BaTaps next time just quietly run a drones. Munhu anouya otanga kuita mademands 20 20 kuti awane mukana wekuisa chinhu chake. Nyoka yashamisirei? The guy is just a snake handler ari kutambudza nyoka. Ko yakazopiswa here or it's going to it's next mission. Huku yarumiswa nenyoka ikaita paralysis zvingashamisa izvozvo. Tsvagai anonzi Chawa paFacebook anoswera achibata nyoka. Akatoita chidhiri ichi anobuda nebag
Its sad that the drunkards reason more than the sober ones,,,,i hate drunkenness but today i have seen sense from drunkards who saw the reality that katsvimbo ako ndimo mune simba rekuonesa nyoka idzi kudzibata kana kudziita dzifambe, or dzive weak, ,,,,katsvimbo ako kakashaika hapana chinobuda,,,,God also gave us wisdom and discernment besides holy spirit and the drunkards noticed everything much better than everyone presently watching......Its a shame and this country has gone to dogs in a broad daylight.....Sad!!!
Ngirozi ya Micheal one hasha . Ngirozi ya Eriya yakapfawa iri soft Saka zvinodziyanadzana Joshua dziNoda zvehondo pakaoma dzoita zvehondo Saka makwikwi
True True , they have been updated about the situation, its questionable the man that was introduced when the episode started he is behind the scenes, the other guy is ruthless for a spiritual person, to me it's a combination of traditional ritual and religious beliefs 🤔.
did not want to comment but just that you noticed the whole situation the way l dd ka ndototi lemme say something. team remabeers ndorakanyanya manje kungoti vangotadza kupihwa nguvaaa lol
Ndaona founder we church akutiza pabatwa nyoka-that’s none of my business. Anyway Zim has talent. They seem to have the same strategy nana tsika mutanda
Pane chitsotsi chiripo. That snake is heavily sedated. Hakuna nyoka iri that passive amidst that noise which to it signifies an attack and is thus ready to strike. Munhu kutofamba side and side ne cobra. Thats y the FAKE n'anga was quick to lift it before people notice that something is fishy. Hakuna zvakadero. Either it's blinded or heavily sedated. Vanenge vabva nayo and plant it somehow without people watching
Batai Bishop ava natsika wavo murovese kwazvo mashiripiti aya,,,kuuraya huku mapipi ega haoana chiripo,,mufana uyo akazviona saka akabva amumaka badly,,,vakadzi are easily coned always now ndivo vakanga vavekumberi more than men...kkkkkkkkkkkk
COBRA!!!!!!😮😮😮😮😮😮 Nhasi they haveTasvu equivalent. Ava ndisekuru ava.This is a dangerous mission. The poor chicken 😢😢. Vanhu vacho vane problem. Zvidakwa chimbo isai simbi. The other guy ran away he saw it was beyond him!
Baba Taps these people are matsotsi mapipi ekubata nyoka tinoda kuzonzwa kti hapana achazoffa here. Mugare muchiita follow up tizonzwa kti chiga cherufu chakaganhurwa here nne life yachinja here but wanoda mari $350 is a lot of mari maphurisa ofara bcoz they know its mari chitsotsi baba Taps
Only in Africa -Zimbabwe to be precise. Ishe vatibatsire. Ko kubvisa hembe pamberi panamai nana baba nevana vavo nevazukuru nevaroora. No Bible no shoko raMwari just tricks. Haaa shame
ruclips.net/video/qoa33Ot24uA/видео.htmlsi=WVrBYsz0J1_FwWKY
Part 3 Zvidhoma pamuzhanje mati kudiii nayo ?
BaTaps next time just quietly run a drones. Munhu anouya otanga kuita mademands 20 20 kuti awane mukana wekuisa chinhu chake.
Nyoka yashamisirei? The guy is just a snake handler ari kutambudza nyoka. Ko yakazopiswa here or it's going to it's next mission.
Huku yarumiswa nenyoka ikaita paralysis zvingashamisa izvozvo.
Tsvagai anonzi Chawa paFacebook anoswera achibata nyoka. Akatoita chidhiri ichi anobuda nebag
Is he a traditional healer or a prophet
@@danielchishingwi1442 he isn't traditional healer he is mentally disturbing anotoda rubatsirowo
Zimbabwe yakaroyiwa ekafa
Handifunge ndichadzoka ku zimbabwe kupusa rudzii kunoita vanhu almost on every situation
Don't Forget to Subscribe ,Like , Share & Comment 😊
Ba Taps munhuuyo ngaaendekwa Tasvu ...murumeuyo anemusoro unenge bhemba white uyooo akarombaaa zviripachena
Haaaaaa baba Tapis ayondoo mahumbwe hawooo zviripachena
Tasvu ndiye anotaura chokwadi not mahumbwe atainaayo
Ko Gudo howfar baba Taps
Office manyama
Its sad that the drunkards reason more than the sober ones,,,,i hate drunkenness but today i have seen sense from drunkards who saw the reality that katsvimbo ako ndimo mune simba rekuonesa nyoka idzi kudzibata kana kudziita dzifambe, or dzive weak, ,,,,katsvimbo ako kakashaika hapana chinobuda,,,,God also gave us wisdom and discernment besides holy spirit and the drunkards noticed everything much better than everyone presently watching......Its a shame and this country has gone to dogs in a broad daylight.....Sad!!!
You said right ❤❤
Havana chavakanya vapfana ava.Ko hasha ndedzei kkkk
Haaaaa pakuzokumura mbasha apoo mmmm ndaita mubvunzo ini
Pagungwa Kozy akatoshandisa tsvimbo.
😂😂😂😂😂😂🙌🙌this drama is soo sweet 😮
😂😂😂🤣🤣🤣
Zim has talent
😂😂😂😂
This is fake kkkkkkkkkkk inyoka yavo iyo
😂😂😂
Chiporofita hachidi hasha ..mukaita muporofita mobvamaita hasha.hazvibudi
I love ladie officer ..chihera vakangwara ngwara haana hope 😅
Muporofita akati regai ndibvise hembe haaaa😅😅😅😅😅😅😅 kwamambo marange kunoburwa hombe
Ngirozi ya Micheal one hasha . Ngirozi ya Eriya yakapfawa iri soft Saka zvinodziyanadzana Joshua dziNoda zvehondo pakaoma dzoita zvehondo Saka makwikwi
😅😅😅 akapfava uya makaona kuti akabva asina zvaanga aita
A lot is going on at the same time, which makes the dram great plus a good sound for outside recording.
These guys were following this story from episode 1.They came well prepared
True True , they have been updated about the situation, its questionable the man that was introduced when the episode started he is behind the scenes, the other guy is ruthless for a spiritual person, to me it's a combination of traditional ritual and religious beliefs 🤔.
Kuita kuchimaster chigame chacho kkkk
Kkkkkkk
@@edsondube3391 akachimaster
Fake
The best ever drama from Zimbabwe l ha e watched so far😂😂😂😂😂😂. Zimbabwe has got a big talent. Bataps tjamx so much more 🔥 📛
Haaa baba aTaps munombodzifambira. I am reminded of that guy wegudo rinemagirazi😂😂😂😂
kkkkkkkkkk haaa Zimbabwe tichangwara rinhi .... i drama iroooo ..... nyoka iyoo madii kuipisa. kkk yakutonoshanda kumwe futy... im happy zvidhakwa ndozvaonera dhiri chete apoo
😂😂 that's why zvidhakwa zvisingadiwe Kuma magic shows
I hate they way they are pompous this ppl.ini zii semunhu asati Ada kufa
did not want to comment but just that you noticed the whole situation the way l dd ka ndototi lemme say something. team remabeers ndorakanyanya manje kungoti vangotadza kupihwa nguvaaa lol
Criminal enterprising on full throttle
This is a realife story
Umm inga zvakaoma chokwadi kubirwa kuripachena uku..mbavha idzi
Hakuna church ya Mwari yakadai kubvisa hembe 😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkkkkkk😂😂😂😂
Kubvisa hembe ndiko kudini kkkkk
Kkkkkkkkkkk kwaaaaa
@@elsiebindurakeillar8885kuti muone muhembe hamunachiro😂😂😂😂
Regai ndingoti nyoka iyo ndeyenyu madzibaba ende mune nhema dzekupedzesera🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂
Bishop kubvisa hembe bho ... ndeipi iyi , Bishop mupostori here kana kuti in'anga .. zvino zvavakapfeka kabum short..zvinozoda here
Tshikamtanda 😅
😂 🧼🚿inge shoma futi.
🤣🤣🤣🤣
@@PreciousMarange-o2l kuriroverera chaiko bumshort kumatare🤣🤣🤣🤣
Haa zvimwe zvosekesa shuwa mwana wangu anot gum short🤣🤣
Ndaona founder we church akutiza pabatwa nyoka-that’s none of my business. Anyway Zim has talent. They seem to have the same strategy nana tsika mutanda
Ndomuziva founder uyo l know a lot about him
@@maideenengomasha3317 ko meuraika😂😂😂😂 why you left us hanging?
Atiza nehupenyu hwake😂😂
Baba Taps we thank you u always take us to another level
To those who enjoyed the drama lets gather here
Tiripano .vanhu vari kunyepera vanhu ava
😂😂🤣🤣I'm not here ndiripano
Um musha une vanhu vane ruzha
I enjoyed ndiripano kkkkkk😂😂😂😂😂
@chapslove6516 senyika unosvika kuzvivhunza kuti tiri kuendepi.
Ari kunzi nyemwerera aona kuti akamunongedzera he can fight really bad.
AS ZIMBABWEANS REGAI KUSWERA KUITA ZVISINA BASA MHANI NXAAAA!
Haaaaaaa 😮😮 ...Its kubvisa hembe for me 😂😂😂😂😂
Ko muporofita anoita sen'anga cy?or anobata kwese kun'anga nekuchiporofita
In'anga idzi hapana chiporofita apa. Mishonga ye Mozambique
Ko hasha manje
Jeremiah akazofamba nejoki muhuro kududzira kupinda muutapwa kwaizoita iziraeri. Ari mazuva ano aitonzi kupenga kuya kwatanga.
Kamufes ako kaonera, vanhu vakuti akadhakwa conartist chaiye uyoo taking advantage of people's fear of snakes!!
Pane chitsotsi chiripo. That snake is heavily sedated. Hakuna nyoka iri that passive amidst that noise which to it signifies an attack and is thus ready to strike. Munhu kutofamba side and side ne cobra. Thats y the FAKE n'anga was quick to lift it before people notice that something is fishy. Hakuna zvakadero. Either it's blinded or heavily sedated. Vanenge vabva nayo and plant it somehow without people watching
Correct planted
Batai Bishop ava natsika wavo murovese kwazvo mashiripiti aya,,,kuuraya huku mapipi ega haoana chiripo,,mufana uyo akazviona saka akabva amumaka badly,,,vakadzi are easily coned always now ndivo vakanga vavekumberi more than men...kkkkkkkkkkkk
Mahumbwe at its highest level
Hanzi handina kuuya kunonongedza ndauya kunotaura vari kunangwa. Asi vanhu ka
Taurai zvenyu hapana chinozikanwa kutsvaga kudyira vanhu mari dzavo
Kupedzerwa nguva uku
Ndibba veumwe munhu ivava vanoita bsa ramwar vakabvisa hembe I can't believe myself I have to watch till the end😂😂
I couldn’t stop laughing😂😂😂😂 haaa hapana kwatiri kuenda senyika😢😢😢😢
🤣🤣🤣🤣kuita sengw trumhanya muglue
Ko kuzopinda ega imo mumba macho maazotora nyoka kkkkk😅😅😅kubva pana sekuru vaya vekuti kuchauya gudo rakapfeka magirazi handichavatembi vanhu ava
Ichiri church here kana kuti wavahun'anga?
😂😂😂😂zvinhu zvacho soo ko kubvisa hembe zvichiti zvaMwari hr izvi🏃🏃🏃🏃
Gehena rarakumirirai ambadzibaba vefake sure munhu kukumura hembe uchiti mweya waMwari hr uyu ndotonzwira tsitsi varikuona munoramba muchinamatei munhu achikumura makatarisa
Chidhakwa is the only person who knew kuti apo parikuvharwa vanhu
Yes chidhakwa is the only one akamutsa
Let’s not be deceived
COBRA!!!!!!😮😮😮😮😮😮 Nhasi they haveTasvu equivalent. Ava ndisekuru ava.This is a dangerous mission. The poor chicken 😢😢. Vanhu vacho vane problem. Zvidakwa chimbo isai simbi. The other guy ran away he saw it was beyond him!
Nhema idzi .Ana mambo venyu work in cohorts with these conmen because vanoluma vese!!!!😂😂😂😂 Zimbabwe inotoda kutobatsirwa nenyaya ye superstition!!!
U wil understand if zvri kumhuri yenyu
ma drama chaiwo
yaa mambo chenjerai kusvibiswa mazita neudyire hwakadai.mhuri iyi iri kutambura makutoda mombe ko manzwa kuti dambudziko rapera here.misha mizhinji yakatakura zvikara mukadaro mungatoita purazi remombe.regai mhuri itange yabatsirwa iyo mozovakama zvamuri kuita .but mbavha idzo ndaona dzaita mushaye chiremera rambai muchitamba nadzo muone
Kubatsirwa nani?
🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌underwear yemuporofita vakaitengepi😂😂😂 Zimbabwe ndaikoniwa
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
ari kutotamburawo mufunge kkkk
Mface arikunzi akadhakwa uyo he is correct 😂
😂ah zviro zvacho
Ndiye atori mufesi wavo manje
Kkkkkkk nyoka dzawo dzavanobva nadzo idzo kkkk
Taura hako😂😂
Fack . Drama
Why am I still subscribing Netflix 😂😂😂
Vamoporofita dzungu renyu ndere munhu tsotsi rough zvayo kusamamiswa uku 😂😂😂😂😂
Kuonyererwa ngekuti vari kuziva kuti vari kubuda pa social media
Hakuna zvakadaro matsotsi sure
@@roseramsey2250 vanoda rumamiso mhani
😂😂😂😂😂 taura hako vanoda zijamhu
@@roseramsey2250staged kunge vaita marehearsal nxa
Hapana apa madrama ega amurikuita apa..kutopedzera vanhu voices dzekuimbiswa zvekunyepa
Aaaaaaaa uyu anoda kutorohwa chaiko ibenzi anoda kurova varidzi vemusha hr haaaa hazviko izvi😢😢😢😢😢 hanzi uri kundinhuwira aaaaa hazviko muporofita imbavha
type iyoyi ndooinenge ichitonhuhwa big time nekusageza 😂😂😂
Akatoona kuti pamba apa hapana vanhu vane hasha.... Yekutanga yacho muporofita akauya zvaaiita zvacho dai ariiye akaitwa example kuti pamba pano hatipedzerwe time uyu dai asina kumbopatsika zvake,aiziva kut panorohwa munhu.
Muporofita n'anga
Makagona drama renyu😅😅 thank you baba taps 😂😂 this drama is so sweetie
Haa nxaa ndosaka tichitongwa neZanu, Bishop anoshanda naSekuru Tasvu😂😂😂😂, ndezvematuzvi izvi
arimfiti bishop😅😅😅
Mwari vanoona,uye zvamwari hazvina shura .ko kana urikuita zvinhu zvechokwadi unodzingirei vanoona vanozokupupura mangwana. Kudenga kunaMwari ummmm🙌
Ko Moses pakachinja tsvimbo ikaita nyoka raisava shura here
Bravo to the guy with a white TShirt
😢SHAMHU IRIKUITA SHOMA😢
Hakuna basa ramwari rinoshandwa vanhu vachikumura mbatya pamberi pevanhu
Hakuna hurombwa hunobviswa hotanga kutambiswa nemunhuwo zvake asina chiporofita kana hun'anga mishonga
Musajairire vanhu basa ramwari harina dzungu ramuri kuitira vanhu zvekutuka tuka vanhu kwamuri kuita ukoo
What a drama....ndeyenyu iyo
Shona yacho yemaporofita enyu aya hai aah 🙌mamwe mawords handisati ndakambomanzwa ini😂😂asi ndine A kuShona
Une yekuchikoro kwete yemuupenyu. Kkkk
Thanks for forgiving the country the truth kkkkkk hamheno kutiichakwadi hre ko #dza madzibaba ndodziwanasei
Dzungu rakadirwa apa arikuita magic
Ko why pabatwa nyoka ipo pachinzi pane dumwa 😂😂 musazoite sevaya vekuti nyoka yangu ndichiri nayo yabuda iyi ndeya tsikamutanda😂
How can it be final yet ndanga ndakutotarisira season 2😂😂😂😂😂
Baba taps thanks nekutionesa movie yechishonaa yuwiii saka atoenda ne350 +50 ye fuel vanhu vachadzidza riniko Kuti kunamata unonzwìka namwari
Its the phone call for me kkkkkkk
I feel mambo he is taking advantage of this family kuramba vachiunza papotsori enhema.vari kuvatorera mari kabisira.this problem needs a real n,anga
Hazvina kujeka, pamuzhanje pazodii.... It's sooo sad how people are stealing from the poor😢
Mapuranga yeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee akambota Shato kwaMabika unobata uyooo
Vakadzi tinongobvuma yese yese idzi inhema dzega
Heyyiiiiii n'anga to the fullest dont leave my chidhakwa pliz musadherere chibatamunhu vanenge vooneswa 7 th heaven😊
When he was shouting and dragging it seemed as something bigger than a snake, what happened, only him knows 🏃🏃🤔🤔
The answer will be as usual “spiritual “ 😜 ticha bvuma hedu kuti hatina kwatiri kuenda nazvo zvi
Thot arumwaa
what makes the whole situation sad is those are drunk are the sober ones
Mozotipawo life after this drama tiwone kuti pane zvachinja here😅
Mahumbwe chaiwo awa uyo wavarikut akadhakwa uyo he is correct i support him
Knight for the people
Zvinoda Tasvu or Kanengo 🥱
Kumuzhanje hakuna chabudako kkkkk
Idambudziko
@@corleone230true
Handiti 😂
Ndini ndega here ndisina kugutsikana nenyoka iyo. Good acting 😂.ltai mega zvemaporofita😂
Zvakaoma dear ummmmm inyoka hwai iyoyi imiweeee .
Mwari ngaatibatsire chokwadi
😂😂 mombe dzatoshamisikawo nezvirikuitwa nevanhu umm... this is sad hey vanhu vanoparara nekushaya Zivo
Baba Taps these people are matsotsi mapipi ekubata nyoka tinoda kuzonzwa kti hapana achazoffa here. Mugare muchiita follow up tizonzwa kti chiga cherufu chakaganhurwa here nne life yachinja here but wanoda mari $350 is a lot of mari maphurisa ofara bcoz they know its mari chitsotsi baba Taps
I feel mambo shld not claim mombe coz panoda third opinion...coz wat if zvisiri zvechokwadi zvakaitika apa izvi🙆
True vanhu vadyiwa mari mahara
This is very real
@@marshallmukumba5290true a very real
😂😂😂...founder hapana kana rimwe ravaita havo , vangowana deal kwakutsvaga anoshanda ne zambiya rechembere😂😂
the best Drama ever kkk akauyyaa kunoo tomurovessaa uyoo
This is drama at it's best😅😂
Ko kushama hanziiko vuye bodo nhaka tinoona mashiripiti,munhu waMwari wacho anozvikakanyadza kani 🙌
😂😂😂 Kubvisa hembe apa vanhu voimba ndoramba ndichinamata Mwari betserai vana venyu vatambura
Mface uyo is very ryt ndosaka Zimbabwe tisingabudirirwe tobvuma kuitiswa shuwa vakadzi imi dzikamai mface uyo he's 💯 ryt akadhakwa zvKe but arikuziva chaizvo
Kkkkk😂 haaa uyo manje ndinomuziva ane sowe rake marusape kkkk ayiwakani ma1 😂 vakuru wena drama😊
😂😂😂😂😂 drama riripo nyarara hako
Hapana church apo in'anga idzo I applaud the guy in white "spiritual 🐍 " azviramba zvekuitiswa
🎉🎉🎉🎉🎉🎉Yeeeeeeeere tinowonga baTaps nekutiunzira nyaya iyi todawo kuona zviri kuitika mukurarama🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
best drama ever 😂😂😂😂😂😂akatorohwa hake nemutoriro madzidza baba taps dai matipangidza pakurura hembe apo zvari kkkk
Unenge usatiwaona Jeremiah😂
@@tmaktmak1464 😄😄 hakuna Jeremiah akadaro
My brain brainaiz me how can prophet vachikumura ndezva Mwari here 😂😂😂😂😂
Bvunzawo sure
Not of God. Ndezvemudzimu
ko vakufembei.apo vanotyisa.vanhu kumhanyiswa musha wese.ko kakumhanya vachipinda mumba .officer lady very vigilant. hanzi mukurasisa hwema .mukungonditevera.hanzi chipfekai .
God have mercy on your kids 😭
Baba Taps thanx for the drama 😂😂😂hakuna muporofita akadai akutoita hake kunge akadhakwa uyu ndoma funnies aya
Cameraman weKaranganda 😂🙌🏻hushingi hwako
Inzwaika ,,taizviona kwana tsikamutanda izvi nyoka iyo ndeyake manzwa ati arikuda kuenda nedota racho ,ndoranoshandisa akaenda pamwe pamusha kurishandisa osanganisa neumwe mushonga inodzoka ft kuita nyoka ndosaka aidzika kuti musaone anofuridzira tudota itwo ndosaka ati sudurukai
Baba Taps takunzwai muchiimbawo huya uone Jeremiah pabatwa nyoka😂😂😂
😂😂😂😂😂ahhhhhh anhuwee
umn...! pane kakutengwa apa hanti uyu akamboti pane zvaakapisira/kucherera pasi pemuzhanje
Kusvika tasvunura meso edu 😂😂😂😂😂
Anhu kaa imi..pepukai heyiii nyoka yakaseterwa iyo haiwawo muporofita wechechi ipi iyeyu matakanyanya ayo..zimbavha
Ndiro rinonzi drammer chairo iri 😂😂😂😂😂
i like the confidence yemuporofita akabata banga uyo plus anokwatisa zvake kkkkkkkkk hope dambudziko rakapera
😂😂😂😂
These are conmen 😂😂😂😂 ngamasela shame
Its black magic 🎩
You are very right that they are conman
Aso bowafawafa besishoneni kuyadida lokhu
@@phathisibanda3665 ngempela
What kind of God anobvisa hembe pamberi pevanyarikani.
Haaa 😢
Zambia rechembere
Ko hasha.
I see mbanje in madzibaba's face hangu 😂
Agree hakuna chinhu chinotsvagwa nehwema ...imbavha iyo
Ndashaya shumo yazvo!!!
Dear Lord, i think its now time for you to return, this nonsense is getting out of hand
Team iri rinenge raona nhau pa internet 😅😅😅😅😅😅
This guy ane nyoka ngasambozviite hake ndirpadhuze ndomunyadzisa mishonga yavo vanoitora pamalawi apa wouya kuzim kuchine vanhu vakatipusei
Madzibaba vachooo varikutyisa awa😂😂😂😂😂😂
,😂😂😂😂😂😂😂😂
Makambozviona kupi izvozvo nhaimi kubvisa bhurugwa panevanhu makambozviona kupi ikoko muporofita werudzii iyeye nhaimi
Bva kuita sevachipingwa nawo makuchirayo😂😂😂😂😂😂
Hapana hu Mwari apa. mbavha idzo. Ko hasha ndedzeyi kana zvavari kuita zviri genuine .
Never seen anything like this in my life
Only in Africa -Zimbabwe to be precise.
Ishe vatibatsire.
Ko kubvisa hembe pamberi panamai nana baba nevana vavo nevazukuru nevaroora.
No Bible no shoko raMwari just tricks.
Haaa shame
The man in yellow is the master mind
Officer kadzi avo vanofanira kunobatira kwa Chigodora 🎉🎉🎉
Kkkk ko indaaa
Ofisa awo vanogona sure ndavaende kwachigodora
Kutuka kwacho.yey
😂😂😂😂😂😂
@@shumbahurushumbahuru4894muporofita vhayorenzi kkk
Ndoda zambia rechembere🤣 ma dramma manyama🙌🙌🙌🙌
Vanhu vachadzidza kunamatira maziso emweya. Anotokumbirwa kuitira nguva dzakadai apa ndopasina chafamba hacho muchazozvinzwa😢
Vanogona kutowedzerwa hurombwa pamusoro
Kwakuti maDrugs achapera munyika ivo vanaMadzibaba vakarohwa neDrug kudai . Ndapererwa zvangu
"Valadzi vese tarisai pasi" apa munhu is on camera for the whole world to see😂😂😂😂😂😂 the drama is too much
Taurai henyu
🤣🤣🤣🤣Bhozhongora always exposes these guys who came with their snakes. Nhema proMax.
Vanhu tisangobvuma kuitiswa tsvina idzi pliz kungotora mari yevanhu mahara😂😂😂😂😂
Dzetengeswa dzakabviswa mazino nyoka idzo hadzitorume They plant them voti tabata nyoka. Batai munhu