Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
🍁SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT AND SHARE FOR MORE VIDEOS 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Ashley Masvosva thanks Ashley
A lick
Im happy Jonas Kasamba is back. Kuti Jonasi ndiko kuti MBERIKWAZVOKAAAAAAAA
Elton Muropa one of the best ever backing vocalists. but jive hatina tinongozunza
Nowereeeeee
Pa Chitungwiza is the King , pa Zim is the King chero ku DR Congo pa Kamalondo jive Centre he is the King simple the Best pa Sungura . Rovai maoko.
Guys i live in DENMARK I dont understand shona but ngoma ihombe iro
Maratidza kut zvichimo Baba Shero hazvisat zvapera
Noweeeeroooooo
Elton Muropa usaita ma funnies, kikikikikikiki kutamba hakuzi kwako, though wava nemakore akawanda sei uchifamba nevakomana kutamba kwakaramba but unogona kuimba though. ndafara hangu.
Kkkkkkk veduwe munhu haapiwe zvose
Macheso power
majusie na Kariba .vanondigonera pa jaive .apa
Has iyi kana ndiyo new yacho has yakadhakwa, hapana hapana!!!
Tamirira taneta baba New album woyeeee
This Time Noel akashandiswa kutsividza kutiza kwaakamboita kwekuenda nextra zvachose
Noel Nyazanda... GENIUS...
Zvimwe tingataure hedu baba shero igugwa arikupike ungariķupe neyi apana rooovai ngoma baba shero
Macheso Alec unogona izvi zvakanaka izvi ini ndazvifarira.
What a masssege rambayi makadaro baba Sherro
Ndanzwa album remurume uyu nhasi Uummm panotyoka vanhu gore rino
cheso power uuuuummm sando tomupa uuuuummm mwari kudzwai chokwadi
The giant 💪
haaaa imi gyz i cnt wait , baba shero yu lead others follw
Noweeeeeeeerooooo iweerrrrr
praise and worship
ndimi mega mune rudo rwekusungungura pakasungwa haaaaa kudzwai
Baba sharo havasi soft kunge drink chakanyanya ichii
Nowel iband rese inzwai lead yeRhumba in a Zimbabwean style.
Apaa Panofiwa ...Album racho ratononoka kubuda
It seems lyk dzinosvika kure wl b full with fire
Macheso haasi soft kunge gonye
Ndimi chete muneRudo Yave. 🔱🔱🎸🎸🎸🎸🎸
Backing vocals ndeekumama aiwa kkkk
ndinoti mwari dai vakuwedzerai maizuwa panyika mufadze vanhu baba shero
Elton anondinakidza nekusagona kutamba kwake
Taura hako
kkkkkk madhanzi dondo iwayo anondikiller chero neniwo
eLTON AKAOMA MUTEZO CHAIKO.
livre show ya baba Sherwood ipswa kudzuvai hás yakapenga.
"macheso reunites with ex band members" is now missing?
sakak Jonasi kasamba chake kushevedzera chete anenge akangomira haaimbe
Hanzi vafana vanotsva zvigunwe gore rino
Ako kamuface karefu kakutoita saiko kamukuru keband..discord chete,let Elton do the backing vocals
Uyu macheso munhu mukuru pangoma
macheso alll the way
Mfana uyo anotamba MaJucy hokoyo naye
ane blck tshirt isimbi chaiyo maihwee kani
talented team I love you guys
Elton kusagona kutamba here or kuzvida hake kkkķ
Macheso power for lyfe
Ummm tofa ngengoma gore rino. Chipazhamwongo...
Macheso unogona bt pama backing vocalists ungoei na Elton chete uyo mfana aramba basa uyo
chesology
Tinom*m* nengoma gore rino, magitare awo kupfekana unonzwa kuti asante sana😏
Vamwe vana venyu takarambana navo can same1 finish for me handisi kunzwisisa
Takapesana narwo rudo rwenyu rwamakati ruve nesu, tigogara zvitsvene.
Wire inotaura zvemene
ontodo monteish!!!!
ndinofarira matambiro ake iwawo kkkkkk
Kudzwai baba
Hapana anenharo mudhara uyu
Noel aivepi asati auya kwabaSharoe
admit t Nhidza zvinonzi akamboridza kwaZhakata
Airizda ka ngvenha brother
Stage yakawandisa vanhu
Ashly ndiwe uneyese
Zvadhaka izvi
cheso power!!!!
Ndiani anoti Nyoo
Ndiyo new album here iyi
haaa ba sharo waya munorova mhani
Achiripo ,Cheso power
Nice
Kariba anotamba mhani
kariba wacho ndeupi lol
ane black t shirt next naMeki
@@patiencekabungaidze4160 yaaa anotamba hake
Baba Sharo
Ba Sharoooo
Alick
#tag macheso
Jonas ngaato backer hake
I prefer Majuzi to Kariba
The best on top of the rest
Ko Mijintu akazoenda nepiko he should have come back
Hayass magitare awo ma1
wire dzKabatwa gyz
cheso power
nice neh
Improvement is needed on the drums (bring back Obert Gomba) and paRythm guitar apo. The quality has gone down ever since Zakaria Zakaria left paRythm apo.
Rythym yakanaka iyo zaka Wei ipapa
Chakaip ich
Ummm mabacking vocals atweeter ummm voice rake hariite zvachose.l wish Rodgers Fatiya was around ndiye aigona mabacking vocals kwete zvaana tweeter izvo ummm.
Yekederoooooo Baba sharoooo. hiiiiiiiiii haaaaaaaaa hiiiiiiiii
Douglas Makumbe 😂😂😂
Douglas Makumbe kupi kwacho in Denmark

Ndanzwa album remurume uyu nhasi
Uummm panotyoka vanhu gore rino