Babamunini Nijo | Episode 5

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024

Комментарии • 493

  • @learnmberenga3292
    @learnmberenga3292 3 года назад +336

    Siya like kana uchinakirwa naNigel👏👏👍

    • @pulelam
      @pulelam 3 года назад

      What's with the background music ?

  • @MobieMusakatiza
    @MobieMusakatiza 3 года назад +478

    Whoever is reading this, just know that God loves you and it shall be well🙏🏼❤️

  • @fionanyashashanobi1324
    @fionanyashashanobi1324 3 года назад +70

    Hanzi Patricia akadanana nemunhu wese muraini kunze kwangu🙆🙆🙆🙆

  • @bumhirawesley7915
    @bumhirawesley7915 3 года назад +175

    PATRICIA IS THE BEST GUYZ ANOGONA

  • @yurislavinovich215
    @yurislavinovich215 3 года назад +49

    Babamukuru vanenge vane maPrevious naPatricia, kamuvhundukiro kavaita pana Babamunini Nijo haasi normal😂

  • @asahdbearings8608
    @asahdbearings8608 3 года назад +161

    Patricia akadanana nevanhu vakawanda mumaraini kunze kwangu😂

    • @chris_topher007
      @chris_topher007 3 года назад +9

      Comic kuda kuzvichenesa😂😂😂

    • @clifemundure4173
      @clifemundure4173 3 года назад +2

      Kkkkkkkk kuda kuzviisa pa safe side

    • @Aktik-Cat.
      @Aktik-Cat. 3 года назад +5

      I'm sure naye comic akadanana naye😂😂

    • @crooner6255
      @crooner6255 3 года назад +4

      Kuty comic havasi varikutodanana naye here kkk

    • @cyrilnkomo4561
      @cyrilnkomo4561 3 года назад +3

      Kkkkkk, was about to post that.

  • @crydonchivizhe791
    @crydonchivizhe791 3 года назад +25

    Patricia made it look real! She is a new face in the industry but with a matured talent😂

  • @EvidenceMutendi
    @EvidenceMutendi 3 года назад +153

    Supporters let's mark the register

  • @tapiwamusekiwa1835
    @tapiwamusekiwa1835 3 года назад +28

    Patricia : Unoona kunge kumusha here kuno kwatingafambe netsoka 😀😀🔥🔥

  • @ManueAkachasu
    @ManueAkachasu 3 года назад +35

    Hanzi," Patricia akadanana nevarume vese vemuRaini kunze kwangu chete!"😃😅🤣🤣🤣

    • @georgechiweshe3193
      @georgechiweshe3193 Год назад

      😂😂😂😂 varume vese vemuraini but dzazozvibvisa hadzo

  • @Ngoni1801
    @Ngoni1801 3 года назад +28

    This is so real. Yatove reality show.

  • @tadiwaxnashe
    @tadiwaxnashe 3 года назад +14

    "haisi general hand ingori general".... 🤣😂

  • @oyattahyayaa6893
    @oyattahyayaa6893 3 года назад +33

    Hanzi ndiri pa "probosheni"😂😂😂

  • @cassavapiecezimbabwe2930
    @cassavapiecezimbabwe2930 3 года назад +19

    Ukuziva hre kwaukuenda kwacho kkkk welcome to the city bamnini joe

  • @sandranyashashayamano2181
    @sandranyashashayamano2181 3 года назад +5

    Zim has got talent. Raw Art... non cosmetic. Blessed are you guys. Mwari vakuitirei nyasha 😘

  • @fionanyashashanobi1324
    @fionanyashashanobi1324 3 года назад +12

    Probortion😂kuuya nehembe dzemukadzi gegege

  • @violakapuyanyika385
    @violakapuyanyika385 3 года назад +2

    I like the character of comic he has an elder attitude and that really suits him haaa this is the first Zimbabwean drama that l have actually enjoyed

  • @ndangariro123
    @ndangariro123 3 года назад +9

    Saka wanga wadya here 🤣🤣🤣 anogodya kupi iwe wati gara pano ndouya ne food , Nijo anopedza strong yese

  • @mavisvimbainashedzapasi2529
    @mavisvimbainashedzapasi2529 3 года назад +31

    US$35 yekutyper nekuri adjuster😂😂😂

  • @faypabwaungana8606
    @faypabwaungana8606 3 года назад +29

    Ndikuziva kuti ndongoenda kuleft Nigel kkkkk

  • @oziusmahere625
    @oziusmahere625 3 года назад +5

    Mukoma musavharwe naNijo anovhara tsereki, kumusha akasiya nyaya ikoko 😂😂😂😂

  • @sir_kay
    @sir_kay 3 года назад +16

    Comic taura chokwadi, auna kumhanya here na Patricia iwe😂😂😂😂😂😂

    • @PaivapokareAudiobooks
      @PaivapokareAudiobooks 3 года назад +1

      Kkk, hanzi kudanana neraini rese kunze kwangu🤷‍♀️

    • @sir_kay
      @sir_kay 3 года назад

      @@PaivapokareAudiobooks ahhhh vanogona vakomana ava

  • @gamuchiraitabudira309
    @gamuchiraitabudira309 3 года назад +16

    anaPatricia huyai tiungane, tinopihwa mhosva dzatisingazive mudzimba...

  • @judahtamirirashechisare758
    @judahtamirirashechisare758 3 года назад +5

    hanzi hantiw dai zvaita ndauya ndakabata chikafu here.😂🤣

  • @tinotendamhlanga7618
    @tinotendamhlanga7618 3 года назад +2

    Nijo n pastor best combination ever kikikiki ndikutsvaga general.....

  • @thembenincube3568
    @thembenincube3568 3 года назад +4

    Mukoma chingomupai $35 mwana awane zvokuita madiri...Nijo so ka....Please like my comment tizivane ma big supporters _ FANS

  • @melaniachangamire2517
    @melaniachangamire2517 3 года назад +10

    Guys munogona 🤣🤣🤣🤣Patricia akadanana nevanhu vakawanda kunze kwangu bamukur bhoo here 😂😂😂😂

  • @vlad_zvikomborero
    @vlad_zvikomborero 3 года назад +15

    "Kwete kupinda zvekubva tanzi but zvekungopinda tese mu town " 😂 apa pataurwa zero apa

  • @pritchardchitowa6988
    @pritchardchitowa6988 3 года назад +12

    "ndakakuudzai mkoma, igeneral" ndoringade 35 us shuwa lol😂

  • @kithdennis3067
    @kithdennis3067 3 года назад +6

    You guys always manage to make me cry with laughter these episodes are top class, well done 💯

  • @cynthiachabuka4566
    @cynthiachabuka4566 3 года назад +15

    Hayi hayi ...ingori general ...35us CV 😂

  • @tatendatakawira7701
    @tatendatakawira7701 3 года назад +14

    😂😂 tiri ana babamunini , Nigel representing us

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад

      Tatenda Zvrisei Wangu,Also CheckOut ruclips.net/video/1LO3RfAC6is/видео.html

  • @missloyalmissloyal5441
    @missloyalmissloyal5441 Год назад +1

    Tisu hedu toona drama after 2 yrs 🤪🤪 cheers to us

  • @mainyakudirwa5494
    @mainyakudirwa5494 3 года назад +6

    You never disappoint us you guys munguva ino yakaoma kudai 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤❤❤❤❤❤❤

  • @scottlunga9344
    @scottlunga9344 3 года назад +1

    akadanana nemunhu wese kunze kwancu.....patricia wanetsa

  • @layton.shekede2751
    @layton.shekede2751 3 года назад +6

    Mission impossible 🤣🤣🤣 Nijo was humbled🤣

  • @patiemakhu8578
    @patiemakhu8578 3 года назад +9

    35US mkuiziva here nhy bamnini😂😂😂

  • @innocentmudingo4315
    @innocentmudingo4315 3 года назад +3

    These guys are just great, and natural.

  • @ashleyhutire8635
    @ashleyhutire8635 3 года назад +11

    ZBZ ndo content yeku sponsor iyi 👏🏾👏🏾 be blessed guyz

  • @teclarmuchekesi3404
    @teclarmuchekesi3404 3 года назад +6

    Kkkk saka wanga wadya here

  • @loranechinoingira4608
    @loranechinoingira4608 3 года назад +2

    Well done crew. I'm in stitches. Nijo Nijo...

  • @Natalie-ht5bc
    @Natalie-ht5bc 3 года назад +3

    Saka ukuda ku printirwa Cv
    Nijo.. Aaaa aiwa ndikuda mari
    .... Akadanana nemurume wese kunze kwangu😂😂😂

  • @obviousmakoni
    @obviousmakoni 3 года назад +2

    Honai muri pa probation maakutaura zvakawanda

  • @zanikunene
    @zanikunene 3 года назад +5

    I'm enjoying the episodes the drama is real,reminds me of my late uncle but kukhona okunye okungama words esingakuzwayo kahle fakani ama subtitles esikiwa phela if possible, Nijooo

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 3 года назад +1

    Kwaaaaa mukoma wacho wo futi hanzi saka ukundipopotera here

  • @kelvinchauke1572
    @kelvinchauke1572 3 года назад +2

    Kkkkkkkk Nigel Ma 1 I bhanditi. Real life story hamuite ✊✊✊✊🆙🆙

  • @titustapiwamusoko8999
    @titustapiwamusoko8999 3 года назад +2

    Kkķkkkk,kunze kwangu haa comic manzvenga nyaya

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 года назад +1

    Kkkkkk haaa nijel ma1 chaiwo .hanzi ndikuenda kuleft haaaaaaa ndopeiwo like mukoma vasvikirwa nemufana akapfeka maslipas.

  • @MUNYAH75
    @MUNYAH75 3 года назад +2

    kwai honai mukoma makuvhunza zvakawanda aaaagh comic na nijo hapana anokupisai

  • @mrwishy402
    @mrwishy402 3 года назад +2

    Yaaa 🤣🤣🤣akadanana nemunhu wese kunze kwangu

  • @g.mmadharikeni2460
    @g.mmadharikeni2460 3 года назад +1

    kikikkk reka tomboimbe system tazvida. ndakambodyiwa munun'una. bebby idya mari kusvika moyo wamira! Nigel chivharo icho ah

  • @nyashachidowe5703
    @nyashachidowe5703 3 года назад +1

    kkkķ imimi ndimi mwana wamai vangu Nijo ka taurai chokwadi unyadzise satan

  • @blessedup9668
    @blessedup9668 3 года назад +13

    Patricia anemuviri. Rega adiwe neraini rese😂😂

  • @tervintapiwakutsoko7672
    @tervintapiwakutsoko7672 3 года назад +1

    nijo na patricia munogona guys , chingotiitirai drama guys ....thanks a lot

  • @kennethmuchadenyika2410
    @kennethmuchadenyika2410 3 года назад +4

    9:03 Ndaseka...Patricia

  • @ruramaimutefura3030
    @ruramaimutefura3030 3 года назад +2

    Chitsotsi chNijo chakanyanya 🙌🏾🙌🏾🙌🏾😂😂😂

  • @masteri6488
    @masteri6488 3 года назад +2

    35US CV hahahha hakuna zvakadaro, Nigel anga achida kupa Patricia yese

  • @hustleassassin.6169
    @hustleassassin.6169 3 года назад +5

    😂Babe iri heavy boys. Ane talent... In fact team rese iri kuseri

  • @maitrue9098
    @maitrue9098 3 года назад +4

    😂😂😂Nigel unoshungurudzireiko mkoma wako veduwe

  • @williammanyanie2549
    @williammanyanie2549 3 года назад +2

    Dai matauraka pane kupedza nguva yese ndichitsanangura

  • @jeffreyliver146
    @jeffreyliver146 3 года назад +2

    hahahahaha plus une change yangu futie iwewe

  • @cuthberttsuro8853
    @cuthberttsuro8853 3 года назад

    kkk hanzi akadanana nemunhu wese kunze kwangu ini

  • @takesurechabaya1482
    @takesurechabaya1482 3 года назад +3

    Keep the good work Team. This is interesting!

  • @brethrenpreciousrwodzi9064
    @brethrenpreciousrwodzi9064 3 года назад +3

    🤣🤣🤣🤣🤣Nijo hanzi wanga wadya hre

    • @ronaldncube7923
      @ronaldncube7923 3 года назад +1

      😂😂😂😂 ko pakuzoti kana neni nda ndisati

  • @monalisalaurentinamutsanya6820
    @monalisalaurentinamutsanya6820 3 года назад

    Aiwa veduweee this is good stuff mnandi chaiwo

  • @DJTinashe
    @DJTinashe 3 года назад +5

    Nijo🙌🏽🙌🏽🙌🏽

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад +1

      Dj Tinashe Zvrisei Wangu,Also CheckOut ruclips.net/video/1LO3RfAC6is/видео.html

    • @DJTinashe
      @DJTinashe 3 года назад

      @@freshvibe2800 Nice One thanks bro . I will link you 👊🏾

  • @romeobondee1312
    @romeobondee1312 3 года назад

    hanzi akadanana nemunhu wese kunze kwangu

  • @fortunatemaresva1375
    @fortunatemaresva1375 3 года назад +1

    Nagie arikungoda mari mukoma,munhu anonyeba anongooneka

  • @fortunechikuruwo8074
    @fortunechikuruwo8074 3 года назад +2

    Dai Zvaita dai ndauya ndakabata chikafu 😂😂😂

  • @josephmakara4006
    @josephmakara4006 3 года назад +3

    Loving this show

  • @melodychidzvondo8907
    @melodychidzvondo8907 3 года назад

    Guys murikumberi aaaah felt so real family drama mukoma nemunin'ina lovin't

  • @siacilanyukatchannel3690
    @siacilanyukatchannel3690 3 года назад +2

    I love your episodes

  • @bryngonidzashezimunya8251
    @bryngonidzashezimunya8251 3 года назад +2

    Kkkkk kunze kwangu yakanyanya iyoooooooooo🔥🔥🔥

  • @algiechirenga5307
    @algiechirenga5307 3 года назад +4

    😂😂😂😂 Kutyper nekuadjuster cv iwe Nijo dzokera kumusha iwe.

  • @tafadzwamarira7709
    @tafadzwamarira7709 3 года назад +7

    They never disappoints 😅🙌🙌

  • @dini1487
    @dini1487 3 года назад +2

    Uchidei kunoku wakapfeka hembe dzechikadzi 😂

  • @innocentmurauro653
    @innocentmurauro653 3 года назад

    hahahahaha Nijo pakuzoti beb une mari yangu kaiwe wapedzera

  • @tafadzwaperfect1809
    @tafadzwaperfect1809 3 года назад +4

    Hanzi maswera sei mukoma kkkk

  • @jarinxcii263
    @jarinxcii263 3 года назад +3

    Apihwa hembe dzamaiguru 😂😂😂

  • @andyharrison7570
    @andyharrison7570 3 года назад +4

    Ka Feeling aka ma1

  • @brendachihuri626
    @brendachihuri626 3 года назад +2

    'General' ndoipi nhy bamnin 😂🤣😂🤣😂

  • @mainyakudirwa5494
    @mainyakudirwa5494 3 года назад +3

    Nigel be serious kufamba here chokwadi

  • @Aktik-Cat.
    @Aktik-Cat. 3 года назад +1

    Apo pakuti "handingakumbire maiguru coz ndimi mwana wamai vangu". I feel you,,

  • @kudamatinhira2853
    @kudamatinhira2853 3 года назад +5

    Situation 😅🤣😂 u the best guys

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад

      Kuda Zvrisei Wangu,Also CheckOut ruclips.net/video/1LO3RfAC6is/видео.html

  • @hazelsixncube3870
    @hazelsixncube3870 3 года назад +8

    Ingori General 😂😂😂🤣

  • @siacilanyukatchannel3690
    @siacilanyukatchannel3690 3 года назад +2

    Gud stuff guys keep on

  • @amandakaps3116
    @amandakaps3116 3 года назад +3

    Nigel you are extra🙌😂♥️♥️♥️😂😂

  • @benjaminmambo7672
    @benjaminmambo7672 3 года назад +3

    Nijo chingoudza babe kuti unorikara

  • @fearlesslions4485
    @fearlesslions4485 3 года назад +2

    My super favorites

  • @brianmuratu6427
    @brianmuratu6427 3 года назад

    Patirisha akadanana nemunhu wese murayini kunze kwa Comic hahahahahahahahahah

  • @asahdbearings8608
    @asahdbearings8608 3 года назад +7

    Nigel akaoma😂😂😂😂😂😂

  • @victorrukawo6344
    @victorrukawo6344 3 года назад

    Nyaya dza nigel dzese adxipere mushe😂👏👐

  • @melodychidzvondo8907
    @melodychidzvondo8907 3 года назад

    Nijo dziri kungoziva kty dziri kuenda kuleft kwaaaaa

  • @bettydawaka5105
    @bettydawaka5105 3 года назад +3

    " wanga wadya here iwe ? " - Nijo ka 😂

  • @tinashedobenya1920
    @tinashedobenya1920 3 года назад +1

    mskana uyo ane mkomana here dakuroora

  • @mainanatanaandtino1856
    @mainanatanaandtino1856 3 года назад

    Imi ndimi mwana wamai vangu..............

  • @tsitsitapomwa3036
    @tsitsitapomwa3036 3 года назад

    Hanzi hembe dzechikadzi unoendep wakapfeka

  • @tafadzwapewas7714
    @tafadzwapewas7714 3 года назад +3

    Hausikuda CV udamariii Nijo to the fullest 🤣🤣🤣🤣

  • @nishablessed7581
    @nishablessed7581 3 года назад +2

    Kkkkkkkkk hanzi haaa zvaramba

  • @justicechiwaya4430
    @justicechiwaya4430 3 года назад

    Ndanzwa kuti ndipo pagraft penyu 🤣🤣🤣🤣 Nigel mhinduro dzako I give up kkkk