ZVAKASIYANA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 фев 2024

Комментарии • 213

  • @SirDonDiariesOfficial
    @SirDonDiariesOfficial 4 месяца назад +44

    Haa as Zimbabwean ngatiitei plan comic elder deserves better views and followers we cant ignore that he is one of the best male comedians who made it pasina kupfeka dress😊

  • @godenechipani
    @godenechipani 4 месяца назад +34

    Hanzi musaita postmortem pachikafu changu

  • @dankiemazvie
    @dankiemazvie 4 месяца назад +24

    Aya macarrots aya magreens handivharwe macarrots aya emugarden 😂😂😂😂

  • @user-zm4nv8gb4q
    @user-zm4nv8gb4q 4 месяца назад +9

    Moyo wangu kutorwadziwa naLee .. Musazomudaro veduwee ko zvazvinozoita kunge chokwadi kudai 😢

  • @Willz19
    @Willz19 4 месяца назад +4

    Comic Elder is a real comedian.. keep up the good work

  • @charitymatemera9194
    @charitymatemera9194 4 месяца назад +11

    Sausage ndoyatuka here yatadzei😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 4 месяца назад +8

    😂😂😂😂😂😂😂 Combination iyi Ma1 moda kuita postmortem chikafu changu, Lee unondipedza 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @kingsleyduche-rm1qv
    @kingsleyduche-rm1qv 4 месяца назад +15

    Uyu ku Exaggerater 😂😂😂 Hanzi nyaya yatatamurwa😂

  • @ronaldkuwenyi3019
    @ronaldkuwenyi3019 4 месяца назад +9

    Uyu anogona uyu ndisat ndaona

  • @user-sl3xo7xg3f
    @user-sl3xo7xg3f 4 месяца назад +12

    Unogona comic keep it up bro👍

  • @myolnce
    @myolnce 4 месяца назад +14

    i have been waiting all day for you to upload😅

  • @charitymatemera9194
    @charitymatemera9194 4 месяца назад +7

    Kkkkkkk ndaseka ndisati ndaona kkkkkk

  • @cosmasmbezo8151
    @cosmasmbezo8151 4 месяца назад +10

    Mufana Lee anogona uyu

  • @caponegates7792
    @caponegates7792 4 дня назад

    This dude is crazy keep it up lee much love from Scotland

  • @PropheticChannel-cl9jc
    @PropheticChannel-cl9jc 4 месяца назад +2

    Team mwari wakusvitse kure, Lee zvinhu, brother Puro l miss you

  • @charitymatemera9194
    @charitymatemera9194 4 месяца назад +5

    Hanzii uyu kuexaggerater😂😂😂😂😂

  • @collinskachasu3452
    @collinskachasu3452 4 месяца назад +2

    Comic madhara ayooooo,😂😂😂😂😂 zvanzi sausage ndiyo yatuka here 😂😂😂😂

  • @NdauTribe13
    @NdauTribe13 4 месяца назад +2

    Ndo pomoona kuchisiiwa vantu vanokona zvakadai pa peoples choice award
    Unokona comic 😂🙌🏿

  • @ronaldkuwenyi3019
    @ronaldkuwenyi3019 4 месяца назад +4

    😂😂😂😂unogona iwe apa munongot Mrewa apa ndokwangu ndombot asi achangot Murewa papi ko

  • @Eddie.ZW01
    @Eddie.ZW01 4 месяца назад

    Pure talent zimbabwe have it all, mbuya piyason and comic makapenga

  • @NyarieMarozva
    @NyarieMarozva 4 месяца назад +2

    Kkkkkkkkkkk ahhh waskana mwoyo ungatadz kurembera hr imi mamuisa pakati apa mamunyima chikafu chacho

  • @davdivchaks3051
    @davdivchaks3051 4 месяца назад +2

    😂😂😂😂😂😂😂😂comic elder zvazvinhu kkkkk
    Keep it up
    Alongside mbuya piyason

  • @mercyruwimbo5234
    @mercyruwimbo5234 4 месяца назад

    Kip it up comic elder. Loving the content ❤

  • @tapiwachinhema1380
    @tapiwachinhema1380 4 месяца назад +1

    Ahhh zvaendwa...Puro naLeee......haiwaaa 🎉🎉😂 taakuzoseka maanje

  • @victorsoka-pl3mw
    @victorsoka-pl3mw 4 месяца назад +2

    Kkkkkkkkkkkkk haaaa Lee ndoto liker ndisat ndaona cz u are naturally talented

  • @NatashaMhishi-we2ii
    @NatashaMhishi-we2ii 2 месяца назад

    My favorite comedian

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 4 месяца назад

    Lee chaiyekuguta mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas 😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤

  • @user-bs3lv6zo3n
    @user-bs3lv6zo3n 4 месяца назад

    good one comic elder

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 4 месяца назад

    Level chaiye kuguta mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas 😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😊

  • @GodknowsChowe
    @GodknowsChowe 3 месяца назад

    Haaa Lee unogona 🔥🔥🔥

  • @user-pv3cm4yr3p
    @user-pv3cm4yr3p 4 месяца назад

    Aaaaaah uyuuuu in Lee's voice 😂😂😂

  • @Chadyaniki
    @Chadyaniki 4 месяца назад

    Munya rinogutsa! Ukaridya makuseni, the whole day wakaguta.

  • @user-xs1tl7bf2v
    @user-xs1tl7bf2v 4 месяца назад

    The man of the moment

  • @Natalie_diza
    @Natalie_diza 4 месяца назад +1

    comic elder 🔥🔥

  • @kudakwashemuza3397
    @kudakwashemuza3397 3 месяца назад

    Kkkk mbuya piyasoni chine mabars emufirimu......hanzi wakutoita food yangu postmortem.......

  • @sylvesterchimbambaira1126
    @sylvesterchimbambaira1126 4 месяца назад +1

    It's uyuuuh for me 🤣🤣🤣🤣

  • @shawnanesu7935
    @shawnanesu7935 4 месяца назад

    What we used to do tiri vana kumba kwevanhu😂😂

  • @clivechipfupi8234
    @clivechipfupi8234 3 месяца назад

    Ndoyatuka here

  • @stuarttendai3425
    @stuarttendai3425 4 месяца назад

    Kkkkk @comic elder muri pama1 panyaya yekunyimwa food apo 😂😂😂

  • @moreblessinggweshero2096
    @moreblessinggweshero2096 4 месяца назад

    😂😂😂 munouraya lee nemoyo nemaziso hahaha .... Haaa inzwa uyuu ,,macarrots eku garden 😂😂😂 kutatamura nyaya

  • @DanielMajanga
    @DanielMajanga 4 месяца назад

    Kkkkk deno masara mechizomupawo chikafu Lee

  • @innocentmurauro653
    @innocentmurauro653 2 месяца назад

    Sadza rine chicken ndorinoita 😂😂😂😂😂

  • @kennethmasuku647
    @kennethmasuku647 4 месяца назад

    Kkkk hanzi kuita kutatamurwa nyaya 😂😂😂😂

  • @user-po7dg2ur6q
    @user-po7dg2ur6q Месяц назад

    Zvriko 💥💥💥🤟🏻

  • @user-dz4ds5fy7c
    @user-dz4ds5fy7c 3 месяца назад

    Post moterm chikafu changu mbuya piyasoni kaaa mmmmm team mopedza ndapota😂😂🔥🇿🇼🙏justice for comic anofanirwa wana award zve Shuwa😂😂😂

  • @anelka815
    @anelka815 4 месяца назад

    COMIC ELDER💯💯💯

  • @Effortchikwanda
    @Effortchikwanda 4 месяца назад

    😂😂😂 haaa wakungotaura hako but apa wagonekwa apa

  • @georgekudzaimajojo7362
    @georgekudzaimajojo7362 4 месяца назад

    Ko ingonogeza ka maoko😂😂😂

  • @tonderaipkunaka4788
    @tonderaipkunaka4788 4 месяца назад +3

    Fireworks 🎆

  • @clivechipfupi8234
    @clivechipfupi8234 3 месяца назад

    Uyuuu Lee legend iri

  • @leahmalunga6958
    @leahmalunga6958 4 месяца назад

    Ko ingo simukai zve bro Lee munogeza maoko 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @sir_kay
    @sir_kay 4 месяца назад

    Sausage ndoyatuka here 🤣🤣🤣

  • @dennisdube5938
    @dennisdube5938 4 месяца назад

    moda kurima here mudhara kkk😊😊😊

  • @mtp_tech
    @mtp_tech 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂handivharwe ini😂😂😂😂 aya macarrots

  • @innocentkawawa9615
    @innocentkawawa9615 4 месяца назад

    ❤❤❤❤

  • @chadah24
    @chadah24 4 месяца назад

    Asi Lee Mwari ave newe ukurwadzisa mbabvu dzangu.

  • @gamuchiraikwatengera8946
    @gamuchiraikwatengera8946 4 месяца назад

    maConflakes ane dovi pluz pama Greens haavharwe uyu maCarrots ayo😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤

  • @innocentmvuls2246
    @innocentmvuls2246 4 месяца назад +1

    ❤❤❤

  • @promisematinyadze1718
    @promisematinyadze1718 3 месяца назад

    Ini handivharwe pamagreens 😂😂😂😂

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 4 месяца назад

    😂😂😂😂Brother Lee makuvarira mkati nekuda lumo 😂😂😂macornflakes ane dovi here shuwa

  • @BrianSibanda-qh6et
    @BrianSibanda-qh6et 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂moyo warembera lee

  • @Anex0893
    @Anex0893 4 месяца назад +2

    😂😂😂 nice one

  • @lindamudarikwa730
    @lindamudarikwa730 4 месяца назад

    😅😂😂😂😂😂 Lee between food kkkkk hoyooo postmortem yefood

  • @sunchie7330
    @sunchie7330 4 месяца назад +2

    Hanzi “ini handivharwe pamaGreenz, maCarrots kaah aya”?😂😂

  • @charitymatemera9194
    @charitymatemera9194 4 месяца назад +2

    Zvakaenzana kkkkkkkk ndafa

  • @NyagosyChizhande-pg2py
    @NyagosyChizhande-pg2py 4 месяца назад

    Munzwisisi weuchenjeri 😂😂😂😂

  • @tashingandlela5222
    @tashingandlela5222 4 месяца назад +1

    Kkkkkkk ndichingosvik pano ndoliker ndozoon

  • @tadairwazivanai426
    @tadairwazivanai426 4 месяца назад

    😂😂😂 new face inopedza iyo

  • @Kuziva08
    @Kuziva08 4 месяца назад

    Haaaa apa 😂😂 elder vadhipisa vapinda ne moyo pachikafu mwana wamambo muranda kumwe

  • @MellfordZhanke-yp8vv
    @MellfordZhanke-yp8vv 4 месяца назад

    You ndomuda uyu

  • @IdzaiDurani-ed4yp
    @IdzaiDurani-ed4yp 4 месяца назад

    😂😂Lee wanyima green pepper yered

  • @gracedzapasi664
    @gracedzapasi664 4 месяца назад

    Kkkkk leee wandipedza😅😅😂

  • @alexjuniormasheka7218
    @alexjuniormasheka7218 4 месяца назад

    😂😂😂unondikwadza kani lee

  • @MasterPoultry07
    @MasterPoultry07 4 месяца назад

    Kkkk ivo vanhu ngavataure zvakazara kt huyai mudye sadza nebeef

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 4 месяца назад

    Sausage yatsamwisa Lee😂😂😂😂😂

  • @user-ye3qc4ny6u
    @user-ye3qc4ny6u 4 месяца назад

    Kkkkk hanzi Moyo daiwakaremberera mu trouse

  • @joee_hn.
    @joee_hn. 4 месяца назад

    😂😂 "hha ini handivharwe manje panyaya yema greens"

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh 4 месяца назад

    😂😂😂😂 Good combination 😂😂😂😂

  • @aidensamakoni9898
    @aidensamakoni9898 4 месяца назад

    This is hilarious 😅😅

  • @user-zz4fw9qq7d
    @user-zz4fw9qq7d 4 месяца назад +1

    Hanzii ko munhu akazorutsa..😂😂😂😂

  • @admiremutombwa9159
    @admiremutombwa9159 4 месяца назад

    Comic to the fullest 😉

  • @leeroymakarema7123
    @leeroymakarema7123 4 месяца назад

    ❤❤❤❤❤wakaipa

  • @juliuskamwaya9254
    @juliuskamwaya9254 4 месяца назад

    Unogonesa iwe..kuzara nechipo chaiko.😂😂😂😂😂😂😂😂ngazviyende mberi

  • @tadiwanashegumbo
    @tadiwanashegumbo 4 месяца назад +3

    Haaaa chikomana chine chipoooo inzwa machanty hanzi pastor vakuchema newe hanzi ukudhakwa😂chikomana chakatozobvunza kuty ko sei muchinja zvakasiyna haaa comic siyanai naye 😂

  • @user-xt2xc6yq1w
    @user-xt2xc6yq1w 4 месяца назад

    Hanzi inzwawo uyu

  • @user-sg8qj5pk2r
    @user-sg8qj5pk2r 4 месяца назад

    Comic ngavaburitse bhama remaskits

  • @kajal485
    @kajal485 4 месяца назад

    Inzwa uyu 😂😂

  • @pound989
    @pound989 4 месяца назад +1

    Pro wakunyima vamwe nechitayera

  • @freddymartin236
    @freddymartin236 4 месяца назад

    😂😂😂😂😂 iri isadza iri rice zvakasiyana

  • @clivechipfupi8234
    @clivechipfupi8234 3 месяца назад

    Ati ndadya

  • @user-es2nc1gl1o
    @user-es2nc1gl1o 4 месяца назад

    Uyu akaipa

  • @kingsleyduche-rm1qv
    @kingsleyduche-rm1qv 4 месяца назад

    Ndatosvika 😂😂😂

  • @charisilent9496
    @charisilent9496 2 месяца назад

    Hanzi Aya MA carrots emu garden aya

  • @bito7671
    @bito7671 4 месяца назад

    Comic unogona. Asiwo uyo pakudya achinanzva zvigunwe hameno zvazviri kubva zvaita so

  • @maryssahannah3529
    @maryssahannah3529 4 месяца назад +1

    Brother puro 😂😂

  • @muchinazvoshiripinda4760
    @muchinazvoshiripinda4760 4 месяца назад

    How it escalated.. From 0 to 10000 in 4:26 😂

  • @gunshineofficialmusic
    @gunshineofficialmusic 4 месяца назад

    Ko nhai mbuya iwo ma nails anenge mhiripiri makaawanepiko 😂😂😂😂

  • @user-fp6sl7gx3h
    @user-fp6sl7gx3h 4 месяца назад

    😂😂😂😂 number 10

  • @tatendamasawi7142
    @tatendamasawi7142 4 месяца назад +1

    First viewer🎉

  • @TawananyashaNyakutya-nx7rk
    @TawananyashaNyakutya-nx7rk 4 месяца назад

    Brother puro 😂😂😂😂