zvaa mamaanje ngwere ane ma hits .. akudiwa muma streets .. appreciate talent yemunhu nenguva yake yaanenge achipisawo .. vakabva kudhara nengoma ava siyai vambopihwawo spot light .. overseas vakuenda wani .. lets learn to support each other in the arts industry 🦸♂️
Zvamataura hazvina kushata asi we cant support nonse and violence silent killer was ready for war kwete kufadza vanhu dai asina kuita zvaakaita pasina noise yese iyi ndiye akatanga zvese izvo wani paaitinakidza tai suppoter kana kuma show tichiyenda asi how can we support munhu anoda violence
Iwe wakaita chibharanzi wangu mudzimu haitukwe fut. Takamhokuudxa last tym usafe wakazviita fut utono kubira rugerero kumidzimu yako ungatuka mudzimu iwe uchizvit ngwere handi ngwere I zebra her nhai mbizi. Hauchasumuke fut
Seh Calaz was saved by the crowd..he wouldnt beat Ngwere line by line on live..
Bhanditi unoriziva here macan Haus kumaona here😂😂😂
@@remedysambani4872 🤣🤣🤣 zvakaoma
Vakatanga rinhi kuimbs ana Silent vamotaura ava
Pamhata enda unofa uko
@@tafadzwadabvu8295 kumuvenga kwenyu ikoko murikutomzadzira dura, muchasara munemakoko mabhodo enyu apera aboorwa.
zvaa mamaanje ngwere ane ma hits .. akudiwa muma streets .. appreciate talent yemunhu nenguva yake yaanenge achipisawo .. vakabva kudhara nengoma ava siyai vambopihwawo spot light .. overseas vakuenda wani .. lets learn to support each other in the arts industry 🦸♂️
Zvamataura hazvina kushata asi we cant support nonse and violence silent killer was ready for war kwete kufadza vanhu dai asina kuita zvaakaita pasina noise yese iyi ndiye akatanga zvese izvo wani paaitinakidza tai suppoter kana kuma show tichiyenda asi how can we support munhu anoda violence
Iwe wakaita chibharanzi wangu mudzimu haitukwe fut. Takamhokuudxa last tym usafe wakazviita fut utono kubira rugerero kumidzimu yako ungatuka mudzimu iwe uchizvit ngwere handi ngwere I zebra her nhai mbizi. Hauchasumuke fut
Ngwere brings back the Jamaica Sting vibe into zimdancehall... which is what makes the genre more interesting
Ngwere is always vanoshaya vatori nemukadzi hr
Amana chero ndimi mototi ingoma dzekumafar hr idzi panoda ngoma dzinojambisa mafanzi ndosak akatemwa nema can tarisai Blot kuti akauray dancehall cy kwete zvedinga iri calaz hasat azvika kweuri wakauraya nemabhanditi wakadamburwa bapiro mabhanditi to the fullest
Ngwere is always the best
Mune trouz ndimo munokuudza kut ibenzi mnhu mutoriro wamuuraya
Zimdancell haife zvekumhanya
Ngwere inoremera calaz akaponeswa nema monya
Calaz ndibaba vako sairent gara pasi
Baba ava varikutaura nyaya dzavo voga😂
Moyo wako ko iwe chimbotaura dzako wega tonekwaunosvika zve
My Zimbabwe chete munemapenzi anopinda mu studio
Dofo
Ma fans a Calaz aikanda ma can ma Zimba so we don appreciate art yemumwe
ATI yanani munhu anoimba tsvina
KO hanty aidhisa calaz hr saka tomusiya hr
@@brightchihwape5473 Calaz anoti vamwe vese madinga wani zvine basa reiko ndiwo mangoma acho ka
Ati yekudii madhodhi iwaya chii chaaiita ipapa hona mune bhurugwa
❤
Ngwerevere🎉
Calaz hapana zviripo ,ngwere kuseri
Kuimba here ikoko.. killing dancehall music sezita rake
Hapana zvoziikanwa calaz chibaba chako vaita vana hatiuye kunonzwa nyaya dzako next pakaitwa clush usauye
Usada kutyora bapiro rengirozi
Huru kuru king of the king's
Ngwere idofo
Inzwa ma boooo ayo
Ngwere yakamama
Uyu Ngaadye Easy Akusaiza Conquering Bhanditi Vanhu Vakatanga Kurira Kubva Kudhara
Haaa koo calaz anoimba zverudo kumagetto yuts
Stage wise ngwere mwana pana calaz
Vaudzei
🎉🎉🎉🎉
Ngwere❤
Dombooclat ..siyai dombo
Etherton Beenie look for me
this time zvakaramba kushanda🚶♂️🥲
Ndokuimba kwacho hr uku asika 😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂
Kkkkkkk guyz
Haaaa iri rinopenga iri
Ndosaka asingadi goni kujama
😂idzi imusic dzevanhu vemutoriro normal person akakwana sober live haateeri ngano idzii😂😂😂😂😂
Ummmmmm. Hmmnn
Ngwere gara apasi mabhanditi chibaba 😂
Isusu takatyora mabhanditi
Chibaba ndichibaba mubhanditi ndiye this guys they are playing
Ngwele yemlonyeni
Ngwere to the fullest
Hweresshende
Shungu
Vano locker mastreets ava kkkkk
Handipedzere bundle zvakadai
Kutonyora kwawaita ratopera so
Vakatyorww iwewe noise
Seh calaz ma levels
Doing nothing
Bhanditi ndibaba vako avo
Chogona ichi
ngwereeeee udza madinga 🎉🎉🎉
Ngwereeeeeeeeeeeeeeeee
Uyu munhu haana kupusa uyu
Kuimba or kutaura
Lubbish🤮
Ndipo pakaperera ngwere apa
Haaaa nonsense
Bhanditi ndimudhara wako ngwere
Wakapenga serious raster
Ngwere yani tsaga iroo calaz mudhara
😂😂😂 akamhanyiswa. Calaz haanzwaro
Calaz akamakisa. Ungadedze mamonya ku lyrical war? Weak
Kudhisa calaz kucity ngoma kkkk unenge usingade kuimba
Tseke wako
Calaz is gud but in terms of clashes he is not made for them clashes
Haaa akamboremerwa nani iwe ka 😂
Baba ava varikutaura nyaya dzavo voga😂
Stage wise ngwere mwana pana calaz
Kana chiri chokwadi ngavaite clash zvipere