Amai ndinoshuwira kukuonai face to face munondikomborera mharidzo dzenyu dzinondikomborera ndrikuno ku south Africa ndichi famba zvangu nechikorobho ndinamatirreiwo Amai ndibve mukushandira vanhu mwari wekudenga andisimudzewo Kubva muhuruwa Mwari wekudenga arambe achikukomborerai now ndripabasa ndichinzwa mharidzo yenyu kuno ku south Africa mwari akuraramisei nekusingaperi Amen nhamo ngaifuridzwe muupenyu hwangu Amen❤
My Favorite Preacher thank you Charpie bae❤ I'm blessed 🙏
Ndatenda hangu Woman of God🎉🎉
Amen this is powerful..may God increase you Chapie❤
Amen amen amen......nice hair style mhamha.
Amen n Amen powerful msg Chappie l lift up my eyes to the Lord my help comes from God!
Ndanzwa bvudzi rangu kuti nyau nyau,.Mwari ngavarambe vachikusimudzirai Chapie Bae ❤❤❤
Ma Baptist ukoooo makadii madzimai Ropafadzwai munashe thank you Chaplin P mharidzo yakadzama
Amen Amen ZVIRINANI KUITIRA MANYAWI MUIMBA YAMWARI THAN MUNYIKA
My chappie my Chaplin
Amai ndinoshuwira kukuonai face to face munondikomborera mharidzo dzenyu dzinondikomborera ndrikuno ku south Africa ndichi famba zvangu nechikorobho ndinamatirreiwo Amai ndibve mukushandira vanhu mwari wekudenga andisimudzewo Kubva muhuruwa
Mwari wekudenga arambe achikukomborerai now ndripabasa ndichinzwa mharidzo yenyu kuno ku south Africa mwari akuraramisei nekusingaperi
Amen nhamo ngaifuridzwe muupenyu hwangu Amen❤
Munogarepi muSA vanouya wani
❤
Powerful thanks Chappi ndorambira ipapo
Thank you amai👏
Takakomborerwa naChaplin
Chapi unondigonera Mwari akuitirei zvakanaka
Thank you Chaplin,for putting Baptist Convention on the map…proudly Baptist all the way from Denmark.👏👏👏
Ndakomborerwa ,God bless you servant of God, last song yekuti Ipapo inonzi chii ndoda kuitsvga handina kunyatsoinzwa,Mwari varambe vachikurangarirai❤
If you google ipapo pamuchinyikwa inobuda ku hwisiri iriko ❤🎉
@@kundaimutangadura4779 thank you so much
Chinjikano ndirero tsime roupenyu
@@chiedzamukavaidzi9470 thank you
Chaplin Phiri ..Mwari varambe vachikushandisai munondiitira zvakanaka pese pandinoteerera masermons enyu ....
Amen chishuwo changu kutaura nemi tichipindurana amai
Amen amen
Powerful sermon....God bless you woman of God
Ndakomborererwa kuno 🇺🇸 ❤❤❤
Amen Amen 🙏
Amen and Amen 🙏🏽🙏🏽
Hamenho ikoko
I love you my chappie
I use to like this woman preaching
Powerful
Amen
Amen satan abhowekane power 🙏
Amen, hakuna anoramba
Munokomborera venyu amai
Yaka yaka
Fambai naro vhangeri mama
Munokomborera Mama
Munondikomborera munhu wamwari
Kkkkkk amen
Very beautiful lady cha
I tap the annointing
Powerful