I agree with you, I once live in a house madziro acho haaaa Mumba mairema imomo until one day I bought my paint ndika painter aaaaaaa kunzwa kureruka Mumba 🙌
Is it wise to take Holy things of the Bible like prayer ,preaching , sin and salvation of Christ and turn into a youtube comedy skid ....that's playing with fire ..don't play games near the Gospel of God ..tread very carefully...
cool down. Havana kutuka Mwari. They are actually preaching. Hazvisi zvese zvinoda prayer. Many Christians are poor, lead lives that are not admirable coz they think everything needs prayer. Sometimes you just need to prepare for an interview, clean your home or respect your spouse.
Aiwa apa chaatadza chiiko atoparidza ipapa kuti hazvisi zvose zvinoda munamato pamwe pacho unonzwikwa munamato asi because hauna kuita your part woti hazvisi kushanda saka apa tadzidza kuti zvimwe zvinoda your action
Nijo haaendere mberi kwecamera mahara zvee❤
Haaaaa your advertisements are always on point ❤😂😅😊
That old background sound.... You took us back😂
Baba Malachi vari creative zvavo heey . Pure talent❤❤❤
Bachi iroooo ma1 😂😂😂😂😂😂
Dial a prayer😂😂
😂😂😂aaah the creativity
I agree with you, I once live in a house madziro acho haaaa Mumba mairema imomo until one day I bought my paint ndika painter aaaaaaa kunzwa kureruka Mumba 🙌
Good
Bhachi iro
Advertising on a 100😂😂
0:57 😂😂😂😂
Mweya wetsvina😂
Maiwwweeeeeee 😂😂😂😂😂
Nijo : waita dial a prayer
Imba yenyu yese 😅mfundisi ndatenda zvangu 😅😅😅😅
hahhahahahahah goood marketing
Mukoma Blessing makutoda kuporofita kkk
😅😅😅😂
Dial a prayer
Jah B
Nijo 😂😂😂😂
😂😂😂😂
Shuwa paint inodzinga madzikirira😅😅😅😅
Munogona imi
😂😂😂
Dial a prayer kkk
Is it wise to take Holy things of the Bible like prayer ,preaching , sin and salvation of Christ and turn into a youtube comedy skid ....that's playing with fire ..don't play games near the Gospel of God ..tread very carefully...
cool down. Havana kutuka Mwari. They are actually preaching. Hazvisi zvese zvinoda prayer. Many Christians are poor, lead lives that are not admirable coz they think everything needs prayer. Sometimes you just need to prepare for an interview, clean your home or respect your spouse.
Ini ndatopona ipapa ndatoziva kuti hazvisi zvose zvoda munamato
Aiwa apa chaatadza chiiko atoparidza ipapa kuti hazvisi zvose zvinoda munamato pamwe pacho unonzwikwa munamato asi because hauna kuita your part woti hazvisi kushanda saka apa tadzidza kuti zvimwe zvinoda your action
Aaaq😂 getaway
Getaway, ibva pano
😂😂😂😂😂hahahaha
Madziro emba akuvhumutsa futy 😂😂😂
😂😂😂😂😂