Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Unogona xvako mwanakomana keep it up
Gitare rako rakugona chiChina munin'ina 💪💪💪
Ramba wakadero Shambloo❤❤❤
Bass Pana nherera apaaa zvakaoma ramba wakadero Shamblooo
Wezhira wezhara we zhebe we shando ndokugina ukuu
Nyangwe vana vemubvandiripo tisavashungurudza toziva dzaiva nhungo mangwana dzichava mbariro💥💥
Unogona iwee
Shamblo,,I salute you 🔥🔥🔥🔥🔥 Base rakabatwa Nani Mmmmm ,,ndanakwa ini
Unogona mafana,ndoshaya kuti munhu achiti voice raShamblo bla bla anoda kuti kudii chaiko,cz your voice is on point,instrument on point,well done
Unondigonera Wezhira wenjere ❤️🙏
MuZion unorowa thumbs up 👆
Wezhira hande nepaBikita apoKumagaba ndiObert hr uyo
Vana vangu ndinokunzwaii 🕺🔈🔉🔊🎶🕺ramba wakadzvanya Wezhira❤️
Ngoma makeke 🔥🔥🔥🔥
Kana song yaramba kuputikira ramba ichizama kunyora mamwe maSong
Pishaaaa Shambuu Pishaaaa
Orbet gomba ...shamblo ua in th ryt track
great piece mkoma.... Profound lyrics.. zvinonakidza izvi🔥🔥🔥🔥
9yc hama but itasokuti kwevei voice pamwe pacho
Voice rako riri kuita kunge ra baba sharo gadzirisa ipapo music yako boe zvekuti ine message
Hooo
Good feel. Noticed ka guitar ka sulu. Fused in well
Ok
Shamblo vs obert gomba 👊
Beautiful song
good music
waya munobata henyu varume zvese nema voice

Wezhira hande nepaBikita apo
Kumagaba ndiObert hr uyo