Handisi Chikomba Ndayingovharira Chimoko

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 ноя 2024

Комментарии • 88

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Год назад +6

    Please part 2 asi muchinda uyo namai avo vadireyi havo kutambisa nguva yedare nhayi? Kuzobika sadza kuma past 11 manheru, communication late, hahaha mambo mune moyo murefu chaiwo hey! Chikomba ngachitore munhu wacho chinogara naye, ndipo paachaona kuti ma chunks haisi nyama.

  • @Themaskedtalker
    @Themaskedtalker Год назад +4

    Whilst I love and enjoy watching SMTV, the quality of video, sound and angles needs to improve. Take a leaf from Tinashe Mugabe where you can see the ongoing improvements from his first videos to now..... love the shows and thanks for teaching me more about my culture...

  • @currentverengera3485
    @currentverengera3485 Год назад +3

    Sly media nyaya ahina kupera iyi we need part2

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 Год назад +1

    Aigomhanyei paakabatwa?
    Musikana ari kutaurwa uyo is just an element which was introduced.

  • @nnyarry
    @nnyarry Год назад +4

    zviri pachena Mai Dylan vane chikomba

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Год назад +6

    Ahhh mkoma tyokai henyu .........mune mhosva

  • @jamesmaira6821
    @jamesmaira6821 Год назад +3

    The sound is poor u can't hear clearly

  • @SaselamaniMax-rm6nw
    @SaselamaniMax-rm6nw Год назад +2

    Zvechihure zvinoda red handed kkk, ukawirawira chikomba usina evidence unogona kusaramo. Mukadzi ne chikomba vaita gang up kkk, partners in crime. The alleged chikomba is NOT excluded

  • @barendbs8471
    @barendbs8471 Год назад +2

    We need part 2 plz slymedia

  • @balsamtrees
    @balsamtrees Год назад +2

    Picture quality:perfect,Sound:perfect,Camera angle switching:perfect,Continuity:4/10.

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 Год назад +5

    Guys who do floor tiles, plumbers, and electricians vanokusvirira mukadzi dont trust them Zviri pachena MaiDylan varikusvirwa ne that guy. heavy menu ine salad for chikomba kkkkkkkkpakaipa.

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3ok Год назад +2

    Waiting for part 2 please.

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Год назад +4

    Very interesting,nyaya dzakadai dzinenge dzisingadi kudimburirwa.

  • @muchie758
    @muchie758 Год назад +1

    Nyaya iyi iripachena WY Mai Dylan vakafonera murume wavo Kuti murikuuya here??Salad yaigadzirwa iyo yaitove preparation yebonde remember salad inowedzera simba kunhengo yevarume especially mix yesalad and apples hauneti zvekudaro

    • @candid1265
      @candid1265 Год назад

      Vana Mai Dylan vagara vari kumberi panyaya idzi. Kkkk

  • @elliotronald1884
    @elliotronald1884 Год назад +1

    This 2000 generation ma 1 chaiwo aya mukotovewo nema president here mu this Generation sure unga kumbirwe base iwe uri mkadzi wemba

  • @biatricetengwa7382
    @biatricetengwa7382 Год назад +1

    Sly media ,itai zvinhu zvakarongeka video unoperera panzira saka mamboiisirei pamhepo kana musingade kupedzesa nyaya yacho😮

  • @marlvinnhau6531
    @marlvinnhau6531 Год назад +1

    ndooo maperere azviboita here nhai sly?, kooo munoitawo kana ka 1 minutes commentary ka kekutsanangura kuti kune part 2 or pane problem or....

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    But kutaura chokwadi madzima mambo mukadzi akahura ngaripe iye nevabereki vake bcz vabereki havasikuraira vana vavo vachienda kunoroworwa pliz

  • @waltermandaza6871
    @waltermandaza6871 Год назад

    Musapedze nguva icho chikomba icho.arikungoramba hake

  • @kudakwashekadzinga7504
    @kudakwashekadzinga7504 Год назад +1

    Chihure chatekeshera.blaz avo ngavasatambisira vanhu tym

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Ngakuripiswe vabereki vemukadzi chikomba siyanai nacho pliz

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Год назад

    Salibonan bengizibuza ngochief why engasaveli siyabonga siyamthanda uchief ngendlela asebenzangakhona

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 Год назад +1

    Dzimwe dzinongodawo kutanga munhu apurudzirwawo kungomunata batawo so ongozvimbawo kana kumeso .Bcz tingaswera tambisirwa nguva nemunhu anonyatsoziva kuti anodanana nemukadzi wemunhu.Simple mukadzi uyu anoda kurohwa nechikomba chinoda kurangwa chozoenda kudare but chambobatwa batwawo bhichana so.

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Год назад +1

      Dzimwe nguva mukadzi ndiye anofanira kurohwa nekuti anenge ambobvumirei mumwe murume iye akaroorwa.Ko number anopirei murume asiri wake.

    • @giftalutadosipani3637
      @giftalutadosipani3637 Год назад +1

      @@tsitsimutombo2216 Ava vanoda kurohwa vese ava havadi dare vanongoda kupurwa nemupuro chaiko.

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Год назад

      @@giftalutadosipani3637 Kkkk,kuvabika chaiko kwete mbichana

  • @faithmotsi9493
    @faithmotsi9493 Год назад +1

    Aikaka ko yatopera isati yapera??? Mjolo is a pandemic for sure..hayiii surrender 🙌🙌🙌🙌

  • @sarahmaganga6040
    @sarahmaganga6040 Год назад

    Part 2 mai Dee

  • @giftmakina167
    @giftmakina167 Год назад

    Nhai sly ko waidimburirei panzirakudai

  • @FunTownHQ
    @FunTownHQ Год назад +12

    There is a concerning lack of professionalism and seriousness that is exhibited by Sly Media. A lot of videos end abruptly with no rhyme or reason. The title doen't tell you whether the video is part of a series or not. A lot of videos that are part of a series will have different titles, something that is both bizarre and self-defeating for the media house. I could go on and on but the long and short of it is that Sly Media needs to approach their mission with a sober head and not act like some 12 year old bedroom blogger

    • @tapiwachakara
      @tapiwachakara Год назад +5

      Sly media ine confusion wangu. I think ma battery ema camera apa anga apera. There is no professional media that does such an ending.

    • @ExsonMatambudza-xx5xj
      @ExsonMatambudza-xx5xj Год назад +3

      @@tapiwachakara very true, should act professional

    • @tobs7968
      @tobs7968 Год назад +1

      Zvakawoma

    • @rashedBillynyausoma
      @rashedBillynyausoma Год назад

      If u can't stand the heat in the kitchen go to the toilet and cool yourself

  • @tjngorosha7236
    @tjngorosha7236 Год назад

    Manje kana zvichigumira panzira zvozobuda here

  • @danmasinge7488
    @danmasinge7488 Год назад +1

    Chikomba hachina mhosva mkadzi wacho anotoreka uyo

  • @felichino
    @felichino Год назад

    Yoo ini handisi kumbozvinzwa kkkkk pamwe 4n yangu ndoyakufa

  • @chengetaimaturiko4222
    @chengetaimaturiko4222 Год назад

    Ko part 2 irikuwanikwa kupi?

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад +1

    Zvakaoma vakadzi chiiko

  • @chengechitsiku7413
    @chengechitsiku7413 Год назад +2

    Tundebvu totudzura utwo

  • @Tadiwaveram
    @Tadiwaveram Год назад +2

    The noisiest dare too much noise. Too many judges too much kukosora

    • @kellyrugara7630
      @kellyrugara7630 Год назад

      Kkkkkkkk wazondisekesa hanzi tomuch kukosora 😂😂😂😂😂😂

    • @Tadiwaveram
      @Tadiwaveram Год назад

      @@kellyrugara7630 We can’t even hear what they are saying

  • @nathanc1840
    @nathanc1840 Год назад

    Sound is so bad,can't hear

    • @dennismasenda5705
      @dennismasenda5705 Год назад

      .mm mainini avo kanzenza chaiko ngavamboita zvemafaro havasati vaa ready kugara mumba

  • @maimore4126
    @maimore4126 Год назад +1

    Musapedzerwe nguva mai vakanyengwa ava. Vaitoda kusangana zvebonde chaizvo

  • @monalisagwiri4211
    @monalisagwiri4211 Год назад

    Nhai Sly Media chirudzii ichi chomoita kugurira nyaya padumbu kudai? Honestly who does that?😢

  • @chengechitsiku7413
    @chengechitsiku7413 Год назад

    Matsotsi nekamukadzi ako murikupedzerwa nguva nemboko idzo.

  • @chengechitsiku7413
    @chengechitsiku7413 Год назад +1

    Muface uyo anoda mboma .uritsotssi unoda kumamisa

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад +2

    Musapusiswe mhani ini,usiku aingoonerana nemusikana wake wacho chero panze .vaihurana avo

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Год назад

    Penga hanzvadzi yangu haungatorerwe mukadzi nabhangu

  • @olindamachiya7812
    @olindamachiya7812 Год назад

    Haaaa vnozivana avo haiisi nyaya yekuda kuona musikana wake achinzi back door unoiziva hre uuuum vnhu

  • @presleymarisero419
    @presleymarisero419 Год назад

    Sly nyaya haina kupera iyi

  • @thulanimutonga7415
    @thulanimutonga7415 Год назад

    Kuhwanda nechigumwe Tindo

  • @ntokozondlovu528
    @ntokozondlovu528 Год назад

    Now takuziva kuti mukadzi akangonzi mai dylan ma1

  • @peterChitera-d8u
    @peterChitera-d8u Год назад

    Musikana wacho aripiko nhai vatongi

  • @Vincentkamhips4875
    @Vincentkamhips4875 Год назад +1

    Vagara vachidanana vanhu ava, munhu angaite base rake pamba pemumwe murume asiri shamwari yake, hazviite,

  • @asante.sanchchirundu5764
    @asante.sanchchirundu5764 Год назад +1

    vakadzi sooo

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад

    Toda part 2

  • @NormanBhasera-v2s
    @NormanBhasera-v2s Год назад

    Kanzenza ako

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 Год назад

    Ummmmm I gave him a benefit of doubt

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад

    Ama2k

  • @annagarwe1621
    @annagarwe1621 Год назад

    Vana mai Dylan vatonetsa mudzimba umu

  • @thomaschiwomba3752
    @thomaschiwomba3752 Год назад

    Tsano vaifanirwa kungotiza mhosva dzavo

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 Год назад

    Kanyama pombi yekamukadzi

  • @deeztee8025
    @deeztee8025 Год назад

    T mugabe

  • @rogerchanda
    @rogerchanda Год назад

    aizve ko yaita premature end

  • @EddiDube
    @EddiDube Год назад

    Sly Media you have to improve in your video editing. It does not make sense to start video in the middle and end it in the middle. Invest your technology in editing. Don't rush to just publish stories for likes. Copy what Tinashe is doing.

    • @lukachapeyama
      @lukachapeyama Год назад +1

      At least mazuvano havachapindura vanhu rough mucomment section (veSlymedia). Professionalism yavo is on 'another level'.

  • @muchie758
    @muchie758 Год назад

    😢

  • @kraaifontenmafia5318
    @kraaifontenmafia5318 Год назад

    Hure mukadziii uyo

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 Год назад

    Misamuire bvuru bvuru anozonyarara😂😂😂

  • @progressnhamoyebonde7609
    @progressnhamoyebonde7609 Год назад +1

    Kkkkkkkkkkk makwikwi

  • @balsamtrees
    @balsamtrees Год назад +1

    Shoddy video editing,in a rush.Kabanga ndi intro,kabanga ipart 1,kabanga yatopera.

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 Год назад

      Kabanga akatomitiiswa akatazvara. Very poor Sly

  • @peterjayanduna789
    @peterjayanduna789 Год назад

    😂

  • @chengechitsiku7413
    @chengechitsiku7413 Год назад

    Stupid yemunhu