BASA RISINGAITE 🙌

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 30 сен 2024

Комментарии • 65

  • @Skeezy90
    @Skeezy90 5 месяцев назад +20

    Isu maphone edu anoto taura kuti comic elder vabuditsa chinyowani😂😂❤🔥

  • @patotv_zw
    @patotv_zw 5 месяцев назад +12

    Ndanga ndasuwa hembe iyo maionawo here.

  • @Skeezy90
    @Skeezy90 5 месяцев назад +9

    Elder ndi elder zveshuwa 😂🔥

  • @simbom8765
    @simbom8765 5 месяцев назад +4

    Manje vanhu vanga vakundiziva kuHarare Gardens 😂😅😂😅

  • @snowdrop_hugh
    @snowdrop_hugh 5 месяцев назад +3

    The future of comedy..
    Full definition of comedy
    Comic 🐐 ..
    The only zim comedian who's interesting 😂

  • @byronmatukuta3419
    @byronmatukuta3419 5 месяцев назад +4

    Musiyei lee arove basa rake ariwana rakapfava 😂😂😂 risingabuditse ziya

  • @LewisMberi
    @LewisMberi 5 месяцев назад +4

    Lee handinonoke kuvhura ndotovhura ndichitozhinya kudhara

  • @Atlas7ven
    @Atlas7ven 5 месяцев назад +6

    lets gather here famo❤

  • @Samyt04
    @Samyt04 5 месяцев назад +3

    First to comment 😅😅😅

  • @RonaldZanamwe
    @RonaldZanamwe 5 месяцев назад +2

    Hapana kumwe kwekuswera toswera pano

  • @Nyariee
    @Nyariee 5 месяцев назад +3

    🎉🎉🎉❤

  • @Marshal320
    @Marshal320 5 месяцев назад +11

    Those who believe comic is elder let's gather here

  • @ScottJr39
    @ScottJr39 5 месяцев назад +3

    Nyaya yema picture ikutonetsa hnty ska tsano vakazowanirwa zvekuita kuHarare😂😂😂

  • @GamezAlex291
    @GamezAlex291 5 месяцев назад +2

    Ko Nyari mamukubvunza msg yapinda sei zvee🤣🤣🤣🤣 harisi Charmza iPrasdos

  • @takudzwaduve2122
    @takudzwaduve2122 4 месяца назад +1

    I love these guys for real ❤, u a good keep up the good work

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 5 месяцев назад +2

    Handizive comic is real actor in life hazvingouye pamunhu asingazive izvo zvakazodzwa neteam Dan keep it up guys rambai muchifambisa basa muri pamwe

  • @Skeezy90
    @Skeezy90 5 месяцев назад +2

    Mazuvano makungobuda mune camera ka😂😂😂😂

  • @I_a_m_e_l_t_o_n_123
    @I_a_m_e_l_t_o_n_123 5 месяцев назад +3

    Lee nhaiwe 😂😂😂😂

  • @bakelink8974
    @bakelink8974 5 месяцев назад +1

    😂😂😂 Tsano zvechikoro havasi kuda

  • @gamu952
    @gamu952 5 месяцев назад +2

    Tiri Muna may munomu😂😂😂😂😂😂😂😂😂ko May apindira papi apa

  • @KentrellDesean-ih6ge
    @KentrellDesean-ih6ge 5 месяцев назад +1

    Support comic elder mahwani

  • @theeSonofGrace
    @theeSonofGrace 5 месяцев назад +1

    Ayisi charmza iyi iPrasdos😂😂😂

  • @ultimatebroadcastingnetwor5035
    @ultimatebroadcastingnetwor5035 5 месяцев назад

    Schools like these ndiyo problem munhu kana afoira bridging ndeyei

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 5 месяцев назад +1

    Lee journalist manyama 😂😂😂😂😂

  • @AliceMushambi
    @AliceMushambi 5 месяцев назад

    Ko Lee kuzogara kunge urikuda kubudisira Dan mweya😂

  • @TONYRAAGGAHMAVHUNGALOVEMORE
    @TONYRAAGGAHMAVHUNGALOVEMORE 4 месяца назад

    isu ma phone edu anotot kwanechitsva cha comic elder

  • @ignatioussibanda1136
    @ignatioussibanda1136 27 дней назад

    Srs yaTsano ma1 ....TSAno chibaba

  • @Keithdagang
    @Keithdagang 5 месяцев назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂 hoyoo

  • @TinasheDube-mq7ss
    @TinasheDube-mq7ss 5 месяцев назад +2

    Nyarie haavake imba

  • @anesumharapara7535
    @anesumharapara7535 5 месяцев назад

    Manje mu Harare Gardens vanhu vanga vakundiziva😅

  • @kudakwashemukodza
    @kudakwashemukodza 5 месяцев назад +1

    lee unogona

  • @melindamasengu5600
    @melindamasengu5600 4 месяца назад

    Dan mukwasha wenyika chaiye😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ChristineMutsikiwa
    @ChristineMutsikiwa 5 месяцев назад +1

    😂😂😂eredha

  • @theconquerer905
    @theconquerer905 4 месяца назад

    Lee akatenga shirt nyowani congrats😂

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 5 месяцев назад +1

    Hie guys watching you from Mpumalanga sa

  • @evidenceevillo
    @evidenceevillo 5 месяцев назад +2

    First here

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 5 месяцев назад +1

    Ko kuzongotora pese pese😂😂😂😂😂

  • @AlettaChiyangwa-xd1ex
    @AlettaChiyangwa-xd1ex 5 месяцев назад +1

    Lee uyu kaaa ummm 😂😂😂😂 ma bumber😂

  • @SuccieMkubwa
    @SuccieMkubwa 4 месяца назад

    Kkk hazviite tiri munaMay

  • @NewlifeTukazi-py8br
    @NewlifeTukazi-py8br 4 месяца назад

    😂😂😂 hazviite tiri muna may

  • @RanganaiMakozho-vj4bm
    @RanganaiMakozho-vj4bm 5 месяцев назад +1

    Tatovapo isu

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 5 месяцев назад +1

    Kuyemerana ne harare gardens😂😂

  • @sammy_erwin
    @sammy_erwin 5 месяцев назад

    Harisi Chamza iPrasdos 😂

  • @HandsomeMlilo
    @HandsomeMlilo 5 месяцев назад +1

    Hayi nice combination

  • @charitymushayabasa-qb5ww
    @charitymushayabasa-qb5ww 5 месяцев назад

    Tsano 😂😂😂

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 5 месяцев назад

    Pane message yechipande paphone ya mukoma Danny Nyarie haana kunyatsonzwisisa makwakurirwa aaitwa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kuti asawone message 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.

  • @raykaruru1144
    @raykaruru1144 5 месяцев назад

    Kkkk

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 месяца назад

    So interesting Nyarie, Dan and Leeroy good combination

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 5 месяцев назад

    Comic chibaba anotaura zvinosekesa apa haaseke😂😂😂

  • @rudorwashemashingaidze3642
    @rudorwashemashingaidze3642 5 месяцев назад

    Mmmhh dai masiya Lee ariku harare gardens coz muchachema 😂😂

  • @amosmukaro-lr4fv
    @amosmukaro-lr4fv 5 месяцев назад

    Nyarie anga akutoda kuziva munhu asender message kkk

  • @MazanhiWelcome
    @MazanhiWelcome 4 месяца назад

    Hembe iyi ndoifarira kouya wefodya aripi

  • @engelbertmazvidza5814
    @engelbertmazvidza5814 5 месяцев назад

    Haa this combination imbambaira nedovi❤❤

  • @tapiwamarongwe3857
    @tapiwamarongwe3857 5 месяцев назад

    IH KUBRIJA UCHIITA OLEVEL.IWE WAMBONETSEKA HAZVIBUDI

    • @mukomalavhu
      @mukomalavhu 5 месяцев назад

      Ha unless munhu aitamba hake but achigona. Otherwise kutamba nemoto uku

  • @runyararochirebvu5783
    @runyararochirebvu5783 4 месяца назад

    Good combination 😃😃😃😃😃

  • @LLlettie_0603
    @LLlettie_0603 5 месяцев назад

    Haisi Chamza iprasdos 😂😂😂😂😂

  • @EstherMuskwe
    @EstherMuskwe 5 месяцев назад

    Kkkkkkk 😂😂😂

  • @snowdrop_hugh
    @snowdrop_hugh 5 месяцев назад

    Filcrist my school 😢

  • @ericachari5942
    @ericachari5942 5 месяцев назад

    Tsano zvichaita here

  • @MikeMajo-k3b
    @MikeMajo-k3b 5 месяцев назад

    Ko hanziiko😂😂😂😂😂

  • @JoshuaChikove
    @JoshuaChikove 5 месяцев назад

    Hoyoooo

  • @ScottJr39
    @ScottJr39 5 месяцев назад +1

    Tsano vadzingwa pamba neway yakanaka endai kuschool sure