Thanx baba Taps but Marange haana nyaya yaachagona kutonga or kuenzanisa akura yaida kuti iyiswe either kwa Mutasa or Chigodora ndivo vanhu vaninzwisisa nyaya idzi. Mopa mukotsanjera basa imbwa yeGorongozi anodzosera mufi mumba yakauraya plus nekuburitsa muroyi nekuperekedza ngozi. Wish mai ava mupurisa waMarange atonge nyaya anogona kurondedzera nekutaura nyaya
KuBocha hatina mambo kana chironzo chaicho chinobuda hapana unotonzwa achiti tangai kundiripira ini mombe 3 before maripira varidzi vengozi , hapana zvamambo chokwadi, muchamunzwa let wait for part 2
Baba vane red t-shirt vataridza kurwadziwa chose ende neniwo i can feel pain yavo ende havasi kunzvenga vari straight forward...asi bhinya kana mbavha havabvumi zvinorwadza chose Sekuru avo rombo rakanaka kuti vamwe venzinza varikubvuma kubatsirana asi ivo nharo tiringini.Daidzai va Mukotsanjera vabatsirewo vanhu avo bba Taps ndavarwadzirwa mufunge 😢
My husband brother had a different surname from the others because he used his grandfather name but not kuti vakasiyana madzibaba. Every family has two or three surnames because of our forefathers
Ko imi baba Taps ngei musisiri kuita coverage dzenyaya even kwaambo mutasa taakuona TICHKACH of which ndimi makatanga basa mwa mutare . Zviri kumbofamba sei.
50 years haaa the time is up now Vese vakauraiwa mkayii 🗣️🗣️ Tina Doc Mukotsanjera dzose dzinotsipikwa dzinomuka Vanhu weeeee mukai 🗣️🗣️ Haaaa kwanhasi ndambodaidzira 🤣🤣
Ndokubasa kwa Dr mukotsanjera kana pane arikutobudirwa ka1 vana konoriyo vairamba vakafambiwa nawo zvishoma nizvishoma namukotsanjera vakazobvuma vakaripa Ngozi
Mupurisa wamambo itai semunhu ave ne experience yechivanhu refer the family to Mukotsanjera do not waste time ....be helpful ....you know how Dr Gorongoza can do it
Nhai Karanganda team ndanzwisisawo here kuti mupurisa wamambo ati mambo vanoda kushanda nemaporofita? Now my question is zvehumambo izvi ndezvechivanhu I hope I am correct there.Saka mambo vanozobatsira zvechivanhu how vachishanda nemaporofita chete.Maporofita anotenda kuripwa kwengozi here or vanongozorodza mweya ?
@@Vovo_om4 He really doesn't deserve kuva Mambo because vanenge vachida kuita chivanhu vanovaitasei ivo vachizviti mupositori . Zvehumambo zvinoda munhu Ari neutral
Imbondiisiraiwo ma likes hama weeee ndakasika kusvika nhasi
🎉🎉 🎉🎉🎉ndiwe bambomukuru wacho 😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅
Thank you mandiisira ma likes
Kabambo mukuru kanongodai dzuro bhangu aka kachipindura zviri out of topic kanoda kuchaiwa kaite order mumusoro bhangu umu
❤❤❤❤❤ Ngozi hairovi zvayo haaaa ende mushonga wengozi kuripa zvenyu musatambe nengozi mopera
Mukotsanjera hero basa, imbwa yeGorongoza tokuziva kuti masports unopedza
I cant leave without you
♦️Karanganda😊
♦️Sekuru Mkotsa😊
♦️Fon & charger
♦️DATA DATA DATA
And a prayer
😂😂😂Lettymasibae u will die here 😂
Thanx baba Taps but Marange haana nyaya yaachagona kutonga or kuenzanisa akura yaida kuti iyiswe either kwa Mutasa or Chigodora ndivo vanhu vaninzwisisa nyaya idzi. Mopa mukotsanjera basa imbwa yeGorongozi anodzosera mufi mumba yakauraya plus nekuburitsa muroyi nekuperekedza ngozi.
Wish mai ava mupurisa waMarange atonge nyaya anogona kurondedzera nekutaura nyaya
Yaa for sure mambo Marange akaneta panyaya idzi yoooo haatogone kana
KuBocha hatina mambo kana chironzo chaicho chinobuda hapana unotonzwa achiti tangai kundiripira ini mombe 3 before maripira varidzi vengozi , hapana zvamambo chokwadi, muchamunzwa let wait for part 2
Baba vane red t-shirt vataridza kurwadziwa chose ende neniwo i can feel pain yavo ende havasi kunzvenga vari straight forward...asi bhinya kana mbavha havabvumi zvinorwadza chose Sekuru avo rombo rakanaka kuti vamwe venzinza varikubvuma kubatsirana asi ivo nharo tiringini.Daidzai va Mukotsanjera vabatsirewo vanhu avo bba Taps ndavarwadzirwa mufunge 😢
Yaa zvootsamwisa izvi hazvidi kudyira poison kunyara
Mabhinya nevaroyi timu iroro haribvumi tarisai konoria kuzobvuma pekupedzisira
Kuenda kwamambo Marange kupedza nguva. Mambo vachembera
Kkkkk
Dai waita zvekusheedzera chaizvo.
😂😂😂 he must retire
Kkkkkikiki 😂😂😂😂 wandiuraya haaaa kupedza time..vakura musharukwa
Kunotobhowa kudare kwacho apa kunenge kutorine nyaya dzine musoro
Muroyi,bhinya ,munhu akaromba havabvumi zvachose.
And varieasy kunongedza kuti nhingi
@@CookingwithPauline nharo dzine vanhu ivavo
Good quality picture💯
Good quality sound 💯
Tinotenda baTaps
My husband brother had a different surname from the others because he used his grandfather name but not kuti vakasiyana madzibaba. Every family has two or three surnames because of our forefathers
Ko imi baba Taps ngei musisiri kuita coverage dzenyaya even kwaambo mutasa taakuona TICHKACH of which ndimi makatanga basa mwa mutare . Zviri kumbofamba sei.
Apa havagone tich wacho anotozhezhera mavideo ake
Vakangosimukazve kubva kwaChogodora
Havagarisikiba baba ava
@@tafirenyikashylet4707 kwaheadman Chigodora vakarambidzwa nevarume vayaa vanogara mberi
Nice musha .yard clean 👌👌big up mama
Baba Taps plz edzai kutipa zvekwa Tsoka murimi awo vakadyambira awo sometimes quality yawo haitiitiri zvakanaka hmno kubatsirana
Chinonetsera ngozi even bambokuru avo Vasari ivo vakauraya .zvakaitwa nevakuru vavo .dzinouya kunouya kubombera pavari. Ngavabatsire😢😢😢
Ka gogodzei kasoro kanenge kangozha
Thanks baTaps munotigonera tirikudzidza chivanhu
Udzai mambo Marange kuti chibvai pachigaro please
Shumba yegorongoza hero zibasa
Zvakuda sekuru mukotsanjera izvi..Tsoka to the world ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
I respect the police lady. Dzinombonyarara zvadzo kuti vanhu vataure zvanoda, but finally she stamps her authority.
Endai kwamukotsanjera imi kupedza nyaya
True dat 👍
Baba Taps izvi hazvidi maporofita zvirikuda imbwa yegorongoza Mukotsa pasina izvozvo hapana chobudsba
Konoriyo wairamba saizvozvi akazobvuma Dr Mukotsanjera vakushanda
Ko imwe nyowani Silence arikurambawo saKonoriyo kkkkk tamirira kunzwa hoko dzakaroverwa kkkk
@@phylliskhumalo-lp8mk pana Silence pane nyaya apo i tym chete
Umm konoriyko kanga akaoma msoro asi kakazodzikama
Konoriyo aaahh mhondi iya inenharo kuzobvuma at last mhuri yoda kumumsmisa
50 years haaa the time is up now
Vese vakauraiwa mkayii 🗣️🗣️
Tina Doc Mukotsanjera dzose dzinotsipikwa dzinomuka
Vanhu weeeee mukai 🗣️🗣️
Haaaa kwanhasi ndambodaidzira 🤣🤣
😂😂😂😂 vanhu.vose huyai chimukai nguva yakwana
@@JulietManyengedzo taura hako wena nguva yakwana
😅😅😅 haaa iweka hanzi vanhu vese mukai😅😅
@@serataruvinga7922Kkkk taura zvako vanhu ngavapfuke vapedzerane nemhondi dzakavauraya
Bad of it ndeweMalawi
Ndokubasa kwa Dr mukotsanjera kana pane arikutobudirwa ka1 vana konoriyo vairamba vakafambiwa nawo zvishoma nizvishoma namukotsanjera vakazobvuma vakaripa Ngozi
Vanoda mari vanhu vanenge vasina mari yacho
Basa raBae Tsoka❤
Thank you Karanganda 🎉🎉
Murume anehembe ine red aaaa excellent anotaura shem
Uuuum zxnorwadxa mnhu anoramba achiziva
Ngozi hairipwi ne Mwanasikana mutemo we Mu Zimbabwe haubvumi izvozvo,chitoitai mudeme mudeme,kuunganidza mombe
Moripa
Endai kwasekuru Mukotsanjera
Mukotsanjera hero basa imbwa yegorongoza
Takakura tichizwa kuti ana mavhisa nyanyadzi mabhinya 🙌🙌🙌
😂😂😂😂
😂😂😂 iwe kkk.
Kkkkk diko
Kuti chuuu,Karanganda tv thanks very much tinodada nemi
Tsoka hero basa 👏👏👏👏👏taisa maoko ba taps apa pakuda Mukotsanjera apa
Chokwadi pakuda tsoka BaTaps puriziiiiiiiiii mukotsanjera ndiye oga anopedza zvese plz mhanyai nawo kwasekuru Tsokaaaaaaaaa waone kubatsirika nenguwaaaa
Chokwadi nekuti Mukotsanjera anopedza masports
Mukotsanjera hero basa
Bambo sheki vane makeys vanoda kurohwa heavy😮
Mabhinya iiiiii aaaa nharo unopera Simba 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
My Netflix Karanganda tv
Tsoka batai basa Mukotsanjera❤
George mavhiza akuchina hr mushumeizve nyaya iyi mubatsirane munhu abvume
Murikutipedzera nguva dai mataura nyaya yenyu pane Mubatsiri ....hazvisi kubatsira chinhu kutionesa nyaya isina zvirikuita
Tsoka wema dimples hero basa iro 🎉
Kamamisei shiti mani
Sofa reshe 🎉🎉tawepo
Ndarwadziwa shame mm mkuru akaoma dzoro
Umama upholisa kasbhuku ngiyakuthanda uyasebenza njalo ulesineke
Uqinisile mntase
Nyaya yengozi hanzi iripakawanda na tsoka kuona worega kutaura ingozi kupfeka hembe kana bhutsu zvemunhu abva kunouraya ngozi inouya futi , kunzwa vanhu vachirangana worega kutaura munhu wozourawa ingozi 🙌
Ichokwadi ukaona munhu akafa Kana kunzwa achirongerwa unofanirwa kuudza vamwe. Ukarega ingozi zvinotovikanwa
BaTaps quality and sound manyama ❤❤
Shangwiti hadzibvume zvadzakabata, uye hadziburitse kombiri kunyangwe kunaya ropa. Baba mukuru ugamba rehondo yerima.
Mabhinya , varoyi , varombi , havabvumiba , Konoriyo aidai kuramba kuuraya skru Mupembi.
Nyaya iyi inoda doctor vezvipoko skru Mukotsanjera hero basa. Bambomkru bvisai zviro zvenyu.
sekuru mukotsanjera basa iro
BaTaps purizii endai neanhu awo kwaTsoka ndaaa ukoo kwamarange akuna anorapa ngozi ukoo tym inopera uko wanhu wachitambura
Munogona henyu babaTaps🎉🎉🎉🎉🎉
Kuti dheshe sofa rese wayeipo here ❤
Haa zita remunhu haripuhwi munhu ini handidi mwana wehanzvadzi anopiwa zita rangu munhu nezita rake
Charisi natete Joyce vakazodii
Parikuda Tsoka Power
Manje veMalawi mopedzerana mchamuchera mukanomuisa kumusha kwake uko kunezvigondoro zvinogadzira muchaudza henyu vamwe
Kumusha kwangu bambo taps pabambazonke ndipo pamhatso dzifambirei nyaya dzacho
Bocha ndokumba
Bocha ndokumusha kwangu.ihama dzangu idzo
Haaa nyaya yave nenguva iyi saka kureva kwaMukotsanjera mari yacho havana vemazita makuru vanokwaniswa nelondon vemuzim handei kunhombo zvoita musazotukewo mhuri iyi kana vaenda kumwe vasina kuenda kwamukotsa vanenge vasina mari yaanoda ,zuro ndakaona imwe mhuri ichitoti kumudzimu taurai mari yamunoda tokuitai record nokuti pamugere apa uyu anozopoota kuyi mari ishoma yachadywa
Sekuru Mukotsanjera basa irooo dzifambirei dzipere bamkru avooo vane nyaya
Mupurisa wamambo itai semunhu ave ne experience yechivanhu refer the family to Mukotsanjera do not waste time ....be helpful ....you know how Dr Gorongoza can do it
Endesai baba kwa profit miracle Paul ku Chitungwiza. Musaregerera baba.
Aah
Unopenga ndokunoripirwa ngozi here kwa profet
Sekuru Mukotsanjera hero basa
Ngozi ngaimutswe itaure zvainoda mozoenda henyu ku Malawi
Uku ndokubasa kwaMukotsanjera
Basa nderavo zvedi but mari yacho
Tsoka hero basa
Tsoka bae hero basa bby wangu❤
Kkkkkk
@@mesiMutepfa munokusvika here uko gulez mambo vacho zvavari vechipositori positori
@@A_JM585 kwese vanotidako muzukuru
Maiguru vedu tose mamuka Seiko 🎉🎉🎉🎉
@@RufaroZiki RUclips yakashaisha maningi ndainyatsoda pekuisira vazukuru vangu ma aoudio...wamuka sei muzukuru wangu Rue
Dedzai nyakahwahwa anozvipedza
Sekuru Mukotsanjera hero BSA mupedze zvese
Mromo wabambomukuru wachena nekuramba zvaanoziva 😂😂😂
Smart bba taps
Baba Tapes Karakanda tv please Chief marange dzimwe dzenguva 🎤 yenyu inoenda kure navo zvavanotaura hazviwikwi
Kwamambo marange uumm hapenoo.unoda kutanga apiwa mombe iye 😂
Tauyai henyu apa imi murikutambudzika
Haatozive kutonga nyaya uye kkkkkk
Mwatsverudza anhu ekuziya isa muvana vako bin rako ndiyani 😢
Wayingepo Ere Kuti Dhesheeeee😅😅😅
Mukoa Taps heyooo, Dr Mukotsanjera varipi
Zvongoda mukotsanjera shumba yngozi
Nhai Karanganda team ndanzwisisawo here kuti mupurisa wamambo ati mambo vanoda kushanda nemaporofita? Now my question is zvehumambo izvi ndezvechivanhu I hope I am correct there.Saka mambo vanozobatsira zvechivanhu how vachishanda nemaporofita chete.Maporofita anotenda kuripwa kwengozi here or vanongozorodza mweya ?
Mambo marange anonyepera kupinda Johanne marange bt Ngozi inongoda zvechivnhu , kune zvinoda chivanhu kunezvoda minamato Adi Ini pachangu kubva ndichiteerera Doc mukotsanjera ndadzidza zvakawanda
@@Vovo_om4 He really doesn't deserve kuva Mambo because vanenge vachida kuita chivanhu vanovaitasei ivo vachizviti mupositori . Zvehumambo zvinoda munhu Ari neutral
@@A_JM585 ichokwadi hazvifambidzane humambo nemachechi
AripabasaMambo uyo anongoda kuripisa vanhu plus achembera haachatauri zvinozika
Bambomukuru vafambayi
Madzidza here kuti zvekupa ana mazita emadzibaba ndezvekushaya😂😂😂😂
Siyanai nazvo munhu nezita rake zvekududzira mazita ndezvekushaya
Kkkkk hazi handina panharo ba baba wawo vaunzirei Tsoka vabvondorwe
Team racho haritendiba 😢zvakaoma apa mhuri irikuti ngatiite tiripe
Torai mukotsa gamba rengozi vaprofiti vamambo marange havagoni mobuda mari mahara
Mapurisa amambo marange akatenderedza Simba for long but now aakutamba mbira mkomana asimba kkkk
Mambo marange haa dai vazororodzwa
Akati ane makey uyo akapihwa urombwa ndibaba ake
Mambo Marange we luv u,but plz can u retire and let young men to take over..
Aaaaaa bambo Tangayi amuakoni daidzai Mkotsanjera basi aise ngozi yacho mumba mavo .Baba Taps tokutembai ipai shumba yengozi basa
Thanks baba Taps
Tsoka hero basa number 1
Jonathan Mavhiza was my classmates at karirwi high
Zita rinerwadzira....ishona hombe iyi
Dzengozi ne madziyo ndozvababa taps. zve unity maya
Endai kuna Mukotsanjera shumba yengozi
Muroi nemhondi havafe vakabvuma Doc mkotsanjera ndovanoipedza iyi kwete maporofitq
Bambo mukuru kana musina kuuraya sei muri kuita hasha nekuramba kubatana nevamwe
Ndaita wechi 4 kusvika pano 😂😂😂 regain ndiemde kbasa ndozoona manhru ndadzoka
Aaaaah saka wauya kubata nzvimbo basi😂😂hasi
Sekuru mukottsanjera handisi kukuwonayi kwaita basa kuno mhanyayi
😢 zvimadhara izvi zvinonetsa
Mazino mukanwa , sekererai tionec😂😂😂
Mdara ari kunzi akauraya munhu akapotsa aita vatezvara vangu .kalast born kake manakire akakaita sooooo😊😊😊😊
Kugona ngozi kuiripa .ripai ngozi musha uchene mugare zvakanaka