QOUNFUZED FT BAZOOKER - KAMUNAMATO KEKUBHAWA (OFFICIAL VIDEO)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 июн 2022
  • The Official Music Video for the club anthem banger Kamunamato Kekubhawa written and composed by Qounfuzed and Bazooker.
    Song Produced by Ksg Di Don & Professor Lalo
    Video Director by Prozx Films & Walle Visuals
    Video Edited and Graded by Walle Visuals
    Special Appearance: TinaBoi, Yolanda Cream & Nixxi Code Breaker
    Lyrics
    Don wanamata here
    Professor Lalo manamata here
    Musati mabuda manamata here
    Namatai Mwari vakutungamirirei
    Musati mafamba nzira
    Itai kamunamato kekupedzisira
    Musati mahutanga
    Kumbirai matenga kuti vachenese nzira
    "Haa aah aaah"
    Kamunamato kekubhawaa
    "Kamunamato baba Kamunamato "
    Kamunamato kekubhawaa
    _"Kamunamato Kamunamato
    Kamunamato_ "
    Kamunamato kekubhawaa
    " Kaprayer prayer "
    Kamunamato kekubhawaa
    Imomo munzira dzatichafamba nadzo
    Musazove chatichasangana nacho
    Nekuti pamwe pacho patinosangana so
    Hatizive mhepo dzatinonongana nadzo
    "Oouuh woooho ooh"
    Ishe wangu ndokumbira
    Kuti mugonditungamira
    Pese pandinomwira mwira
    Ndine kababe kandakazokwidza jaguar
    Kaiti mumota ngamusaridzwe Elias Musakwa
    Bhebi tikasaisa prayer zvinhu zvinozodhakwa
    Hona Fantan naLevels vakazotsvagwa
    Tenzi handidi kuti ndazopinda mudhanzi
    Ndoita yegore riye yekurwira vakadzi
    Kudhakwa kusvika pakutoshaya nyadzi
    Kudhakwa chi India zvekunyenga hanzvadzi
    " Kamunamato aaah "
    Kamunamato kekubhawaa
    Kamunamato kekubhawaa
    " Kamunamatoo kamunamatoo kamunamatoo "
    Kamunamato kekubhawaa
    " Kaprayer prayer "
    Kamunamato keku
    " Yayayel "
    Saka Dj flavour manamata here.
    Mukoma Killer T manamata here
    Ko Dj Towers mamuudza here
    Namatai Mwari akutungamirirei
    Musati mafamba nzira isai kamunamato kekupedzisira
    Nekuti mukatamba munzira muchatozoguma monyadzisira
    Zvinoda kutanga wanyengetera
    Pamwe pacho kudhakwa kunoda kunyengerera
    Saka paunodhakwa pese usatenderera
    Tenda God
    Unodhumwa neFord
    Uchigaya uri Audi
    " Nekuti wakanganwa "
    Kamunamato kekubhawaa
    Kamunamato kekubhawaa
    " Nekuti wakanganwa "
    " Kamunamato "
    Kamunamato kekubhawaa
    Kamunamato kekubhawaa
    " Kaprayer prayer "
    Kamunamato kekubhawaa
    Kamunamato kanongodiwa
    Kuitira chenji kubhawa kuti isazobiwa
    Panodyiwa mari dzevamwe nevadiwa
    Yako iwewe haizombodyiwa
    " Ndokamunamato "
    Kaprayer kekudzinga mweya wakaipa unonditeya
    " Kamunamato "
    Uchingobva ipapo wozonzwa kunzi pafiwa
    Paunobuda gate Police robva rakiya
    " Saka "
    Kamunamato haunatsokapihwa
    Uchaka believer pauchanzi wapihwa
    Kamunamato kekudzinga winds
    Ndisafremerwe kunzi ndinzi
    Ndaisa nhingirikinzi mubhinzi
    Kamunamato
    Usagaye kukaita paita bato
    Kana kuita zveperera kumuchato
    Katakure se AK yemauto
    Unogona kupihwa chikafu murudo
    Murudo mopedzisira mane chikudo
    Saka sahwira wangu ingomwa muto
    Kana unaVimbai imwai Zimuto
    "Kamunamato aaah"
    Kamunamato kekubhawaa Kamunamato kekubhawaa
    " Kamunamatoo kamunamatoo Kamunamatoo "
    Kamunamato kekubhawaa
    " Kaprayer prayer "
    Kamunamato kekubhawaa
  • ВидеоклипыВидеоклипы

Комментарии • 585

  • @kumbimwadiwakemy4165
    @kumbimwadiwakemy4165 2 года назад +323

    You no longer just make music, you are now making art. From the visuals, the concept, the lyrics everything is well thought out to the minute detail. As Zimbabweans, we are well represented, this man is a national treasure

    • @tinashemashanda3834
      @tinashemashanda3834 2 года назад +3

      Ukuziva wani

    • @donaldpikanegore5396
      @donaldpikanegore5396 2 года назад +2

      Bho here nema bots kkkk

    • @maps868
      @maps868 2 года назад +4

      Kuita copy paste comments saw the same comment kwaJP kkkk ....qounfuzed 🔥👑

    • @wellingtonndou8758
      @wellingtonndou8758 2 года назад

      Wadiii kungosiyanisa mbichana hazvisina ka that JP wamudaro zvakangofanana futi

    • @samanthafusire6858
      @samanthafusire6858 2 года назад +1

      haaa pana quonfuzed Tina burna Boi na tecno mumunhu 1 ................. kubva pawaiti dzoko dzokororo inesimba

  • @realbazookerofficial
    @realbazookerofficial 2 года назад +321

    Let’s keep pushing guys ope you are loving it🔥🔥🔥

    • @hopesongomba1041
      @hopesongomba1041 2 года назад +3

      Haa ini cole handigone newe

    • @dzivasambiri8069
      @dzivasambiri8069 2 года назад +3

      Isu tinaVimbai tomwa Zimuto here musharukwa🤣🤣🤣

    • @tinotendamhungu4323
      @tinotendamhungu4323 2 года назад +1

      Lets Push., i love it when u release music.. i wish u knewhow many sad nights ur music took me through, and how many beautiful, beautiful memories that i have created with ur MUSIC

    • @noblechadinezzer3793
      @noblechadinezzer3793 2 года назад +1

      🤌🤌🖤💥ma1 ayaa

    • @sawazmusicofficials7387
      @sawazmusicofficials7387 2 года назад +1

      I always stand by u musharukwa
      ruclips.net/video/GbySO10YDIU/видео.html

  • @ronaldvenganai
    @ronaldvenganai 2 года назад +149

    Qounfuzed is so underrated,
    Cooking banger after banger.
    Zimbabwe must appreciate this guy enough

    • @song_lyricsbyYvette
      @song_lyricsbyYvette 2 года назад +1

      Its finally here 😊 am so excited 😍
      ruclips.net/video/_PMoGV4RtRk/видео.html

    • @Trixbouy
      @Trixbouy 2 года назад +4

      Thats every true he is a hitmaker no wonder why asingaiswe pa big league ...vanhu vacharoya takatarisa

    • @tee1370
      @tee1370 Год назад +1

      Yeah yu are right ✅

    • @tee1370
      @tee1370 Год назад +1

      Kkkkkkkk

    • @mercymupaso3406
      @mercymupaso3406 Год назад

      @@Trixbouy haurevi nhema wank

  • @vongairosemarymutebuka9423
    @vongairosemarymutebuka9423 Год назад +38

    To us who have followed Qounfuzed since his days ekuimba bodyslam song yekuti Ndakusuwa - we see and appreciate the growth

  • @majjestyzw
    @majjestyzw 2 года назад +70

    Qounfused has been making national anthems for Zimbabwe 🇿🇼, This is impressive, Thank you for the hits👏🏿👏🏿

  • @rage2637
    @rage2637 2 года назад +14

    This guy should come to Zimbabwe and do a nationwide tour. No doubt in my mind he will sell out every one of them. He's sitting on a gold mine.

  • @admiremazara5346
    @admiremazara5346 2 года назад +17

    i believe the guy is at the level where he belongs ..kudos bro 💯

  • @ShaloTapiwa
    @ShaloTapiwa 2 года назад +4

    🔥🔥🔥🔥🔥🔥yayyyyy... finally.......Vimbai ,🤭🤭🤭 Vimbai is me...me is Vimbai😅but not Zimuto

  • @evidencemunyengeterwa6330
    @evidencemunyengeterwa6330 2 года назад +14

    Bazooker Qounefused well done guys another level of a master piece 🧩

  • @khethiwempofu7216
    @khethiwempofu7216 2 года назад +4

    I was waiting for this video 😅😅guess wht ndakabuda wo pa video ya qounfuzed yhoo handirare nhasi I'm so excited 😆

  • @brianvazhure8354
    @brianvazhure8354 2 года назад +28

    A message to the future zimbabwe generations: "DON'T LET THIS SONG DIE ,GOOD NEVER GOES OUT OF FASHION "🤏😎

  • @jabulanihowa4934
    @jabulanihowa4934 2 года назад +4

    Tuma dhanzi twandipedza 🤣🤣🤣 pakabatwa basa, well done guys 🔥🔥🔥

  • @tadiwaxnashe
    @tadiwaxnashe 2 года назад +3

    Musati mafamba isai kamunamato kekupedzisira💯🤝

  • @natashatashy8228
    @natashatashy8228 2 года назад +3

    Ukaona kachigero kepakanzi Walle kauya kachicheka wotoziva ma1 atanga ❤️👊🏾👊🏾

    • @wallevisuals
      @wallevisuals 2 года назад +1

      Haha kachigero😂😂🤣. Thanks for believing in me 🙏🏾

  • @salatielmutasa9803
    @salatielmutasa9803 2 года назад +2

    Already international but just on a lowkey basis🔥🔥🔥🔥Q and Zooker huh apa maitoda kudhighidha😂zvamanje manje here huh kudhaaaraa

  • @nyaradzomudemba7755
    @nyaradzomudemba7755 2 года назад +5

    Bazooker coming in hot🔥🔥🔥💃💃💃

  • @stephennyagadza2475
    @stephennyagadza2475 2 года назад +1

    inini hangu quonfused uchandiuraya nekunakirwa nemusic yako dai vambomira wangu ndokumbirawo🙏🏾🙏🏾🙏🏾🙏🏾imboisa mute

  • @shingaichikwanda2104
    @shingaichikwanda2104 2 года назад +11

    I knew the collabo was going to be a banger......Bazooker🔥🔥🔥🔥

  • @etj45
    @etj45 2 года назад +20

    🔥🔥 Fire Song nice visuals Bazooker Came In hot

  • @davidnyakuengama7039
    @davidnyakuengama7039 2 года назад +34

    Quonfuzed is now a national treasure. He has reached the point where we just know that its a banger after a banger. Quality content, organized lyrics, enternining music.
    Big up Quonfuzed 🔥🔥🔥.
    Can't wait for a Quonfuzed x winky D

    • @sizabrilliantndlovu3562
      @sizabrilliantndlovu3562 Год назад

      Haa y'all talking bout Quonfuzed only...young man Bazooker really killed it too

  • @KeishaChikanda
    @KeishaChikanda 2 года назад +9

    Q you are the best,am addicted to your music....always consistent 🔥🔥🔥🔥

  • @stiffnecked7881
    @stiffnecked7881 2 года назад +9

    If you Qounfuzed why Qounfuzed never disappoints then we are together.....this is dope

  • @kigotimes
    @kigotimes 2 года назад +2

    Fantan na levels vakazodhakwa zvedoro here kana kuti kudhakwa zvekutodhwaka chaiko. Lol 😆 I get it ! Fire 🔥 tune !

  • @ShaloTapiwa
    @ShaloTapiwa 2 года назад +7

    And yet again....the cross over is 🔥🔥🔥🔥🔥...

  • @mosesmutowo6343
    @mosesmutowo6343 2 года назад +2

    Mahorror ngoma iri 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @bryankeri8285
    @bryankeri8285 2 года назад +2

    This Year Is Yhurz Mr Qounfuzed 🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼NDURUUUUUUUUU....

  • @lee-annemartin5116
    @lee-annemartin5116 2 года назад +4

    I'm loving this song❤let us all pray Mwari vatitungamirire

  • @eunicerufarojackson3428
    @eunicerufarojackson3428 2 года назад +23

    This guy deserves an award guys umm

    • @song_lyricsbyYvette
      @song_lyricsbyYvette 2 года назад +1

      Its finally here 😊 am so excited 😍
      ruclips.net/video/_PMoGV4RtRk/видео.html

  • @KaylaTadisa
    @KaylaTadisa Год назад +1

    My favorite song 😊 and my fav Zim artist

  • @twandavutuza8296
    @twandavutuza8296 2 года назад +2

    starting listening to qonfused fulltime about 4 months ago but concluded kuti anogonha munhu uyu🔥🙌

  • @ronaldonyasha9179
    @ronaldonyasha9179 2 года назад +13

    This year you're giving nothing else but good music .well done Q

  • @sibovushe
    @sibovushe Год назад

    Message based on reality thank you
    Ndakaenda kune rimwe bhawa kwayirohwa kamunamato Ini aaah

  • @nataliachunga7876
    @nataliachunga7876 2 года назад +5

    Noone:
    Me: Plays Qounfuzed's songs literally every day
    I have a Playlist named qounfuzed and it has every song of his my guy you are a whole vibe ur songs kaa I sing word by word that's how crazy of a fan I am🙏🔥

  • @titsomanofficial271
    @titsomanofficial271 2 года назад +2

    Thumbs up to professor Lalo the beat maker. Wakanyanya🔥🔥🔥

  • @leechikuvadze3013
    @leechikuvadze3013 2 года назад +6

    I'm Qonfused coz this trk is so Bazooka 🤣🤣🤣🤣🤣
    This' awesome

  • @vongaizvikomborero9067
    @vongaizvikomborero9067 2 года назад

    I just feel like I should pray more frequently ndaenda kubhahwa coz shuwa mwari anopfuudza zvakawanda kubhawa uku

  • @kbdollarz
    @kbdollarz 2 года назад +11

    Bazooka is now on another level

  • @SavageForex
    @SavageForex 2 года назад +6

    Bless up dawg good work qounfuzed never disappoint⚡⚡⚡🔥🔥🔥

  • @tadiwazengeni8759
    @tadiwazengeni8759 Год назад +1

    Maihwi😭😩💕

  • @mikewisetechnologies679
    @mikewisetechnologies679 2 года назад

    Heavy collaboration guys keep it up 🍾🍾🍾

  • @shamellow9264
    @shamellow9264 2 года назад +1

    Nice video 😲omg❤🥺

  • @natashaphiri8533
    @natashaphiri8533 2 года назад +2

    Pure talent 💥 you never disappoint...

  • @snhongo1
    @snhongo1 Год назад

    👏👏👏👏💥💥💥🔥🔥 number number

  • @tambudzaipamellazindi4438
    @tambudzaipamellazindi4438 10 месяцев назад +1

    Bazooka I luv your consistency. Well done. Inonzi Handikwerete iye ndoida big tym.

  • @donalddoma3309
    @donalddoma3309 Год назад +3

    You no longer just make music you are now making art ❤️😍😍😍😍😍😍😍😍

  • @mimimak9578
    @mimimak9578 Год назад

    ❤❤❤❤❤ ka bhawa prayer !!!!

  • @VaMbewe
    @VaMbewe 2 года назад +1

    🔥🔥🔥 musati masiya comment itai kamunamato Kepa utube 🔥🔥

  • @ntombiyobukhosincube9810
    @ntombiyobukhosincube9810 2 года назад

    The voice❤️..The looks😍..

  • @collinstinotendampofu1253
    @collinstinotendampofu1253 2 года назад +2

    Murudo mopedzisira manechigudo, the best line in the song 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

    • @Channelzim
      @Channelzim 2 года назад

      ruclips.net/video/bS_I82V32ms/видео.html

  • @tapiwachristopher4566
    @tapiwachristopher4566 2 года назад +1

    Wow so creative video ma1

  • @tapiwadongo8857
    @tapiwadongo8857 2 года назад +3

    Salute Qonfuzed you kept pushing until they couldn't ignore your art anymore 🔥🔥🔥

  • @zvirikufambaseiafrica8651
    @zvirikufambaseiafrica8651 2 года назад +3

    I love this song 🎵 ❤️ big up wicked combination

  • @taffgongx
    @taffgongx 2 года назад

    You guys have matured, this is lovely keep on kip kippin on

  • @millicentnyamare2127
    @millicentnyamare2127 2 года назад

    My summer anthem❤️‍🔥can't wait

  • @abujabolttumba8977
    @abujabolttumba8977 2 года назад +1

    🔥🔥🔥🔥 Mapisarema 🇯🇲 heavy video

  • @blessingkofi4398
    @blessingkofi4398 2 года назад

    Hameni hameni👍keep it up magheto youths well done

  • @tichaonamutukumira862
    @tichaonamutukumira862 2 года назад

    Ohh yess banger after banger 💥💥💥💯

  • @ishmaelncube2090
    @ishmaelncube2090 2 года назад +1

    yooh nice video I like it 🔥🔥🔥

  • @beverlykanera6345
    @beverlykanera6345 Год назад

    Qounfuzed 😍 u r just something else I really luv u wish u the best

  • @thechosenzgen
    @thechosenzgen Год назад +2

    Bazooka got no competition when it comes to the lyrical articulation

  • @memoememoe4519
    @memoememoe4519 Год назад

    🔥🔥🔥 i love it

  • @valeriachingwaru6886
    @valeriachingwaru6886 2 года назад

    Maone ayooo🔥🔥🔥🔥

  • @noblechadinezzer3793
    @noblechadinezzer3793 2 года назад +3

    🌟🔥🔥🔥this is perfect

  • @lewisphiri9416
    @lewisphiri9416 2 года назад

    Ichooo chapedza..baba mundigonera

  • @1_h_u_n_c_h_o
    @1_h_u_n_c_h_o 2 года назад +1

    Video Inyama iri mapisarema 🔥🔥

    • @1_h_u_n_c_h_o
      @1_h_u_n_c_h_o 2 года назад

      Ndangofarira kuti Ndiripo inyama last #kwetezvekunyepa

  • @couragekusemwa4004
    @couragekusemwa4004 2 года назад

    Maaaad.....fyah fyah

  • @patiencemugova
    @patiencemugova 2 года назад +2

    👌💥💥💥💥You always make the best music effortlessly

  • @Kingteyt
    @Kingteyt 2 года назад +1

    Zvegore rino munochigwinha One cheku Nama🔥🔥🔥🔥

  • @africasfinest1119
    @africasfinest1119 Год назад

    Hoyoooooooooo 🇿🇼🙌🏾🙌🏾🙌🏾

  • @JessieRejoice-pi4tt
    @JessieRejoice-pi4tt Год назад +2

    I love this song so much guys thank you keep pushing

  • @tanatswamagunda559
    @tanatswamagunda559 Год назад

    kupomedzerwa kuti ndaisa nhingiri kinzi mu beans. Bazooka is lit. well done qounfuzed

  • @brinesaltysolution2126
    @brinesaltysolution2126 9 месяцев назад

    This guy... trustme in 20years.. vakafara vakafarA.. signed 2023

  • @lisamailos3922
    @lisamailos3922 2 года назад +2

    Q has it for me 125 % this is a masterpiece .It's high time u go international ❤️❤️❤️

  • @nashee5866
    @nashee5866 2 года назад +1

    Tinaboi💥🤣 ddnt expect that

  • @amandamudimu5706
    @amandamudimu5706 2 года назад +5

    You never disappoint Quonfuzed & you've got the moves 🤣🤣👌👌

  • @keithchirume6003
    @keithchirume6003 2 года назад +1

    Like always our favourite artist never disappoints 🙏🔥🔥🔥🔥🔥 kubvirisa mushini

  • @denzelbc4538
    @denzelbc4538 2 года назад +2

    Am qonfusef becoz this song is a bazooker

  • @rasjerry7045
    @rasjerry7045 2 года назад

    Yeah that's nice mi king

  • @nicolateashley2377
    @nicolateashley2377 Год назад

    Keep it up..⚡️⚡️⚡️

  • @sylvestermadondo6001
    @sylvestermadondo6001 2 года назад +1

    Kip it up king ❤️👌 munogona munondi rovera

  • @allenbwakura679
    @allenbwakura679 2 года назад +2

    KSG DI DON 🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @tanashe2325
    @tanashe2325 2 года назад +1

    First one 👌

  • @tanakachatora1448
    @tanakachatora1448 2 года назад

    TinaBoi for me 💥💥

  • @miriraizishiri9735
    @miriraizishiri9735 2 года назад +1

    Ma dance moves a Qounfused ndiwo here 🔥🔥🔥

  • @takudzwahilarymatizanadzo9576
    @takudzwahilarymatizanadzo9576 2 года назад +1

    Quonfuzed haaa I respect you gee 💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @gestumeitv6967
    @gestumeitv6967 2 года назад

    This one's a masterpiece...💕💕💕

  • @iyvinekatio3621
    @iyvinekatio3621 2 года назад

    🔥🔥🔥🔥🔥nice art king

  • @Chairman_123
    @Chairman_123 2 года назад +2

    hvy bro keep it up never give up man 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @midlandsmangomaent.
    @midlandsmangomaent. 2 года назад +2

    BIG UP TO YOU BZKER & QNFZD#BIGTUNE NYANGO NDISINGAENDA HANGU KU BHAWA💥💥💥💥

  • @kimberlynhlanyelo1026
    @kimberlynhlanyelo1026 2 года назад +1

    International stuff ❤️❤️❤️

  • @bentavonga53
    @bentavonga53 2 года назад +1

    Dope visuals🔥💯

  • @simbarashea.kudiwa3584
    @simbarashea.kudiwa3584 2 года назад +1

    🔥🔥🔥 hit after hit

  • @Dubillac7
    @Dubillac7 2 года назад

    This is a banger. Makaipa boys 🔥

  • @mitchellmuzaza1850
    @mitchellmuzaza1850 Год назад +1

    Ur doing it gyz this is good🌋

  • @Makayaezimon
    @Makayaezimon 2 года назад

    Haa Qounfuzed imbouya Zim wangu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @eltonmuvengi7452
    @eltonmuvengi7452 2 года назад

    Maaad tune, am lovin it

  • @victorianyashamawanza5018
    @victorianyashamawanza5018 2 года назад +1

    Professor Lalo❤️

  • @denzeldube7347
    @denzeldube7347 2 года назад +1

    i saw my face 🔥🔥🔥🔥🔥 much appreciated

  • @rylieemkae78
    @rylieemkae78 2 года назад +20

    This is the content we subscribed for well done bro and continue blessing us with this music🎶🔥

  • @ivai6972
    @ivai6972 2 года назад +2

    😂😂😂 yuhwi ndanakidzwa hangu ini ne dressing esp ye green iyoo..well done