kwauyiwa episode 03

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 310

  • @Thatguywoya747
    @Thatguywoya747 2 года назад +27

    The Camera man has got talent the focus he does on Nigel brings out his character you are all talented may you get where you all want to be.

  • @msziva2701
    @msziva2701 2 года назад +28

    Hanzi njuzu dzemuHarare 😂😂😂. Baba Joe musade kujairira 😂

  • @malvenchibaya726
    @malvenchibaya726 2 года назад +17

    muharare mune Njuzukwete dzekurwizi kkkkkkkk ba Joe vanoda shamhu

  • @sethumpofu9248
    @sethumpofu9248 2 года назад +16

    Patrisha unogonesesa. Keep it up...

  • @iam_natasha_
    @iam_natasha_ 2 года назад +14

    The way Nigel panicked pauya Mai Joe akatanga kuti iih😂👐🏽

  • @watsonmtau6875
    @watsonmtau6875 2 года назад +16

    Kkkk baba Joe variright vanhu veMooVah Vanoda kuonekwawo 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @memorynyakarenga1669
    @memorynyakarenga1669 2 года назад +8

    Nigel is a legend it's the iih for me🤣🤣🤣🤣🤣

  • @estahmakusha1138
    @estahmakusha1138 2 года назад +5

    🤣🤣Baba Joe vakabatwa nechadzimira.. chazongopera nhasi mai Joe vauya vakawana Nzira yekuhanzvadzi yavo🙌BabaJoe mnopedza simba

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Estah sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @phillipnyamaharo3272
    @phillipnyamaharo3272 2 года назад +6

    Njuzu dzemu street...ndo ma slay queen here 😂😂

  • @tinomutendajohannesmakaudz102
    @tinomutendajohannesmakaudz102 2 года назад +3

    Its the "ndandati ndimbovaona..." for me 🤣🤣🤣🤣

  • @marshallmagorimbo2806
    @marshallmagorimbo2806 2 года назад +13

    Moover must pay these guys ,this is more than an advert thumbs up 👍 for you guys hanzi ko kuchena mukadzi wangu 😂😂😂

    • @Hurutoons03
      @Hurutoons03 2 года назад

      Marshall Sorry nekukunetsa tine drama comedy "Life Yekubatanidza" ratichabudisa very soon tichik umbirawo kana uchikwanisawo kusupporta baya pic paaccount wosubscriber

    • @Kyrgzstrr
      @Kyrgzstrr 2 года назад +1

      Obviously Moovah sponsors this series. Its a commercial transaction.

  • @ngonigwasira7359
    @ngonigwasira7359 2 года назад +6

    It’s ‘otherwise uri right’ for me😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾

  • @cniortthesaintkuyandepi
    @cniortthesaintkuyandepi 2 года назад +1

    Ha ini hangu ka Mwari akuitirei nyasha munospaka pa level rehupenyu strees yangu inopera keep on goin

  • @lucringo6798
    @lucringo6798 2 года назад +1

    BabaJoe 🤣🤣🤣🤣🤣 dai wachecker ziso ratete wanyarara hako

    • @Hurutoons03
      @Hurutoons03 2 года назад

      Luc Sorry nekukunetsa tine drama comedy "Life Yekubatanidza" ratichabudisa very soon tichik umbirawo kana uchikwanisawo kusupporta baya pic paaccount wosubscriber

  • @goldenrufarokamba4263
    @goldenrufarokamba4263 2 года назад +4

    Kkkkk pazotaura Zita remwana in full apoo. Haaa zvakaoma

    • @Buzingatv
      @Buzingatv 2 года назад

      ruclips.net/video/X7xR3qYSXvE/видео.html.

  • @nyashancube9570
    @nyashancube9570 2 года назад

    Vatete naMai Joe boe keep it up . Nemi baba joe nhema

  • @madtoriinc.1170
    @madtoriinc.1170 2 года назад +2

    Ndini ndega ndanakidzwa neiiii baJoe pavasvikirwa🤣🤣🤣🤣i cant neVaaa chadzimira

    • @Hurutoons03
      @Hurutoons03 2 года назад

      Tariro Sorry nekukunetsa tine drama comedy "Life Yekubatanidza" ratichabudisa very soon tichik umbirawo kana uchikwanisawo kusupporta baya pic paaccount wosubscriber

  • @tanyaradzwanicole5385
    @tanyaradzwanicole5385 2 года назад +1

    😂😂😂hanzi iiii Harare ndasarenda

  • @N.M.M1998
    @N.M.M1998 2 года назад +1

    Baba Joe n VaSembwe. Macharacters iwayo ndowada. Masasi baba Joe munawo zvenyu😂

    • @TarisaiVushe
      @TarisaiVushe 2 года назад +1

      Pastor as well. Pastor tavasuwa

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 2 года назад

      True. VaSembwe, baba Joe naPastor vetrousers vaye😂😂😂😂those are the best.

  • @tanyaradzwamahachi1904
    @tanyaradzwamahachi1904 2 года назад +8

    Ayehwa baba Joe🙌
    Chadzimira chacho kaaa

  • @kineranganai2698
    @kineranganai2698 2 года назад +3

    Pfee number 1

  • @emmanuelchingori2230
    @emmanuelchingori2230 2 года назад

    kkkk aaah Baba Joe anzi iii iiii iiii kushamisika manje

  • @joanlaporta4160
    @joanlaporta4160 2 года назад +11

    First 💪💪, ipawo muvet like Nijo 😂

  • @Roe71186
    @Roe71186 2 года назад

    babaJoe baba Joe, njuzu hutu nemi. mari muchinayo hereeeeeeee

  • @tanakasiwawa6150
    @tanakasiwawa6150 2 года назад +5

    Kkkk nhema dzoga

  • @innocentmash6787
    @innocentmash6787 2 года назад +3

    Nyaya yekunyepa haibatane ba joe

  • @truth2248
    @truth2248 2 года назад +3

    nijero kaaa nijero kaaa nijero kaaa in Mandebvu's voice 🤣🤣🤣🤣

  • @tinashemoyo6786
    @tinashemoyo6786 2 года назад +2

    This guyz have got talented 💯💯
    They kills mie 🔥🔥🙌🙌

  • @nigelt4086
    @nigelt4086 2 года назад +5

    Top ten yeaa

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Nigel sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @diniwefancela9929
    @diniwefancela9929 2 года назад

    wagona wauya for me 🤣🤣ndanga ndangoti ndimbovaona kaa

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 2 года назад +6

    Baba Joe Ka🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @bizzychimutsa
    @bizzychimutsa 2 года назад +4

    Akanga atorwa nenjuzu for 4 days eeeeeeeh asika

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Bismark sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @kudakwashemanzanga2656
    @kudakwashemanzanga2656 2 года назад +16

    kkkk this guy is just a legend

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Kuda sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @vimbaingombe8125
    @vimbaingombe8125 Год назад

    Baba Joe , sori Kuna Mai Joe hamukanganwe . Sando dzenyu
    Sori mkadzi wangu

  • @chasuldo
    @chasuldo 2 года назад +9

    🤣😂😂.. its too early in the week. Dzorai tsvimbo!!

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Inno sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

    • @memoryd5233
      @memoryd5233 2 года назад

      😅😅😅😅

  • @kennymakanya6201
    @kennymakanya6201 2 года назад +2

    Mukadzi wangu wakachena kupfura vakadzi vemuharare....😁😁😁 statement rekuvhara ma1

  • @tapiwachakandinakira5323
    @tapiwachakandinakira5323 2 года назад +1

    Ahhhh kkkkkk Ba Josefa zvakakuomerai, hanzi otherwise uri right hako😂😂😂

  • @lynnblacq7491
    @lynnblacq7491 2 года назад

    😂😂😂😂✋🏾ahhhh akati ndiudze Mai Joe kuti makachena kuti nyaya ipere

  • @praisemamina4524
    @praisemamina4524 2 года назад +2

    Ndanga ndati ndimbovaona😂😂😂

    • @lucringo6798
      @lucringo6798 2 года назад

      Kuti vanorwara?🤣🤣🤣🤣🤣

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Praise sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣njuzu dzemuharare neadress yepatete zvavhiringika baba Joe

  • @monicafumisai615
    @monicafumisai615 2 года назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣, baba Joe kwanai imi kkkkkkkk hanzi munejuzu muHarare kkkkkkk

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Monica sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

    • @monicafumisai615
      @monicafumisai615 2 года назад

      @@frankjera 🤣🤣, done ✔ 👌

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      @@monicafumisai615 thank u sis

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 2 года назад +1

    Mmmm Ba Joe manyepo ayo zvakaoma hazvo

  • @admirehowahowa6466
    @admirehowahowa6466 2 года назад

    Hamuchazimbofa makadarika apaaaa Nijoooo

  • @wadzanaikurewa8484
    @wadzanaikurewa8484 2 года назад

    Kkkkkk njuzu dzemuhre dzatora baba Joe

  • @rudodhliwayo596
    @rudodhliwayo596 Год назад

    .......its the otherwise uri right for me😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂haaaaa Nigel mukombe watora🎉

  • @nyschibchibangwa5038
    @nyschibchibangwa5038 2 года назад +6

    😅😅😅This one is a legend 🙌

  • @nevermoregumbo6902
    @nevermoregumbo6902 2 года назад +3

    MaYellow born emuHarare akatora baba Joe 😂😂😂

  • @nickycliff7018
    @nickycliff7018 2 года назад +3

    Ma man 😅 💯

  • @hazvineyitimothy549
    @hazvineyitimothy549 2 года назад

    Nhasi ndangoti bengenu😅😅😅

  • @mufarodzapasi9442
    @mufarodzapasi9442 2 года назад

    Ahhh 😆 🤣 😂 chadzimira icho hakuna

  • @mcdee0625
    @mcdee0625 2 года назад +1

    ha nigel ka ha ndachema zvangu

  • @vincentbengura852
    @vincentbengura852 2 года назад +3

    Iiii
    Iiiii
    Iiiiii
    Kkkkkkkk

  • @enetsamuriwo4892
    @enetsamuriwo4892 2 года назад

    Sorry mkadzi wangu,, sorry Mai Joseph 😂😂😂

  • @simbarashegodzi9211
    @simbarashegodzi9211 2 года назад

    ndanga ndangoti ndimbovaona ka

  • @chariemakaripe4850
    @chariemakaripe4850 2 года назад

    vaa chadzimira lol🤣...... "ndiri right? handina phone" haa Patricia aripa maone na baba Jo

  • @nyashanyatsine7670
    @nyashanyatsine7670 2 года назад +1

    Ihhhhhhhhh🙌🙌🙌😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @prettynyamhanza3241
    @prettynyamhanza3241 2 года назад

    Baba Joe musanyepere kuzungaira mari iripi

  • @ruthhozheri9377
    @ruthhozheri9377 2 года назад

    Baba Joe vakaita chadzimira vaona juzu dziri dzekumvura

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Ruth sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @ngonidzashemutsvene7908
    @ngonidzashemutsvene7908 2 года назад

    Aiwa nhasi matibirira last episode baba joe vakafonerwa vakatibndiri kwatete. Sei nhasi vasina kubvunzwa kuti pamati muri kwatete movar isadaro todawo Hospital cover hatikurudzire mhirizhonga asi baba joe vanoda kumbopihwa one pot mumusoro nekwakavhurika kuya movar yozowona zvekuita

  • @christinemajoni7613
    @christinemajoni7613 2 года назад

    Kkkkkkk murikutenderera baba joe taurai nyaya yenyu

  • @shepymatunhira
    @shepymatunhira 2 года назад

    Ndanga ndimboti ndimbovaona😂😂😂😂

  • @martinpaul8997
    @martinpaul8997 2 года назад

    kkkkk haaa Nijo ma1 kunyepa kwake kwakanyanya

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 2 года назад

    Kkkkkkkkkkkk mwari batsirai Nigero

  • @nkosilathilovejoy4768
    @nkosilathilovejoy4768 2 года назад

    🤣🤣🤣🤣my smile keeper nijo unopedza basa kunyepa kwako 🙌🙌🤣🤣🤣

  • @mikehlongwane5105
    @mikehlongwane5105 2 года назад +11

    Nigel can act !

  • @missltbanda4211
    @missltbanda4211 2 года назад +1

    It's the chadzimira for me😂😂😂

  • @pgpjulie1023
    @pgpjulie1023 2 года назад

    Ba Joe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙌🙌🙌🙌🙌

  • @malvinmutochi6943
    @malvinmutochi6943 2 года назад

    Asi wakachenaaaa, otherwise uri right🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐

  • @enetsamuriwo4892
    @enetsamuriwo4892 2 года назад

    Nigel wakamedza benzi😂😂😂😂

  • @cdegoyavecabron2024
    @cdegoyavecabron2024 2 года назад

    Ndaseka hangu...Nigel ibasa

  • @mukudzeyijnr7934
    @mukudzeyijnr7934 2 года назад

    Setup iyo inokunda kana yepaGoodfellaz

  • @charmainechidyausiku3219
    @charmainechidyausiku3219 2 года назад

    Haaa nigel wakanyanya😂😂😂😂

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 2 года назад

    Yuhwiii baba vanonyepa ava 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @mellissajabum8613
    @mellissajabum8613 2 года назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂baba joe manyepo haabatane

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Mellissa sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @rumbidzaikafurama7128
    @rumbidzaikafurama7128 2 года назад

    Aaaaahhhh Baba Joe ka musazodaro ✌✌✌✌🌹🌹🌹🌹🌹

  • @carolinesagondasashiri6710
    @carolinesagondasashiri6710 2 года назад +1

    Pure talent...They do it effortlessly

  • @abrahammaraire102
    @abrahammaraire102 2 года назад +1

    Its iiihhh for me

  • @raphaelmuneri6420
    @raphaelmuneri6420 2 года назад +11

    KKKKKKKKKKKK MAI JOE ROVAI MUNHU KKKKKKKKKK

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Rapheal sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @taisleyndau5480
    @taisleyndau5480 2 года назад +1

    Kkkkkk asila Baba Joe ka munopedza stress😂😂😂😂😂

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Taisley sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @veetan9597
    @veetan9597 2 года назад

    Iiiiiih yaba Joe😂😂😂😂😂

  • @lilianmafuta7593
    @lilianmafuta7593 2 года назад

    Hahahahah baba Joseph kaaa imi itai mushe

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Lillian sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @constantinemhuriro5136
    @constantinemhuriro5136 2 года назад +1

    Ba Joe ummmm

  • @elegantwoman3404
    @elegantwoman3404 2 года назад

    😂😂😂😂baJoo hamudaro

  • @chichimariza3240
    @chichimariza3240 2 года назад

    ziso raNigel achiti iiih🤣

  • @innocentmash6787
    @innocentmash6787 2 года назад +2

    Baba joe surrender. Manyepero acho

  • @sibongilesamoyo3439
    @sibongilesamoyo3439 2 года назад +1

    Kkkkkkkkk niji maiweee kkkkkkk

  • @maxwelltaranhike9194
    @maxwelltaranhike9194 2 года назад +7

    Killer punch...otherwise uri raiti?

  • @annahabraham9906
    @annahabraham9906 2 года назад

    🤣🤣😂😂😂😂🤣Uuuuuuuummmm baba Joe

  • @lindachirenda743
    @lindachirenda743 2 года назад

    Nijo Mwari awenewe😂😂😂😂😂

  • @tanakasiwawa6150
    @tanakasiwawa6150 2 года назад +2

    Mari hapachina

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Tanaka sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga

  • @nyashanyaungwa6526
    @nyashanyaungwa6526 2 года назад +1

    baba Joe the iiii part killed me

  • @hospitalityandlifewithtafa2712
    @hospitalityandlifewithtafa2712 2 года назад +2

    I felt "iiiiiiiiiiiiiiiii....." wababaJoe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @Hurutoons03
      @Hurutoons03 2 года назад

      Elsie Sorry nekukunetsa tine drama comedy "Life Yekubatanidza" ratichabudisa very soon tichik umbirawo kana uchikwanisawo kusupporta baya pic paaccount wosubscriber

    • @vimbaimasuku5122
      @vimbaimasuku5122 2 года назад

      Kana neni😂😂😂😂

  • @peacefulmudavanhu3380
    @peacefulmudavanhu3380 2 года назад

    hahaha NIJO anobvuma kupererwa... hanzi iiiiihh iiiih .....hahahaha

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 2 года назад

    Baba joe muyedzo chaiyo kkkkk

  • @deeewaishe470
    @deeewaishe470 2 года назад

    Nhai imi nigel ari bho bho bho here🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @talentmubhonderi7627
    @talentmubhonderi7627 2 года назад

    People's choice award for me nigel

  • @propitiouspromas7271
    @propitiouspromas7271 2 года назад +1

    Hiii baJoe pakaipa mpfana wangu

    • @Buzingatv
      @Buzingatv 2 года назад

      ruclips.net/video/X7xR3qYSXvE/видео.html.

  • @tanyishbernice3557
    @tanyishbernice3557 2 года назад +1

    😂😂😂😂this guy his too much

  • @judithzimheni1700
    @judithzimheni1700 2 года назад +1

    Asi hazvanzi wabva wandisasika kudaro

  • @lovemorechimbare4137
    @lovemorechimbare4137 2 года назад +1

    BaJoe vakarohwa neNjuzi

    • @frankjera
      @frankjera 2 года назад

      Love sorry nekunetsa ndokumbirawo umbobaya kapicture kangu wobva wasubscriber nekubaya kabhero kachabuda watendwa nedenga