Dapitapi1 No under 18

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 сен 2024

Комментарии • 19

  • @juliesspace9638
    @juliesspace9638 2 года назад +1

    You are a good teacher Maggie ❤️ continue doing what you doing vanhu vanobatsirika👏👏👏

  • @dumisanigomo8986
    @dumisanigomo8986 Год назад +2

    Unogona kutaura unechipo Mwari vakuropafadze

  • @LovenessChiyambiwa
    @LovenessChiyambiwa 3 месяца назад

    Rambai makadaro thanks

  • @AmosChikosha-tr4dc
    @AmosChikosha-tr4dc 9 месяцев назад

    Nhayii Tete mukadzii asina matiji unotambisa chiyii pa nguva dzokuyita bonde

  • @keeyzkonstruction1181
    @keeyzkonstruction1181 2 года назад

    Yes ndasubcriber

  • @user-jy3xr5oc8h
    @user-jy3xr5oc8h 10 месяцев назад

    Tete many arara mazuva no murikuitei

  • @user-rm5ik9mz9u
    @user-rm5ik9mz9u Год назад

    Well ❤

  • @user-rm5ik9mz9u
    @user-rm5ik9mz9u Год назад

    Hie

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 2 года назад

    Nhayi imi amai imi, Madhumbe kozita ramakatumidza mwana wenyu izita rehanzvadzi yanguka nhai imi vasikana. Atova sekuru izvozvi atova nemakore makumi mashanu nemashanu. Ini handisati ndambonzwa musikana anonzi Mickey ini, asi Mimi yeah ndiye musikana waMickey ku Disney anonzi Mimi Mouse.

  • @WillowMhofela-fv5xs
    @WillowMhofela-fv5xs Год назад +1

    Chipo unacho hako

  • @samanthachikonzo2854
    @samanthachikonzo2854 2 года назад

    Tsvyooo dhumbez

  • @user-rm5ik9mz9u
    @user-rm5ik9mz9u Год назад

    Ndoda kupinda muchidzidzo chenyu

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty62 Год назад +1

    Cheese & mayonnaise sannie, yuck 🤮! Misa hako beanz dzako, ini handipooo 😂😂😂!?

  • @VimbaiChisora
    @VimbaiChisora 10 месяцев назад

    😂😂😂😂😂 taurai henyu zvekutaura zvonetsa kubata chigunwe ka one

  • @PK74681
    @PK74681 Год назад

    Unonakidza iwe 😂😂😂
    Manje urikure mhani

  • @keeyzkonstruction1181
    @keeyzkonstruction1181 2 года назад

    Hello ndokumbirawo number dzebasa am in jozi will asisti kutsvaga imba

  • @tendaiawasi1302
    @tendaiawasi1302 2 года назад

    Zvinofadza zvamunota mai Micky