Welldone, ma lyrics ari pa song iyi akasanganwiswa ne song yekuti kune mhaka ma1 chaiwo. Chimboitai blend these 2 songs and thank me later! Use beat riri pasong yekuti kune mhosva.
Kubva richibuda kusvika ridoke ndinenge ndichiteerera, "Mirai neni" especially with what I am currently going through. Mirai neni Jehovah, apo ndiri kushaiwa simba rekumira pachangu.
Thank you for the powerful song, I saw it on tik tok and decided kuitsvaga kuno
That makes the 2 of us 🎉
AMEN
That’s what I did dear ❤
Even me dearest 🎉
Me as well 🎉🎉🎉
So touching mazvita henyu vafambi pakutenda powerful message
Thank you so much for this song.... Had to search for it after receiving a Tik Tok video from a relative ❤❤❤❤❤❤
Song of the year ini yakandiitira zvakanka ,makagonesa murambe makadaro
This song lifts my spirit and makes me stronger Thank you 🙏
So touching and with a powerful message Amen 🙏
Maita henyu Vafambi Pakutenda nerwiyo urwu. Tinoda Mambo Jesu vamire nesu nguva dzose. Pamwe tinoshaya simba rekumira pachedu ❤❤❤❤❤
Powerful song thank you followed it from tiktok
Nic music,is powerful chero ndkadonha ndodzok pakuda kwashe cz inokomborera
This song goes deep to my heart ❤️ thank you so much for such a nice song❤❤❤❤❤
Powerful song thank my bro , Mwari wangu Mirai neni
Jesu mirai neni ndinonzwa kukomborerwaa this is excellent Mwari vakugonesei mupfurire mberi
Am always crying handizive chii ..this song inondifungidza zvakawanda ndasuwa mama vangu😢
Be strong dear I know inonda risingapore kurasikira Jehovah vachamira newe dear
Powerful song mwari mirai neni
Powerful song , and touching. I felt like yakaimbirwa ini
Powerful song Mambo Jesu mirai nesu tinoda kugoneswa nenyasha dzenyu Baba 🙏
Very powerful song. Thank you so much. Amen
What a powerful song. Keep up the good performance🎉
❤❤❤total surrender what a power song on repeat till amen
Amen and Amen...touching and powerful song
Amen Jehovah mirai neni mutoro wacho unondiremera inondichemedza song iyi
Powerful song ,zvandashaiwa Simba Mirai neni ,misodzi yangu inoyerera
O6 December ndaona song iyi patiktok yandikomborera amen Amen
Mwari ngaakudzwe atiitire nyasha❤❤❤❤❤❤❤
Very powerful song. Ndinoiridza mangwanani ega ega ndichienda kubasa
I'm just listening to the song but I don't understand the language,
Power full and God bless you
Powerful song, Jesu mirai neni 🙏
Song yekupedza gore nayo makagona❤Jesu mirai neni 🙏
So touching. Thank you ❤
powerful song Mwari muraineni
Amen mirai neni zvirwadze zviome miraiwo neni mwari
I saw it on TikTok and I decided to watch it on RUclips thanks for this lovely song
Good song i am blessed, thank you
Amen powerful song
Amen and Amen Jeso Mirai neni Ishe wangu 🙏
U know this song iyangibusisa ❤❤
Amen 🙌🙌🙏🙏
😭😭😭😭😭😭jesu Mirai mwari Mirai neni jehova 🙏 ndapfugama baba
Thank you for a healing song
Welldone, ma lyrics ari pa song iyi akasanganwiswa ne song yekuti kune mhaka ma1 chaiwo. Chimboitai blend these 2 songs and thank me later! Use beat riri pasong yekuti kune mhosva.
Amen &Amen nziyo yeshasha
Thanks so much nekusimudzira mweya wangu ❤
Powerful song kungobatidza TV ndotoiridza early in the morning
Jesu Mirai Neni🙏🙏🙏🙏
Finally I have found it on RUclips. I have remembered my late mum who died last year on 14 July around 14:30hrs.
💔
So touching ❤
Thank you so much, this is so great
So touching....Amen
Powerful ❤❤
Thank you 😢amazing song 🎵 ❤️
Powerful ❤❤❤
𝑰𝒔𝒉𝒆 𝒎𝒊𝒓𝒂𝒚𝒊 𝒏𝒆𝒔𝒖 𝒛𝒗𝒂𝒕𝒂𝒗𝒆 𝒌𝒖𝒏𝒐𝒑𝒆𝒏𝒅𝒆𝒓𝒂 𝒊𝒓𝒐 𝒓𝒂 2024 , 🙏🙏🙏 𝑻𝒊𝒈𝒐𝒑𝒊𝒏𝒅𝒂 𝒎𝒖𝒏𝒂 2025 𝒏𝒆 𝒏𝒚𝒂𝒔𝒉𝒂 𝒅𝒛𝒆𝒏𝒚𝒖 𝑴𝒘𝒂𝒓𝒊
𝑬𝒍𝒐𝒊 ,𝑬𝒍𝒐𝒊 ,𝑬𝒍𝒐𝒊 𝒍𝒂𝒎𝒂 𝒔𝒂𝒃𝒂𝒄𝒉𝒕𝒉𝒂𝒏𝒊 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
What a powerful song
Amennn....powerful song
Kubva richibuda kusvika ridoke ndinenge ndichiteerera, "Mirai neni" especially with what I am currently going through. Mirai neni Jehovah, apo ndiri kushaiwa simba rekumira pachangu.
Amen ndimi simba rangu Jesu mirayi neni
It's so touching.zvandashayiwa simba
Song yenyu inondi komborera❤❤❤
i wll leave this comment today 27/12/24 ndinoti mirai neni😢😢 zvinhu hazvina kumira mushe ndashaiwa simba rekumira pachangu am breaking down Yeso mirai neni zvirikurwadza 😭😭😭😭ndashaya simba ini isai ruoko rwenyu pandiri ndirangarireiwo
Amen.powerful😢
Thank you so much ,even though I don't understand the language.
Powerful ❤
Amen and amen 🙏🙏
this song is giving thank you Almighty 🙏
Thank u thiz is what l want to hear rigjt now 😢😢😢😢😢
Powerful 🎉
Amen Mwari kudzwai
Regai ndimbochema😢
Amen ndakombomerwa
Amen stand with me
RSA but tiktok bring me here..Jehova is only you❤
Powerful song 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
Thank you guys Mwari ngavakusimbisei ne kuimba kunokomborera
Powerful song
This song Mirai neni inondiswededza pedyo pedyo namemweya mutsvene
Amen j zviome zvirwadzei sey jehovha mira neni❤
Amen and amen
Wat a song in love with that song Glory to God ❤❤❤inobata mweya wangu ndaona wasimbiswa apa
❤❤amen
One of my favorite song
songs inondi Bata Bata muupenyu wangu
Mirai neni Mwari wangu
Amen 🙌🙌🙌🙌🙏
Jehova mirai neni❤
Amen jehovha mirai neni ndega handina simba🙏🙏
Amen amen baba Mirai neni🙏
Moyo wangu wasvika kure kure. ❤❤❤
Iyi inondichemedza
❤❤❤❤❤
❤❤❤❤
🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙌🙌
Amen mirai neni jesu
So touching
I heard this song from TikTok here l am ❤
It's good song
🙏🙏🙏🙏
Imwe mitoro inondiremera, mirai neni mwari
I can't find the other songs on the album
🙏🙏🙏
Jehovah Mirai neni🙏🙏🙏