Headman Chigodora .Hazvina kuzopera mushe muDare

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 15 янв 2024

Комментарии • 1,6 тыс.

  • @Karanganda
    @Karanganda  6 месяцев назад +85

    Don't Forget to Subscribe, comment, like & Share the Video .Thank you

    • @chairmanchairman7258
      @chairmanchairman7258 6 месяцев назад +4

      Karanganda tv please tag Chief kut munhu wavo Jeremiah Murawa aka batwa kwa Tasvu aiveko akazviona ega pa giraz nyaya iripo pa Silvester Tapfumanei tv

    • @ShaolineMandeya
      @ShaolineMandeya 6 месяцев назад +6

      Why musinga tipe nyaya kubva pakutanga kusvika dzapera nyaya yekwa mureyani makaisiira panzira

    • @TheChekas
      @TheChekas 6 месяцев назад +11

      Dare iri rinopa hasha, the level of disrespect and injustice

    • @selinalembani9816
      @selinalembani9816 6 месяцев назад +1

      Cheers to us who liked before watching

    • @selinalembani9816
      @selinalembani9816 6 месяцев назад +14

      BaTaps garai pasi naGucci mumuudzewi matongero Ake it's a noo, ngaasatsyisidzire vanhu, hu bully kumba kwake

  • @selinamangunda3050
    @selinamangunda3050 6 месяцев назад +374

    My grandfather recently passed on and he had prostate cancer. This made me so sad to see people laughing and questioning this old man as to why his pants are wet . Appalling behaviour.Elderly man tend to have enlarged prostates. Disgraceful behaviour.

    • @reasonkupenga4925
      @reasonkupenga4925 6 месяцев назад +3

      😢

    • @sadoprojects7823
      @sadoprojects7823 6 месяцев назад +28

      This court z full of disrespect. U shall find tht in their next courts, they shall be making jokes of this old man wetting his pants

    • @princesskuchatah5155
      @princesskuchatah5155 6 месяцев назад +15

      Kusaziva kufa wena

    • @MunicipalDebtSpecialist-MDS
      @MunicipalDebtSpecialist-MDS 6 месяцев назад +67

      Cameramen and editors you didn't do a great job publishing this old man being humiliated like this. You were supposed to remove that part with due respect I'm heartbeat broken 💔 😢 😔

    • @mikekufakwedeke8845
      @mikekufakwedeke8845 6 месяцев назад +10

      Shame on them they don't know

  • @DeAlkebulan
    @DeAlkebulan 6 месяцев назад +143

    My heart broke watching and listening to people laughing at the elderly man who wet his pants. Its shameful and utterly wrong coz he obviously has a medical condition. Seniors must be protected to avoid elderly abuse.

  • @shyleenngwarai8134
    @shyleenngwarai8134 6 месяцев назад +28

    Chandoshora apa chinhu 1 amuna respect nevanhu vakuru wat ever Ariye ane mhosva musataure nemadhara nema hash voice or kushishidzira headman gadzirisai ipopa

    • @ManjenjenjePrivy-in7zl
      @ManjenjenjePrivy-in7zl 5 месяцев назад +1

      Hamusati wanatsa kuroiwa wangu ukanatsa kuroiwa chaiko unogumbuka zvekutoshaya respect wangu vanhu vanoroya havareururi zvenhando wangu vanotodao kuoma moyo anotokuudza ega kuti ndiripenyu haubati chipenyu ugomuendesa kudare oti wandipumha ini kana I understand baba ava vakura ehe but vakuru ndavasa jata jata

    • @shyleenngwarai8134
      @shyleenngwarai8134 5 месяцев назад

      @@ManjenjenjePrivy-in7zl don't be harsh wanc Bata point chte kut ndikuedza kutii vanhu varikumberi kwedare ndivo vari kuroiwa ere iweka

    • @RodgersChikomwe-b7e
      @RodgersChikomwe-b7e 9 дней назад

      Inini ndinoti vafana vanotonga. Na head man rambai makadaro mhosva haidi kutaura zverespect kunge tirikunhonga mazhanjeba.Vamwe vasharukwa vanoita kunge pwere pakutaura.Dont blame these guys mwachigodora makazvara mabvakure e moza vanehurombwa nengozi dzavo dzaakauya kuhwanda muzim

    • @RodgersChikomwe-b7e
      @RodgersChikomwe-b7e 9 дней назад

      Vadare musatya kutonga nyaya dzemuraini sezvazviri.Tinobva masvingo asi tirikufundawo matongerwe enyaya kubva pamuri

  • @Jruetk
    @Jruetk 6 месяцев назад +109

    Elderly people must be respected no matter what, the way they question or speak to these elderly people is not good, they must fix that

    • @reasonsithole1132
      @reasonsithole1132 6 месяцев назад

      These elderly people can mess your life if they want and they can be very adamant. So if need be they should be subjected to thorough examination. They will never admit that they have goblins and all those evil tools which benefit none including themselves

    • @mukanya5836
      @mukanya5836 6 месяцев назад +11

      No need to respect the elderly Ivo vasina nehanya mhuri ichitambura

    • @user-pf4sl4nk9w
      @user-pf4sl4nk9w 6 месяцев назад +6

      Never they're right uka respecter muroyi haufi wakamubata nemhosva,anokugara bumper

    • @ShingiraieverGomani
      @ShingiraieverGomani 6 месяцев назад +1

      Chokwadi anababa vakura ava umm its not good

    • @ROCKstar-me5hx
      @ROCKstar-me5hx 6 месяцев назад +3

      Munotenda here kuti vakuru vedu vakabatabat

  • @frankantonio3336
    @frankantonio3336 6 месяцев назад +47

    Headman & ur council respect Elders . The man in the safari suit your conduct to the old man is shameful. What the Elderly man did is common in elderly people.
    RESPECT!!!RESPECT!!! RESPECT!!!

    • @user-vz1tj7cn1l
      @user-vz1tj7cn1l 6 месяцев назад +1

      Gucci ngabude mudare unotonga né hasha

    • @simonbauti3750
      @simonbauti3750 6 месяцев назад +1

      Kusaziva kwedare iri they should do reseach on people and behaviour nehurwere huri muvanhu

    • @donaldmudadirwa4136
      @donaldmudadirwa4136 6 месяцев назад +1

      Uyo we safari suit uyo must stay far far away from kutonga vanhu.

    • @NyashaNdini
      @NyashaNdini 6 месяцев назад +3

      Sorry to say this bt machinda amambo fut haana respect ane pride anofunga kut kutonga munhu zvooreva kutuka,this is sad ,,,,it's not even funny kut munhu mukuru anozviitira and true zviri common kuvanhu vakuru😢

    • @passmorehwata1945
      @passmorehwata1945 6 месяцев назад

      Kudai zviri kwenyu waizvinzwisisa

  • @rodgersmavhiza3559
    @rodgersmavhiza3559 6 месяцев назад +8

    Chigodora and crew thumbs up,vanhu vanoshungurudza panze apa nehurombwa and hazvidi tsitsi,,,rough iyoyo inodiwa kuti mhuri dzisununguke

  • @ruel1703
    @ruel1703 6 месяцев назад +33

    Its high time we ganged up against the abuse and brutality of this court after all we give them the power and money .The disrespect is on steroids, Ba Taps do you consider our pleas or its just for the likes????

    • @Ruepharoe
      @Ruepharoe 6 месяцев назад +3

      Ndeve ma love and likes ava

    • @user-go1ht8zi8i
      @user-go1ht8zi8i 6 месяцев назад +4

      I agree. This so-called headman must be reported to their regulatory body.

    • @truthhurts4100
      @truthhurts4100 6 месяцев назад +2

      This should be reported to chief Mutasa kana pane ane number ngandipe. This is too much. Dare raheadman does not handle nyaya dzehuroyi ndedza mambo

    • @sifundilemhlanga1755
      @sifundilemhlanga1755 6 месяцев назад +2

      I once said it,we are a team here let's not tolerate abuse

    • @PaloSant
      @PaloSant 6 месяцев назад

      ​@@truthhurts4100 chief Mutasa ndivo ani anotambira report dzekwa Chigodora? Musamhanyire zvamusingazivi nhaika.

  • @christopherkagwamba9714
    @christopherkagwamba9714 6 месяцев назад +55

    Guys lets not support ignorance, people should be aware of prostate cancer older men suffer a lot from it.

    • @user-oi3is6dk9f
      @user-oi3is6dk9f 6 месяцев назад

      vane dzungu varume ivava,they should give all parties chance to explain not kungoravhaza ravhaza

  • @worldfarmersforum
    @worldfarmersforum 6 месяцев назад +8

    Chief Mutasa is respectful and havamhanyire vanhu kumberi like these guys. Vanotonga vaane side most of the times and zvavanofunga is how they act. Respect elderly people.

  • @wadzanaichabururuka9109
    @wadzanaichabururuka9109 6 месяцев назад +18

    This court is so bully. Disgusting 🤮🤮

  • @sanelemushava4131
    @sanelemushava4131 6 месяцев назад +50

    Machinda a headman learn to respect vanhu vakuru nekubvunza zvisina rough

    • @jackierusike4436
      @jackierusike4436 6 месяцев назад +3

      They are so rude havana respect at all

    • @user-ps3mx6tm9c
      @user-ps3mx6tm9c 6 месяцев назад +1

      Mandinda aya aakutozviita ana Mwari...matauriro avo hapana rukudzo

    • @descenttigere4299
      @descenttigere4299 6 месяцев назад

      Vanotumwa naHeadman. Madofo anopanana mhute.

    • @oswaldchibwe9161
      @oswaldchibwe9161 6 месяцев назад

      The guys were promoted from terraces and now they are tormenting people and doesn’t give chances to defendants. The old man who used to talk wise words was masked long back haachina kana word

    • @sanelemushava4131
      @sanelemushava4131 6 месяцев назад

      ⁠imagine

  • @margaretgwekwerere3830
    @margaretgwekwerere3830 6 месяцев назад +38

    Sekuru vanorwara tinzwe tsitsi nenyika yendu isinga batsiri vakwegura may God help us to have good facilities to take care of our lovely family

  • @Letty-il4fu
    @Letty-il4fu 6 месяцев назад +39

    Dare rakafanana ne mudzimai aenda kulabour nekuty manurse akamusekerera anouraya mwana hakudzoke makorokoto ikoko so makurukota nachangamire akasaita hasha pple will take advantage mhuri dzichitambura pamberi nebasa guys we appreciate you chigodora haisi nzvimbo yekutamba nayo pahurombwa mabinya zvose

    • @Olcool
      @Olcool 6 месяцев назад +2

      True. sometimes force is nevcessary. Chero ku police chaiko unokwapaidzwa wani kana vada zvavo kuita investigation dzavo uchiita manyemwe zviri pachena

    • @user-pf4sl4nk9w
      @user-pf4sl4nk9w 6 месяцев назад +4

      Yes it's true wakamboona nharo dzine muroyi ere iiii hahaha,headman nemachinda vakasasimba varoyi they will overtake

    • @Mels-rb9hu
      @Mels-rb9hu 6 месяцев назад +3

      Vanoitirwa ma dosi mumusoro vakada kupfawa

    • @vengaisakudzu7088
      @vengaisakudzu7088 6 месяцев назад

      I agree with you

    • @amutaks
      @amutaks 6 месяцев назад +1

      Spot on notice the way Solomon used to deal with cases se tactic very gifted i must say. He said if its medical condition, chivanhu we will know. This Chief anezodzo mushonga wechipande chaiwo.

  • @josephmavatu-os7oq
    @josephmavatu-os7oq 6 месяцев назад +49

    This Headman's downfall is near, how can all of them be so arrogant towards that old man who has incontinence problem. This is no longer qualifying to be called a kangaroo court, I don't think they should carry on having these courts.

    • @shingiekachemukuya
      @shingiekachemukuya 6 месяцев назад +4

      U can say tht again pavakanzi vanogona vakabva vaiita manyemwe uyo we mhere vakamurova kana kumusiya anonyarara thts drama hakuna ngozi inodaro

    • @sqrd3536
      @sqrd3536 6 месяцев назад +4

      True, zvima powers zvavo zvichapera.

    • @sheillasiboli7697
      @sheillasiboli7697 6 месяцев назад +1

      You can say that again 😢

    • @waynetyrexchapisa2200
      @waynetyrexchapisa2200 6 месяцев назад +2

      Pride too much

    • @johnzuzeyi9107
      @johnzuzeyi9107 6 месяцев назад +9

      Fact 🎉🎉🎉 pliz pliz Karanganda ndikuda feed back kut tinzwe kut headman avo vaenda kuno apologize 😢😢😢😢 hatis kufara

  • @walternleya2196
    @walternleya2196 6 месяцев назад +54

    this is so, so wrong. why do we mock our elderly? is it a new thing to this court that the elderly tend to lose control of their bladders. this one incidence has made me lose respect of this court, this is wrong

    • @senesiachoto4166
      @senesiachoto4166 6 месяцев назад +1

      So sad indeed kushungurudza vanhu vakuru so

    • @tindotings7892
      @tindotings7892 6 месяцев назад +2

      Munhu owuya kunotundira paDare mushure mekunge mwana abudirwa, hazvina kujeka. Haisi nyaya yema human rights, kana achirwara ngaafambe ne catheter.😢

    • @user-sr7zq9js9s
      @user-sr7zq9js9s 6 месяцев назад

      It had never happened to you that's why you are talking like that, if it were your family you will be the first one to point a finger

    • @zirumbwar2023
      @zirumbwar2023 6 месяцев назад

      zvakakunakira saka uchidaro ungakoshesa kuti kushungurudza chembere dzichiroya

    • @InnocentMukodza
      @InnocentMukodza 6 месяцев назад +1

      Dai iri hanzvadzi yako,mukoma kana munin'ina vako arikushaiswa rugare kudaro waisataura matuzvi iwayo.
      Vamwe venyu ndimi murikudiridza madzinde urugare rwenyu nekutambudza vamwe imi

  • @patiencemunyongani5993
    @patiencemunyongani5993 6 месяцев назад +5

    😢😢the elderly MUST BE RESPECTED. HEADMAN CHIGODORA YOU FAILED THAT COURT because of the way you handled that mans embarrassing moments. Ndochiii ichocho Ishe. He is not a young man. Haa ndakunyararirai

  • @brendamutasa
    @brendamutasa 6 месяцев назад +23

    Murume uyo ane voice rine ruzha Hana kana respect kuvanh vakuru.. Humanity is greater than status... Elder deserves respect kukura ayisi mhosva

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 6 месяцев назад

      Povho inonetsa

    • @lionmansibanda7516
      @lionmansibanda7516 6 месяцев назад +3

      The court should rule or judge with evidence not kungoti munhu bvuru bvuru

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 6 месяцев назад +1

      @@lionmansibanda7516 dai iri hanzvadzi yako iri kushungurudzwa nemadhara ayo waisarwadziwa here

    • @ruel1703
      @ruel1703 6 месяцев назад +1

      ​@@dadiraimandigo4004 verengai kuti munzwisise kwete kudaira pris 😂

    • @ellahncube3773
      @ellahncube3773 6 месяцев назад +2

      Ngavasiye tsika yekuvhundutsira vakomana avo. They should copy zvinoitwa naHeadman havavhundutsiri. Ngavatonge kwete kutyisa vanhu. They should letan to respect vanhu vakuru kwete kushandisa chigandanga pese pese

  • @Olcool
    @Olcool 6 месяцев назад +43

    Kana munhu akura bladder rinoita loose. Its common in many elderly people.

    • @MichaelNyamuda
      @MichaelNyamuda 6 месяцев назад

      Saka chakavatadzisa chii kusimuka kunoita

    • @dadiraimandigo4004
      @dadiraimandigo4004 6 месяцев назад +2

      Haiwawo watya zvinhu zvawo

    • @clarischivandire7597
      @clarischivandire7597 6 месяцев назад +2

      Maybe sugar diabetic

    • @calistogovera1808
      @calistogovera1808 6 месяцев назад +4

      It's common kana munhu akura kuita loose bladder , but this court needs to respect urwere we bladder rather than the disgrace shown here

    • @ruel1703
      @ruel1703 6 месяцев назад +5

      Illiteracy will be the death of most of us😢

  • @virginiagwiti4815
    @virginiagwiti4815 6 месяцев назад +17

    Varume vaheadman munovhiringa vanhu shame,apa munonanga vanhu huroyi

  • @debrachidakwa679
    @debrachidakwa679 6 месяцев назад +46

    Heartbreaking, 💔, this is sheer ignorance and it's really sad to hear people laughing at the poor old man who is really embarrassed by the wetting himself in public. It's a great curse for those who are laughing!

    • @RumbidzaiNyikadzino
      @RumbidzaiNyikadzino 6 месяцев назад +1

      I agree. ..this is not good at all

    • @rudodzvore4011
      @rudodzvore4011 6 месяцев назад +2

      Nyaya dzehuroyi dzirir tricky guys these guys know what they mean kana vachiti Weti yahvaridzira mudzimu..imimi nechirungu chenyu mototi icancer how do you know kuti haisi way yekuhavridzira mudzimu

    • @tinashegwavava3933
      @tinashegwavava3933 6 месяцев назад

      Ana chigodara havana kuenda kuchikoro

    • @backare171
      @backare171 6 месяцев назад

      ko iye camera man

    • @RudoMatumbu
      @RudoMatumbu 5 месяцев назад

      This show is not evn interesting it's heartbreaking let's respect our elders takango kura tichidzidziswa wani evn ayine mhosva taurai Navo mushe vakutoyita confusion mufunge💔

  • @alistairechokwenda8060
    @alistairechokwenda8060 6 месяцев назад +9

    Munhu mukuru haasekwi. Zvinonzi seka urema wafa.
    Ambuya avo vari kutaura vachigodora vachitsvimnyira sekuru avo- Mwari ngaavarove neshamhu yakafanira.
    Headman anofanira kunzwisisa kuti nekukura, munhu anogona kuzvikanganisa, worse still- kana paita chaunga chisiri supportive.
    Hazvinei nezvikwambo izvo- it's an incontinence accident. Kusaziva kufa chokwadi- and it's been reflected nekuseka kwaita vanhu vachitungamirirwa naHeadman making achitonyomba urwere uhwu.
    Headman muri kukurawo muchasvika zero rasekuru ava, hazvisekanwi.
    Uyo mumwe wenyu ari kutoti sekuru ava vasvora dare nekuzviitira and ari kuda kutovaripisa- panze pekuti aumbiridze sekuru ava nenyadzi dzekuzvirasira mvura, otowedzera kuvanyadzisa nekuvasekesa nedare. I hope kwavo hakuna vanhu vakuru, but iye achakurawo.
    Headman must not nyomba urwere.
    Ndiri ini ndinomusungisa kundinyadzisa paruzhinji kuburikidza neuter hwangu.
    Nambuya avo vane her tsvuku, vari kufunga kuti kuseka kwechaunga ndiko kugona kutonga- kwete.
    Mapurisa, Headman, masabhuku varipo- batsirai munhu kuti atongwe zvine unhu pasina kumubvisa nekuparadza chimiro chake.
    Zvimwe zvinodawo kuverenga nezvemabatirwo maremekedzerwo nekodzero dzeavo vauya kuzotongwa.
    Amhangarirw, awanikwa nemhosva munhu mukuru, mwana mudiki- vese vanhu vanofanira kubatwa nembatirwo unoremekedza hunhu hwemunhu.
    Very disappointed.

  • @EddyBusu-qm5bh
    @EddyBusu-qm5bh 6 месяцев назад +17

    I was pained by how the old man was mocked and humiliated, everybody there don't know about incontinence problems, nobody knows about enlarged prostate that will cause passing urine frequently, or worse still the old man may have prostate cancer that during its progression it will cause inconvenience. Ndarwadziwa ne lack of knowledge in such a big crowd.

  • @annamabheura7030
    @annamabheura7030 6 месяцев назад +5

    Ava vanoda malessons from Mutasa, he’s so humble and soft. Ungatadze kuzviitira weti uchiitwa kunge mwana mudiki. This is not right, havana kana wisdom vanhu ava

  • @user-eg4lm8ou9u
    @user-eg4lm8ou9u 6 месяцев назад +12

    Headman nevamwe wenyu hamuzivi here kuti munhu kana Akura prostate cancer hamuzivi here munga seke sekuru Ava kurwara uku sekai urema mafa imi zvirikuuya

  • @manucho8801
    @manucho8801 6 месяцев назад +3

    ko kutyisidzira vanhu ndokudiiko nhai iwe assesor, akakuudza kuti kuwanza hasha ndikokutonga nyaya akakunyepera iwe assesor ...dai uchimbotererawo Headman vako kana vachitaura vanotaura zvine respect

  • @tawandamarufu2455
    @tawandamarufu2455 6 месяцев назад +17

    Kumagumo kunenyaya
    Chigodora achazosungwa
    Time will tell

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 месяцев назад +1

      Ari kuita zve chizanu you don't know ana sadunhu most azanu if you opposition you will be harrassed till wawonda

    • @britiousmuwengwa1078
      @britiousmuwengwa1078 2 месяца назад

      Eheee anonyanya kuda kuzviisa level repamusoro netuvapfana uto ngaatonge achiziva kt ndisabhuku

    • @davidchimuti5691
      @davidchimuti5691 Месяц назад

      Pple go there it's not him who go to his court.. our pple are guilty of using muti for me handivachenese

  • @edmorenyambo4469
    @edmorenyambo4469 6 месяцев назад +5

    Maassessors aheadman Chigodora anode training urgently. They ought to respect people who appear in their court with respect.

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 6 месяцев назад +36

    Zvekuseka vanhu vakuru kwete. Hapana zvinoshamisa kuti mnhu azviitira weti . Zvinowanikwa

    • @chipochipo8415
      @chipochipo8415 6 месяцев назад

      Taura hako so painful😢

    • @MichaelNyamuda
      @MichaelNyamuda 6 месяцев назад +2

      Ko angaadii kusimuka kunoita weti asati azviitira

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 6 месяцев назад +2

      Ichidare must be banned too much bullying

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 6 месяцев назад +1

      ​munhu akura zvinoitika izvo i knows vanhu vakawanda vane that problem

    • @sharontangirai1262
      @sharontangirai1262 6 месяцев назад

      @@MichaelNyamuda ahh iwe at tyms this age doesnt feel kuti weti irikubuda

  • @AllenMagwera
    @AllenMagwera 6 месяцев назад +9

    Good actors vanogona ma skits vakadzi ava kana chiri chidare cha Chigodora chaora nekuda nevarume vaviri ma glass neiro 're suit yekhaki

  • @tauya0605
    @tauya0605 6 месяцев назад +9

    I think some level of education must be a prerequisite for all community leaders clearly team iri madofo

  • @user-rp7vp8il6q
    @user-rp7vp8il6q 6 месяцев назад +25

    Big up guy's mukaita soft hapana chinobuda vanhu vanotoda hasha kuti zvifambe

  • @gracesibanda1696
    @gracesibanda1696 6 месяцев назад +33

    Machinda amambo are very rude, rough, evil, unprofessional and disrespectful . They are bullies. They simply need to follow proceedings, ask questions, explain to public and pass judgment . Zvekutukirira Vanhu is anti hunhu

  • @kady1111
    @kady1111 6 месяцев назад +13

    The level of disrespect iri padare apa is shameful.
    That arrogant man in tge safari suit loves d sound of his own voice.
    You have an older man who is incontinent and d leaders padare are the ones vanotanga nekushamarara vachiudza vanhu kuti sekuru vasekwe.

    • @idayichingovo3135
      @idayichingovo3135 6 месяцев назад

      imagine, i am so disappointed mxm

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 6 месяцев назад

      My heart is broken zvinoitwa mudare umu that guy is arrogant mudhara uyo atorine medical problem asi varikutoseka Chigodora is nonsense dene iri hama ndaenda prison

    • @mbewez619
      @mbewez619 6 месяцев назад

      Such ignorance inorwadza

  • @user-zg2wq9lk2v
    @user-zg2wq9lk2v 6 месяцев назад +6

    Haa vanozonyanya disrepect pa dare ra Chigidora senge zvima assistance zvake izvo magistrate chaiye akadzidza anototonga nerespect ava vanobva vanyanya

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 6 месяцев назад +6

    Shame musazosekaba it's sad very sad. 😢😢

  • @RichmondGate-or5zk
    @RichmondGate-or5zk 6 месяцев назад +22

    I think the headman needs a strong traditional healer by his side.

  • @arotanire8140
    @arotanire8140 6 месяцев назад +4

    Vanhu vanoshanda na Chief Chigodora please respect kuvanhu vakuru kanamuchitaura navo hamusi kuzvinyanya hr vanhu vakuru vanenge vakukanganwa

    • @dellonmzala6222
      @dellonmzala6222 6 месяцев назад

      kudare akusi kuchurch padare panotaurwa zviri straight

    • @ruel1703
      @ruel1703 6 месяцев назад

      ​@dellonmzala622ko ndopfungwa daminoshandisa here idzi mazuva ose😮

    • @dellonmzala6222
      @dellonmzala6222 6 месяцев назад

      @@ruel1703 hongu dziri ku kicker so

  • @user-ds1mx4pw2x
    @user-ds1mx4pw2x 5 месяцев назад

    Magirazi magirazi magirazi Mwari ave newe.vaChigodora team iri rakutoshoresa dare renyu.Magirazi dai Mwari vakupa upenyu hwakareba uchembere usazodaro.respect inodiwa imi varume imi .kwanai musada kuonererwa nechaunga muchirasa hunhu.Haiwawo twumahure twakafaila life kunyepera zvidhoma kyzviitisa uko

  • @esterkamangira4317
    @esterkamangira4317 6 месяцев назад +12

    Respect vanhu vakuru,kuchembera hazvirevi kuti uri muroi

    • @rashedngadze8853
      @rashedngadze8853 6 месяцев назад +2

      You can say that again, vanhu vakawanda vane bias iyoyo, it's very bad. Moyo we munhu akaipa unongitanga achikura not achembera

    • @Suewally
      @Suewally 6 месяцев назад

      Nhay munhu anonangwa huroi after achenurwa kwete kungonanga nekushaya respect kuvakuru .vakuda kutozviita kunge ndivo headman nxiimmm

    • @esinathmanyimo6408
      @esinathmanyimo6408 6 месяцев назад

      Saka headman varikutopumha uroyi instead yekutonga nyaya ,havamirire kunzwa nyaya yakaperera kungotanga nekuti wakachena here,hongu huroyi huriko asi musashungurudza harahwa

  • @munhumutema8970
    @munhumutema8970 6 месяцев назад +3

    If you are a young man out there, work hard so your old man is never treated this way by these buffoons. And also so that you yourself do not end up in the same situation. This is abuse of the elderly.

  • @westernchapanduka5068
    @westernchapanduka5068 6 месяцев назад +6

    It's clear sekuru is not well. It's shocking how he has been treated. Very disappointed with the Headman, his henchmen and some of the crowd.

  • @kelvinmayibeki7123
    @kelvinmayibeki7123 6 месяцев назад +1

    Mupurisa wehaedman anoziwa chivanhu number 1

  • @user-qg7ud1tr9j
    @user-qg7ud1tr9j 2 месяца назад

    hamadzangu musadaro sekuru vanorwara ..musaita semakabva mudondo ndivovabereki vaminoseka muchidaro..respect

  • @Olcool
    @Olcool 6 месяцев назад +5

    Guys kuseka kuseka hedu asi madzibaba vedu vari kutisiira matambudziko mumamisha umu. Madhara edu akabata. Kana kwenyu zvisiko munoti kutamba but kwazviri varikona dambudziko. Nhasi maiona ka midzimu ichibuda ka.

  • @dennisonmaisiri2123
    @dennisonmaisiri2123 6 месяцев назад +5

    After mutongo uyu, its like nyaya yaperera panzira. Please also record ma part 2 as we also need to see kuti nyaya yakazopera sei pavakafamba .

  • @alliedpowersmechanicalpowe4449
    @alliedpowersmechanicalpowe4449 5 месяцев назад

    Headman you are surrounded by bullies vasina kana respect i wish you change yr council

  • @user-ii1co5nt6v
    @user-ii1co5nt6v 6 месяцев назад +1

    Yeah very true these 2 guys havana respect even the headman akutangawo katsika kekuharassa vanhu vakuru

  • @virginiagwiti4815
    @virginiagwiti4815 6 месяцев назад +58

    Imi varume vaheadman learn to respect people mhani

  • @Extra754
    @Extra754 6 месяцев назад +28

    Mnangagwa must promote chigodora seriously ❤❤❤ he making people to stay in peace and happiness

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 6 месяцев назад +4

      promote Chigodora to State President

    • @Bomani_Corgan
      @Bomani_Corgan 6 месяцев назад

      Kkkkk

    • @Ruepharoe
      @Ruepharoe 6 месяцев назад +1

      Ummm imi

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 6 месяцев назад +2

      Promote munhu arikuregera chembere dzichiitwa humiliate so...

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 6 месяцев назад

      @@Ruepharoe waramba?

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga1755 6 месяцев назад +2

    my heart is bleeding ne treatment given to these elderly ppl

  • @NyashaNdini
    @NyashaNdini 6 месяцев назад

    Haiwa vanotongera chitororo,moda kuudza munhu zvekutaura,u asked the old man to explain momurambidza fut zvaarikutaura...zvimwe zvimutemo fut heee musanyore mudare,musapeta makumbo imika!!!respect the elders mhan nxaaa

  • @carlosleendirarami8215
    @carlosleendirarami8215 6 месяцев назад +3

    I respect elders big time ,and it's painful to watch them questioned ,but mostly us young ones we're suffering cause of them ,back then they believe in witchcraft and hurombwa using kids ,,, big up to this headman and the cru operation muramba tsvina ,,,pasi nevanobata
    But Karanganda pliz try to keep us fully posted from part one to the end ,I was home on holidays then I heard other two stories that was I followed from the beginning,but u didn't post the final

  • @user-yc3ju4pg2f
    @user-yc3ju4pg2f 6 месяцев назад +4

    This court is losing direction. Disrespecting elderly people, laughing at sick people. Very rude people

  • @constancechiwawa3355
    @constancechiwawa3355 6 месяцев назад

    Musavhiringidza vanhu vakuru imi.Dare renyu harina respect zvachose Headman Chigodora makurukota enyu anozozvinyanya

  • @Mamatt-9tk2sg3v
    @Mamatt-9tk2sg3v 6 месяцев назад +1

    Asika chero muchifungira old man but handina kufarira the way he was treated, tisadero anhuweeeee 😭😭😭 ndabatikana me nonzwa

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 6 месяцев назад +5

    Haaa; ngavasadaro veduwee! Zveweti izvo kumazera awo (emaProstate problems) zvinowanikwa kakawanda. Ngavatsvake problem chaiyo; kwete kupinza-pinza zvemamwe maHealth issues evadhara vakura avo - that is now abuse. Ngavaite zvinofanira kuitwa kuti kana mudhara ainetwake abatwe netwake; not just abuse the old man.

  • @msaunyama
    @msaunyama 6 месяцев назад +6

    It's disheartening to witness the lack of respect for elders. Cultural values emphasizing respect for seniors are important for fostering a compassionate society. Dare rakafumuka iri

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 6 месяцев назад +2

    Headman vangu mhai tamirira nyaya yekwa
    1) kagurabadza webvuri rapedza hama
    2) mureyani chipikiri paguva
    3)mureyani guva remwana rakafukunurwa nanhasi hakuna anoziva kwakaenda mutumbi
    4)murahwa hari irimubani yakazara ropa
    5) matondo mukomana arikuti ingochani 😂
    😂😂😂😂

  • @faithtiengane5618
    @faithtiengane5618 6 месяцев назад +3

    ❤❤❤❤❤❤❤❤ BABA TAPS mugare manditsvagira basa ndichadzingwa ndiripo pakaranganda
    Kuti chuuuuu

  • @kennedymsengezi718
    @kennedymsengezi718 6 месяцев назад +7

    The condition of that old man should be respected. Its medical and not his fault. zvemudzimba zvinoda kugadziriswa

    • @user-in6gd3wx1r
      @user-in6gd3wx1r 6 месяцев назад

      It's true hurobwa huripo but mabatiro avaita baba ava nhasi ndarwadziwa misodzi yangu yadonha

  • @user-iz3pe4kl6r
    @user-iz3pe4kl6r 6 месяцев назад +10

    So sad sekuru varikurwara avo 😢

  • @Tari2378
    @Tari2378 6 месяцев назад +5

    The questioning is aggressive and intimidating!!! Kangaroo Court

  • @MyZimCalledMe
    @MyZimCalledMe 6 месяцев назад +3

    My prayer is every man who laughed at the old man urinating to be afflicted too by this ailment
    This happens with age
    Men suffer with enlarged prostate. Apa you are in the sun for a long time no access to toilet quickly. Mwari inzwaiwo munamato wangu
    Wose aseka mwari rangai neshamu inorwadzisisa kwazvoo
    Kusaziva kunoparira shuwa

    • @tinashegwavava3933
      @tinashegwavava3933 6 месяцев назад

      Ko vakaenda kuchikoro here ana chigodora. Its high time Government must do something about these kangaroo courts. Makayiona kupi court isina constitution yekuti munhu anongopa mutemo waada.

    • @MoyocannyMoyocanny
      @MoyocannyMoyocanny 6 месяцев назад

      True

  • @ericachari5942
    @ericachari5942 6 месяцев назад +5

    Uyo anekasuit kemaoko madiki haana respect kuvanhu vakuru

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d 6 месяцев назад +6

    Kuita wet at that age zvinoshamisa chii nhai people of that region

  • @JulietHamadziripi-nc1ho
    @JulietHamadziripi-nc1ho 6 месяцев назад

    Yooooh I can't believe the way I'm falling in love the mwana auya nenyaya yese iyi nhaiwe garanganda uyu ndikumunzwira uyu ndilinkisooka😊😊

  • @The_Watcher414
    @The_Watcher414 6 месяцев назад +6

    These fools are becoming too big for their boots, kuonererwa nema camera here? Respect the elderly. There are certain urinary tract conditions that may lead to frequent urination, bladder cancer etc

  • @moiladendengure3011
    @moiladendengure3011 6 месяцев назад +5

    Nyaya yemudzimu ndeyekunyepa hapana munhu asvikirwa apa

  • @marthajim1098
    @marthajim1098 6 месяцев назад +25

    Vatsukira namari dzekungiripisa vanhu pasina nemhosva. Vakutoofeka twuma suit these days. I watch this program with so much pain. Vanhu vemuruzevha ndovanongotiwo ataura nemarume iwawa votsinhira. 100 blacks making one white. It’s a shame. Vanizvidhonza varume Ava zvisingatoiti. Vanomanikidzira vanhu kuenda kun’anga. Ndishaya kuti n’anga dziipi. Iwo matsotsi azara nyika aya. Munhu akaramba otonzi nokuti uri muroi. Guys this can not keep going unchallenged. KwaChigodora zvanyanya.

    • @tawandachauraya2201
      @tawandachauraya2201 6 месяцев назад +3

      Chokwadi kumachinda twamambo utwo tunombunyikidza vanhu kubvuma dzisipo hatukodzeri kutonga now twakutopfeka magirazi...

    • @chipochirodza6969
      @chipochirodza6969 6 месяцев назад +1

      Haa this is very wrong

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 6 месяцев назад +3

      You are right they must be challenged and put to order. Manenji chaiwo pwere dzekuma jindwi kuseka mukweguru ari kurwara nedundira. Ndazvi shora

    • @AiviMureyani-cj2hn
      @AiviMureyani-cj2hn 6 месяцев назад

      Taurai zvinotifadza imi kwete zvamuri kutitaurira kana musina zvekutaura siyanai nenyaya iyoyo tsvagai zvimwe zvekuona tiri kuda kuti tichenurwe isu

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 6 месяцев назад

      @@AiviMureyani-cj2hn makutoti udzira zvekuona manje as if you’re the one who pays for our data. Boo take a chill pill and take several seats back. You ain’t Karanganda & got no right to tell us on how to make you happy ok…

  • @dennisgift81
    @dennisgift81 6 месяцев назад +3

    The villagers are idle all day at the courts instead of engaging in productive activities, and later they will unfairly accuse their hardworking siblings of bewitching them.

  • @user-rt4jy4eh8p
    @user-rt4jy4eh8p 6 месяцев назад +2

    Ummmm l am really touched sekuru ava varikurwara dare harina respect zvachose ndarwadziwa

    • @revaibhiza704
      @revaibhiza704 6 месяцев назад

      Ndabatikana shem

    • @patiencemaunga3679
      @patiencemaunga3679 6 месяцев назад

      chero ini ndabatikana vatori kurwara sekuru awa

    • @mikerukwava9574
      @mikerukwava9574 5 месяцев назад

      Chimbomirai kubatikana, weti yatanga nhasi.

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya2077 6 месяцев назад +6

    Chii chinosekesa apa hamuzivi hr kuti munhu akakura ndizvo zvinoita mhanza haisekwe worse muri varume muchasvika stage yacho yekuzviitira ndarwadziwa nazvo

  • @arotanire8140
    @arotanire8140 6 месяцев назад +6

    Ko kuseka munhu mukuru ndokuita sei kukura asi hamuna ana sekuru kana anababa here kwamunobva itai hunhu ma zimbo

  • @tutsiraimwanaka780
    @tutsiraimwanaka780 5 месяцев назад +1

    I petition for Karanganda to take this down. Inhuman and disgraceful

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 6 месяцев назад +2

    Vazukuru varikuisirwa mhepo dzese dzese nekut inherera. Zvakatanga kuuraya mai vacho kut vaite madiro avo. And I hv learnt and understand ukaiswa demon rinobuda semudzimu

  • @lionmansibanda7516
    @lionmansibanda7516 6 месяцев назад +10

    Headman chigodora and his people should have time to watch mutasa maitiro ake and nyaya dzepachigodora y dzakawanda dzekunangana huroyi

    • @InnocentMukodza
      @InnocentMukodza 6 месяцев назад +2

      Mutasa upi waunotaura iwe.
      Last time akaunza muporofiti vefake vekunyepera kuti munhu akauraya munhu achabvira yt iye asanganisa machemicals.
      Tsvaga nyaya yeMhuri yekwaChirimo uone

    • @dianamureru7842
      @dianamureru7842 6 месяцев назад

      KwaMutasa kwakazara dzeminda hakuna dzehuroi idzi

    • @HappyKarigen
      @HappyKarigen 6 месяцев назад

      Mutasa? He has a lot to learn from this court. Machinda chete ari rude and unprofessional but Headman Chigodora is very mature and wise that in the end his judgement is fair and good.

    • @Suewally
      @Suewally 6 месяцев назад

      Nyamaropa i think is the best

    • @PaloSant
      @PaloSant 6 месяцев назад

      ​@@InnocentMukodza nhai zvenyu imi

  • @sylviamhlanga9640
    @sylviamhlanga9640 6 месяцев назад +5

    Wayiyepo yere musaseka sekuru avo vanhu pamwe vakuinzwa weti yacho yatove pedyo veduwe kukura

  • @nyashajeche5565
    @nyashajeche5565 4 месяца назад

    The headman's reference to the old man vazviitira wiwi, that was pure ignorance. Vanhu vakuru havanzwaro. My heart was broken

  • @user-uv7zk6ln5w
    @user-uv7zk6ln5w 2 месяца назад

    People love and like drama😢 Drama at its highest level

  • @medlinerubaba3757
    @medlinerubaba3757 6 месяцев назад +9

    These men vedare are foolish and uneducated in terms of health issues. The way they handled kunyorovedza trousers rasekuru avo is super inhuman

  • @Jmuringa06
    @Jmuringa06 6 месяцев назад +27

    im now adicted to this cout i have to go to reharb 😂😂

    • @rachelsengamai8067
      @rachelsengamai8067 6 месяцев назад

      I was in a reharb for 3wks but i relapsed here I am again still addicted 😂

    • @shingiriromupanda7391
      @shingiriromupanda7391 6 месяцев назад

      Hey homework murikuigona sei nezviperengo

    • @tinashetakunyayi2056
      @tinashetakunyayi2056 3 месяца назад

      Haaa ma dare aya na one even kwa nambo mutasa uko kurikupisa

  • @kudzanayinyakuchena265
    @kudzanayinyakuchena265 6 месяцев назад +1

    😢😢😢 eish ma1, otherwise gadzirisai nyika Headman 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @user-om7or3ti5o
    @user-om7or3ti5o 6 месяцев назад +2

    Headman Chigodora vanofanira kunzwisisa musharukwa Mukombiwa apooo chirwere cheweti chiriko kunyanya kuvasharukwa avaaa weti inotongobuda vasinga zvinzwe mufunge Panzwisisei Headman Chigodora Ndatenda hangu Mukanya paPretoria

  • @mwarumbek
    @mwarumbek 6 месяцев назад +14

    Thats not how we treat our elders even if we know they are the cause of our plight

    • @user-in6gd3wx1r
      @user-in6gd3wx1r 6 месяцев назад

      Nhasi andirwadzisa matongero ake headman

  • @joylinemudavanhu3108
    @joylinemudavanhu3108 6 месяцев назад +3

    Ham incurred a curse after seeing his father’s nakedness and laughing in the bible. Desist from laughing at elderly people least you annoy God almighty.
    All of us at some point if blessed with old age chances are our bladders won’t be as perfect

  • @jubileejuru9277
    @jubileejuru9277 3 месяца назад

    This is so cruel, my heart broke watching the old man being bullied by the whole community. I am so embarrassed of my people, Headman or Madman Chigodora needs to be stopped. Why is the government co dining such false accusations and abuse of the elderly. I hope Karma finds you soon Madmen Chigodora and your people. God bless the old man who is being bullied by his nieces and the community. Honestly where are we going as a people with this type of behaviour

  • @StephenVhenya
    @StephenVhenya 6 месяцев назад +2

    I think ZLHR Lawyers should take Headman chigodora and his team to court and expose this traditional court which does not respect our elders. ZLHR please help this Elderly man.

  • @tatendamunatsi430
    @tatendamunatsi430 6 месяцев назад +3

    Kuita wet It’s a problem that comes with aging munhu haaseekwe

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 6 месяцев назад +5

    Incontinence can happen to anyone including me. Hapana chinosekesa apa kuti zera rasekuru avo rizviwetere

  • @user-yn6wv1yh2y
    @user-yn6wv1yh2y 6 месяцев назад +1

    Headman Chigodora munogona imi...l wish dai ndaigara kudunhu renyu nekuti tatambudzwa nemhuri dzine hurombwa hunosemesa

  • @user-cs9yr9kl5p
    @user-cs9yr9kl5p 2 месяца назад

    ... Panyaya iyi ka 🫣ndakachena..... these old madalas are something else

  • @mandishorasaruchera6307
    @mandishorasaruchera6307 6 месяцев назад +2

    Headman shuwa ukaona ngoma yoririsa yapedo nekudambuka ,dare renyu raimbova nehuremo but nekuda kweteam renyu iro kunyanya uyo Gucci anemukanwa makaporomoka nehasha dzisina musoro ndikuona dare renyu radhakwa chaiko

    • @user-iq6ov6gb1p
      @user-iq6ov6gb1p 6 месяцев назад

      Chitare chozvoitisa vanoda kurohwa mhani kubatirira vanhu vachembera uko

  • @jasminemazike9800
    @jasminemazike9800 6 месяцев назад +7

    I wouldn't be caught dead in this kangaroo court.

  • @maiwalee
    @maiwalee 6 месяцев назад

    I just went through the comments and couldn't watch. We need to protect and respect our elders. Even vakaromba, we need to know and understand and exercise grace. Then we can pray and overcome hurombwa hwacho. That generation was involved in a lot due to ignorance, and that's how life was normal in them days. I know it's painful when you are the one now facing the challenges of those alters, but Mwari vachatigonera when we honour our elders.

  • @galegombarago9016
    @galegombarago9016 6 месяцев назад +1

    Mupurisa very jagged up hey. Well done

  • @Natty-ou3gs
    @Natty-ou3gs 6 месяцев назад +7

    Srs guys this is too much varume vaishe chigodora must learn to respect vanhu vakuru chero vaine mhosva wechisuit chemaoko mapfupi newe magirazi zvamakagadzikwa kushade doesnt mean you have to disrespect vanhu its a dhaaaaàaa kwandiri moshaya

    • @CarolineRitsire-nm4hh
      @CarolineRitsire-nm4hh 6 месяцев назад

      Uyo wechisutu chezvioko zvigwishu arikutoda utongi hwekuita headman .sekuru varikurwara apo dai vari baba vangu ndaikusungisai

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 6 месяцев назад +3

    Team Chigodora respect people before your court especially the old man who is suffering from prostate cancer physically he looks frail. He actually needs medical help

    • @PaloSant
      @PaloSant 6 месяцев назад

      Ati ane prostate cance here mdara or ndimi matomupa?

  • @user-zb6op7fo6x
    @user-zb6op7fo6x 6 месяцев назад +1

    Really anhu mungaseke munhu arikurwara.

  • @hazeljanuary3333
    @hazeljanuary3333 4 месяца назад

    Madrama queen ndoaziva ini. Instead of humiliating the old man. Apa headman ndashora apa. Kusaziva kufa veduwee. Kungodzidzawo A, B, C, D zvakakosha