Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
those who say Chief muhombe ngatisiyei like pano .a small house in the house .smallhouse manyama
@@AndyMusiya aiwa muhombe small house ndakakatsvaga kambo aka mhani kkkkkkkkkkkkk
Nice place over there❤
Maimba chokwadi chinorwadza kuteerera. Vazhinji wakawanikwa wane masmall houses chete hawasati wabatikidzwa newawakawanikwa nawo. Vashoma ndiwo wakavimbika mudzimba umu.
Small house always the best ❤❤❤❤ until you run out of money 😅😅😅
Chief Hwenje you have talent
chiredz
Kungoteerera vibe zvekudzikisa pfungwa siyana nazvo
Unomuwanepiko wako wega 😂❤
Zvakanakira mazuva wako mukadzi itori small house yemumwe sharing is caring ngatitambei chigame chacho
Nxaaaaaaa
0:58
Apa matikuvadza wenje kkkkkkk hiiiii saka zvoreva kuti takaga mudzimba kunze kutorinevamwe
Chachihure henyu chomosupporter mourayisa vakawanda .small huis isai dhayi muhuro period .
Pisai vanhu
vezvimunya ivava ndivo vanoita chimurenga kurwira varume ….zvakasara izvozvo
Good song iyi
I love this song and its real
Marabishi esong
Promotion yechihure kuvarume, but vibe bho zvekuti !
Magona ndaikatsvaga
Ndozviripo
Wezhira woye wezheve wemashazhari ndokuGona ka uku mberi kwe Jakata❤
Nhy zvenyu kkk hakuna wako wega
Apana dzidziso apa 🤔
Nhai chii ichochi
Kkkkkk saka tikudzidzei apa
Hapana kwatiri kuenda Se nyika, hapana dzidziso apa
Kana muchida ma lessons verengai bhaibheri
Chedu kujaivha zvedzidziso endai kwamakandiwa or kuhigh school
Enda kuSchool unodzida ikoko
Anogona u😢
Mafadza mahure sure hapana zviripo
Chief vari busy ku promoter chihure 😂😂😂
Whats the lesson herr😢😢😢 vibe bhoo bt sense hapana
This is a song not a class 😂😂
Harina chironzo zidhara iri kuuraya fungwa dzevana