Zvidhoma pamuzhanje part 3

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 881

  • @LesleeMabhiza-kk6yo
    @LesleeMabhiza-kk6yo Год назад +130

    Nhaimi tirivangani tiri kunyarira muporofita 😂

  • @sithembileshaba960
    @sithembileshaba960 Год назад +13

    Muporofita kutambisira vanhu nguva hapana zvozikanwa😂😂😂

  • @amandadhlandhlara7270
    @amandadhlandhlara7270 Год назад +10

    Lol😂 this muporofita left the Holy Spirit at home 😂 he thought the guy would bring out the charms ega 😂 haaaaa apinda ma1 😂😂😂

  • @MarthaTholanah
    @MarthaTholanah Год назад +18

    Madzibabab awo same-fanana nen'anga iya yaiti mirai mbavha dziri kuuya dzichibve Masvingo ngetsoka.

    • @PreciousMarange-o2l
      @PreciousMarange-o2l Год назад +1

      😂😂😂😂😂iyaa yekwachigodora ...kuradza vanhu husiku hwesw vakagarira mbavha

    • @catherinemasomere2757
      @catherinemasomere2757 Год назад +1

      Kkkkk eyee nhayi vanhu kutorara vakarindira gudo kkkk apanekubandiswa chibage hanzi makudo akudya anenzara kkkkk

    • @ellenchihwai5670
      @ellenchihwai5670 Год назад +1

      Kkkkkk haurewi nhema😂😂😂😂😂 gemenzi tutsvimbo tutema Boooo hre

    • @tinomutenda7658
      @tinomutenda7658 Год назад +1

      😂😂

    • @roselinemandimika8973
      @roselinemandimika8973 Год назад +1

      😂😂😂😂

  • @overseergmutanguro4256
    @overseergmutanguro4256 Год назад +1

    Munhu uyo anonzi Mawire haasi muporofita wechurch akamiswa church kudhara arikunyebera vanhu ngaasasvibise church tirikutomutsvagawo munhu iyeye nekuda kwenyaya iyoyo kana mamunzwa kwaari tiudzeiwo

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize9510 Год назад +15

    Madzibaba havaone chinhu ava kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk vasangana nazvo

  • @AlbertMutsingo
    @AlbertMutsingo 11 месяцев назад +1

    kkkkkkkkkkkkkk madzibaba sooka. He thought the guy will surrender himself. He wasn't expecting resistance. Madzibaba vanoda kurova.

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Год назад +17

    madzibaba chikuonekwa apana 😂, hutsi hwega hanzi femera tione zero😂

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 Год назад +1

      Arikutotyawo zvimwe zvinouraya kkkkk

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 Год назад

      Hezvo 😂😂😂bongozozo pamushapo pamukumba iiiiii baba sahla wacho wanenge wanezvawoo.

    • @AcciliaNgara
      @AcciliaNgara Год назад

      Arikuda kutoratidzwa zvake zvakachererwa but haana kana chaanoona

    • @AcciliaNgara
      @AcciliaNgara Год назад

      Uyo ari kupopota sometimes ari right

    • @AcciliaNgara
      @AcciliaNgara Год назад

      Kkkkk😂 zvoda sekuru tasvu izvi

  • @tinevimboteta1223
    @tinevimboteta1223 7 месяцев назад +1

    This guy ihama yaBhutisi here

  • @TafadzwaTafadzwa-km5kz
    @TafadzwaTafadzwa-km5kz Год назад +5

    BabaTaps please endesai anhu kwatateguru Tasvu mukawirirana naRobert mubatsirane kutora mavideo mhuri dzisunungurwe

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri Год назад

      Exactly cz vanotopera vese

  • @EffortMadzitire-lc7ie
    @EffortMadzitire-lc7ie Год назад

    Woman officer kutozoita kunge ndiye mambo wacho

  • @edmorendokwana6644
    @edmorendokwana6644 Год назад +5

    Madzibaba varikungopenyesa baravara hapana chikuonekwa apa😂😂😂

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 Год назад +10

    I have decided to cancel my Netflix subscription forever😂😂😂

  • @concilliamandaza3732
    @concilliamandaza3732 Год назад +7

    Madzibaba itai serious kana musingagone musapedzere vanhu nguva

  • @PriviledgeTudu
    @PriviledgeTudu Год назад +18

    Lady officer deserves to join ZRP without any question

  • @TracyMutembedzi
    @TracyMutembedzi Год назад +2

    Baba batai chiro,maporifita enhema asangana nazvo 😂😂😂

  • @PanasheChilimanzi
    @PanasheChilimanzi Год назад +2

    Kkkkk pwakaaa dhiii negotsi nhasi ndazosetsa fembai fembai yooh kutopfeka gemetsi renhema

  • @washingtonmuketiwa2305
    @washingtonmuketiwa2305 Год назад

    Aazive chinhu muporofita uyo vanhu ngatimukei...murume ane red vest is 100% correct ngaburitseee ndiye ka arikut anemweya..unovhunza family uriwee waiti waona ....even if we desperate of help guys ka ngarizivei mbavhaa mharadzi this guy Dai apeta garment aenda ...amen tazcviona

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 Год назад +5

    Prophet no confindance urikunyepa

    • @ruthmakwara1974
      @ruthmakwara1974 Год назад

      Arikutooneka apererwa paanzwa uyo achit handina kucherera

  • @BeautyMugawa-wz5qd
    @BeautyMugawa-wz5qd Год назад +6

    😂😂 mupofita 2bhohbo 2 bhobho shereni shereni kkkkkk

  • @jeremiahchikanda1528
    @jeremiahchikanda1528 4 месяца назад

    Maporofita kunyepesa kkkkk urikunzi Bata chinhu chete tione kaaa 😂😂😂😂😂

  • @chengetomupinda-nh8sz
    @chengetomupinda-nh8sz Год назад +2

    Kkkkkk ndikunzwa kunyarira .uprofita

  • @memorythomasm
    @memorythomasm Год назад +3

    Madzibaba kutamba nepfungwa dzevanhu😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @NCNC-lr1wt
    @NCNC-lr1wt Год назад

    Kkkkkk kkkkk arikuda kutimba chinhu chaasingaoni Atadza kuona pakaiswa chinhu Saka anocherei nhai Iye asingaoni kkkk

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 Год назад +1

    Muporofita akushaya kuti otiza sei😂
    Ndamunyarira

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana9713 Год назад

    Kumba kwa kwa kwa kwa kwa kwa kwa kwa hausi wepano iwe😂😂😂 apa muporofita uyu usiku hutem

  • @anorldmutasa873
    @anorldmutasa873 Год назад +5

    Madzibaba vacho hapana chiri kuzikanwa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana9713 Год назад +1

    Munhu anechi lorry chapfura kuroad iko chirikuda service 😂😂😂 zviri zvababa muporofita mamhuza😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @Keith_kazoe
    @Keith_kazoe Год назад

    Haa nhasi kana ndakambonyarirwa munhu madzibaba ndavanyarira nepaphone pese ahh.nhoroondo dzacho.hanzi ndini mweya mutsvene ndikutoita basa next thing hanzi handiuye ndega next time ko zvino mweya unoperekedzwa neiko futi zvinhu zvacho.

  • @RuquiaRichade-kq4xi
    @RuquiaRichade-kq4xi Год назад

    Apana mweya, from Mozambique baba taps Kuti tchuuu

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 Год назад +2

    Mambo Marange has a lot of experience in these matters. Most of the cases brought before him ndedze ngozi. I trust hus experience and analysis.Madzibaba ava varikuvaravara nyanya. Vari kutla😂😂 vatadza basa!!! Ngavabate chunu chacho. Madzibaba ava vavunduka, basa hombe iri. War is bigger than Madzibaba. Goblin busy stirring up war😅. The real witch is probably not even there! Apagarike vanhu vacho kutukana kani!? Ahhhh😮x

  • @PreciousMarange-o2l
    @PreciousMarange-o2l Год назад +3

    Madzibaba vanotamba nebrain dzevanhu shuwa ...😂😂😂 havana kana mweya mtsvene nxt time muchakwatidza nezvinhu zvemumisha yevanhu nenhema dzenyu idziii😂😂😂

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Год назад +9

    Muporofita dhololo haana chaanoziva 😅

  • @MerjuryMapurazi
    @MerjuryMapurazi Год назад

    Itaika basa racho kwete kupedzere anhu nguva,musingsgone ipai vanogona nhaimwi,ana Madhende nanaTakawira muripiko ndasvoda hangu nhasi ini

  • @MichaelMazo
    @MichaelMazo Год назад +1

    night is 100% correct chiro ngachibude ,,,pasina zvozvo night arikuzovava

  • @PanasheChilimanzi
    @PanasheChilimanzi Год назад +1

    Yuwiii nhasi ndazonyara sembwa iri mubhazi muporofita akatumwa maiweee..irwai mhani kkkk

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Год назад +5

    Haaaa kwamambo marange kunoitwe comedy chaidzo hakutongwi nyaya kunoitwa ma comedy 😂😂😂😂😂😂 muporifita vacho arikutotyawo😂😂

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад

    Madzibaba moda kuudzwa pane chinhu sei shandai nemaonero enyu kana musingazvigone siyai.

  • @gracemlambo1631
    @gracemlambo1631 Год назад +3

    😂😂😂😂😂 veduweee ndanyarira muporofita uyo

  • @NCNC-lr1wt
    @NCNC-lr1wt Год назад

    Huuuuu muporofiti haana chinhu kkkkk kkkkkk
    Atiza umwe wake achiitira kubhadharwa

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Iyazveeee hindava muporofita ngaaprofite pane zviro zvacho zve mweya hausikuona hr.

  • @TilderMasombo
    @TilderMasombo Год назад +3

    Nayiti uyo ngaasapiye makumbo zvaakayita izvo ngasunungure makumbo ake chokwadi chibide😅

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize9510 Год назад +3

    Ana madzibaba musazojairire vanhu kkkkkkkk munofira mumisha yevanhu ende dai chidhoma changa chiripo zveshuwa pavadira mvura dai variivo vatouraiwa madzibaba avo kkkkkkkkkk

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 Год назад +1

    Haaa Changamire Marange ngavambozama vana Tasvu kwete madzibaba vanenge vakundikkana,thank Baba Taps

  • @innocentfarayijambaya6633
    @innocentfarayijambaya6633 Год назад +1

    Mambo Marange ,prophet wacho vese hapana chirikuzivikanwa😂😂😂

  • @muzezuru
    @muzezuru Год назад

    Muporofita haasi Madzibaba vanhuwee, musati mukaona munhu anepfeka gemenzi ndewemadzibaba.

  • @lawrencemhondiwa1233
    @lawrencemhondiwa1233 Год назад

    Hondo iripo hwehurombwa uho ngatisatamba namwari denga iri richanetsa kupinda ini ziii zvangu

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 Год назад

    Kkkkkkk Mwari huyai munhu venyu atanga kkkkk ko vanhu hamuone seiko mese imi

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +1

    Idzi dzinoda Chigodora idzi.Mudare hamupiiwe makumbo sezviri kuita Naiti izvo.Aribkusunga dare

    • @mercychiveso110
      @mercychiveso110 Год назад +1

      Ndazvionawo ini chii chakadaro ,asi mhuri iyi vane hurombwa hwakasimba

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 Год назад

    Ndanyara hangu muporofita ngaataure kuti basa haagone aingoda mombe chete 😂😂

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад +3

    Madzibaba ava vanoziva basa here ava handione pane chinobuda apa

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад

    Baba Tapas and karanganda team work Basa munogona zvenyu unonyasonzwa pasina ruzha kuona zvakanaka fut basa Se Basa

  • @ssam1430
    @ssam1430 Год назад +1

    Night has a point muporofita hapana chaarikuona akarobqta nyaya payoutube, angodii apinde murealm of the spirit abate basa ka1, same same naana gudo richauya

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Год назад

    Iweeee Mprofita plsss nongedza pakachererwa zvinhu asi mweya waMwari wacho wamusiya kumba here xaaa

  • @simbaroynwork9556
    @simbaroynwork9556 Год назад

    next time mudaidze munhu ane mweya, uyu asiya mweya kumba akutoda kumanikidza munhu, ngaangobate

  • @ShaunKagiso
    @ShaunKagiso Год назад +3

    Madzibaba vachingot kusviba kunge colour1 yemabraids ndavanyarira kusvika pachikamu chekuzorora😢

  • @mutumwa_263
    @mutumwa_263 Год назад

    uyo muporofita anoda kushapura. arupedza nguva haasuziva zvaarikuita 😂😂😂 ngavaende kwaHeadman Chigodora & 3 Wise Men

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Год назад +1

    Muporofita 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 nhasi wazviwana usade kunyepera vanhu kuti unoona iwe tnks baba Taps kuti taridza part 3

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Год назад

    Avo mother mupurisa havasiwo here vaitamba zvekuti vakapfeka uniform yechipurisa pakagadzwa mambo marange vachinyenga mambo pachianhu chawo kkkk

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 Год назад

    Eheekaka iwewe ita basa rawafambira kwete kuti munhu wemumusha ayite,mweya ngauchere pane chinhu hanti ndiwe une maziso emweya here.

  • @TrymoreHlabiso-w8q
    @TrymoreHlabiso-w8q Год назад +2

    Madzibaba nhema awo ngasiyane nazvo,izvo hazvidi kuti wamonongedza moti budisa zvinhu zvako

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 Год назад +19

    Madzibaba wacho as a man of God is seeking confirmation from vanhu venyama. The spiritual controls the physical. Chandaona chaitwa namadzibaba kugezesa munhu maoko…Drama racho, the family is not serious

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Год назад +1

      Vaporofiti vemazuvano vazhinji havana chavanowona ndabvira kare ndichimuwona kutaura taura kwake anenge asina chanoziva 😂😂😂

    • @denysmango8574
      @denysmango8574 Год назад +1

      Madzibaba hapana zvinozivikanwa

    • @Girlmastervibes
      @Girlmastervibes Год назад

      Mapotsori anovadza nhongwa ah plus hapana chechiziwikanwa futi

    • @llions5633
      @llions5633 Год назад

      Hapana hapana atadze kufemba anhu kuuya kookera nhema dzoga 😅

    • @etheldulana...daughterofak434
      @etheldulana...daughterofak434 Год назад

      mweya wacho ukukonzera confusion mufamily aaah futi kaaa instead of getting help vakutopopotana pachavo

  • @phiriitai6154
    @phiriitai6154 Год назад

    Zvakangonaka kana muporofita asingagoni basa otaura nguwa ichipo kkkkk

  • @rumbidzaikamtedza8267
    @rumbidzaikamtedza8267 Год назад

    Batai muporofita murove 😂😂😂😂😂😂ane drama I support Baba ve re vest

  • @Mememory-f5o
    @Mememory-f5o Год назад

    Imi musapomera maporofita kuti ndizvo vanemhosva dai vafemba iye akacherera cy muchimumiririra ngaataure paaka cherera

  • @SimplySimplify1
    @SimplySimplify1 Год назад +3

    Juga dzarema madzi daddy 😂😂😂

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Год назад

    Nganga dzamambo awa ndadzitadza biased .....mupurisa wamambo mukadzi uyo very intelligent 🧠 and need promotion

  • @TeclahSMoyo-qr5es
    @TeclahSMoyo-qr5es Год назад

    Vemweya vaitoti pasi tesemyka ndipubde kkkk ndavanyarira mhoti

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 Год назад

    Prophet avo itsotsi ngavabate chinhu chavati vanobvisa

  • @Zim.news.online
    @Zim.news.online Год назад +3

    haaa muporofita uyu handis kumuona bhoo uyu😂 37:47

    • @ruthmakwara1974
      @ruthmakwara1974 Год назад

      Haazvigone zvekubata zvinhu uyu😂😂😂😂😂😂

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Год назад

      Muporofita chete.

    • @innocentkaruma5869
      @innocentkaruma5869 Год назад

      @@ruthmakwara1974ari kutya chidhoma chinorova kana usina kusimbaaaaa 😂😂😂😂

  • @tariromakaza4233
    @tariromakaza4233 Год назад

    Ahhhh nhy madzibaba munoona nemweya mweya ngaubate zvinhu kkkkk

  • @mejurymasikuni173
    @mejurymasikuni173 Год назад

    Haa muporofita uyu hapana kana chozikanwa

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Год назад +1

    Chandoziva maporofita ne nhetembo hazvisiyani ... nhetembo isina direction fut

  • @empiretruckstrailerandfuel6757

    Mukumbonzwawo here zvandikunzwa pamuporofita apa , anombobuda mumalines

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962 Год назад +1

    Uyu anoda sekuru Chapola

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 8 месяцев назад

    Mambo marange vakura ava havagoni kutonga maonero angu vanetenge vanatwowo pachavo nokuti hapana kana musi mumwe pavanodana n"anga whyyyyý ndinemubvunzo ipapo huye zveurombwa izvi hazvitodi maprofita emiteuro yemabasa neruchengetedzo panotoda n"anga dzakaita sana Tateguru Tasvu nekuti maprofita kungosvika pamusha vanobva vaputirwa nemishonga yepamusha pacho

  • @lucymuchabveyo2836
    @lucymuchabveyo2836 Год назад

    I've been following nyaya iyi.Naiti itori problem chaiyo.kungoti Handiti zvisina basa nxaaaa

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 Год назад +2

    Apa panoda n'anga nemaporofita vachibatsirana zviripamusha apa zvikukutu panoti spirit of confusion inokonzerwa nevanemushonga, poti spirit of delaying ivo vanhu vachipera kufa. Ko kutsvaga n'anga very fast. Muporofita uyo atoona kuti ega haakunde akuda kunotora vamwe if l am not mistaken ati anoda kunotora vamwe vake vadzoke vave vaviri. Misha yakadai inoda vanhu vakasimba

    • @mutumwa_263
      @mutumwa_263 Год назад

      asi zvaanoti munhu weMweya anonzwa kumweya sei Mweya usingagare wamuudza kuti kwaurikuenda uko enda nevamwe vako? magumhagumha aya hapana chozikanwa

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Год назад

    Muporofita uyu next time musatitambisire nguva aya mahumbwe aya NYT achapedzisra atiza pamusha muporofita achingotenderera kkkkkkki mweya vacho ndourikungotaura kkkkkkki basaaaaa kkkki

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 Год назад

    Kkkk kupedzera vanhu nguva haasikuziva zvaari kuita muporofit uyu. Anga achida zviri nyore. Tsvagai vamwe

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th Год назад

    Madzibaba ava Havana chavanoona veduvee Dai vaenda kwasekuru kanengoni or sekuru Tasvu veduvee mhuri iyi yanetseka asi vanhu varikuda kutamba ne mhuri iyi muporofita haana chavanoona uyu

  • @solomonmangwende4181
    @solomonmangwende4181 Год назад +2

    Kkkkk maporofita epasadhi pepato anopesanisa hama nehama

  • @tenboymapuka8292
    @tenboymapuka8292 Год назад +2

    ❤❤❤❤uyu munhu anorwaraaa uyu muporofita

  • @paige007
    @paige007 Год назад

    Madzibaba ava havawone vanongowanza kutaura .... Dzangovanharo kuenda kumapostori

  • @christinemudzudzu6053
    @christinemudzudzu6053 Год назад

    Muporofita idondo uyo haana chaano ziva uyo ndiye wekuti gudo rinouya nemabhinya ndamziva haaana kana chaanoziva zvachose Ko Inga vaapamuzhange ngaabate chinhu tione ende anopedzera vanhu nguva

  • @LesleeMabhiza-kk6yo
    @LesleeMabhiza-kk6yo Год назад +1

    Ndirikunyarira muporofita uyu nhandi

  • @lucymabhura3122
    @lucymabhura3122 Год назад

    Uyu muprofita ndewenhema....hapana nyaya apa kupedzerwa nguva chete

  • @rexzvinoguma6439
    @rexzvinoguma6439 Год назад

    Asi mambo marange ngaaite serious ngaatitsvagirewo n'anga dziri serious

  • @Africasfinests
    @Africasfinests Год назад

    Kudos mupurisa wechikadzi ,

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Год назад +14

    Night ngasunungure makumbo ake ......secondly vanhu vane point awo kna ari muporofita ngabate pasina kunongedzerwa ...musha vakarema uyu haudi tumaporofita twekunyepera itwu unotoda ana sekuru tasvu...evry time kukaitwa nyaya dzinoda kubatwa zvinhu mambo marange anounza maporofita why cz zvimwe zvinoda n'anga not mafake prophets aya ..arikutotyawo ..seems like mambo anodayawo kuma porofita aya cz this is nonsense 😅😅

    • @abigailkanjanda8371
      @abigailkanjanda8371 Год назад +1

      You mean munhu aka sunga makumbo zvinodhakwa ... Hooo I didn't know

    • @innocentmoyo6241
      @innocentmoyo6241 Год назад

      Ko idzo n'anga hakuna Fake here?

    • @innocentmoyo6241
      @innocentmoyo6241 Год назад

      Vanasekuru n'anga venyu avo guys muchazoziva chokwadi

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Год назад

      Exactly havanyatso ziva mapurisa amambo marange zvinhu zvemishonga zvinopedzwa nen’anga kwete vaporofiti

    • @chikukwachinowawa
      @chikukwachinowawa Год назад

      Madzibaba ava zvinhu zviri pamusha apa vakazviona kuti zvikukutu ivo vaita mutete.kuita kwavari kuita kwekuti munhu budisa wega vakazviona or vari kuzviona kuti vakada kupinda mumweya kuti vasimudzane nezvinhu izvi vanokuduburwa madzibaba ava vakabva apo vachitunha,he thought he can entice varidzi vechidhoma kuchibudisa vega..nyonga nyonga yese iyo is being caused nezvinhu zvacho kuti pasawane zvinoitwa and i can safely say hapana chiri kuzoitwa apa

  • @pokellokingz
    @pokellokingz Год назад

    Udzai mawire agare pasi next time ngaasauye kooite drama mumusha mwaanhu

  • @rexzvinoguma6439
    @rexzvinoguma6439 Год назад

    Knight muroyi chaiye, musha wewevaroyi chaiwo haurorwi munhu, thanks karaganda nekuti nyika iziwe

  • @TintoShava-v2g
    @TintoShava-v2g Год назад +1

    Madzibba mweya usina chaunoona I think mateteguru is the best kunenyaya dzakadai because vanhu vanopera maporofita avana kundiso😢😮

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Год назад +2

    Kkkkk mpurisa wamambo wagumbuka chokwadi

  • @pmuringa1
    @pmuringa1 10 месяцев назад

    😂😂😂 handisat ndakamboona zvakadaro 😅 madzibaba munoda kurakashwaa

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 Год назад

    Muporofita uyu anoda shamhu, kupedzera vanhu nguva

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Год назад +2

    My data😢😢😢😢😢😢 madzibaba muchingodzokorora zvemuzhanje imika

  • @tichaonatembenuka256
    @tichaonatembenuka256 Год назад

    Zvino kana recommendend prophets from the chiefs office vachidai haaaa we are not safe even mambo vakatodhakwa

  • @eunicesaungweme9279
    @eunicesaungweme9279 Год назад

    Zvakaoma, vemhuri awa kunevakaromba wacho ndiwo wanenge waisamhurizhonga kuvhiringa chaiko so panoyodiwa chamakwiza chaiye anofamba nedare

  • @WidgenRopafadzo
    @WidgenRopafadzo Год назад +2

    Haaaa madzibaba endai ku re test😂😂😂