Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Franco Slomo tells Macheso to mind his own business.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 май 2024
  • Edited by YouCut:app.youcut.net...

Комментарии • 130

  • @salisiomutema5072
    @salisiomutema5072 2 месяца назад +11

    Saka macheso apinda papi siyanayi na mudhara. franco ipwere iyo vaifunga kutamba kunorira vapfanha ava

    • @collinsmago233
      @collinsmago233 2 месяца назад

      siyana na franco iwe ita zva macheso wako

  • @princemakena3621
    @princemakena3621 2 месяца назад +7

    This mampara must be reported for false information and tarnishing someone's name
    Usadhomoke

    • @mandlenkosindlovu6950
      @mandlenkosindlovu6950 Месяц назад

      Let's do it in numbers so tht they take down the video immediately

  • @user-go2vu6xx1d
    @user-go2vu6xx1d 2 месяца назад +9

    Urimbudzi yemunhu,pataurwa zvamacheso ndepapi,macheso is a big brand Kuti aswero achitarisana nelife yafranco

  • @Chiefmukoka
    @Chiefmukoka 2 месяца назад +6

    Macheso nafranco vanowirirana uye basharon Havana pfungwa dzekuputsa

  • @user-qu7lr9jz6q
    @user-qu7lr9jz6q 3 дня назад

    Team remadia ndiro rinopesanisa vanhu kuti riwane mafollowers varipabasa😂😂😂 macheso naFranco vanotowirirana vaye.

  • @takudzwagozhora1591
    @takudzwagozhora1591 Месяц назад +2

    Macheso builds

  • @innocentkatinyu5626
    @innocentkatinyu5626 2 месяца назад +2

    Liar liar pants on fire 🔥...where did he mention Macheso??

  • @emmanuelgondo3034
    @emmanuelgondo3034 2 месяца назад +2

    The best dancer in the world

  • @HasaniMersh
    @HasaniMersh 2 месяца назад +2

    Did he say baba Sharo in this clip or elsewhere?

  • @kudahmusarara8865
    @kudahmusarara8865 Месяц назад

    ANZWA CHIBAGE CHINYORO ISA LIKE

  • @PanganaioniasShonhiwa
    @PanganaioniasShonhiwa 2 месяца назад +2

    Hapana chataurwa nafranco chakaipa pamusoro pamacheso.....ndabva ndabvisa like yangu ipapa uye handi subscribe ipapa zvekare munopesa nisa vanhu

  • @Lunap-9
    @Lunap-9 2 месяца назад

    this guy is ever smiling except now

  • @HlahlaChifaka
    @HlahlaChifaka 21 день назад

    Wakaita wrong turn wangu.paye pawakaenda kwasulu ndopadzakatanga mhepooo

  • @naciouschipokosa7769
    @naciouschipokosa7769 4 дня назад

    kadofo ako kadii kungofumura munhu kungopedza tym kachingot iwewe ...anii wacho? plus munyori siya kuisa mokonzi pese pese.Siyanai naye macheso

  • @simbarashepandora9153
    @simbarashepandora9153 2 месяца назад +1

    vanhu vanoda kurwisanisa vanhu ....Franco haana kumboti Macheso

  • @user-zl2rz1io6n
    @user-zl2rz1io6n 2 месяца назад +1

    Ko Macheso apinda papi pane zvataurwa apa again franco haana kungoita zvekutamba kwamacheso cheteka uyo unotopengawo zvako munyori ZIDHODHI

  • @user-uy6gr8vk3l
    @user-uy6gr8vk3l 2 месяца назад +1

    Macheso wapinda papi ngadzokere kuna madness kkkk

  • @user-em4ee2jk3x
    @user-em4ee2jk3x Месяц назад

    Ko macheso apinda papi ipapa duzvi remunhu munongo post zvinhu zvisina basa pa media

  • @kennedymuchape6335
    @kennedymuchape6335 Месяц назад

    He didn't mention Macheso,even Cheso wacho hapana chaFranco chaambotaura..
    Nonsense report

  • @BazelNChinguwa-te1zy
    @BazelNChinguwa-te1zy 2 месяца назад

    Haaaaaaa macheso achidei pauri iwe ukwane iwe kna wapera wapera ska macheso apinda papi fakofu wapera wapera xaaaaa hauna chinhu Chet usanyepere vanhu Macheso haanei newe wagara hauna kurongeka wega mhani iwe pfutsek Chero ukaburitsa bt hauna dhiri pedzerana neakanyora not kutsvaga vakanyarara kwana iwe wakagara wakapera wngu fakofu

  • @innellycrincechigs1155
    @innellycrincechigs1155 2 месяца назад

    Dai Satan asipo Franco tichimama nemufaro coz mhepo haivharirwe 😂😂😂😂❤❤❤

  • @venganaithutani4977
    @venganaithutani4977 2 месяца назад

    Pfutseki aka tokumamisa rega kumechena zita ramacheso kutamba hakurire mpfanha

  • @ThomasDhewa-cb4qd
    @ThomasDhewa-cb4qd 2 месяца назад

    But sei iye Macheso achitadza kusimudzimira vanhu vanobva kwaari , name 1 person wamunoti uyu he is sponsored by Macheso.
    To be honest Macheso ane Self Ambition and arrogant at the same time

    • @douglasmartin5161
      @douglasmartin5161 10 дней назад

      That's why achiti Ari willing to learn how to play a guitar anomupa that opportunity Saka unoda kusimudzirwa nenzira ipi plus zvinonzi natsa kwawabva vasatiza vakomana ava ngavataure ma issues avo before they left kwa Macheso, Teacher anodzidzisa Mwana wechikoro kut ave teacher or aite rimwe basa rakatopfuura rake Ndizvozvo zvinongotaurwa wani naFranco kut ndakadzidza zvakawanda Kuna Macheso but vanhu tiri kumanikidza kut pave nebeef between the singers

  • @user-um9fb1ne6p
    @user-um9fb1ne6p Месяц назад

    Franco dzoka kubasa tumupimbira setoki pfuki wako mhani svindebvu sebhuwa got😂😂😂 siyanayi macheso

  • @user-ge5zk8ws4n
    @user-ge5zk8ws4n 2 месяца назад

    Macheso has no jealousy guys,uyo ngadzikame adzidziswe zvemagitare,kwamacheso akabve ega nepfungwa dzake

  • @TaruvingaRaradza
    @TaruvingaRaradza 2 месяца назад +1

    Hapana paambotaura about ba Shero apa vanhu musarwisanise vanhu

  • @user-pp3ly1ou9v
    @user-pp3ly1ou9v 2 месяца назад

    Vanhu musango tuku franco ataura nyaya yekuti aona Ana kuti zita remunhu ndiani

  • @JessicaMoyo-pv2kc
    @JessicaMoyo-pv2kc 2 месяца назад

    Gadzira zita Franco siyana nemedia ukatanga kuimbana nevanhu ziva kuti support kuvanhu yapera manzwira nzwira anopunza musha ndapedza

  • @Elpatron242
    @Elpatron242 2 месяца назад +1

    Uri ROMBE CHAIRO FRANCO

  • @user-sc6gd5lt9k
    @user-sc6gd5lt9k 2 месяца назад

    Siyana ne media Franco just keep your vision vanhu vanokurwisaniyayi mukasazvichenjerera

  • @leonardgandhi9207
    @leonardgandhi9207 2 месяца назад

    Munyori akarohwa nembanje mumusoro make munongofunga kurwisanisa Macheso na Franco..

  • @clydemay6936
    @clydemay6936 Месяц назад

    Chibage Chinyoro ndozvandangonzwa

  • @sirwhite62
    @sirwhite62 2 месяца назад

    This channel must be reported to RUclips, he is spreading false information that damages other people's reputation

  • @wilsonmasiyiwa3747
    @wilsonmasiyiwa3747 2 месяца назад

    Macheso apinda papi musade kupa vanhu mbiri yavasina nekuda kwezita ra macheso putsek

  • @darlimgtonmanyonda82
    @darlimgtonmanyonda82 2 месяца назад

    so how come u tell us kuti ari kuudza macheso when he ddnt even claim kuti macheso ndiye airehwa nxaaaa benzi remunhu

  • @user-um9fb1ne6p
    @user-um9fb1ne6p Месяц назад

    Macheso Hana chekuita nembavha idzo

  • @willardnabasi9688
    @willardnabasi9688 2 месяца назад +1

    Siyanai naye Macheso imi varume Franco is a wise young man he knows he has got talent but can't attack Macheso because of where they came from

  • @WellingtonMazivisa-nn2dx
    @WellingtonMazivisa-nn2dx 2 месяца назад

    Mr k vibes urimhata saka macheso akwana papi

  • @JorumSibanda
    @JorumSibanda 2 месяца назад +1

    Saka paati macheso ndepapi nhaiwe mhata iwe

  • @mao5mulatie
    @mao5mulatie 2 месяца назад

    Nhema dzako mukutsvaka kukonanisa vanhu imi ndimi makashata majournalists musaposter zvamusingazivi dhemety

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 2 месяца назад

    Sorry brother keep pushing...ko ivo baba vakabvaw wani kwa Nicolas but zvakanyararw wani

  • @johnmutambanuki2082
    @johnmutambanuki2082 Месяц назад

    Chibage chinyoro

  • @user-qc3sz4wv1p
    @user-qc3sz4wv1p 2 месяца назад

    Mukomana uyu akatambira vanhu vakawanda haana kutambira Macheso cht

  • @giftmuchemwa867
    @giftmuchemwa867 2 месяца назад

    atuka Macheso here or ndimi makuda kurwisa,,, kwanai please

  • @user-jl2ry4ed2h
    @user-jl2ry4ed2h 2 месяца назад

    AHH vanhu musatarisira vamwe vanhu pasi ,maida kuti arambe achitamba handty iye mukuru akabva kuna madzibaba hr ,vanhu musadenha vanhu vakazvinyararira

  • @wilo4life
    @wilo4life 2 месяца назад

    Shame younger dzora shungu
    Sorry sorry
    Ma sorry sorry

  • @Mpofuyogoyogo
    @Mpofuyogoyogo 2 месяца назад

    Vibes ko macheso anokwana papi usade kurwisanisa vanhu

  • @user-mq2lj8vy4x
    @user-mq2lj8vy4x 2 месяца назад

    Mk ndiwe uri kurehwa apa franco haasi kufarira zvaurikuita kana washaya nyaya rova guka rako wega

  • @juliuschikupa6306
    @juliuschikupa6306 Месяц назад

    Uchiri kutya kutaurwa here wangu mhepo inofamba in different direction

  • @user-qc3sz4wv1p
    @user-qc3sz4wv1p 2 месяца назад

    Iwe taura zvaunoziva matanga kuda kurwisanisa vanhu .asi kuziva kuti ndiyani baba Sharon haana basa nemunhu .

  • @user-cf6ie3jz6j
    @user-cf6ie3jz6j 2 месяца назад

    Wataura chokwadi. Pakuzochembera munhu achitamba ma1

  • @BazelNChinguwa-te1zy
    @BazelNChinguwa-te1zy 2 месяца назад

    Ska ukutiudza kt tidii hatinei nazvo ndini ndakanyora ska wanga wafungei tigare tapedza newe chibhomba chisingarire kna mubhawa kwana iwe

  • @tendaikawere7429
    @tendaikawere7429 Месяц назад

    Ukuvhunduka ko ukazoita mbiri

  • @sirwhite62
    @sirwhite62 2 месяца назад

    Guys lets Report misinformation

  • @simbarashechirwa3607
    @simbarashechirwa3607 2 месяца назад

    Franco usatarisa kana kuteereara vanhu gadzira hukama hwako nevamwe vaimbi chte bhoo

  • @Celsohorciocasrodecampos
    @Celsohorciocasrodecampos 2 месяца назад

    Hapana-kumbotaurwa-macheso-iwe-coo

    • @StevenKondo
      @StevenKondo 2 месяца назад

      Kana mazogara Mr k vibes muriduzvi chairo.

  • @tinosmmoyo9034
    @tinosmmoyo9034 2 месяца назад

    Problem ine wati anofungira macheso coz haana kumbodaro

  • @purgemabaire2918
    @purgemabaire2918 2 месяца назад

    Uribenzi iwe amboti macheso papi usakonanise vanhu

  • @ChatayiMavis-ky9xw
    @ChatayiMavis-ky9xw Месяц назад

    Wadi hako kunyarara hauna chironzo

  • @ForgetMpofu-is9pi
    @ForgetMpofu-is9pi 2 месяца назад

    Vanhu vanorwisanisa vanhu pane pambotaurwa zita remunhu here chiiiiiiiii chakadaro

  • @EmmanuelGomba-tt1ie
    @EmmanuelGomba-tt1ie 2 месяца назад

    musanyeperwe humba nevanhu keep it up

  • @user-us2kx3nl8c
    @user-us2kx3nl8c 2 месяца назад

    Ko iwe cy uchitaura kwausina kuswera papi pataura babba shero

  • @user-pc8or3ej5n
    @user-pc8or3ej5n 2 месяца назад

    Pfutsek iwewe Saka sei uchiti adaro ndibaba vasharo urigava remunhu iwe anokurwisa macheso unechii iwe chingadiwa namacheso

  • @EnockMandimutsira
    @EnockMandimutsira 2 месяца назад

    Frango ramba wakadzvanya zvinhu azvinaki musi 1 ndiri kutokuda kuno ku penhalonga mutare

  • @Washieoficial
    @Washieoficial 2 месяца назад

    Iwewe uriduzvi nxaaa macheso kudii kwake ukwane nxaaa

  • @munyaradzingirandi8661
    @munyaradzingirandi8661 2 месяца назад

    Kana usina yekuposter usataure zvinorisanisa vanhu hapana paataura baba sharo

  • @olivermukutiri-ov1tt
    @olivermukutiri-ov1tt 2 месяца назад

    Haaa iwe zvirimo muBusiness usavhunduke ,shinga urimurume

  • @ediemutombe1868
    @ediemutombe1868 2 месяца назад

    Nkoxo... Pataurwa Macheso ndepapi imbwa iwe

  • @StewartNyamukondiwa
    @StewartNyamukondiwa 2 месяца назад

    Handina pandanzwa zita raCheso let alone kana zita raauthor wearticle yacho

  • @innocentmazvivanza-bi8rw
    @innocentmazvivanza-bi8rw 2 месяца назад

    Unopenga iwe macheso apindira papi

  • @davidmafukidze7348
    @davidmafukidze7348 2 месяца назад

    Macheso adii apa

  • @brapspecial8088
    @brapspecial8088 Месяц назад

    Pawataurwa Macheso ndepapi

  • @thembaningwenya1620
    @thembaningwenya1620 2 месяца назад

    Pa ma guitar uri number 1

  • @lavumodavid3925
    @lavumodavid3925 2 месяца назад

    Dako wanzwa ndokumamisa iwe reporter ndive unoda kurwisa vanhu

  • @user-pq9yu3rf7e
    @user-pq9yu3rf7e 2 месяца назад

    Mr k vibes mur mbudzi yembwa kwete yemunhu

  • @sfisoman
    @sfisoman 2 месяца назад

    Ko chibage chinyoro Kwai I marii ndozwandanzwa chete

  • @waltermunemo1984
    @waltermunemo1984 2 месяца назад

    Munyori unofanekurohwa iwe😢😢

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 2 месяца назад

    Why wati Macheso iwe usarwisenise wanhu Franco he didn't massion anyone

  • @olivermukutiri-ov1tt
    @olivermukutiri-ov1tt 2 месяца назад

    Ita zvekuimba siyana nemakuhwa wangu

  • @alfredchivasa4911
    @alfredchivasa4911 2 месяца назад

    Bhai bhai nekachenel kenyu

  • @NeverMudawapi
    @NeverMudawapi 2 месяца назад

    Speak in English Franco I know you are learned chap

  • @deemansouljahofficial2192
    @deemansouljahofficial2192 2 месяца назад

    Kushayaa zvekuposter chaiko uku

  • @MunyaradziZvarevashe-ib2ew
    @MunyaradziZvarevashe-ib2ew 2 месяца назад

    Tsvakai malikes zvakanaka

  • @GovaAllen
    @GovaAllen 2 месяца назад

    Nyimo nyoro chibageeee

  • @namataichiwandire7594
    @namataichiwandire7594 2 месяца назад

    Usataure zvisina basa iwe paataura zvamacheso ndepapi kwana

  • @user-tv1ed5zn1i
    @user-tv1ed5zn1i 2 месяца назад

    Kamusuri kanenge kenhunzi kanomamahonye

  • @learnmoremakhuva
    @learnmoremakhuva 2 месяца назад

    Guys siyai mudara haanamhosva

  • @kudakwashetsuro9774
    @kudakwashetsuro9774 Месяц назад

    Kumhata

  • @BLESSEDPADZI
    @BLESSEDPADZI 2 месяца назад

    Mhata yako munyori

  • @godwintavengwa2558
    @godwintavengwa2558 2 месяца назад

    Franco u a big

  • @johnmutambanuki2082
    @johnmutambanuki2082 Месяц назад

    Macheso apinda papi apa

  • @lloydndedzu6172
    @lloydndedzu6172 2 месяца назад

    Hana kumbotaura zvamacheso siyanai nedhara redu

  • @user-vx3sc8vi4s
    @user-vx3sc8vi4s 2 месяца назад

    Usatvake mbiri nemazita evanhuu face innge ya Ed

  • @user-fx6xd1nu8h
    @user-fx6xd1nu8h 2 месяца назад

    Saka panzi machero ndepapi iwe zigosho usada kupesanisa vanhu zimukonyora remunhu

  • @olivermukutiri-ov1tt
    @olivermukutiri-ov1tt 2 месяца назад

    Iwe usarwise vanhu hapana mazita apo

  • @ZacksNyemba-zf4zy
    @ZacksNyemba-zf4zy 2 месяца назад

    Ukwane iwe

  • @profqda3464
    @profqda3464 2 месяца назад

    Anoiteiko Franco

  • @AshtonMapengo-dj9ui
    @AshtonMapengo-dj9ui 2 месяца назад

    Parikutaurwa media not Macheso

  • @ishmaelashwell
    @ishmaelashwell 2 месяца назад

    Pamhata pako pane shena musatanyoko taurai kwamaswera car do tea care munhu

  • @WillisChitetere
    @WillisChitetere 2 месяца назад

    Macheso upi apa iwe ,,bvapo