.
saka nyaya ndeye line😂😂😂
Hmmm mukadzi akanaka uyu
😂😂😂😂 headman❤ pakudiwazve DNA
Haaa kwaChigodora hakuna chihure this is first time
Hurombwa haaa
Kkkk headman Chigodora vari kumberi
Maglass you killed me nhacy kkkkkk
Akaroiwa mukadzi uyu
Iye muridzi wemukadzi akaroora here 1st
Kunyange asina kuroora kugarisana ikoko kwakakosha, hure ngarigare kumba kwavo richienda kubhawa kwete kunyangadza misha yevanhu
@@RosemaryDzamara ndikutaurira panyaya yekuti murume aripwe
Iye murume zvaaona kuti ihure wadii kumudzosera kumba otoramba achizvarisa@@RosemaryDzamara
Kubvuma mhosva kunge ndiro yesadza kudaro😅😅😅😅😅😅
Mukadz uyu akasariraaa
Kufema mukutukutu,,,....😮 😂😂😂😂😂
Aaa mukadzi anoda rubatsiro chaizvo
😂😂😂😂fire fire
Well done handmen
Rawekunge business manje mukadzi ndomuda asi ndinoda mombe 4 😂😂
Vanenge vakatotaurirana kuti tikanzi mombe 4 tapinda
Iiiii what a relief kumbonzwawo nyaya dzimwe dzisiri dzehurombwa, nezvikwambo l had stopped following him because of that.
Makambopenga hree vatete 😂😂😂😂
Vakabvunzo nhando
Aaaaa uyu mkadzi pane dambudziko tiripo. Coz ndiri kuyedza kubatanidza hazvisi kusangana.
My munhu headman chigodaz
Kkkkkkk hokoyo na chigodora unosva Iwe vaitamba ne moto hokoyo
Mukadzi Uyo Ave kungobvuma zvese zvake
😂😂Nyanya dzekwachigodora ma one
Vakadzi vevanhu mukumbozvifambisa sei haaaaa mukutishatirisa nzira toroorwawo sei kana muchidai
Taura Hako hama
Kkkkk
Huya nduku roore
@@stanleymuusha2835 muripi mowanikwa kubhuku KwaChigodora here
😂😂 kubuda pachena kwakanaka watowana murume@@tracychiumba1436
My favorite headman is back on media😊❤
😂😂😂😂😂 zvakaoma
Best headman forever
KwaHeadman Chigodora chihure chishoma hacho chakanyanya huroyi ...
Kkkk akuna gold kumusha kwedu ndosaka kusina chihure
Kikikikikilo Magidi mahwani ....hanzi dayi musiri mudare ndaikushaker mawoko😂😅😂🏃🏿
Headman chigodora Mwari vekudenga ngavarambe vachikupai uchenjeri..
Pamberi nem
Haaa hanzi mukadzi ndomuda .vamwe varume soo
Mahlabezulu, linjani lapholonke lingabe likhona
KwaChigodora madrama ega ega kunomboda crusade svinu nharaunda imbochene aaaaaah.
Kuchiware hazviko hre
Haa uyo arikozviuraya uyu,zvanyanya izvi
Baba vanogara nemukadzi uyu vakapusa zvaizvo inzenza iyi ngaiende kumba kwayo 😂😂😂😊😊
Ndaamirire kuripirwa apiwa zvinhu zvake zvokuriporwa wokadzingira kure kanzenza ako
Akaramba mkadzi anoenda kujeri he played his cards smart
@@Teeone01anoripirwa chii mwana wacho ndewake here munhu akahura anorambwa ipapa pamwe wakabvisa tsvakirai kuno iye ochipiwa mombe manje dai ndiri vabereki vemwana uyo ndaimuudza kuti dzosa mwana wangu
Hapamihwe mihwe unochohwa chohwa naheadman Chigodora
Eish yaaaaa pakaoma veduweeee chiiii kuita zvinonyadzisa kudai kana mada zvema boyfriends please siyai dzimba munofira mahara Yoh siies mhani
Vanhu vanedzimba vakudzitambisa vamwe tichidzidavo
@@anashe.j imagine dear
Vese ngavaripe
Maglas u killing me here in Pretoria 🙏
23:16 hana yemukadzi bhooo hre
Ndamunzwira Tsitsi mkadzi uyu Shem
Nhai headman, Chigodora,seyi muchida kubhadharwa imi first, ndimi matadzirwa here, plus mukadzi wamadzosa uyo imharadzi, haawaki
He's right headman your comment made me to watch this, headman is right
Ih nyika yakazara mabishu iyu
Ukanzi ORDER ukasanyarara unenge uri deaf😂👏👌
Kurova ya violence imi baba imi
I love Mr headman
Vari kuti pakutaurwa Zvinyadzi namai avo what what, mati manzwei imi? Makamboteerera kwaChief bushu here
Kana Chief Makoni
Kkkkk
@@percytapfumaneyi30😂😂😂😂😂 chief Makoni havazvikendenge
Hradman Chigodora vevanhu
munoramba muchibvunza munhu abvuma kudhara
N for sure mwari ngaamukomborere ma1 Tawanda😂😂😂
My favorite headman❤
Mukadzi uyu ahana kuda kutaura chokwadi asi mumba mune dambudziko umu mwana mudiki uyo Mukadzi uyu
Headman Chigodora ndinomufarira nekuenzanisa nyaya zvakanaka 🙏🙏🙏🙏
Mwana ngaanake...kutarisawo kaface kewacho arikunzi ndiye murume wake haada
VaChigodora woyeeeee😂😂
Mukadzi wemunhu nyengai mega
Wada wada band remapofu
Marketing for chiremba
Doing a great job Mukanya veHwedza. asi musavenge criticism. Weigh all comments and apply zvinokuvakai morasawo zvinenge zvisina basa. inga maivepo wani pakarongwa zvekuti ateya mariva murutsva haatye kusvibirira magaro. tirikutodzidzawo zvakawanda kwamuri asi nemiwo dzidzaiwo kwatiri. hapana munhu angazive zvese chero ari mambo
munhu abvuma imi bhizi kubvunza tumubvunzo nhando, fokoro tsvagai mabasa imi magomana imi
Ah taura hako zvimwe zvimubvunzo zvisina basa hanzi wakanviswa bhurugwa sei
Welcome headman Chigodora menge marova
Haaaa zvekuti Headman ndiye otanga kuripirwa ummmmm vana Gopito vakanyura nazvo izvi. Apedza kuripirwa osungisa vanhu.
Vakadzi ndivo vane chimuti😂😂😂
CheMopane.straight
First tym kwaChigodora kutongwa nyaya isiri yehurombwa
Ndeye chipiri Kubva panana Chabodo Na Matutsa
😂😂😂😂😂
KwaChief Bhushu kunongotongwa bota after bota😂😂😂😂😂
Varoi vakapera😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 shuwa kana ini zvatondishamisawo.tinoziva dzeurombwa dziri idzo dzinopisa mudare ravo
Headman chigodora sando dzenyu 🔨🔨munogona kutonga
Bhaibheri rinoti mukadzi akahura ngarambwe furusitopu
Papi pacho paachagara mumba, munhu anotaura zvakadayi, murume rudzii anogara nezvakayi
@@RosemaryDzamara murume still anoda mukadzi wake wani 🤣🤣
@@winstonmanjo8925😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma chokwadi anoda munhu wake
,,idatawindi chairo murume uyo,,
Keep up with the frequency yekubuditsa mavideos,we support you🎉
Kkkkkk kuzoti daku daku mkadz uyu
😂😂😂zviriko here izvi
Bhenzi remurume mukadzi akahura unorambwa bhaiberi rinodaro
Murume uyu akaroorawo underage ngavasungwe vese, ndoosaka arikut anoda mukadzi anoziva nyaya yake
Ehe naye anotonyura Saka kutongoshinga ne hure rake
Chigodora my best
Please dzosai baTaps for us to be informed in time, ma delayed matches arikunyanya.
Taura hko
Hawachade coz wakuitawo mari paUTube
Taura zvako iwe
Best headman
Ndakakuudzai kt dzosai mface weSafari now takunzwa tumibvunzo nhando nana Allen or Allan wcho mxm mibvunzo rudzii ykadaro
Chabodo na matursa nhasi vazichinjanisa kkkkkkk
Mukadzi uyu handifungi ari right right mentally
She is OK mentally but kungoti kugadzwa mudare uri mwana mudoko zvonetsa
Ari right uyu atongopusiswa nemaziso evanhu vakawanda plus kutongwa nyaya yechihure zvinonyadzisa 😢 apa she's very beautiful
But hauone kuti mibvunzo nhando yaari kubvunzwa. Kana munhu abvuma why kumubvunza tumibvunzo nhando. Zvekubviswa bhurugwa zvinebasa rei. We all know kuti they commited adultery. Mibvunzo iyo haaa thats low key
Haa zvakaoma varume vatora machances kuvana vadiki plus uyu mukadzi unezvimwe zvisingatomuitiri zvakanaka.
Ndanga ndasuwa head man chigodora zviri kumbofamba seyi kuti ma video enyu atore TYM asiri kubuda
Tanga tooti hamuchabudisi nyaya dzenyu headman maamarova tokudai mhani
Ini ndaito.uraya vanhu pa.spot
Ndokupererwazve
Unongopinda mukati ngozi mudzinza chawagona hapana jere reBindura
Well.come headman makadiiko.zvenyu
Dzosai murume wamaimbotonga naye aigona zvekuti aimboshanda namagirazi pliz mambo ngaadzoke
Thanks headman nekutonga kwakanakaa
Hedman musatenderera kana vanhu vachibvuma nyaya yawo kana kuvabvunza mubvunzo nhando
Pakutomboda tinashe mugabe zvishoma
Chigodora anotonga mhani
Ama2k havakugutsikane zvavo headman
Imi kureva kuti mwana uyo kana asina mwana nechikomba arirarwa ane mimba er veduwee 😢😢😢,