Vanhu 16 vanokurukwa Stand

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 окт 2024

Комментарии • 669

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 Год назад +18

    Mambo imi Moda kupinza vanhu mujere. Vanhu 16 ngavatsvage Emanuel wavo . MuLangeni Tora matanho . Vakatenga zvunhu zvokuba

  • @MaireachmanMandeya
    @MaireachmanMandeya Год назад +10

    Baba taps how far nanyaya yavanesa ko zvongopera hr sezvasekuru vaya vemakudo itayi kuti timwe mvura tanzwa nenyota makumbo akuzvimba nekumira pliz unhuwoye tigarewo pasi kuti chuuuuuu

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Год назад +9

    Chigodora haagone kutonga zve stand. He needs kuenda kuchikoro. Ka power kacho kanoda xool

  • @pampamchids6024
    @pampamchids6024 Год назад +7

    Chief vanhu ngavaende kune munhu wavakapa mari wavakatambidza mari as it is now this Mulangeni atori a victim akatobirwawo so how can he pay back mari yasina kupiwa besides imi chief hamuna evidence yekuti Mulangena akapiwa mari ende havanwa kunzwa side ra Manuel na Sabhuku

  • @talentmakota1434
    @talentmakota1434 Год назад +12

    To be honest chigodora havagone kutonga ngapatsvagwe Emmanuel ngaauye adaire nyaya dzake

    • @fredahama4902
      @fredahama4902 Год назад +1

      Nyaya haina kubatwa zvakanaka iyi. Dai vaenda kwaChief

    • @Being_mich
      @Being_mich Год назад

      Exactly. Vane kakuzungaira

    • @takudzwagumbo8801
      @takudzwagumbo8801 Год назад +1

      100 💯 baba ava kutonga havagone

  • @catietok3996
    @catietok3996 Год назад +13

    Mambo hamupi mtongo vapari vemhosva vasipo to answer their case kana musingaigoni nyaya ngaiite police case Manu atsvagwe nepolice azvidairire...you even failed kuti sabhuku wenyu chaiye ave paground...munotonga nekaundini hamudzeyi nyaya zvakanaka..

  • @tinashewilson8432
    @tinashewilson8432 Год назад +8

    Emmanuel is getting ma points to defend himself through this video nyaya iyi inoda police vanhu varikubatsira what if some are helping the sabhuku who is not there to answer his issues Sabhuku awana simba rekuisa munhu mubook zvisina Chigodora mukati pane nyaya apa Chigodora is part of this scandal Mulangeni must take this matter to the police anogona kutsikwa ne team iri

  • @AlbertMutsingo
    @AlbertMutsingo Год назад +10

    This story is simple and straight forward. Mlangeni is innocent, however akambovhara vanhu mari thru capital base and ran away so the whole community is bitter about him. On another note, because Mlnageni was on the run, Emmnuel and Matika hatched a plan yekuvhara vanhu anticipating that Mlangeni will not come back forever. Why is not Emmanuel around, Why is not Matika around. I can second a gentleman who said Headman you are a toothless dog. Why is not doing citizen arrest to Matika cz he stamped and approved a sale of 1 stand to 16 people. Headman ava he is bias and subjective, he is using emotions on this case. Aremerwa nenyaya, he must put it into police custody so that the fraudsters will be apprehended.

  • @tendaishumba4224
    @tendaishumba4224 Год назад +10

    Am 100% behind this guy aripachokwadi chake and anoziva zvaarikutaura, Mambo musade hudyire plz

    • @sukaimasvingise2051
      @sukaimasvingise2051 Год назад +2

      Yaaa vakuda kumutonga nema mistakes ake akare sabhuku Matika na Emmuel ngavauye kudare

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Год назад

      Something is not good with chigodora varikutya nematsotsi

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi329 Год назад +7

    Mlangeni ngaaende kwa Magistrate court chaiko zvana Chigondora vanenge vachiona maziso evanhu nekuda kunzi vakapenga ngaasiyane nazvo 😂

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 Год назад +3

    Pastor varikungorebesa nyaya sei zvisina direction ma Pastor matsotsi vaipiwa mari havaitsvaka vanhu mahara

  • @kennymakanya6201
    @kennymakanya6201 Год назад +14

    Headman ava vanotonga nyaya everyday. Confusion yakumuwandira manje 😂😂 idzi nyaya hadzidi village court

    • @takaenda7577
      @takaenda7577 Год назад

      The last 4 cases akatongwa same day

    • @rosez347
      @rosez347 Год назад

      Pogoti vanoripisw mbudzi atonepurazi apa dzinobereka katwo pagore

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +6

    Mambo pamwe pacho munomborasika

  • @darlingtontshuma9660
    @darlingtontshuma9660 Год назад +3

    Mlangeni 10
    Headman Chigodora. 0

  • @ptayegwa
    @ptayegwa 11 месяцев назад +2

    That lady arikumashure kea Mhlangeni ndiye Barbra.I know her and itsotsi.she worked for capital base na Mhlangeni.matsotsi vanhu avo.mbavha chaidzo I know her

  • @thinkwellmanzou1515
    @thinkwellmanzou1515 Год назад +5

    Ishe Matika i nhubu chaiyo ,headman vatovatadzawo

    • @phoebemavhiza-kf4cj
      @phoebemavhiza-kf4cj Год назад

      Kana iye chigodora musamuchenese anofanira kuenda kujeri coz jeri rakazara nevanhu vari innocent mbavha ana chigodora vachi enjoyer life vari out side prison

    • @nicholasfungurani9677
      @nicholasfungurani9677 7 месяцев назад

      Kana iri nhubu sei ari sabhuku? Akamurega ari paxhigaro pacho iye achiziva kuti inhubu ndiani. NdezveZANU PF izvi zvosemesa

  • @blatinaayisa4813
    @blatinaayisa4813 Год назад +2

    Munekakudzvinyirira mlangeni haana mhosva batai Emmanuel

  • @calebmushaishi9492
    @calebmushaishi9492 Год назад +48

    My comment is the Chefs should have a council of elders. His judgement is not informed. You cannot give a judgement when the sabhuku and the seller are not there. Arrest the culprits first and then come up with a proper judgement.

    • @blessy74
      @blessy74 Год назад +5

      What do you mean? Madhara aakagara navo uko avo hausikuvaona here? That's the council of elders. Plus this Headman always consult his subjects on any matter

    • @tsitsinyamukapa1888
      @tsitsinyamukapa1888 Год назад +3

      Yes sabhuku vanoteerera makuhwa

    • @tawandamoyana2596
      @tawandamoyana2596 Год назад +2

      Sabhuku musatonga makuhwa nyaya dzose ngadziuye mudare musina kana divi ramakanzwa ndiko kutonga, mukaramba muchiita izvi muchapihwa chioko muhomwe pakupedzisira

    • @daychawatama8624
      @daychawatama8624 Год назад +4

      Ummmmh Mhlangangeni abirwa zvishandwa zvake☹️

    • @luckychaperuka584
      @luckychaperuka584 Год назад

      Every leader have their own way of setting judgement esp these village courts
      Ko ungafananidza shaka zulu no lobengula here. Vaitotonga zvakasiyana.
      Formality ku civil court

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    Haaa pastor nyarai vamakambobira makava ripa here. Zvinorwadza kaaa kubirwa dhemeti wenyu pastor

  • @memorableevents7179
    @memorableevents7179 Год назад +1

    Vanhu vakatengesa stand vakatora advantage yekuti mulangeni akanga atiza nyaya dze capital base Saka vana Emanuel Namatika vaifunga kuti mulangeni hachadzoki ichafa yakaloader . But chef hamusi kuzviona

  • @teberiachitauro9305
    @teberiachitauro9305 Год назад +7

    Our very own Netflix haaaa kaachigodora kunoburwa itsva kkkkkkk

  • @tthex6484
    @tthex6484 Год назад +33

    This case is beyond a headman's court. It's a case of fraud with multiple players and the headman seems scared to face his own sabhuku matika. He is powerless and now asking one of the civilians to bring his own aabhuku to court. Where is the chief???

    • @tova4700
      @tova4700 Год назад +2

      Ndizvo zvandaonawo, kuda kutyisa kuti ndomuda pano, iye ndiye headman handiti matika reports to him?

    • @TaMa-xd6ut
      @TaMa-xd6ut Год назад

      @@tova4700 Saka

    • @TaMa-xd6ut
      @TaMa-xd6ut Год назад

      Munongowawata

    • @phoebemavhiza-kf4cj
      @phoebemavhiza-kf4cj Год назад

      Chief ndi Zimunya

    • @tova4700
      @tova4700 Год назад

      @TaMa-xd6ut saka ndiye ngaamusunge, handiti vote ma civil servants, so this is insubordination by matika to his HM. It is the same HM to discipline him in this matter and all the other cases he is levelling against him.

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 8 месяцев назад +1

    Mlangeni neglected his land and left untrustworthy people to take care of it. But Mlangeni kana deserves to get his land back Manu ngaadaniwe ataure munhu aimutuma.

  • @donemoregwenzi2619
    @donemoregwenzi2619 Год назад +1

    Uyu ibenzi haedmen uyu haagone kutonga nyaya anotonga nyaya pasina sabhuku wake mbavha sei handina kufarira nyaya iyi ngaiende mberi

  • @lisamuz1790
    @lisamuz1790 Год назад +8

    Ishe matika vanogara varimunyaya weeee😂😂😂😂😂 avanzwe

  • @Chamu73
    @Chamu73 Год назад +27

    Mhlangeni is very composed and intelligent

    • @plaxyworldwide
      @plaxyworldwide Год назад +2

      Itsotsi

    • @ThePremat
      @ThePremat Год назад

      igweregwere

    • @calebmushaishi9492
      @calebmushaishi9492 Год назад

      Yes agree itsotsi rakadzidza. His pyramid scheme money he used to rob people and bought these properties is backfiring. He might lose some of the investments with this kind of chiefs

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 Год назад

      ndozvinoita tsotsi akatomovarova mari before.

    • @akmanyati2652
      @akmanyati2652 Год назад

      Haaa itsotsi asi apa haaa kunyangira yaona

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 7 месяцев назад +1

    Izvi NdezveZANU izvi zvonetsa. Mazivanhu eZanu mukaateedzera munotofunga kuti arikuita zvinhu kwazvo. Ana chigodora panyaya dzakadai vanotonga nebhachi rezanu saka hapana chinobuda.

  • @maxwellguvava1709
    @maxwellguvava1709 Год назад +1

    Haiwawo toraika sabhuku auye. Zvekuti Mhlangeni akambopinda pa tight hazvina kana basa izvo. Deedzai Sabhuku Matika auyeka handiti aripo here. Makavharwa mese imi, you were conned zvekuti stage manage hapana apo

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 Год назад +6

    headman you are the one responsible for bringing ishe matika to court. this case is surely beyond your limits. involve the police

  • @tapiwamahati6781
    @tapiwamahati6781 Год назад +2

    Aaaah vanhu vano zivana ava, kubva kumutengesi kusvika kuna sabhuku,iyi ndiyo inonzi tora Mari united

    • @jesca7368
      @jesca7368 Год назад +1

      Zvinogona kudaro kuti iye mlangeni uyu atorimo mu deal racho . chokwadi chaizowapo ishe matika na manyuwero wacho

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Год назад +1

      Apa zvabva zvabuda zve capital base futi

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад

      ​@@jesca7368emanyuwero haachabatiki😂😂

  • @tendaishumba4224
    @tendaishumba4224 Год назад +11

    This guys is telling the truth, shona yake zvayo its not clear semunhu weNdebele he is trying but Mambo ipai time yekutsvaga Manyuwero nasabook

  • @happysonnyamudeza
    @happysonnyamudeza Год назад +10

    Chigodora’s instincts are right, that Mlangeni is a smart scammer but how to convict the elusive pastor is beyond headman

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Год назад

      Very true. He has a history of scamming again. Saka haa its a syndicate.

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 Год назад +3

    Chief chigodora jus put mlangeni as your adviser ...he is very intelligent

    • @FaithAmelia-tu6in
      @FaithAmelia-tu6in 5 месяцев назад

      Remember mulangeni wacho imbavhawo akatombobirawo vanhu

  • @rezaemmanuel0073
    @rezaemmanuel0073 Год назад +1

    TO say the truth pastor vakudzvanyirirwa emmanuel nasaboku ngavabatwe vatongwe nanyaya dzavo pastor vauya kuzotsvaga justice saka musavarasirire criminals should be brought to justice

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 Год назад +3

    Vanhu venzvimbo iyo havadi mhlangeni chete dai arimumwe wawo akaitirwa izvi vese vaiti nyaya haitongwe pasina sabhuku matika naManu..iye chigodora haaizive nyaya nekuti haafanire kupa judgement pasina sabhuku naManu inga kucourt nyaya inogona kuita 3 months judgement isati yapihwa pachitsvagwa kuti chii chakaitika.
    Chigodora anotya sei kutuma mapurisa kunotora sabhuku aripasi pake ,anotya Matika thats why achidhererwa ,matika hapana paakambouya kudare rachigodora vanenge vanozivana panezvavakamboita vese.
    Chigodora anoti ivhu haritengeswi asi apa atengesa wani imbwa inongohukura isina mazina zvambotaurwa apo😂..
    Mhlangeni dai achibva kwamutare ikoko dai nyaya iyi yatongwa zvakanaka..Chigodora anoona kuti nyaya haaigone asi anoda kuzama kuti iye adyewo chete.

  • @VirginiaMushonga
    @VirginiaMushonga Год назад +13

    BaTaps musadaroba, 😢takamirira part 7 yaVanessa.

    • @fortunate2504
      @fortunate2504 Год назад

      Asi hamuna kuiona kni akashaika vani mufunge

  • @edithnyachuru7528
    @edithnyachuru7528 Год назад +2

    Nhai headman why Mhlangeni vaMlangeni is intelligent and eloquent i see him not guilty

    • @ivuchigora4195
      @ivuchigora4195 7 месяцев назад

      Very intelligent indeed, it might be difficult to convict him if he is a scamer

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +8

    Why is Matika and Emmanuel being protected?

    • @tainzanamgobheri5029
      @tainzanamgobheri5029 Год назад +4

      Chigodora akadyawo mari ndokusaka asinei navo

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад

      Capital base chii ko chikutaurwa apo ndiudzewo

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Год назад

      @@nicolemercy capital base kaive ka microfinance sort of kaitora mari from people kachizovadzosera ne interest psmusoro every month yawainge uine mari ikoko. Kakazotadza kudzosa mari dziya kuvanhu. Vanhu vakanyura too bad. A lot of people in Mutare.

  • @ronaldchambwe7929
    @ronaldchambwe7929 Год назад +5

    This is police case of fraud Mhlangeni haana mhosva bring Emanuel and sabhuku vadaire vega.

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 Год назад +8

    Mambo munogona excellent Chigodora nyaya dzenyu dzinonakidza kunzwa muchitonga 🙏🙏🙏 hupenyu ngahuwedzerwe pamuri

    • @phoebemavhiza-kf4cj
      @phoebemavhiza-kf4cj Год назад

      Chigodora haasi chief ndi headman sadunhu mambo ndi zimunya

    • @afronews7034
      @afronews7034 Год назад

      Chigodora kuvhundutsira ka

    • @chingombedaries
      @chingombedaries Год назад +2

      Chigodora imbwa iyo he is after money

    • @pascaliamugwagwa8428
      @pascaliamugwagwa8428 Год назад +1

      Anogona chii ahagone kutonga because mbavha na sabhuku havapo

    • @FlorenceMutize
      @FlorenceMutize Год назад +1

      Ummmm akungonera papi mbavha iyi busy kubira vanhu thanks karanganda headman ava vachapinda munjere chete busy kutengesa ivhu nekubira vanhu zvinhu zvavo

  • @busisiwecorneliamsipha4463
    @busisiwecorneliamsipha4463 Год назад +3

    Mlangeni arikudzwinyirirwa nekuti mundex

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 Год назад +3

    Vachigodora matongerewo enyu anodzvanyirira . Munhu atenga chembavha naye imbavha

  • @caspermuteyi9180
    @caspermuteyi9180 Год назад +4

    Mambo I think Manuel ngaasungwe. Manuel ane feck Mlangenhi who is dealing with him

  • @mildredjoni208
    @mildredjoni208 Год назад +1

    Madzimambo nyaya dzakadai hadzisi dzenyu pliz munozopihwa kubva kumapurisa

  • @tinashewilson8432
    @tinashewilson8432 Год назад +2

    Get Emmanuel and settle the matter team rese riri apa harina wisdom what if Emanuel is just a criminal taking advantage of the situation he saw this Chief anoda a council ine wisdom kwete kutonga kunge murikutonga nyaya dze pre school

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад +1

    mambo munombokoniwawo futi property yemunhu ndeye munhu chete zvekuisa structure is another thing ,
    matika na Emanuel naSabhuku ngaauye padare vadaire nyaya iyi !!

  • @varaidzotsvangirai
    @varaidzotsvangirai Год назад +2

    Kana vanhu muchitonga musave ne side tongai nyaya

  • @balsamtrees
    @balsamtrees Год назад +12

    PART 7,MASASI,please.

  • @Lillyonline-gv6sq
    @Lillyonline-gv6sq Год назад +14

    This place will the most welknown bcz of u baba tapus👍👍

  • @margaret7446
    @margaret7446 Год назад +1

    Mr mulangeni endai kwashe

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 Год назад +11

    I smell poverty in that village. Emmanuel duped these so called buyers because he knew the pastor was on the run. He didn’t think the pastor will come back. The whole village at a standstill 🙄

    • @ladislausvmap
      @ladislausvmap Год назад +2

      If Pastor was on the run how did he come back to Zimbabwe. It is all accusation dzisina evidence. Makuhwa yakawandisa muraini umu because of social media. Ngavaende ku police that's it. Some of these people vane tribalism and they cannot bear having a smart clean Ndebele gentleman who is well compose and respectful live amongst them. Mlangeni is smart pa brain and he knows business as well. Very articulate and the rest are just full of hearsay. 😂😂😂😂😂. They live on Makuhwa with no facts or evidence.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Год назад +1

      @@ladislausvmap you right gossip can go viral to the fact that people will compose a song about you all over kavillage aka kane nhamo nehujire kuvanhu, plus tribalism

  • @ashleysongore1120
    @ashleysongore1120 Год назад +3

    Why kutoda kupa judgement vaviri vanyatsori involved vasipo ??

  • @shingiraichamaenza2015
    @shingiraichamaenza2015 Год назад +5

    Hedman anonyepera kuziva uyu

    • @elsiehovahova725
      @elsiehovahova725 Год назад

      Ndombosizvions hangu

    • @elsiehovahova725
      @elsiehovahova725 Год назад

      Munhu anofanirwa kuita hedman ndemumwe mufasi so vechidiki asumuka every dare ari smati my soulmate

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад

      ​@@elsiehovahova725vemagirazi

  • @oliviachisuvi919
    @oliviachisuvi919 Год назад +6

    Apa traditional court yakoniwa. This case needs to be escalated further.

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 8 месяцев назад

    Mlangeni is classy i like his conduct during whole ordeal. Stay strong Mlangeni!

  • @MaireachmanMandeya
    @MaireachmanMandeya Год назад +3

    So sad ngavatswage Emanuel to clean his hands keep on fighting my brother you never know what will come up

  • @perpszingwanga
    @perpszingwanga Год назад +3

    Headman apa watadza kutonga apaa watonga nedemo

  • @floyd1493
    @floyd1493 Год назад +3

    Headman Chigodora vanowanza maConspiracy Theories

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +1

    Headman Chigodora vanoziva unhu hwa Matika. Why is he not summoning Matika. Headman itai mazino mudaidze Matika. Itai zvinoita chief Bushu and Nyamaropa.
    The other issue vanhu vane hasha ne Capital Base thus their judgement may be biased.

  • @perpszingwanga
    @perpszingwanga Год назад +4

    Unemakuhwa headman siya makuhwa

  • @zvemunyati4866
    @zvemunyati4866 Год назад +1

    Pane pandapotsa I guess. Vanhu ava vaitenga stand one here or the land was subdivided. Kana yange iri one stand then Mfundisi Agent naMatika naManu vaitoita vachiziva havo kuti varikutengesera vanhu vakawanda stand one here?
    Kana yange iri subdivided then where is the gap. Pavanhu 16 ava pane vakazoshaya here. Chichemo chevanhu 16 ava ndechei?.
    Or is chichemo only from Mlangeni kuti nzvimbo yangu yakatengeswa ndisingazive.

  • @varaidzotsvangirai
    @varaidzotsvangirai Год назад +1

    Mambo vanenge varikutonga pasi pa Emmanuel. Hazvisi far

  • @caspermuteyi9180
    @caspermuteyi9180 Год назад +7

    Musadaro munhu, why cant you look for Manuel

    • @MargretNcube-c5i
      @MargretNcube-c5i Год назад

      Matika,Matika,Matika ,how many times did I call you

  • @caspermuteyi9180
    @caspermuteyi9180 Год назад +1

    VaChigodora pls taridzai simba renyu kuvanhu vamunotungamira. Zvataurwa nemumwe muteereri mudare renyu. Sei muri kusataridza simba renyu. Sungisai Matika, Emanuel. Saka zvese zvamurikutaura kupedza nguva. Ndodzokerera zvakare, itai zvinhu zvinoitira zvakanaka munhu wese. Taridzai simba kumasabhuku enyu nekuti vari pasi penyu. Munonzvenga nzvenga ngei.

  • @margaret7446
    @margaret7446 Год назад +2

    I think headman mune zvamoziva 😅 apa u are taking tsotsi’s side

  • @tainzanamgobheri5029
    @tainzanamgobheri5029 Год назад +1

    Mhlangeni endesa nyaya kwaChiefs kwete zvaChigodora zvekupenga

  • @tsitsinyamukapa1888
    @tsitsinyamukapa1888 Год назад +1

    Ngavapihwe na Emmanuel naMatika Mambo arikuvatya tongai fair

  • @talentjoseph9267
    @talentjoseph9267 Год назад +3

    Vanhu veku village iyi vanoshanda hr or anoswera vari muma dare bcz mamwe ma face takutomaziva every day vanenge varipo

    • @roniamukonda5520
      @roniamukonda5520 Год назад

      Wanoshanda,chinoita ndechekuti musi unoitwa dare wanoita nyaya dzakawanda same day asi we media wanozotipa nyaya dzacho ma days akasiyana,zvoita sedzinotongwa every day

    • @ollymangena
      @ollymangena Год назад +1

      Taurai henyu kune mrume we shirt ye grey anogara aripo

    • @priscillarwhite4383
      @priscillarwhite4383 Год назад

      Baba vemagirazi

    • @nicolemercy
      @nicolemercy Год назад

      Mbuya ye dress re green

    • @ollymangena
      @ollymangena Год назад

      @@nicolemercy yaaaa ava havashayikwi

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Год назад +13

    Chigodora nhasi akitonga fraud. Ndosaka asina gloves re zebraa😂😂😂

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    Mlangeni ane history yehutsotsi its very difficult to clear his name at this stage. How can you continue to keep munhu akaunza tsotsi mumba mako. Ko akaunza umwe tsotsi. Aiwa Mlangeni imbavha hake. Agree or disagree shiri ine muririwo wayo haiuregi.

  • @danielmpofu3132
    @danielmpofu3132 Год назад +1

    Chief Chigodora varasika apa ngavaite mushe

  • @davidzopamberi7092
    @davidzopamberi7092 Год назад +1

    Vanhu ku mapurisa, ane nhema muLangeni anoziva nyaya haadi zvemapurisa. MuLangeni itsotsi.

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Год назад +1

    Mr Mlangeni endai kucourt nenyaya yenyu. Nyaya haidi ma headman iyi . Headman vanonyanya kuteerera makuhwa vanouya padare vane side ravo kudhara

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 Год назад +10

    You cannot crucify someone because of his past actions or history.

    • @sonnypunungwe4871
      @sonnypunungwe4871 11 месяцев назад

      We are shaped by history as well. We can't totally ignore.

  • @EdylineMahlengwe
    @EdylineMahlengwe Год назад +3

    Matika imbavha mubvisei pachigaro haana kodzero yehusabhuku

  • @tintoshava-hr4pq
    @tintoshava-hr4pq Год назад +1

    Thanks karanganda tv 😂😂😂😂rambai muchidzokazve nadzo nyaya dzenyu kumberi

  • @shumbahurushumbahuru4894
    @shumbahurushumbahuru4894 Год назад +4

    VekwaChigodora musazodaro haa makanyanya. Drama everyday

  • @Bishopkennethmatsvailive
    @Bishopkennethmatsvailive Год назад

    Uhu hudzwanyiriri hamukwanise kutonga Nyaya sezvairi imi waMambo murikuziwana neakatengesa Nzvimbo mese muri Mbavha Munoziwana 100% tikada zvedu kusimudza Nyaya iyi munofira Mutirongo imi

  • @loreenmujuru7692
    @loreenmujuru7692 Год назад +2

    I wish chief Mutasa would handle this case headman Chigodora and chief Mutasa should make a collab

  • @AlecMaluwa
    @AlecMaluwa Год назад +1

    Mhlangeni na Manuel vanozivana Saka vairecorder maauodio kuti zvive nehumboo hwekuti havazivani asi vachizivana

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 Год назад +1

    Nyaya dzakawanda havapi justice shame he is power hungry

  • @shepherdmudimu6447
    @shepherdmudimu6447 Год назад +6

    Judgement iyi is based on a lot of assumptions.This case is well out the headman's jurisdiction

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 8 месяцев назад

      Everything is this court does not require evidence it's all speculation which is so bad.

  • @madelinechimuka9875
    @madelinechimuka9875 Год назад +3

    Kkkkk Mlangeni dzinoramba zviri soft

  • @jasminemazike9800
    @jasminemazike9800 Год назад +15

    Some people just love the sound of their own voices.

  • @faithmuperi7945
    @faithmuperi7945 6 месяцев назад

    Chief munongona zvekurombwa mumhuri apa makoniwa

  • @fungaimwanturuzhari161
    @fungaimwanturuzhari161 Год назад +2

    Anoshanda nemakuhwa ndoo damudziko minduro idzinomukurira

  • @percivalbhaira3027
    @percivalbhaira3027 Год назад +1

    Well done ndanga ndakachimiriri ichooo kkkk
    Waingepo hr Mbuya mai Nyariiiiiiiiiiiii kuti chuuuuuuuuuu

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 Год назад +1

    Uyu chifi uyu anofunga anoziva aaahhh..anombogadzwa naniko machifi aya..maiweee

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    Sure Mlangeni ungaita cross country kuti unobira ana wasu diko. Zvitsiure Mlangeni wamunhu mkuru iwe. Capital base nhasi wakuba ma stands.

  • @MirriamMaisva
    @MirriamMaisva Год назад +1

    Heard man muri kutadza kubata ishe matika saka murikutongei

  • @tendaimurwisi6170
    @tendaimurwisi6170 Год назад +2

    Why conclude the story musina humbowo wakakwana? Mambo arikutonga based nezvirikubva muvanhu, iye ari ega arikupererwa.

  • @shebbatsikai1374
    @shebbatsikai1374 Год назад +3

    Hama inonzwisisa tsitsi he is humble

  • @zvemunyati4866
    @zvemunyati4866 Год назад +2

    Nyaya iyi iri above Headman's pay grade. He is tyring to use feelings and compassion kuti Mlangeni angonzwawo tsitsi. Mlangeni is using facts. As usual Headman nevarume vemunzvimbo iyi mafact havamanzwisise. Nyaya yekuti Mlangeni akambopara zve Capital Gains hainei nenyaya iri mudare. Headman dzavo ndedzana Tamari, iyi yavakorera.
    Headman arikutokwatawo Matika.

  • @SikhanyisiweSibandaSiban-zl3vi

    Pastor avo vaingoenda nevanhu sei pa nzvimbo imwe itsotsi

  • @madelinechimuka9875
    @madelinechimuka9875 Год назад +1

    Haaa Mlangeni akaenda kucourt anoimuda nyaya iyi kamurambire kaari kuita😅😅😅😅😅

  • @Mayabhewemoy1
    @Mayabhewemoy1 Год назад +2

    But mudhara uyuu anofanira kuva nemaAdvisor because hakus kutonga nyaya ukuu kwekushanda nemakuhwa

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 Год назад +3

    Aah headmen vanomhazha kutaura kkkkk sabhuku atorio tsuro inofamba nema page haana chinhuba 😂😂

  • @doniehove8360
    @doniehove8360 9 месяцев назад

    Nyaya iyi yakazopera sei nhy vakabatwa hr matika naemmanuel

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 Год назад

    Imanyuwero unenge wakatoenda mhiri kwemakungwa nemari yaanhu

  • @caspermuteyi9180
    @caspermuteyi9180 Год назад +1

    VaChigodora vanokwata Matika naEmanuel. Ndivo vanesimba rekuunza vanhu vaviri ivava padare