Vanovhukunura chiiko.kusakwana amboti anoda kuvhukunurwa here tete vari kubarsira wrong people apa ngavabatsire mai tino just need tosay yes zvino izvi zvinoendeka takambozviiona kwwdu
100%✓ ndazvitaura izvi rebecca ataura kuti vakauraiwa vari vaviri umwe ari muimba ine chibage but family iyi yaramba ichibvunza kuti munhu wacho anonzi ani that was a stupid question they know everything vari kutya mhosva.
Vanhu ava vanofanirwa kutanga vatungamhirwa kuenda kuMalawi vonouya nehama dzacho vufukunura munhu then carry the remains to Malawi zvacari kuita izvi hazvisirizvo how can u resume remains dzemunhu asiri hama yenyu first go to malawi even nebus is cheap vosvikira kwamambo vobatsirwa madhara aya vari kudhonza tambo nekuti haasi wavo ari kubudirwa
Ini sekuona kwangu panongodiwa 3 vanoita zvechivanhu vobatana namai Tino voenda kuMalawi pane kupa Chief mombe munenge mavekutoripira mambo ngozi iyi iye Rebbeca ndiye achazotaura zvinodiwa after vaenda kuma Malawi pliz pliz kwa Mambo kungatozodiwa mombe after journey yekuMalawi pliz
TILDER, TILDER, TILDER NDATI TILDER!!! HAPANA MUNHU ANOFUKUNURWA KANA KUWIGWA HAMA DZAKE DZISIPO. FIRST MOVE NDEYEKUUNZA HAMA DZACHO THEN ALL OTHERS WILL FOLLOW.
The way I understand Tilder’s position is that this family is doubting whether there are human remains in the first place. Therefore if they’re in such doubt, exhumation is necessary to prove there are human remains zvechokwadi. I honestly don’t think she’s saying dig her up and give her to the Malawians.
to be honest Anty when these ppl came to the show i just said idzi ndo nhema but uum nhasi ndazo believe uum zvakaoma. i think its best to follow ma procedures ari kutaurwa ne mufii rather than going to police and try to exhume the body pasina hama dzake
Aah asi Tasvu ndiye akakonzera kuti Muchenje family ivingwe ibate basa, and he gave $100 to mai Tino. Kuru Tasvu knows the protocol. I've been following this nyaya
Kuru Tasvu ndeve business guys. Vanhu vazhinji vanenge vakamirira panze. Havana kubvunza zvizhinji, vakaredirector mai Tino to the Muchenje family hence this event.
Tete ndarwadziwa namai tino especially vana yoo misodzi yangoyerera for those two madhala they know everything even mwana arimudura vanotomuziva look at their faces when the spirit run to that house inoratidza kuti ndiyo inechibage but Volta kunge vasingazi kuti dura ravo ririp.l wix Rebekah ati akuda murume nekurorwa
What if these people are actually doing charms to confuse this whole situation 🤔 because apa zvunhu izvi zvirikuitwa semahumbwe?? Come to think of it, why do they want to dig someone's remains so much??? And then kana vamawana vachamaita sei? What if they actually kill mai tino zveshuwa and blame it on the spirit?? Why is it that man rushed to say ngaiendeswe kumapurisa as if mwana wanezuro asingazive kut kune chivanhu?
Muzukuru in orange T-Shirt andifadza cos he’s not in denial unlike ana Muchenje who at the beginning of the programme appeared arrogant to me. The one who was sitting next to aunt Tilder his reception was not welcoming. I think that’s why aunt Tilder decided to talk to Muzukuru. I feel for Mai Tino asi kupera kwazvo ndokunge vabatsirwa kuenda kunosiya Rebecca kumusha kwake.
Muchenje family knows exactly about the story. Kuda kuzvida paCamera ndiko kuno netsa kwatiri vanhu vatema. Even when she said munhu aka tsakatika they’re in arrogance but sezvo the parent was a witchcraft doctor. Pane nyaya mhenyu. Chaiyo
That’s really true . I hope theirs other way of moving forward rather than being arrogant. As you said they really know what exactly happened. Being denial it’s only about the Carrara . When they’re alone they’re talking about it. Kkk
What people need to understand is that no traditional healer is stronger than an aggrieved dead person's spirit. Any solution, other than the spirit's will, is temporary or just waste of time. Thats my take. Rebecca's family in Malawi will have to compensate Mai Tino though for her troubles
True that,anything else we try will be temporary the only solution is to follow the instructions of the spirit, and I wonder why the chief would need mombe kuti ave involved in this sensitive matter.
Love muzukuru wekwa Muchenje ane wisdom. Then Tete Tilda vanhu ngava yende ku Zinata vano tsvaga real traditional people not ma funnies ati kuona muma media umu these days.
Apa chavanobatsirwa ma traditional healers chete the rest vanoripa Vega ,madhara akura Aya vakuda kutaura kuti avazive chivanhu vasanyepere kudzungaira ,akuda zvakadaro nxaaaa mapocket menyu ndomuchanva Mari yekuripa ngozi not ma donations aaaaa vanonzwisa hasha Munhu ano deserver help ndimai Tino Madhara imi musade kutukika
@@lindahfarikai1152 Mweya wakataura kuti wakatsipika nemhuri iyi ndosaka uri kutadza kuvamukira Saka apa kupotera kwawakaita pamutorwa uyu kuti uwane kubatsirwa kutsipinurwa ndosaka wakati unoda vanhu vanoita zvechivanhu first
Advice the Muchenje's stop asking from well wishers purizi.Fambirai nyaya idzi dziri pachena just follow Rebecca's instructions her spirit will lead you. Rubatsiro topa kuna maiTino wawane chekudya nemhuri. Zvekutotanga nekuti am well wishers izvo ritori drama maitei chamakutokumbira rubatsiro itai wabvisa mbudzi, wabvisa huku,abvisa 5dollars semhuri mopererwa mochizotiwo well wishers.
This people are pretending to be shocked,varikuziva ava iyo ngozi yataura zvekutsipikwa now kwane mumwe futi ari munogara chibage.Hazvibetsere kusataura chokwadi imi muchida kubatsirwa of which akauraya ahasisipo.
@Brenda Mukwengwe chivanhu chedu munhu haavigwe pasina hama dzakeplus mufi uyu haana kuzviuraya ega such that it should be her responsibility to bring her relatives. Its the murderer's responsibility
kana Ngozi ikazotanga kurova kwaMuchenje ndopavachatirimuka, instead of asking frm Rebbecca what she wants and follow vakutoita zvekunyozera. madhara ngaburitse mombe varipe. mhuri inopera. vana Chief ngavasiye nyaya dzekukara kungoti pese pese mombe and play a role of mediating than being stumbling blocks. chiiko!
Are you telling me that Mushenje family hamukwanisi kubvisa mombe 1 yekwaIshe. Hamusati manzwisisa nezvengozi. Ripai ngozi yenyu mega not kutsvaga rubatsiro muvanhu. Uyo mudhara Mushenje haana mombe here?
Apa pane nyaya hombe, thank you Tete Tilda
Isu tinoda kuti Rebecca avhukunurwe pane hama dzake musaita zvekutamba
Dai zvabva pamutorwa veduwe maiTino vashungurudzika
Vanovhukunura chiiko.kusakwana amboti anoda kuvhukunurwa here tete vari kubarsira wrong people apa ngavabatsire mai tino just need tosay yes zvino izvi zvinoendeka takambozviiona kwwdu
Kuonao kwangu vanhu ava vaiziva dambudziko riri mumusha mawo kunyara zvawo kutaura paruzhinji
100%✓ ndazvitaura izvi rebecca ataura kuti vakauraiwa vari vaviri umwe ari muimba ine chibage but family iyi yaramba ichibvunza kuti munhu wacho anonzi ani that was a stupid question they know everything vari kutya mhosva.
Sure vanoziva neky nyaya inongotaurwa asi ky vanhu hatizvitori srs chete
Especially that kule in cream suit
Haizi nyore kubvuma mhosva pajekere munoti majena ndebvu avo havazvive here
That is why mai Tino vachiti muviri wavo unogara uchirwadza hhhmm kumhanya kwatsho 🙆
Vanhu vekwa.Muchenje inzwai, ngozi haibatsiranwi kuripa stop asking for fanancial help imi ask for advice on how to appease the spirit yaRebeca chete
It's true
wapedza hako. ngozi inoripwa newakaipara (mhuri)
Taura hako .there is no such
I feel for this woman nevana vake. Pese panotanga kubuda mhepo the little boy anotanga kuchema. Zvinorwadza hazvo
Apa ndipo paunoona umwe munhu achiseka achifunga kut drama zvakaoma zvinorwadza izv
Praying for Mai Tino. May God deliver her family from the evil one.
I can't imagine what this lady is going through
Hmm zvakaoma hazvo I real feel for her
Zvonosiririsa chokwadi.mufi wacho nyakupondwa dai amunzwirawo tsitsi amupe nguwa sezvo arikuti ndinoenda aaaa
Umm
Let Rebecca tell you what to do because ,mai Tino is suffering
It's sad mufunge and vana varikunzwisa tsitsi dai aine hama dzepedyo dzambotora vana
Munoda kubatsirwa kuripa ngozi ne ma well wishers .I feel for mai Tino
Munhu aharovi hazviite ,it may take years but will still come to haunt the pepetrators
What’s this thing nema Chief, kungoripisa vanhu vane ma problems ari serious kudaro. Vatadzei chavanenge vachiripisirwa mombe na Chief.
Siyai kuchera munhu uyo mutevere mademands emhepo iyi. ONLY THAT
Kuvhukunura hazvidi pasina hama dzake zvoda hama dzake dxavevo
Chekutanga iyi inonzi ngozi yapinda mumusha. Vanhu ngwarirai Mai Tino munhu asina mhosva vakazowana chinovawana panoita ngozi mbiri dzinopedza rudzi. Zvazvino siyanai nekuchera hama dzemunhu dzisipo zvinodiwa apa Mai Tino vanofanira kuenda kuMalawi vanonodzoka nemhuri then zvosara nemhuri yekwaMuchenje kuti Rebecca achadei pamwe haatombode kuripiwa ASI MUSANONOKE NGUVA HAISI MUMAOKO MENYU. Itai zvakumbirwa na Rebecca
Vanhu ava ngavasiyane nekuchera munhu asir werudzi rwavo pliz pliz rebbeca ngaatungamire mai tino vondotora hama dzarebbeca ku malawi mai tino vakafa ndopamuchazoona ngozi yamunoziva akaipara . Mapfupa emutorwa haacherwi inga zvaratidza wani maitino vakasvika pedo zvapa mweya uyu kugara paari nhasi rino moti mochera imika toda kuona achatanga wacho kukanda pik ipapo beware
@@maryshamairai so true IMI ngavaendese mai Tino kumusha Kwa rebbeker
Vanhu ava vanofanirwa kutanga vatungamhirwa kuenda kuMalawi vonouya nehama dzacho vufukunura munhu then carry the remains to Malawi zvacari kuita izvi hazvisirizvo how can u resume remains dzemunhu asiri hama yenyu first go to malawi even nebus is cheap vosvikira kwamambo vobatsirwa madhara aya vari kudhonza tambo nekuti haasi wavo ari kubudirwa
Mai Tino ndivo vanotoda kuitirwa go fund me , since vakutotadza kana kushandira vana ..
I feel for that women, it's so painful,imagine munhu asina dzinza naye
Amai Tino ngavaterere ma instructions a Rebecca, this Muchenje family iri kuda help yei havasi serious
Wapedza vanhu avo nzira dzavarikuda kufamba nadzo handidzo chirikudiwa mai Tindo kuenda kuMalawi not kufukura mabonz..hama dzemufi ndidzo dzichauya kuzoita zvadzoita chivanhu icho musasanganise
Regai afukunurwe pane hama yake
Ndiri kuvarwadzirirwa zvangu amai aw 😥😥😥
Ini sekuona kwangu panongodiwa 3 vanoita zvechivanhu vobatana namai Tino voenda kuMalawi pane kupa Chief mombe munenge mavekutoripira mambo ngozi iyi iye Rebbeca ndiye achazotaura zvinodiwa after vaenda kuma Malawi pliz pliz kwa Mambo kungatozodiwa mombe after journey yekuMalawi pliz
Good point 🙏🙏🙏
Zvinonzwisa tsitsi izvi, mai Tino vatambura veduwee. Siyanai nezvepassport regai mai Tino vaite zvavari kuudzwa naRebecca chete
Wekumapassport acho wadii kungogadzirawo yeemergency vanhu ngawanzeirewo vamwe tsitsi.vatambudzwa mai Tino nerudzi rawasikazii .dai muri muZimbambwe zvaiwanane .
Xonaiwo Sekuru Tembo or Tasvu
Izvi hazvidi n'anga kana muporofita chiri kudiwa kuteedza zviri kutaura nemufi chete
@@netsaimariatoringepi9175 vakamboendako kare wani
Imi itai mushe vanhu vekwa Muchenje hamuzi serious pachafa vaviri vatatu ndipoo pamuchatora mombe mumatanga enyu apa hamuna chamat maona saka makat o relaxer zvenyu
Inonzi Muchadura..kana makamboverengawo bhuku racho.
Mkadzi atambura uyu😢. And it answers why she is always unwell.
It's so painful
TILDER, TILDER, TILDER NDATI TILDER!!!
HAPANA MUNHU ANOFUKUNURWA KANA KUWIGWA HAMA DZAKE DZISIPO.
FIRST MOVE NDEYEKUUNZA HAMA DZACHO THEN ALL OTHERS WILL FOLLOW.
That's true mabhonzo anofukunurwa nehama that's all tererayi mhepo iri kutaura not pfungwa dzevanhu
The way I understand Tilder’s position is that this family is doubting whether there are human remains in the first place. Therefore if they’re in such doubt, exhumation is necessary to prove there are human remains zvechokwadi. I honestly don’t think she’s saying dig her up and give her to the Malawians.
Yes
Musachera hmadzako pasina Munoper vese vanengevachera
Ngozi ihidi rubatsiro shandai mutsvage mari yukuripa ngozi
I hope she gets the help she needs 🙏 this is really traumatic
Hy tete zvakaoma chokwadi wanhu awo hawafanirwe kufukunura mapfupa emufi pasina hama dzake
Ndizvo chaizvo mafukunura mozodii murivatorwa panaramebbeca
Nhai imi vatana vakare munhu asiri hama yenyu munofukunura nakamura sani nhy weduwoye Mai Tino ndivo vanoda help not imi vanhu avo ngozi inoripwa nemi verudzi not vanhunje never
Mdhara Muchenje uyo anoziva zvirikuitika mumhuri make ,he looks shakened.Rebecca nyatso pfukira mhuri iyoyo kusvika vatenda mhosva
Munhu anofanirwa kubatsirwa ndi mai tino nkt havachakwanisi kushandira mhuri yavo iyo mhuri iyo ngaitsvage yega cash vaende kunoripa fullstop
True
Chero nguva yacho yekushandira mhuri yake haachina zvinotonzwisa tsitsi
Thanks Tete tee
Hanzi ko dzeecocash.vakuda mari yei futi ava😅😅😅
Um really struggling to understand this. Over 65 years, why does it choose to go now?
Mari ngaisvike ku Tilder foundation
to be honest Anty when these ppl came to the show i just said idzi ndo nhema but uum nhasi ndazo believe uum zvakaoma. i think its best to follow ma procedures ari kutaurwa ne mufii rather than going to police and try to exhume the body pasina hama dzake
Ichindicho chokwadi ndapa kutenda vanhi avo vakaita zvekutamba vachapera nemhepo iyo mirai muone dai zvaitwa awane kudzokera mhuri iyo
U r rit. Nharo vanhu tingaite nechi kristu. Chivanhu hachiitwe zvedambe nacho.
Munoperera mahara.
And ngozi inogona kukurambirai macontributions pauripwa.
Vakangatotsvaka yekufambisa kwete kurapwa.
Haibvume.
Ini muono wangu ndiri kuona kuti family iyi yaisi serious nekuti hazvisi kushungurudza werudzi rwawo
Mai tino arikutambudzirwa kuona kwaakaita mwari pindirai zvigadziriswe hazvisi nyore kutambudzwa nezvausingazivi dai mwari arerutsa
Why edit out the and then explain 🤔
Rebbeca's spirit has said that she only need a yes from mai Tino and 3 traditional healers only and the rest Rebbeca's spirit will handle the rest
Tete tilda hamuskuona kut mukavhumidza vanhu vasiri vehukama kut vafukunure pasina hama dzemufi hamuone kut zvinozokwadzisa mai tino here itai kut mai tino vaite zvavakaudzwa nemufi kana dziri hama dzouya dzofukunura votora maremains arebbecca ivo vega voenda nawo pane kutangira mai tino zvimwe ft vakaudzwa zvikuda mufi here
Yoo
Simple
Ngozihaibatsirwi kuiripa batsirwai namazano not nemari yekuripa ngozi mufi haazvitambiri izvi
Vakapusa ava ngavatsvage vega mari vabhadhare n'anga dzichabatsira vasiyane nekuramba kuti pamwe kunyepa vanofunga kuti inyore here munhu kufamba mumhepo
Ngozi haibatsiranwe kuripwa inoripwa nedzinza raksipara hkuna mari inokumbirwa kuvanhu vasiri verudzi irworwo.garai pasi semusha muite mudeme mudeme kusvika nhau yapera iyi nekut mukaramba muchidhonza tambo muchatanga kupera mbichana mbichana muchasvinura kna mhepo iyi yakunyatsouya strong ichikupedzai.ndotonzwira hngu mai Tino tsitsi atakura mutoro usiri wake at the end muchamubhadhara
yoooo.inini.hangu.ndarwadziwa.moyo.nezvirikuitika.pana.mai.tino.iiiiiii.mwari.pindirai.nemwana.wavo.mudiki.uyo.anobva.atanga.kuchema..ii.zvandirwadza.😭😭😭😭
Ko ngozi inobatsirwa neZimbabwe yese kuripwa here
I think I know kulez in yellow t-shirt was mukadzinyina waSekuru vangu at one point ☝️ 👆 was once a teacher at a secondary school near Dema 🤔
Neniwo ndinenge ndavaziwa the one in yellow t-shirt ,vaKaseke vakamboshanda pa neshungu bank paDema
Mukadzinyina wechirume zviriko here
@@tjngorosha7236 ehe vakanyengerana chimoko 🤣🤣🤣🤣
@@sdshippers9332 saka makanyengerana chimoko unonzi mukadzin'ina here . Zvakangoomawo hazvo
@@tjngorosha7236 ratove drama woo iro rawakutsvaga 🤣🤣🤣
Tilder uriZvinhu Shaz. Better than Tasvu na Kanengoni
Tasvu akatadza kuubvisa mweya uyu pana Mai avandavanzwira tsitsi zvakaoma hazvo
Ana tasvu havadi kusarira
Aah asi Tasvu ndiye akakonzera kuti Muchenje family ivingwe ibate basa, and he gave $100 to mai Tino. Kuru Tasvu knows the protocol. I've been following this nyaya
Kuru Tasvu ndeve business guys. Vanhu vazhinji vanenge vakamirira panze. Havana kubvunza zvizhinji, vakaredirector mai Tino to the Muchenje family hence this event.
Mamwe macomment ka muchatiuraisira tete vedu imi muchfananidza nevanhu vakadero , comment ngaizvimirire icna kupnza Zita risipo
Pliz mapfupa haabvuswe pasina hama dzake Inga akataura Kuti ndokutungamirirai monotora hama then dzouya dzotora mapfupa avo izvo hazviitwe izvo hamheno ndokuona kwangu
Ko Tasvu akaita kunge abvisa mweya wacho wani zvakazodiii
Hakuna mhepo inobviswa zvekudaro kuti chikwambo here. Panoitwa chivanhu chakazara kwete zvekudzinga mufi kunge imbwa
Iwe usatamba hapasi pamahumbwe apa
Kuona kwangu hangu handisi pakushora basa raTasvu asi Tasvu ane area dzake dzaano gona so anofanira kumira nerutivi irworwo. Dambudziko rake kwave kuda mbiri yekuti anzi anogona zvose haana chaasinga goni. Izvi zviku dealer neMweya yevafi handi zvake izvi ngasuduruke mazviri zvachose.
Sekuru tasvu pamwe zvakaramba
Haaaa hachisi chikwambo icho, mweya we munhu wanga wakatsipikwa so wazobuda mishonga yapera basa saka yave mhepo inesimba kupfuura mishonga
Hama woye vnhu vekuMalawi knows everything zvirikuitika Hama dzaRebbeca vakamumutsa . VekwaMuchenje murikutamba henyu nemadhaka. Muchabvuma henyu kuripa mhuri yese munopera rumwe rumwe lucky murikuudzwa kwekuenda.Rerutsirai mai Tino hatambura . Mhuri yekwaMuchenge taurai makazvirereka munotambwa yakapenga neMalawi team. KuMalawi vakakumirirai
I thought the same,hama dzemunhu uyu ndodzirikumutsa munhu wavo
Inini ndirikuona sekuti vanhu ava havasi srs havasi kuzvi bvuma kuti ichokwadi chiri kuitika
Nekuti kuda kufukura Vega vasati vaenda ku Malawi kuda kutsvaga kuzvichenesa vane tarisiro yekuti hapana chinhu
Regai Mai Tino vaperekedze Rebecca kumusha kwake agouya nehama dzake musabata mabonzo Hama dzomufi dzisipo please
Madhara aya ari kutamba anondiudza Kuti Hana mombe muma tanga kukarana uko hasati vanzwisisa Kuti chinonzi ngozi chii vanoinzwa Kuma next door
Tete ndarwadziwa namai tino especially vana yoo misodzi yangoyerera for those two madhala they know everything even mwana arimudura vanotomuziva look at their faces when the spirit run to that house inoratidza kuti ndiyo inechibage but Volta kunge vasingazi kuti dura ravo ririp.l wix Rebekah ati akuda murume nekurorwa
Mai Tino achatendwa zvichashamisa nemweya iwoyu
Chokwade kna akangoenda ka
Chokwadi
Don't worry varidzi vekuMalawi varikuuya
Sekuru Tasvu vakadzinga mhepo iyi wani?🤔 Kasi yakadzoka???
Vanhu ava vekwaMuchenje vanotamba zvavo. Ndekupi kwakambobatsirwa rimwe dzinza nenyika kuripa ngozi? Hakuna zvakadaro, chamungabatsirwe kuitwa referred ku N’anga chete.
Vanhu varikumba nehupenyu hwamai Tino chokwadi mai Tino vakafa vekwamuchenje ndopamuchasvinura
What if these people are actually doing charms to confuse this whole situation 🤔 because apa zvunhu izvi zvirikuitwa semahumbwe?? Come to think of it, why do they want to dig someone's remains so much??? And then kana vamawana vachamaita sei? What if they actually kill mai tino zveshuwa and blame it on the spirit?? Why is it that man rushed to say ngaiendeswe kumapurisa as if mwana wanezuro asingazive kut kune chivanhu?
Do you know kuti mukasatevedzera zvirikuda mufi pamunomufukunura mogoma kumushaya chero bhonzo mogona kushaya chero 1 asi mukatevedzera procedure muchashamisika muchiona zvese zvaarikutaura
Yoh 65yrs dayi ane vakuru chaivo,mhosva hayirove shuwa.Asi hama dzake vaiti chii chakanyatsoitika
Hama dzacho ndofunga ndidzo dzikutoti muka uuye kumba
Vanhu vanotora chivanhu se dambe nhai. Vakomana gadzirisai nyaya iyi munhu anofa muchiita zvekutamba.
Tete tilda ndokumbirawo kubvunz vakazoenda here kumusha kwechpoko
Well wishers can only help by giving advice chete,zve finance dzinoda vedzindza rekwaMuchenje pachezvavo vaite ma contributions
Vanhu vanotamba handiti pane vari kumabasa ngavaite kanzatu kanzatu vasanganise mari Mai Tino ndiye anotoda, batsiro yavangapuwa ndeyekutsvakirwa vanhu vanoziva chivanhu nemazvo vanokwanisa kufambisa nhau yavo yekuripa ngozi nemazvo
Akomana chivanhu chiriko hamaweee ngaaende kuMalawi ndiko kupedza nyaya
Taura hako kuzviramba but chivanhu it's there
Sekuru tasvu mdevecjokwadi hre ndipindureivo Pana wakambobatsirwa navo hre
Muzukuru in orange T-Shirt andifadza cos he’s not in denial unlike ana Muchenje who at the beginning of the programme appeared arrogant to me. The one who was sitting next to aunt Tilder his reception was not welcoming. I think that’s why aunt Tilder decided to talk to Muzukuru. I feel for Mai Tino asi kupera kwazvo ndokunge vabatsirwa kuenda kunosiya Rebecca kumusha kwake.
Muchenje family knows exactly about the story. Kuda kuzvida paCamera ndiko kuno netsa kwatiri vanhu vatema. Even when she said munhu aka tsakatika they’re in arrogance but sezvo the parent was a witchcraft doctor. Pane nyaya mhenyu. Chaiyo
@@nyasharichardson9249 Hapashayi akambonzwa nyaya dzese idzodzi kuramba havo asi vanoziva vakuru vemumusha
Kadhara ikaka kanoziva nyaya kunyepera kuzungaira
@@patriciadyiwa2553 🤭😂😂😂
That’s really true . I hope theirs other way of moving forward rather than being arrogant. As you said they really know what exactly happened. Being denial it’s only about the Carrara . When they’re alone they’re talking about it. Kkk
Vakuru vese vari apo pashaya aziva kti munhu haafukunurwe Hama dzisipo + ngozi hairipwi nenyika maripiro ekungwavhangwa endai Lilongwe munoudzwa kti tikuda mukadzi nemombe 60 muchaenda henyu netsoka mukumbotamba muchimirira mambo chatochaya mambo kwake agere
Vekwa Muchenje pane anoziva zvakaitika arikuda kuvharidzira kuti chokwadi chisabude.MaiTino ndivo varikutambudzwa saka vasirikuvhunduka.Varoyi Vega vega
Vanobudisa mabhonzo here tete or hama dzemunhu ndidzo dzinofanira kunge dzauya then ozobudiswa
Kwete Loice, kana akatsepikwa nenzira yechivanhu, vakamuuraya, verudzi rwacho vazaya vacho nevazukuri ndivo vanofukunura, poitwa chivanhu.
I also think that kuti havasiwo vanofanirwa but vanozofukunura varidzi vemunhu ndovanouya wotora mabondo but shoko rinenge rasvitswa kihamandimai tino
Mai Tino vanofanirwa kusvika ku Malawi first, kufukunura mabhonzo ndezvehamadzake kana dzichiko.
I think nhau yekumuchera ndiyo yamupa hasha kusvika pakubuda pachena vagutsikane nekt pakutanga varikumba vanga vachitaura sekunge mai Tino arikunyepa
@@nyashabuwerimwe9682 shuwa Nekuti kuzongosvika nema bonzo kuvanhu vachi audza nyaya yakadai mubvunzo yacho inozo Rema kunenge kwatosara vana chte PA 65yrs pamwe vamwe vaivaziva hakuchina
After which drama
What people need to understand is that no traditional healer is stronger than an aggrieved dead person's spirit. Any solution, other than the spirit's will, is temporary or just waste of time. Thats my take.
Rebecca's family in Malawi will have to compensate Mai Tino though for her troubles
True that,anything else we try will be temporary the only solution is to follow the instructions of the spirit, and I wonder why the chief would need mombe kuti ave involved in this sensitive matter.
Axacalty an mai Tino also was told by the spirit kuti my family will compensate you they should let the spirit lead the way as it suggested
Yah Neh last days events the devil is really at work
Vanhu vekwamuchenje varikudherera, ngozi haibatsiranwe makauraya munhu mega maakuda kubatsirwa chii? Itayi Mushe imi and mukaita zvekutamba muchatanga kudonha one by one musatipedzere nguva imi murivana sorojena wani.
Ini i think kuti sezvo munhu akamuuraya aiva n,anga anenge akavhara mweya yevanhu vakafa uye kut kusaita ngozi mumusha mavo saka thats why asiri kunetsa mumhuri maakaurawa sekutaurirwa kaakaitwa naSekuru Tasvu paye ,saka apa semunhu aneshungu kuenda kumusha kwake akungobatiriravo pane munhu akamuona
Sekuru Tasvu vakati vabvisa mhepo yadzokera kwamuchenje vakati ikadzoka dzoka kuno ndopedzerana nayo kureva Tasvu hatozivi mafambisirwo echivanhu nekuti hana chaakabatsira
@@joyceparwazenga7545 ma1
Ndinoona kuti masimba ehu n'anga hwedzi tateguru ravo ndiwo uri kuvapa zvivindi izvi
Chine hasha vakazama kutsipika futi kuti chisanetse vanoirasa
Ngavaende kwasekuru aChapola.. mai Tino vabatsirwe
Lord have mercy
Hello tetez and fam
Love muzukuru wekwa Muchenje ane wisdom. Then Tete Tilda vanhu ngava yende ku Zinata vano tsvaga real traditional people not ma funnies ati kuona muma media umu these days.
Kune n'anga dzakamirira zvakadai. And dzimwe dzinozvigona chaiko hadziite zvaana registration zvisina nebasa rese izvi
Vanorova basa chete and uchigutsikana kut pano pashandwa.
Why they want kufuvukura munu mai tino should go to Malawi and bring the relatives for the dead family
@@marvellousphiri3649 hanty vati toda kutanga tazviva kut mune here zvechokwadi? I think ndopavari kutangira vozoenda mberi nenyaya yacho vambotangira ipapo
Apa chavanobatsirwa ma traditional healers chete the rest vanoripa Vega ,madhara akura Aya vakuda kutaura kuti avazive chivanhu vasanyepere kudzungaira ,akuda zvakadaro nxaaaa mapocket menyu ndomuchanva Mari yekuripa ngozi not ma donations aaaaa vanonzwisa hasha
Munhu ano deserver help ndimai Tino
Madhara imi musade kutukika
Team rekwa Muchenje makatsipika munhu saka akanobudira pane mumwe munhu musarambe ,baba wenyu wairapa makabvama saka munorambei mbanje
I don’t understand why the spirit is haunting an innocent person who has no blood that lines with the familyyof the murders .
Ichokwadi ichocho
Zviri kutondinetsawo kuti why mweya uyu usiri kumukira kumhuri kwakauraiwa kwacho aingosarudza munhu 1 obuda ipapo kuitira zvinyatsojeka
@@lindahfarikai1152 Mweya wakataura kuti wakatsipika nemhuri iyi ndosaka uri kutadza kuvamukira Saka apa kupotera kwawakaita pamutorwa uyu kuti uwane kubatsirwa kutsipinurwa ndosaka wakati unoda vanhu vanoita zvechivanhu first
Eish zvorwadza ...wakandionaa ndiwe ndoyanofira
Mai Tino isvikiro asi havazivi chipo chavo
Advice the Muchenje's stop asking from well wishers purizi.Fambirai nyaya idzi dziri pachena just follow Rebecca's instructions her spirit will lead you. Rubatsiro topa kuna maiTino wawane chekudya nemhuri. Zvekutotanga nekuti am well wishers izvo ritori drama maitei chamakutokumbira rubatsiro itai wabvisa mbudzi, wabvisa huku,abvisa 5dollars semhuri mopererwa mochizotiwo well wishers.
Eish 65 years kare chaiko munhu haarovi
This people are pretending to be shocked,varikuziva ava iyo ngozi yataura zvekutsipikwa now kwane mumwe futi ari munogara chibage.Hazvibetsere kusataura chokwadi imi muchida kubatsirwa of which akauraya ahasisipo.
My advice is mhosva inoripwa nevehukama zvenyu zvekuda kubhadharirwa ngozi haishande itai mudemhe mudemhe semhuri
Mwari poresai mwana wenyu
Ummmm chivanhu chiriko chokwadi ndatenda hangu Munhu haarowe chokwadi
How far
Sabhuku or chief anoda mombe yeyi. Anoda kurohwa
Mhuri iyi iri very suspicious munhu anogocherwa hama dzake dzisipo here.
Kana achida zve hama achavaunza enga mufi
Vane zvivindi chaizvo
@Brenda Mukwengwe chivanhu chedu munhu haavigwe pasina hama dzakeplus mufi uyu haana kuzviuraya ega such that it should be her responsibility to bring her relatives. Its the murderer's responsibility
Endesai mai Tino KuMalawi cla
Ngavadaidze hamadzacho first, vofukunhura varipo
Where is Rebecca’s family?
In Malawi
65 years soul yemunhu akafa ichiri kutaura. Vanhu musatanbe. Mhunhu akasikwa na mwari purizi.
Yes, the spirit does not die
Ndosaka tichinzi shandirai mweya nyama inoora hezvo nhasi proof iyo. Ndoona sokuti Rebecca vekumusha kwake vanobatawo wavo mushonga saka varikuitawo zvavo kuti wedu haarovere musango ,asi kuti Rebecca akaurawa nen'anga ikatsipika kuti asapfuka but iyezvino zvakupera power nehama dzaRebbecca dzakudaidza hama yavo.
Ripai ngozi mega haibatsiranwe anamuchenje
Mai Tino dzimu iri rikuda vangobvuma kt ndoenda newe Malawi then muchaona zvichingoitika zvega zvese izvi kutenderera
Sad video ,very sorry Mai tino and you need help
Very sad ,pane akazomboona video yamai Tino vachibhururuka here?
kana Ngozi ikazotanga kurova kwaMuchenje ndopavachatirimuka, instead of asking frm Rebbecca what she wants and follow vakutoita zvekunyozera. madhara ngaburitse mombe varipe. mhuri inopera. vana Chief ngavasiye nyaya dzekukara kungoti pese pese mombe and play a role of mediating than being stumbling blocks. chiiko!
Family yekwamuchenje ichatsakatika iyo ichaita majokes kudai. Vanofukunhura mabones emashakavhu vozomadii
Imi vekwa Muchenje mukangoona matangirwa nemhepo iyi akaenda kumusha kwavo , maparara , kana muri vamwe tsvagai zvinodiwaa nekukasira muite zvakanaka akangoenda ku Malawi musati maita first move mapera
Ko Tasvu akati adzinga wani. That goes to say he is a scam. Like that time ne mukadzi wekubirwa nhumbu.
Madhara anoziva nyaya iyi akuda kunyepera kudzungaira mushonga wengozi kuiripa. Dai huri hupfumi vaihuramba here?
What Tasvu did to remove the spirit before Mai Tino took the spirit to Malawi is not right
Are you telling me that Mushenje family hamukwanisi kubvisa mombe 1 yekwaIshe. Hamusati manzwisisa nezvengozi. Ripai ngozi yenyu mega not kutsvaga rubatsiro muvanhu. Uyo mudhara Mushenje haana mombe here?
Koimisei muchida kufukunura munhu pasina kana Hama yake veduwe endai munotora hama kuMalawi dzozofukunura dzomene munoda kupara mhosva ngani?
Havazivi ndeimwe mboswa iyoyo
Mogona kufukunura mopedza moona pasina chinhu apo madaiddza vanhu from Malawi
Chokwadi hako ngapafukunurwe hama dzavepo voudza hama yavo takukubvisa pano takukuisa kumusha kwakho zvino ivo vanoda kupfukunura vanoziva here maomberero acho nhai