Leonard Zhakata - Hupenyu Mutoro(Official Music Video)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 июн 2024
  • Subscribe and Also follow L.Zhakata on
    Instagram: / karikoga_leonard_zhakata
    Facebook: / zhaxleo
  • ВидеоклипыВидеоклипы

Комментарии • 61

  • @user-jk4gz4tm4p
    @user-jk4gz4tm4p 20 дней назад +13

    5 July 2024 we still herre

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 3 дня назад

    Pandaikura kuma90's uko ndaingoti kungoimbawo zvake ndichinakidzwa nekutamba zvino ndawe kutamba mazwi manje mazwi ane hudzamu anezvaanoreva ndawe kuchizviona manje pahupenyua apa

  • @salannymhlanga2721
    @salannymhlanga2721 Месяц назад +9

    Kugona haisi noise kana kuzhangandira 😂😂😂. This was creativity at it's very best!

    • @celcinfor3534
      @celcinfor3534 29 дней назад

      I won't add anything to that. You nailed it

  • @johnrock8001
    @johnrock8001 Месяц назад +6

    Zvimwe zvose tazvinzwa ,but panoda kunyanyo batisiswa ndepekuti (HOPE ADZINA NDIMA )

  • @stepperssoundzstudios945
    @stepperssoundzstudios945 Месяц назад +5

    ma dance manyama no sweating , Christmas yacho zvaiva zvinhu 👊👊👊

  • @onefyv
    @onefyv Месяц назад +5

    Hupenyu hunoramba zvandinoda, asi mumaroto nemukurongo munobuda chivimbo chekuti ndichakunda, mati shungu dzoperera mufungidziro here? Tenzi mukandikanganwa mungarwadzise 🙏🏿
    Ichi chichemo chondosiya kwamuri ☁️

  • @onefyv
    @onefyv Месяц назад +2

    "Hapana anoda kuve chiseko chenyika kana kuitwa muenzaniso wechakaipa, hama todiniko tigokunda tose?"

  • @samarthanjiwaga3401
    @samarthanjiwaga3401 Месяц назад +3

    These songs now makes sense❤️

  • @angelsmom88
    @angelsmom88 Месяц назад +2

    Haaaaa harivire zuva ndisina kut Hupenyu mutoro.now ndakunzwisisa song iyi 😢

  • @MususumeliMudau
    @MususumeliMudau 9 дней назад

    This song get into my blood through my vein ❤ wen he sang it provoke something an feel luk am in other realm

  • @PalmBlisshotels
    @PalmBlisshotels Месяц назад +1

    I listen to your music daily you should do a show

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in Месяц назад +1

    I really like your music please don’t stop you’re the only one left who produces good music with valuable messages

  • @celcinfor3534
    @celcinfor3534 29 дней назад +1

    Happy birthday Mwana weMurozvi

  • @ctnyamujara
    @ctnyamujara Месяц назад +2

    thank you king,the song that made me fall in love with zora music

  • @georgekumanda6252
    @georgekumanda6252 Месяц назад +1

    Baba Chamu basa munobata. Tiisireiwo dzese pano.

  • @ntsedzeninekhwevha6253
    @ntsedzeninekhwevha6253 11 дней назад +1

    14 July 2024

  • @NadineNgulube
    @NadineNgulube Месяц назад +1

    In love with Zora music ❤❤❤ wish to see you in a live show

  • @nobertkunene123
    @nobertkunene123 Месяц назад +1

    One Of My Favorite Songs I Have It Through

  • @tawedzerwamasendeke5732
    @tawedzerwamasendeke5732 Месяц назад +1

    I remember those days

  • @WisemanChisora
    @WisemanChisora Месяц назад +1

    Chimborovai kamwe kakarerekera iko ko ft

  • @fikilexaba7354
    @fikilexaba7354 11 дней назад

    Tiring kuda rematch 😂they make sense now

  • @lozientertainment
    @lozientertainment Месяц назад +1

    Iyi music yaipere kunaka ❤

  • @bantupumpfbktv1008
    @bantupumpfbktv1008 Месяц назад +1

    🔥 zora moto

  • @shepherdmakanika1941
    @shepherdmakanika1941 Месяц назад +1

    The legend

  • @WisemanChisora
    @WisemanChisora Месяц назад +1

    Madzora ndangariro🎉🎉 2:44

  • @lloydfifteen
    @lloydfifteen Месяц назад +1

    Zoraaaaaa! ❤

  • @deannoah6757
    @deannoah6757 Месяц назад +1

    Nice video bt ndinoda video from mupendero wenguva album

  • @tungamiraimaride4978
    @tungamiraimaride4978 Месяц назад +1

    Zoraaaa

  • @miltonchitima9348
    @miltonchitima9348 Месяц назад +1

    Manumber manyama🏋‍♂️🏋‍♂️🏋‍♂️

  • @PriscahMwanza
    @PriscahMwanza 18 дней назад

    Still lovely the song❤

  • @Peterksmvalethu8
    @Peterksmvalethu8 Месяц назад +1

    Koga by 1 hupenyu mutoro

  • @MsLeahM2
    @MsLeahM2 25 дней назад

    This all makes sense now 2024 chokwadi hupenyu mutoro…😢

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Месяц назад

    Nziyo dzenyu dzinopisa Mdhara, rambai makadzvanya

  • @lufunonemakonde8626
    @lufunonemakonde8626 13 дней назад

    Muthu anga dzhena ndilani musi zwino aya hayani, N1 😂😅

  • @AndrewMwando
    @AndrewMwando Месяц назад +1

    Were is the full video Mr

  • @progressmudzongo2338
    @progressmudzongo2338 Месяц назад

    upload all your albums here mdhara ti supporter by playing here

  • @celcinfor3534
    @celcinfor3534 29 дней назад

    Gonarehupfumi chii?? Ane nzeve ngaanzwe

  • @giftndawana
    @giftndawana 28 дней назад

    2024 happy 56th birthday Baba chamu

  • @IsaacGatiyaMatambo
    @IsaacGatiyaMatambo Месяц назад

    Musoft zvake asi achingozvakatsa

  • @kudakwashevictorthepoetryb4520
    @kudakwashevictorthepoetryb4520 Месяц назад

    The best musician ever!

  • @MightTifanane
    @MightTifanane 18 дней назад

    Nice video 🎉

  • @NgoniMuseka
    @NgoniMuseka 23 дня назад

    Still praying this song

  • @WisemanChisora
    @WisemanChisora Месяц назад

    Madzora ndangariro

  • @Anna-wl2wz
    @Anna-wl2wz 24 дня назад

    Hupenyu mutoro shuwa mwana wamai 😂

  • @malvenmugadzikwa1116
    @malvenmugadzikwa1116 Месяц назад

    real music

  • @onefyv
    @onefyv Месяц назад

    More Zora

  • @adrianchayambuka8950
    @adrianchayambuka8950 Месяц назад

    ❤❤❤❤❤❤❤

  • @TBR-RECORDS-ZIM
    @TBR-RECORDS-ZIM Месяц назад +4

    Also follow me I'm first to view here💯💯big tune Zora music to the world watching from🇧🇼botswana

  • @patriciahsibanda5297
    @patriciahsibanda5297 Месяц назад

    Our own khanda bongo man so proud 2024 same dididi same the record