Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ummmm ndarwadziwa ...blood of Jesus pamwana uyu ..I speak blood of Jesus to take control
So sad shame mwari ngavamuitire nyasha ngavamurape nezita ravo
Yooo namwari pindirai shuwa
Looks like cerebral palsy
Thanks sabhuku for your effort, ndimi muri kutobatsira but ndimi muri kutoisa more effort than vabatsirwi vacho, this is so sad.
Iiiiii zvakaoma ngavasadaro Mambo vakasimba nezvavanosangana at vanobuda neanswer vari kumushandisa mwana Uyo vane bsa gurusa Mambo
Zvaatori mahwani ummmmm
Zvakaoma 😢😢😢😢veduwe vanhu chii nhai imi
From my village kamupaundi family inenyaya family iyi inoda mukotsanjera
Ndachema hangu mwari seiko muchitendera munhu wamakagadzira achiita zvakadi kune umwe munhu wamakagadzira nhai samatenga.
Mambo nemaChinda avo varatidza kurwadziwa .Neni ndabatikana
Ndarwadziwa
Mambo Mutasa vane basa❤❤❤
Yoweee nyama dzakapakama pahuro mai avo ummmm goita they know zviri pa mwana vese nabab wacho
Zviriko vabereki kuroya mwana wavo zviriko kwakawanda
vabereki musadaro
Can someone kindly narrate what the young man is saying ?😊
Zvinorwadza😢
Im hurt help him Shumba
Muvape chiremba kwaye kwete MaGumbo apana zviripo paya
Dai aribenzi aisataura zvekuroiwa
Vanhu ngavasadaro zvinorwadza hazvo
Yhooooo shame man Mwari pindirai
Mambo mutasa daidzai mukotsanjera
Munhu uyo ari kuzvirwarira
Dai vaendeswa kun'anga hombe cz tun'anga tudiki vanenge vane mugara n'anga vabereki avo
So sad
muscular dystrophy
This is a new very poor picture quality
Zvakaoma vabereki musadaro
Chiiko chikuitika kuManicaland uko heyi. Nxaaaa Tsvagai Jesu mhani😢
Ndokumaraini kwangu
Mwana uyu akarohwa nezvivanda
But vanhu sei kuroya kudaro Shame
stroke and Medical condition
Musaromba vabereki ndapota
This must be a condition requiring conventional medical intervention - tsvagirai mwana vana chiremba. Could be stroke
But murume uyu ari kutaura zvinhu zvaakaitwa and its clear kuti hurombwa hwakaiswa paari, its sad story though
There is no such stroke,chivanhu ichi
@chidogombera4978 are u saying stroke does not slow down speech?
@@frankmoyo7267 correlation haireve causation. Muri kutaura correlation apa...I am talking causality
Aah imi, stroke ipi inodai? Ichi chivanhu inga akutaura wani ega
Guka plus plus vangove m a penzi vana ngaanopiwe mapiritsi kuchipatara haanahere hu special needs here uyu😮😮
Hiiii akabatwa Shaya kuty asataure zvaaona
Tsvakai Jehova achiri pedo ,danai kwaari achiri pedo.