your company is the best .i prefer kunonoka kwandikuyenda ndafamba hangu ne MUKUMBA " @ blue horizon#INTER AFRICA .Ayehwa munondigonera mari yangu to mukumba ndonzwa zvichiyendeka
Haushaiyi anokusvorai inter Africa you need to improve the convinience yezvinhu zvevanhu mukatumirwa 4 counts different drivers stuff yangu ichishaikwa Harare Chiredzi Road some of your drivers are very incompetent i respect only one of them very reliable taurai nama driver enyu ma hwindi enyu asabvutira vanhu zvinhu zvavo unotongwa namwari WA mwazha iwe mukumba
Mhofu👌
your company is the best .i prefer kunonoka kwandikuyenda ndafamba hangu ne MUKUMBA " @ blue horizon#INTER AFRICA .Ayehwa munondigonera mari yangu to mukumba ndonzwa zvichiyendeka
Amen amen makatigonera apa mukoma Lucky
Chopisa ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Chikuwa anoziva zvaanoita uyu
Nice song
Tipeiwo bus Harare ,chivhu ,Gutu ,Nyika via Chipinge
Pakuda kumira becoz stallion ikuuya nazvo
Keep it up Inter Africa
Pamberi nemi, munofamba zvakanaka nekutichengetedza. Modhurira zviripo ASI ndinokudirai Kuti hamusiye vanhu musango munongotakura chero razara
Timetable number 1
Kwasara madrivers NEMA conductors communication ngavagadzirise ukasiya zvinhu kana kubatisa Mmmm unopinda busy
But road vanoiziva well experienced drivers, loaders and conductors
ASI munogona magara muBusiness . Pamberi nemi todawo Chiredzi Mkwasine, Mashoko Bus
Mukumba the great
Usasara uchishopera nice coment
🥰🥰🥰🥰🥰🥰
Very creative
Haushaiyi anokusvorai inter Africa you need to improve the convinience yezvinhu zvevanhu mukatumirwa 4 counts different drivers stuff yangu ichishaikwa Harare Chiredzi Road some of your drivers are very incompetent i respect only one of them very reliable taurai nama driver enyu ma hwindi enyu asabvutira vanhu zvinhu zvavo unotongwa namwari WA mwazha iwe mukumba
🔥🔥💥
Mwari waMoyo! PaJoin
Maiweeeeeee maiweeeeee
Uuuum chopisa ichiii
Zvinotendwa izvi
Nyanyest
Thanks
Mukumba the great
Rambai makadaro tinotenda chose
Makasiya bhera