Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
❤❤❤
Hezvo Mapostori enyu enhema ngaasungwe mhunhu uyu
😂😂😂😂 baba vari right, ini samai anditozvide, musikana uyo ndaabve pamba pevabereki oyita zvaanoda
Rikitii bvuuuuuu😂😂😂😂 mambama kuvanhu kusvika vati Eke 😂😂😂😂😂😂. number dzemubatsiri iyeye todzidawo baba Isabel 😂😂
Ndini ndatanga kusvika Bhozho wava kubatabata kumusha kwangu waita hako wasvikavo kumusha kwangu
Mukadzi wemunhu haanyengwi regai ambo pihwa mucheka ndiri kuno mu p e ndakachiti,, dzvi
Zvinonzi Jaaah Bee KB😂😂😂😂 kwete Jabhu
Baba avo vanenge vakaromba nemwana saka pamwe ndizvo zvakadzosa mwana kumurume huye kushaya kake mbereko ndibaba ava vanoziva kuti vakaromba nemwana wavo saka baba vachiita hasha
Muroom make pamba paani? Ndaanoroja odyiwa beans akasununguka kwete kubvisirwa bhurugwa pamba pangu koforo mhani
Chimutii handisiye ndr pabots apo kutochitsvaka cheta
Baba vekupwanya imba yavo vakaita hasha dzinenge dzehwiza😂😂😂
Mujolo tichaurega shuwa ma1 hanziko vakadzi vevanhu kuhura
Hasha dzababa dzakanyanya dai vakagodziga munhu pamba imba votoisa loja
Pachafiwa paround about dzoserai zita rekuti mbudzi😂😂😂😂😂 motiisira mazita echirungu kkkkkkkkkk
Sabhuku wedu uyoooo anogonaaaa🎉🎉🎉🎉🎉atleast vakapiwa mari svinu mai avo vanogona kutonoita zvinobatika...kkkkkk muchekaaa...kwaaaa ikozvino chero murume wemunhu chava chikirimbani hohohohodooo last time umwe anonzi chenai akafa akanyinura 😄😄😄😄🫡
Hapana chidhindo panoda chidhindo Joshua pooooooo rikiti bvuuuuu mapindira papi tsudzurai
Baba vekupwanya imba vakaita hasha kuona mwana achiita chihure vachiona veduwe asi kuona kwangu ngavamudzinge vaise roja room iyoyo instead yekupaza imba😅😅😅😅😅
SABHUKU hoyeeeee,Muende kunosvitsa mashoko angu kuna Sabhuku ekuti muri 1 chete murume muZimbabwe yese.Muridzi wemukadzi sando dzako uri murume zvakare akaramba mhirizhonga chinyararire.MaLove nemaLike ayoooo.Mucharega henyu zvekupenga muchirohwa.vakakomborerwa vakaona vanhu vachirohwa nezvisingaoneki
❤❤❤
Hezvo Mapostori enyu enhema ngaasungwe mhunhu uyu
😂😂😂😂 baba vari right, ini samai anditozvide, musikana uyo ndaabve pamba pevabereki oyita zvaanoda
Rikitii bvuuuuuu😂😂😂😂 mambama kuvanhu kusvika vati Eke 😂😂😂😂😂😂. number dzemubatsiri iyeye todzidawo baba Isabel 😂😂
Ndini ndatanga kusvika
Bhozho wava kubatabata kumusha kwangu waita hako wasvikavo kumusha kwangu